MAI CHISAMBA SHOW EPISODE - NZWISISO PAMUSORO PEBARIKA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 26 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 12

  • @edissonzibwowa9334
    @edissonzibwowa9334 9 місяців тому +1

    Vese varikutaura vakabva mubarika ,Godo ndicho chitadzo kwete kuti Barika rakaipa ,Saka zvinoreva here kuti vamwe vakadzi vakatonzi havaroorwi ka nekuti vakadzi vakawanda kudarika varume

  • @priscillamuchabaiwa315
    @priscillamuchabaiwa315 Рік тому

    Barika rakagara ririko David Solomon jacob Abraham so many more

  • @DanielDaniel-qo2rr
    @DanielDaniel-qo2rr Рік тому +3

    Moslem uyo ndiye anoziva kukumucha bhaibheri kwete mapastor anongonjamuka

  • @priscillamuchabaiwa315
    @priscillamuchabaiwa315 Рік тому

    Chero ana sekuru vedu vaiparika

    • @mimmyspecial
      @mimmyspecial 8 місяців тому

      Saka munhu akakanganisa newewo wokanganisa nekuti ihama yako yakambozviitawo??

  • @DanielDaniel-qo2rr
    @DanielDaniel-qo2rr Рік тому +1

    Vakadzi vakawanda kudarika vanhurume vakadzi ivhu hariperi varume imbeu inopera saka varume roorai madzimai anodarika umwe pasi negodo imi mapastor musadzidzisa vanhu nhema nyaya dzenyu dzakazara dzokutora vakadzi vevamwe venyu

    • @lisagwishiri9375
      @lisagwishiri9375 Рік тому

      Munodaro nekuti varume vazhinji vakazara mumajeri

    • @CharityNdlovu-xm3bw
      @CharityNdlovu-xm3bw Рік тому

      Pane mukadzi akamboshaiwa murume here chero varivashoma 😂😂😂kunyepa uku

  • @bossalfredmakaki7930
    @bossalfredmakaki7930 Рік тому

    Ummm nyaya iyi yandibata zvkt mukoma wangu akurarama zvirwadza nokuda kwechipara ichi ndibatsireiwo plz

    • @edissonzibwowa9334
      @edissonzibwowa9334 9 місяців тому

      Jeso shumba yerudzi Rwa David ,solomon akava mambo ane hungwaru ari wepachipari wani

  • @SimbarasheMadondo-y1b
    @SimbarasheMadondo-y1b Рік тому

    Pasi nebarika coz mukadzi wechipiri hupombwe

  • @PriscaChimbo
    @PriscaChimbo Рік тому

    Ndafara chokwadi tose hatina kuzvarirwa kuroorwa kana kuroorana pasi nebarika