And Chiwenga handna kumbonzwa achizviti prophet, He is an Apostle, Gospel preacher, Plus masango na zigo pfungwa dzenyu dzakatongofanana, Naana madungwe ikoko,naana Freddy Nevamwe
Vanorarira Mwari Amen!! These are my people with life, I like his charisma these are the people of God they do their things you will never hear Murandawamwari Masango wasting his precious time kunyomba vamwe saTalent.
according to masango pane prophecy here yamagaya or makandiwa yakamboitwao . i remember makandiwa giving fake prophecy on zim presidency during mugabe error akanyepera nyika
Chiwenga haasi muporofita mudzidzi weshoko ramwari, iwe masango uri n'anga unobira vanhu mari same class nana makandiwa, hakuna munhu wamwari anoita zvaunoita nxaaaaa, tibvire kumhepo
Imagine n'anga or satan achikuudza kuti nhingi haasi munhu waMwari asi nhingi munhu waMwari kkkkkkk shame it's like being endorsed by the devil shame .
Munoporofita chii imi? Vanhu vanoporofita zvechokwadi, we do not know their names. Crew rese iri mabusiness men. Stop wasting our time!! Life is too short.
And Chiwenga handna kumbonzwa achizviti prophet,
He is an Apostle,
Gospel preacher,
Plus masango na zigo pfungwa dzenyu dzakatongofanana,
Naana madungwe ikoko,naana Freddy
Nevamwe
Kkkkk unopenga iwe mhata yembwa.paanoti chiporofita chandakaita 2015 anenge achirota hre Chiwenga
@@williamkaliyati5642 but anozviti prophet here,.
So iwewe pane vana vanotokuti baba,uchibvuma kupusiswa naana Freddy achit miracle cooking oil ,
Uchibvuma kunzi tenga chidhina ,chinezodzo,
Uchibvuma kuti Mwazha baambo vako ndivo vanopinza vanhu denga,
Uriduzvi kana uchitenda madhokonono akadaro,unofanirwa kufushirwa urimupenyu
@@WellieThato handitendi kumunhu wenyama ndinonamata Mwari kwete ngana wanzwa .who is the true gospel?and you are fools unoti kumunhu rume amai muringochani dzevanhu
@@williamkaliyati5642
Let's ague ne bible not panyama
Chiwengwa haana chaanoparidza anocriticiser only Jesu aiteacher no wonder y akanzi the great teacher
Apostle chiwenga vanowana mafollowers because of true gospel
True gospel rekutuka vamwe
Gospel hapana. Sei vachinzi Amai?
😂😂😂😂😂 haaa iwewo futi wabva wataurawo pane mubvunzo wandiri kushaya mhunduro nawo @@AndrewsPbc
akariti i True ndiyani its true according to yr defination of Tru Gospel wangu
@@AndrewsPbc mkoma ndokumbirawo kubvunza kti zvorevei kti Madzibaba?
Chiwenga is a gospel preacher kwete nanga iyo masango .mvura ne oil hazvisangane
Masango can't help the whole country guys, uye he can't call people , people must contact him
On chiwenga issue, i think chiwenga is the best preacher he speaks the truth.
Kkkkkk. True. Chiwenga haasi muporofita true
Vanorarira Mwari Amen!! These are my people with life, I like his charisma these are the people of God they do their things you will never hear Murandawamwari Masango wasting his precious time kunyomba vamwe saTalent.
Aaaaa iwe Masango hauporofite chinhu iwewe,
Zvenyu zvekupa vanhu mari,kuti vaite kunge varikuhurirwa ,iwewe kana wakamwana mumusoro,Kana ukawana mkadzi wako nechikomba mungasengana kuenda ku studio mese muri 3,
Musatipusisa guys,zvenyu zvekudzungaidza vanhu hypnositical,
Muchaiona nyaya yacho kumagumo,
Sparks good question,ngaabatsire mwana uyo ka handit anobatsira
Chiwenga kana akataura chiporofita haabire vanhu.iwewe masango unobira vanhu nechiporofita chenhema saka uri chinyawo
Guys mungataura muri pasi pemvura mugo taura muri mudenga asi chiwenga ano paridza shoko.masango iwewe uri chinyawo kubira vanhu mari.
