I love this couple,vanodanana.Dai tazoonawo muchato wavo pano.@Tinashe please follow up nyaya iyi,vana ava vakakunda hondo iyi,we need to support them on their wedding day 🎉❤
@@ethelsawadye4023 asi uri munhu wekumhuri yaana dic kkkkk mai vanehutsinye avo. thats why vakarohwa. She abused mercy and response yamercy shows kuti aka abuswa. Mental and psychological abuse.
Mai mercy is exactly like my mother in law and Dickson exactly my husband 😭😭 I’ve gone through the same and still enduring the same even now 😭😭😭…at least the world heard her and things were eventually solved for her ❤️ I hope one day God will come through for me aswell
Dai iye dicky atoitwawo ma test pamwe anogona kutosunungukawo akatozoenda kogara nemukadzi wake kumba kwababa vake chaivo😂😂😂. Vana chihera vakangwaraka ava
Same with me i have 2 sons only no daughter.ana makoti ndovachatova my daughters.i praying kuwana ana makoti vakanaka i also want to be a good mother in law.
But he lacks security honestly speaking. He knows these issues can cause frictions, so he should know to have three security at all times, and offer water to his people attending to the show.
Mercy kumbira ruregerero kuna mai va Dic ndavamwene gogo vemwana wako Humble yourself my dear vakumbire ruregerero. Pfunda mvura I see like you love each other.
@shingiraitrevormboto2105 wish to tag my sis.ndandichitovaudza izvozvo kuti vamwene havarohwe kunyangwe zvadii.chokwadi zvachabuda ndokuvanyadzisa kukuru
What I think to you my brother Dickson... Stay out from your parents home... Begin your era... Your marriage was a blessing.. Try to mend it.. Plz don't let your mom interfere 😢
Best option is for Mercy to self-report to the headman/ mambo, and offer apology and muripo to Chihera for that pile-driver. That way, the in-laws may accept her as a muroora
Mercy is intelligent,but mukomana is just now considering side rake chete it's not like Mercy have to force Amai vemukomana, yes akatadza but Amai vemukomana ndi decision maker havo muhupenyu hwemwana wavo if the guys achida Mercy vainokumbira ruregerero vese kuratidza chinhu 1 kumuda or kusamuda ndiye anodiwa nemwana wavo .not Kuti Enda unokumbira ruregerero ayehwa haa No
Haaa mbuya iyii kaaa dick uripama 1 hooo ukavatevedzera mai vko zvavanoda izvoo hauna kwaunombosvika kana kuzorora haungazorora coz mai vko avo vanezviwindi zvakagochewa apa
Asi ndirini Mercy handaimboda kudzokera kumba kwana Dickson.. amai vaDickson vanoshungurudza ..Mercy u are beautiful and young unorooreka iwe ❤❤❤❤❤siyana nezvevanhu ava
Mercy pandaigara naye last year aitogara achionana na Dickson. Dickson aitouya kuharare osangana na Mercy mutown vototenga zvinhu zvemwana Anga akuda mukadzi wake but aitya Mai vake😊
Dear my future daughter in-law I don't wish this nonsense to happen to us pliz you very welcome in my hands❣️❣️my son ukaita zvisinabs ndokubinha waroora kudaro
Mercy ngaaripe zvinopera nyaya iyi inogadzirika ana Mambo nanaSekuru vanogadzirisa Mercy must be humble chete mumadzinza variko vakadzipara vatinoziva vatone vazukuru varimo mumusha kana panhamo ariko wani makuhwa ekunzi avo vakamborova vamwene ndizvo zviriko manje
We need Dickson and Mercy on social media ,we want to follow them please
nice story lets support
Mercy parents are a lovely couple❤
I love this couple,vanodanana.Dai tazoonawo muchato wavo pano.@Tinashe please follow up nyaya iyi,vana ava vakakunda hondo iyi,we need to support them on their wedding day 🎉❤
Mercy is an intelligent woman , keep it up dear and be humble.Toda muchato , will fund you isu ma diasporians
Mercy haana mhosva atori munhuwo ane moyo musatambe nekutizira murume wacho obviswa pamba uku iwe uine mimba futi ,mimba moiziva here ikada zvayo kunetsa apa munhu aifanira kubatsira wachona ahwandiswa,mai Dickson vakatadza ipapo
Mercy anenge munhu atori boe BT mabatirwo aaiiitwa ndoanomupa hasha
Hant anga arohwa na atezvara..maybe they should choose other means of solving issues than violence 😂
@@MaiHazel yaa l think ndizvo zvimwe zvakanyonyoita kuti avamake amwene avo vakamushungurudza zvakanyanya pakutaura mashoko chaiwo vaiita kubairira kunge zvipikiri,havasefe mashoko mai avo maonero andakavaita
Zimbuya rakashata moyo iro
Mimba hainetse. Chinonetsa munhu.
