Pa back ground pane vanhu varikutaura zvekusvika pakukjanganisa kuti tinzwe leading vocalists, tashaiwa kuziva kuti mu church here kana kuti kukuza kwekubhora ndinotenda kuna sister vekutanga you sang very well dai pachizoita mvura wange wakuomerwa pahuro kusvika wagara pasi ndinotenda kuna baba vazopedzisa ku leader song magonesa kuimba vatambi weldone God bless you ndinotenda vabati ve Zcc vanhu kana kuzodavira havo
Hamheno kuti Mwari vari kuti kudii? Ngatidzokere Kuna Mwari uye tisakanganwa kuti takatadza kana kuti tiri vatadzi . Let's humble ourselves in front of God kuti tinzwirwe tsitsi

Ndafarira music good
Heyo ngoma ..church yangu ndoida mhani
Mandadzaka ndokumusha🔥🔥🔥🔥
Nice l like my church very much
Ámen
Nice
I like the music woooo
Umm
That's great dance
Musvohwani anoimba uyu❤
Kutamba uku zvichiri zvechurch hre
Kwedu kumusha kuharurwa
Hamheno kuti Mwari vari kuti kudii? Ngatidzokere Kuna Mwari uye tisakanganwa kuti takatadza kana kuti tiri vatadzi . Let's humble ourselves in front of God kuti tinzwirwe tsitsi
Wow like this
Amen
😂😂😂 komongoimba sevelwamutendiwo futi 😂😂😂😂 zvinhu zvacho
Ko haisi yekwamutendi here🤷♀️
Zvidhinha hanziiiko
#pamberi neruvako
What kind of dancing is this 😢
Ma dance uuum haachaiti mu chrch😂