What do you think about mai tt daughter Fifi X Herman new song? (2021)
Вставка
- Опубліковано 20 жов 2024
- #maittlatestsongs #maittlatest #hermanlife #fifi #hermansongs #herman2021 #hermanlatest #fififtherman #rokiftkofiolemido
What do you think about mai tt daughter Fifi X Herman new song? (2021)
Tichida kutaura chokwadi Fifi anokwanisa kuvengerwa mai vake but kugona vagona havo vana ava asina Jealous tomuona nekusiya like apa haa song iyi chigwadzo
Kkkkk mai vake vakaitei
Taura hako vanhu vakushandisa ruvengo rwamai pamwana .vakagona nice song
Ndokugonesa kuimba. Waroyi havashaike pakadai
@@swemarichardmakonope1532 True wakaginesa kani. Wanoti haana kugona igodo ruvengo.
Excellent Fifi and Herman song iyi munate iyi godo Pasi Vana vanogona Ava.
Haaa ukanzwa munhu anoti Fifi haagoni kungori kurwadziwa namai vake chete guys, athayz as a beginner agonesa Fifi uyo and thanks to Herman akatungamira into the Industry he's now inspiring other youngsters.
Taura hako
Fifi&Herman munogona keep up the fire 🔥 burning ndawona maenda kure munogona
Good song, keep it up Fifi and Herman🔥🔥🔥
Yahhh anogona kungoti she's stil new mu industry.....kip going girl.....
🎉 this song is so Lovely I'd like to hear the final one
Wow you have a lovely voice Fifi. Nice song . Love 💞😍 you two
Fifi anogona asi kuzvida kwakati nyanyei Dzora pride bby girl
Fifi and Herman nice music keep it up 💯
Keep on trying Fifi and Herman don't give up hantyka
Aiwa chirikubvira
The combination its good keep it up🔥🔥💖
great song fifi naHerman
Keep on going vanin'ina tinosvika chete 🔥🔥🔥
Inotoita 🔥🔥song iyi 🔥🔥keep it up❤️❤️more love to you
Good one wangu
Nice song👌👌👌👌👌
Aiwa anogona asi kungot munhu achiri kutanga chete .. Ngazviende mberi Fifi
This is something else guys hats off for this two this ii international 💯
Yakutononoka kubuda song yacho🔥🔥🔥
In luv with this kp it up rambai makasvaya ipapo
they are very talented 🔥🔥🔥
Keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Wow fifi nice voice stick to nice work with herman💖💖
Keep it up
They a doing grt job ngavarambr vachishingirira zvinoita
Fifi you are excellent gal keep the fire burning
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chakaipa 💥💥💥💥💥💥💥💥
What a good combination keep it up
ua-cam.com/video/XQgELCulWQA/v-deo.html
yaaaaa Fifi anogna bt haasat ajaira chte but akaramba achiimba zvoita
Keep it up Fifi and Herman
haaaa the song inenge yakadziya
haaa herman unoimba vakomana
Wow
keep it up varikugona vana
That's Fifield first attempt. I think she'll be better after a few songs. She shouldn't give up. Vana Jah P vakabva kure. And again Shona is a very good language. Tozoita chirungu when thingz are flowing
ua-cam.com/video/XQgELCulWQA/v-deo.html
This is absolutely gud keep it up grlz
I like vana vakagona jealous down Fifi anogona
Nice Fifi keep it up ❣❣
fifi l love. ist. Good
❤❤❤❤❤
Vakagona vana Fifi munhu ari too reserved chete but bhoo zvekt
Haaa vanogona wafana awa fifie anogona semunhu achikutangawo so haa anogona mwana uyu
Talented Herman 🔥🔥🔥🔥🔥
Talented Fifi and Herman 🔥🔥🔥🔥🔥💯%
Well done girl and boy
fifi is a champian musa dherere
Wow nice
the song is nice👊 sando dzavo
Amazing
Mad for each other
The made itfire fire
Yhaa bhoo
Kamwana kangu katakurara I know kuti this tym anodai arara so keep it fire young Zim artist talent irimo muvadiki umu but most people ruchiva ku talent yemwana weumwe vaneinotenga yakati wande kune vanoda kusimudzirwa ma talent sumudzirai vana kukudza nyika yedu nekuti mari vana Ava ndoyavanoda not mbiri isina mari zita Mike Muzenda Facebook Jah one Mike
❤❤❤❤❤❤❤
Nice song hey
How old is fifi
Fifi and Herman u're the best kkkkk ummmm haaaa izv hazvpere mushe
Afanobatira Herman ! chakanyanya
Well done
Inokunda hayo patati patata
😂😂😂😂😂haikona kuzodero vamwe soo.but pa srs chaipo lets not force our kids to what we like or do if you're a musician doesn't mean your child too
thats true shz wataura chokwadi apo dai ndiri padhuze ndakutengra 1 cool drink
@@leonardtarambwa7699 kkkkkkkkkkkkkkkk isa pa Ewallet 🤑
kkkkkkkk ok
@@ceciliamujuru5484 You're very right wena...Many parents do that mistake and mislead vana.