Mimba ndiyo yakarova munhu here?
Kudheerera uko!
Asi Chihera adzidza Mercy akadzoka pamusha chihera achaita munhu kwaye anenge akuziva pekugumira
Thank you for this. Isu ma viewers tawanawo peace of mind kuti vanhu vedu vakasara zvakanaka
sekuru awo vanenge vanorohwa nemukadzi baba Dic 😊
Kwete vanenge,vanotorohwa ,kutotongwa chaiko
vakapfuhwirwa
@@EricaTobias-tw1wp vatorohwa vasati vauya pa camera vakanyimwa chikafu vachinzi mukangoguta mune makutonjamuka😂😂
Vakadyiswa
Zviri pachena vanorohwa sekuru avo vanotongwa nachihera.
I have a son ...i dont want to be like mai Dickson
Kana neniwo
Itaiwoka amukurungai vangu kkkkkk
Kana neniwo Ndine boys mwari ngavandibatsire
That's my prayer
kkkkkk
Mercy she’s black and beauty ❤️💕
Chi heavy black beauty
Not only that..and undiscilpined too.
@@shingiraitrevormboto2105😂😂😂😂
Awu that was lovely Dickson anoda mercy wake mhani❤❤❤
Can we donate ku new coup yedu iyi ❤❤❤❤😂😂😂mai Diki muri muroyi
Daidzorisa Zimbabwe yese inzwe
Kkkkkkkk
I love happy ending❤ zi tsvodo iri kubva kuna Dickson Nice NDA liker
Aww anoda mukadzi wake nhaimi ❤❤❤😢😢😢😢 asi mai Dickson hamunyare here siyai vana
Mercy ndiye benzi akadii kudzikama
Mwana zvakanga abuda ari waDickson.hasi munhu kwaye Mercy vakagarisana muchadzinzwa zvenyu kuti Dickson anenge asina rugare
Inga hanzi ngavaende havo vanogara kwavanoda.
@@ethelsawadye4023 asi uri munhu wekumhuri yaana dic kkkkk mai vanehutsinye avo. thats why vakarohwa. She abused mercy and response yamercy shows kuti aka abuswa. Mental and psychological abuse.
Mai Dickson vanoda kurohwa everyday na6:00😅
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😅😅
😂🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Ichooooo Dickson mushonga unodzikamisa Chihera kkkkkk the kiss was very necessary 😅😅😅😅
Mai Dicky vakawona kissing iyo vanofenda for real this time.
Yuwi, yuwi-i ko kuzenge vachasvuurana muromo ne kiss! 🤣🤣🤣🤣
@@charlesmoyo4826 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂🎉 kufenda in 2 seconds vobepura kikkkkk @@tungamirayi7656
Much love to you guys ❤murudo murudo munodanana imi but Dickson arikungotya Mai vake chte
Anotya Kuti vanozvisungirira
Haaa mukadzi anotyisa hunhu hwakaratidza paye atori dambudziko mangwana Dikie anomuka akarohwa naMercy 😂😂😂😂
@@ethelsawadye4023besides, mai ndimai. Kana vakaroya ndevangu.
