DOTITO: Murume Anozvidza Dare RaSabhuku Haauye Kana KuMisangano

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 вер 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

КОМЕНТАРІ • 11

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 3 години тому +3

    Saka vanhu vanomanikidzwa kuita mari here kana vasina havana. Hamuna kodzero yekuti ita mari ita mari ko ndoiwana kupi? Kwa magistrate hakubhadhariswe mari vaendesei ikoko. Munopenga maZANU hamunyare kuda kubiira vanhu.

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 2 години тому +1

    These traditional courts are there just to punish vanhu for their gains kwete kuyananisa vanhu. Muripo weyi apa? Vakadzi hapana chavanobuda nacho mumatare aya. Kumbunyikidzwa chete. Hapana kana munhu anga achida kuteerera Ambuya ava.

  • @bluevan11
    @bluevan11 2 години тому +1

    Kodzero dzaamai dzambunyikidziwa, vasiyeika vataure, manyara kunyadzisa sabhukuka

  • @RayMarume
    @RayMarume 3 години тому

    Handiyo nyaya iyi sabhuku avaka sabhuku sabhuku panezviri behind

  • @SailasCharlies
    @SailasCharlies 2 години тому

    Musadzvanyirira vnhu imi itirwai namnangagwa magaro enyu sbhuku namambo wacho

  • @shava-k5j
    @shava-k5j Годину тому

    masabhuku nemadzishe havazivi chinhu, udzvinyiriri chete, sa ED. mbwa dzevanhu

  • @BrightonJasi-f3g
    @BrightonJasi-f3g 2 години тому

    Tongai nyaya kwete munhu

  • @ArthurZiduche
    @ArthurZiduche Годину тому

    Nonsense Sabhuku munhu hamanikidzwe zvasingadi musangano wechinyi chacho, kuda kudya zvavarombo ngekureba, pamwe wakapfimba mai avo ukarambwa fokofu😢

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 4 години тому

    Iwe sabhuku une rudyire iwe hausvode here iwe

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 3 години тому

    Avo amai avo Dai iri huku inoda kupiswa muromo vakangwarangwanduka

  • @tobs7968
    @tobs7968 Годину тому

    Kanyika kekumama aka Ed anotengera zvimambo izvi mota achikona kuvakira vanhu ma.borehole chaiwo.Nonsense mhata dzenyu vanhu ve Zanu