She's good
Vanogona kutokunda chimwe chi song chandipedzera data ranga ed #1 roki azourairwa carrier naka java ndochii ichocho
Anogona
ko inobuda riini
Vakagona Mwari ngavarambe vachiratidza makomborero avoo inonakidza song iyi
Ummm buddie gys let us give them their blessings hoyooo
Haaa vakagona Vana ava
Vana vari kugona chaizvo ,ngavaite zvekuimba chete kwete kuzofarisa
Fifi needs more practice pliz hatirwadiwenaye isu muka daro makukanganisa she has to practice inorder to become gud . Plus Herma akudzikisira level rake pakuimba zvekushaya
BUH DJ SPARKS FOR ME I THINK HERMAN IS NOT TALENTED AS YOUNG SG MUSIC IF YOU DON'T TRUST ME HIT YOUNG SG MUSIC AND COMMENT THIS SONG CALLED DEAR MOM
Ini ndafarira anku part yakaimbwa naHerman..
Vanogona vese vanaawa
Wow love Fifi's voice n she de at all
Nice titi keep it up
Now you're in the game fifi keep going stick to Herman's vocals hanty
Chakaipa.....yakanyanya
Anogona Wani mwana uyu vanhu kungosvora hako mnhu akutanga
Kanoda zvinhu kamufana ako ziso rake in every girl kkkk kanoda rumamiso kasati kakura
Vese vanogona vari kuti Fifi forcing talent vanenge vane ma personal na mai vake chete otherwise vana vakagona ndochokwadi
Bhoo
Ini ndovasapota vakagona vana ava
Fif is a good singer as herman but fif needs more practice k i u
Mahwambi murambi
song yakadziya
Song bho but ngavamboita zvechikoro
Chikoro vozodii votengesa musika. Siya Waite zvese hapana amiswa chikoro apo. You see most of kids who act or go on America got talent they go to schools. They can't wait to be 20 years and start singing. It's like those wari muma Olympics wanotanga wari young and some wanotangira kuchikoro. Harman and Fifi follow your 💖💓 the life is yours. Don't be controlled by strangers. Magona vana
Manake apa pakanynya
Manake
I thought she was drownin. Not impressed...
Kakanyanya ummm ndakafarira ini
Simplex chibaba
Vanogona
She is a cute kid, but singing is not for her. But it's great to try a lot of hobbies when you are young.
yooooo kkk
The honest comment here @Nyasha Kapurura. She needs coaching on vocals and cords
Hamunyare
@@ashieashie8652 hazvirambidzwe, ndiwo maonero angu, iwe uneako. That's why there is different tastes. Don't be a dictator for what you like.
Yeah I like e way u play with truth 😂😂😂
to be honest frrr its terrible horrible and damn bad, why if fifis voice like talking angela but herman good its not a real match. She should learn to sing with her real voice tho no offence
cute kid ,,,,,singing not really..
Madest
Fifi is not a good vocalist forcing talent
Chichanyengwa na Herman😂🤣🤣
Agona Fifi vanhu vanegodo
Wow
Anogona
Anogona