Kuvanongedza chete zvatodhakwa.
Ndirini ndikarova mai vemudzimai mofunga kut pane zveukwasha zvinenge zvichabuda?
@ethelsawadye4023 ndomagamba Acho anofana kutorwa kuendeswa kuMozambique uko kunorwa Hondo kkkk but vanodanana zvavo vanhu ava kutaura chokwadi ngaangokumbira ruregerero hake Mercy vaContinue neimba yavo vachengete mwana varipamwe
Mercy is intelligent, her reasoning capacity is deep
Soo true 🤞🧬
True
She is intelligent indeed. Very smart.
Vanhu awa wanodanana zvikuru Mwari ngawapindire nyaya iyi imire zvakanaka
Mai mercy is exactly like my mother in law and Dickson exactly my husband 😭😭 I’ve gone through the same and still enduring the same even now 😭😭😭…at least the world heard her and things were eventually solved for her ❤️ I hope one day God will come through for me aswell
Panozvarwa umwe mwana chete apa,love is in the air.
These two love each other and they can easily wait soon dzimwe dzave hari yofanzira kuputsika they will be a happy couple
Love. Not marriage. Saka zvatii manje? Kkkkk
Mercy akanaka
Sterek
Chaizvo ❤ naturally beautiful
Runako rweganda zvarwo harunyanye kufadza.
Maningi
but pafair dickson mai vako itori handbreak yeupenyu hwako mukadzi uyo anokuda
Dickson achapara ngozi, moms vake vakaona video iyo yekiss vanomuka vakafa😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Haaaaa ngavafe havana kukwana zimbuya repakona 😂😂😂
😂😂
Kkkkk tsvodi manyama
Kkkkk
😂😂😂😂😂😂😂 ayaaas
Mai Dickson vanoshandisa mwana wavo chete vanomuita murume wavo🎉🎉🎉🎉🎉😅😅😅😅😅😅
Dai iye dicky atoitwawo ma test pamwe anogona kutosunungukawo akatozoenda kogara nemukadzi wake kumba kwababa vake chaivo😂😂😂. Vana chihera vakangwaraka ava
Takangwara asi takazenge takunyebera kufenda
Melissa Melissa bota
@@spiwezirare8167 😂😂😂😂 izvo zvosvodesa Kani chihera kuradzikwa pahome
Dickson akafanana nababa vake ivavo varipo
Kkkkkkk watakura chokwadi
Havana kumbofenda, nyadzi dzinokunda rufu
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Chihera muka kani😅
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndaona paita second born soon soon
Maybe atovepo Dickson Bota arikutovera kuenda second born soon
😂😂😂😂why not
I noticed that from the first day rema results
Haurevi nhema. Dickson's dick is already dicking for a second born.
Dai akauya àri màtwins futi
Mwari ndokumbirawo kuzoitawo vamwene vanowirirana nevaroora vangu ndisingaputse kana kuda kuparadza zvavakwa nevana vangu 🙏🙏
Amen
❤🙏
Kana zvirikubva Pasi pemoyo wenyu muchirevesa munogamuchidzwa amai
Mercy my sazita well done nemibvunzo yako. Dickson anokuda .Chienda kunokumbira ruregerero kuna Chihera vacho but vakuziva kuti varoora havabatwe rough.
Iyo imba haina kwainoenda. Chero vakatorana mkomana uyo achada kuenda kunamai vake. Anogona kuzorambwa ane vana kana vatatu. Madzimwene anonetsa asi munhu akabva kuvanhu anonyarara . Vamwene vanoguma vanyarara. Simuka tienzane haimise imba.
