Dai ndiri Zim munin'ina wemurume unoda kuita dzungu risina basa Doro raanotengerwa nemkoma ndiro rinomutuma kudhomoka ko kana mkoma akachiva mkadzi wake vakadzikerana do you mean kuti panganaka
Machinda amambo havana respect, kana vachiona kuti munhu haana clue, ne subject its pointless kuita disresepct answering a question with a question, just go straight to point pasina going emotional about it. Mambo ended up being emotional for no reason
Well done Chief Bushu musabvume kudhererwa vanhu ngavaremekedze madzimambo
Magona mambo, vakomana ava vange vachidheerera mambo
Well done Chief keep it up the good job
Chief Bushu & Nyamaropa no nonsense in disrupting culture & rights 😊🙏🏽🤗🙏🏽
I love this mambo he is humble and maintains his cool
Chief avo ndoda kuita mukadzi 😊 ndongovada soo
Welldone Mambo vanojairira vakomana ava
Akapusa uyoo akaenda akanoroorwa zvne bsa rei mwana wako hre hnzvdzi yako ikadzka kumurume inowanikwa fty musha wemadofo😂😂😂
Magonesa Mambo Gracious Bushu nana Changamire👏
harsh sentence,mukwasha zvaakabvisa zvakakwana , Mambo mabiridzira apo,we respect you saMambo asi tongai musina hasha ,,
Zimbabwe Haitengwi.Mashayamombe.Chivero Mutoko Budya.Makoni Nyati.Mbizi Tembo.Gwai Chuma chimene.Gumbi.Hungwe totambidza mate Hungwe.Chinobhururuka!Rakatya murove.Mosvitsa kuna chinove.👏🏾👏🏾👏🏾✊🏿🇿🇼.Mbuva venyika hakutongwi pasina chuma.Mambo haagadzwi pasi gwai!👏🏾👏🏾👏🏾
varume Ava vakadzungaira family yose kkkkk
Unoroora vana vako chero aenda roora vana. Haitiri vana maharazve
Roorera pavakagara naye pacho nevana vamakaita kwete kuda kudya zvemahara.
Vanhu vakungoda fuma udyire vaivepi kare kose kumbonowanikwa kumwe vorambwa votanga kuronda fuma yokwawakarambiwa zvorevei
Ndazvishayawo ini vanhu kukara
Saka y kutambira pfuma.yemwana ana mai vakabva pamba pako nxaaa
Magona Mambo vanhu ngavazive pavanogumira kana vachisvika mudare ra Mambo
Mafesi aya anotaura aya ummmmm Mambo vakuda kuita zvemangamanga apa but mafesi aya anotaura zvaanoziva
Jesu mandibairwa🙆♀️🙆♀️
Thanks chief mamugona
Mambo dai matoti abvise mombe pakudherera dare
Zvidhara hazvigone Kutonga izvi,mikosho yazvo
Amai avo vakangwara nhema mukadzi anoshingirira akuda kuroorwa kangani
Mambo amugoni kutonga munoda kuti munhu aroore munhu aku muurume umwe
Anofanirwa kuroora vana wake and mombe yehumai neya bba nemasungiro zvonobviswa chero mukadzi asisipo
Hapana pavatadza kutonga ko vana vakazvarwa avo panoitwasei
Kana pachingori nevana anotoroora vana vake taneta nevanhu vasingachengeti vana vanongoda kuzodya roora revana
Aifanirwa kuroora nguva yavaigara vese
Ihure Mai avo
Mai vacho ibenzi
Wangauchizorora rinhi mukadzi atova nemukwasha wakuzoti unozorora unopenga murume uyu
Mabrothers ayo inhundira mutsime
Mai ava inzenza mungasiya imba in 3months nekuti murume motonowanikwa kumwe monobvisirwa pfuma kangani nhy
Kumanura vana ndiko kutiiko
Mufesi anodherera uyu kana aidsvaaziva auya kuzodii nxaaa
Amai avo vakagona havo kutora mombe yehumai vaiitira mwana wavo hama dzemurume uyo hadzina order kudakuvhitingira mwana ivo amai avo vakabvisirwawo mombe yehumai here nemurume wavo zvavakatambira yavo
Baba vanerough avo havaudzike voti kushaya mukanwa kutadza kutsanangura nhau yavo variright panezvimwe asi kwavatangira nhau yavo vatadza kuita semunhu mukuru nxaa
amai avo vanonyepa
Ibenzi baba ava
Vanodheerera vakomana awo nxiii
Munhu ungagarira mbavha here
Chifi machinda enough sometimes anokurasisai mai avo havangambonororwa 3 months abva pamurume nooo
Musatanyoko,
Machinda amambo ari kutadza kunzwisisa
Tazooona kuri kubva hunzenza hwekwaBushu vakuru ava vanodzvinyirira pakutonga
Mukudzva nyirira munhu apa tongai mushe munhu anotiza musha onzi ngaarorwe zvekare
Haana kudzvanyirirwa vanhu avo varikutooneka kuti havagarikike navo,vakadii kumuteera
Tezvara: Mukuwasha haana kana chaakabvisa.
In the end: Mukuwasha akabvisa mombe 3.
Mambo mukutonga makarerekera 1side imi
Magona mambo
Big up Chigombe guys mahure anonetsa kuroora aya
Big up iripapi manje asi muri mabrothers
But mai avo inzenza
Uyu mambo anojairira haangambozviiti pamberi pangu . Mkadz anobvisirwa pfuma ka1 kwete kuita udyire . Mnh wkatiza pamba oenda kunoroodzwa kumwe haa Maya inn handibvume izvo
Uri wenyika ya Bushu ndozvaunomamira izvozvo
Urikurota coz hausiwe wasungiswa ukaramba unongotorerwa mnda kna property 😂
@@TanyaMuridzo uyu iz out of touch, kuita kunge anogara pasi pedombo. Chiketura handifunge kuti anochiziva. Hanzi Pamberi pangu😂😂😂
Hapana udyire apo vanotambura vana vavo vavakazvara ndivo varikuitirwa apo,munhu kana achishusha ngaasiwe
Dai ndiri Zim munin'ina wemurume unoda kuita dzungu risina basa Doro raanotengerwa nemkoma ndiro rinomutuma kudhomoka ko kana mkoma akachiva mkadzi wake vakadzikerana do you mean kuti panganaka
Chibanda ukuita basa
Shame nhasi mambo vatsamwa, his not like this
Varume avo vari Rude
Uuu nhasi first coment
VakarerwA nani vana
Murume uyu itsotsi
Magoona baba
Chigombe hauzviite panaNyamaropa nonsense dzako idzo uribenzi remurume
Mambo tongai mushe imimi
C d h
Machinda amambo havana respect, kana vachiona kuti munhu haana clue, ne subject its pointless kuita disresepct answering a question with a question, just go straight to point pasina going emotional about it. Mambo ended up being emotional for no reason
Uyu mambo unorwara uyu mnh haadyirwe pfuma ka2 . Inn kudare kwakadai handiuyiko
Rega ivo havatokudeo ikko asi ukasungiswa unotokuenda 😂
Munhu uyo haasi kuroorwa iye but zvinhu izvi zvirikuitirwa vana ukanzwisisa Shona hazvikunetsi
Vakakushevedza unouyako uchida usingade
Ingorega ko wadeedzwa here, gara wasiya kana kuona kwacho
𝐏𝐚𝐤𝐚𝐢𝐩𝐚 𝐢𝐧𝐲𝐚𝐲𝐚 𝐲𝐞𝐩𝐟𝐮𝐦𝐚