Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Rurimi runosiyana
Ita fast uchiita slow usingabvarure hembe dzanguu🤣🤣🤣🤣
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Mukunwa mutirivhoni 😂😂😂😂 ende wakakufitai mutirivhoni
Bt vakadz. Musadaro so murume kuita dzungairwa kudaro
Mine is not playing well from around 8mins 30sec
Time to laugh wth our legend
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣fast neslow ndizvozvo mhamha.pidigu dhiiii mandifungisa street theater
Ndavepo hangu
😂😂😂😂😂yeah anga akaiswa musagi kkkk ukuchemei varohwa here hapana
The end was so funny
Kkkkkk kumwe kudyisa mwana waamwene so.hanzi ukunwa mutirivhoni,fodya,kuenda kubhawa ndosaka zvichinzi kushusha mukadzi kunokuparira apa chiona wadyiswa manje
Ndozvo baba ngaaa dzimba dzinonetsa
So kudyisira munhu kuti unwe doro,kuputa fodya ,kurova murume, nekuenda kubhawa 🙁,hanzi yapindira black bhutsu kkkkk
The videos messed up and shaking @11 or is it my phone service
ua-cam.com/video/tZimfz-Bmbk/v-deo.html
Love kana yakudai yakurwadza
Disc renyu rine ma scraatch
kkkkkk maperero acho manje black boots yapindira pakaipa
Mushonga westress kapfupaodo
Hahaha ma1
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mutirivhoni
Hezvo hanzi yapindira black bhutsu.kindagoriya yatanga
Yaramba kuplayer kumberi kafupi anondipedza hancu doro iro rinonzii zita racho ndaritadza ini
nice one
vanhu havafaniri kuroorana nekuti zvinozoitika zvacho nudzimba zvacho unofunga kuti vanhu vakambodanana here
Not playing well from around 8mins 30sec
hahahaha kapfupi soo sameorder matsikiro ema brake apo hahah nice comedy but kumberi video ahisi kuita booo ahisi ku player
Nash disc racho ma scratch
Mascratch finish apo makabika zvinonakidza
Kapfupi wakazopinda muchuni
Nash TV what exactly are you bringing on the table on this production? 🤔
Kkkkkkk
Haaa guys mascrach auraya basa.apa zvichitapira
Nash TV subbotage
Zvakaoma
Someone help this Kapfupi guy. Zvainakidza kare
The industry benefited from their ideas and production ikavasvipa vasina retirement package ... A man still has to provide for the family
🤣🤣🤣🤣🤣🤣💜