Juru ndiani risingarwadziwe people should not abuse zvinzvimbo zvavo ,,imba iyi inotomira aslong vari 2 vachiwirirana@@greaterchinyowa6060
Taurai zvenyu anogona kutambisirwa time coz hunhu chaihwo akataridza kt ahana chero ukaitwa sei ndivamwene vakangofanana namai vako pane paunotomboona kt ndaitwa zvisizvo asi unongoziva kt inguva zvodarika@@greaterchinyowa6060
Kana vachidanana hazvimborina problem izvo.Takavaona mamonster in law😂Dananai imi
M@@mnn440musafurire vanhu imi. Hakuna vanhu vanorarama vari two chete pasina dximwe hama.
Whaal what a beautiful ending, thanks Tinashe
Baba na mai Mercy mmmm munoguta shuwa motaridzika zvokwadi n munehunhu👏
Humwe huroyi hozoda kuratidzira here Chihera, iiih mai iyi inonyadzisa.. Mercy akatodza mai vake nderimwewo bhiza iro 😂😂😂
😂😂😂😂😂bhiza😂
😂😂😂😂😂😂
Ahunyepi dai vaivepo paifiwa😊
Iam a mother of one boy iam wishing to be a good mother to the daughter in law, to take her as my own
Hauvazive varoora ma 2k havafadzike
Same with me i have 2 sons only no daughter.ana makoti ndovachatova my daughters.i praying kuwana ana makoti vakanaka i also want to be a good mother in law.
@hazelz😂😂😂😂😂😂wanezwane-gc3hz
But don't be the same like Dickson's mother
@ kkkkk handisi type iyoyo
I wish kut Mercy adzokedzane nemurume wake vavake musha wavo uenderere mberi zvakanak, Mr Mugabe rambai makadar nebsa ravari kuita
Sure neni wo I wish mercy nemurume vadzokerena
I suggest that mr Mugabe counsel mai Dickson vadzore moyo vana vagarisane
Hazvide vamugabe izvi. Zvaakuda vanhu vakuru chaivo .
Havadzoreke vaya
Team Mercy🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
Those who want to donate for Dickson and Mercy let's gather here 🎉🎉
Mr Tinashe mukubata basa guru, thumbs up to you
But he lacks security honestly speaking. He knows these issues can cause frictions, so he should know to have three security at all times, and offer water to his people attending to the show.
Mercy kumbira ruregerero kuna mai va Dic ndavamwene gogo vemwana wako
Humble yourself my dear vakumbire ruregerero. Pfunda mvura I see like you love each other.
I wish u were my blood relative. Unoziva zvinovaka. God bless u.
@shingiraitrevormboto2105 wish to tag my sis.ndandichitovaudza izvozvo kuti vamwene havarohwe kunyangwe zvadii.chokwadi zvachabuda ndokuvanyadzisa kukuru
@PriscaPhiri-tu6sc chete zvako iwe! Wotovada zvekudaro. Kuvapfekedza nyadzi zvako zvichitoita.
Manje iyo imoperera kuma perna chaiko.
Vekwa mai vakati saka mamakarngana kurova mwana wedu nhai!!
Haipere mushe iyo.
Pakabatwa tsvuku inenge ropa apo.
Ndotoshamisika nevari kupembera kut dzakakwana here vanhu ava?
Coz kana vakadanana zvinengei, kana zvisina hama mukati kukwidzana ndege yemashanga chete ukoo!!
Mai ava vanenge vagara vanga vasingadi mercy rubhabhatidzo rwakazoitwa harwo naMercy ASI Mai ava vàgara muroora havamudi
Thank you so much Tinashe Mugabe foundation for such great works... Keep up the good team ❤❤❤❤... Lots of love ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
When I grow up I don't want to be like mai Dicki
Kkkkk unorohwa nemwana wangu Mercy
😅
I always say this
Dzevaviri vanozivana vakashama hadzipindirwe uchazonyara mangwana vadzokerana wakunzi ndiwe muroyi
Dhiki and mercy are matched couples may the lord bless their marriage
What I think to you my brother Dickson... Stay out from your parents home... Begin your era... Your marriage was a blessing.. Try to mend it.. Plz don't let your mom interfere 😢
Hakuna life yakadaro. Musanyepere munhu imi. Rather, lets encourage them to amend and find each other vanhu vofambidzana.