Uuummm madango magaya muporofita here. Kana magaya arimuporofita saka imi murin'anga
Cant stop laughing the show was fire😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I love the way he says mkoma Zigo
Magaya na makandiwa not prophets
😢Masango munhu waMwari
Wakagereswa namadzibaba here Zigo
chiwenga haaite zvemabhidhiri
Chiwenga haaoni chinhu
Zvakazarurwa 19:10 (SHO)
Ipapo ndakawira pasi pamberi petsoka dzake, kuti ndimunamate. Akati kwandiri: Rega kudaro, nokuti ndiri muranda pamwe chete newe nehama dzako dzinobata kupupura kwaJesu; namata Mwari, nokuti kupupura kwaJesu ndiwo mweya wokuporofita.
imi muri n'anga hanty. becz kti madzibaba toona serespect chete ...vanokuzivai vanoti hamuna mweya wamwarii but mune wekufema chete boss
Masango ungori n'anga .zigo nerimwe zuva uchazvikanya kutaura nen'a ga iyi kurikuda mari
Masango ibvapo iwe siyana naChiwenga unenge utori weZanu iwe Chiwenga arikuvhura vanhu njere iwe unoda kuti vanhu varambe vachipusiswa iko kuti Masango sorry wangu utori musango wakarasika manje Apostle chiwenga havafe vakasiya kuudza vanhu chokwadi nekuda kwako mbavha yemunhu
One on one unoda ten thousand rand masango so
kkkkkkk isusu tinoporofita
Hona zvaita Zigo Pa 28:16 kkkkk
according to masango pane prophecy here yamagaya or makandiwa yakamboitwao . i remember makandiwa giving fake prophecy on zim presidency during mugabe error akanyepera nyika
Show yenyu yainakidza chose 😅😅😅😅😅😅❤...
hondo yatanga
Mukoma Zigo Nombolo
Zigo is a journalist
Angoro newekufema sa Madungwe
Hazvisi zvamwari zvako iwe i business ramoita
Unogwara iwe Màsango.Magaya muporofita wekupi? Iwe uri n'anga kwete muporofita
Chiwenga haasi muporofita mudzidzi weshoko ramwari, iwe masango uri n'anga unobira vanhu mari same class nana makandiwa, hakuna munhu wamwari anoita zvaunoita nxaaaaa, tibvire kumhepo
Ko mukafa ndiripakati pekutesta mondisiya ndakadhomoka? 😂😂😂
Imagine n'anga or satan achikuudza kuti nhingi haasi munhu waMwari asi nhingi munhu waMwari kkkkkkk shame it's like being endorsed by the devil shame .
Munoporofita chii imi? Vanhu vanoporofita zvechokwadi, we do not know their names. Crew rese iri mabusiness men. Stop wasting our time!! Life is too short.
Zogo ko dare broadcast ririkuitwa rini today kuti sparks vatiudze zvekwaProphet Jose kaa
Iwewe masango urin,anga yekuchechi ino bhadharisa mari zvirina kuenda kwasekuru kanengo vakabuda pachena kuti ndiri na,nga
Hapana vhangeri panamasangi
Tikusota baba Zigo😅
Akamboporofita kutiyi masango
Chiwenga ngadzidziswe anorwara uyo...
Hausiwe Uri kutorwara here?
@@BenjaminChiweshe-q7s iwewe ndiwe unotorwara zvako...
Central locking iyoyo tinayo😅😅😅😅
Masango
I think masango Ari right chiwenga haana chiporofita chero wakaipa mweya hana
Zvakazarurwa 19:10 (SHO)
Ipapo ndakawira pasi pamberi petsoka dzake, kuti ndimunamate. Akati kwandiri: Rega kudaro, nokuti ndiri muranda pamwe chete newe nehama dzako dzinobata kupupura kwaJesu; namata Mwari, nokuti kupupura kwaJesu ndiwo mweya wokuporofita.
Zigo mhoro
dai uri umwe wasiyana nemaporofita enyu aya enhema,
Ngozi yebenzi wakazodii nayo sparks
Zigo mike yako hachisi chimbo hr icho
MuZimbabwe makutoda Cup Clash yema prophets futi
Kkkkkk hanzi ma1 😅😅😅😅😅😅
Wakatsika chin'anga neuroyi
Journalist kkkkk. Une shungu.