Simple.
True that
Type idzo hadzibvumidze mwana kubva pamba
@@shingiraitrevormboto2105ava hakuna murora anogarapo
Dzevaviri hadzipindirwi mangwana unozonyara vawe vese ❤❤❤❤.
Ambuya ava varikuramba vari kumberi kwenyaya yevana ndizvo zvakasimudza Mercy izvozvo ,vari ku Booker imwe Match
Mercy akazvinyudza uyo. Nhasi aakutsvara tsvara kutsvaka mwena mumba maamwne vaakarova.
Wakazvidhakisa mwanasikana. Chimanje manje chakunyudza.
Sorry.
Tsvaka umwe murume.
Simple.
😂😂😂
Hapana apa vagara vaisamuda nakudhara vakanzwa bata vakarohwa vapfidze kupindira nyaya dzevanhu vanobvisana mabhurugwa dai vasina kuitenga vasina kurohwa@@shingiraitrevormboto2105
@@shingiraitrevormboto2105manje murume Ari mulove yakaibva
Mai Dickison ngavasapindire munyaya dzevana dzekudanana kwavo..mercy enda unokumbira ruregerero mugarisane na hubby wako munodanana imi vanhu 2 ❤
Mai Dick tambira muroora mukawoma moyo muchavigirwa shasha kupfuwura Mercy.
Shasha yekudii manje?
@@shingiraitrevormboto2105yekumamisa munhu
Dick vachoo haazivi zvavanoda iyeuya apa mai vake vacho varikuti hazviite kut agare newe chero mukabva pano hee vkoma vangu havasi kufara Saka uchaitasei vamwene haavarohwe mercy vangu hongu akatadza chose asi vamwene ngavachidzorawo moyo kana tabvuma mhosva but why varikuramba vakadunga moyo vanonga vanoroyawo mai vko dick vanokangamwa kut ndiwo vakatanga pamuromo nerimwe diwi ndinoti mkanzwa butter mai dick coz muri dofo
I blouse here rakapfekwa nababa Dickie😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂mari wona nguvai blouse
😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀
😂😂😂😂😂Imiwoye... Blouse re attire 😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ndaonawa colar yacho kk
Mai Dickson vai deserver kurohwa zvavo ngavasiye vana vagare vese nyaya dzevaviri hadzipindirwi ivo muroorawo kwavakarorwa .......Mercy danana sterek naDickson iyeye
Havana kuramba. Inga hanzi ngavaende vanogara kwavanoda zvavo vasiyane namai nemusha wavo.
Tione zvikabuda.
@shingiraitrevormboto2105 Haaa zvinotobuda nyaya dzevaviri hadzipindirwe mai vatori wrong 100% dai vari vamwe vachitovaka musha wevana not kuparadza
Ndiwo mashoko emuroyi manje iwayo
@PrimroseLovedTamanikwa Pafair hapana akamboda kuparadzaniswa nemunhu waanoda askana
Mercy close that chapter usiyane nemhuri iyo yakadhakwa.
You are beautiful unowana murume arinane.
That's true
Fight for your marriage Mercy hakuna chinotanga chakanaka inhoroondo dzese idzi
@@FaithChikweshe-u6stru
Ma single mother
Ko akawana anobva amupa chirwere?
Ndadzidza lesson nyaya dzevaviri hadzipindirwi aaaaa vanodanana vana ava
😂😂😂😂nefight dzose dziya dzemusi wemaresults
Taura hako
@@Chiheramaimuku3088Imagine
Runonzi rudo
Best option is for Mercy to self-report to the headman/ mambo, and offer apology and muripo to Chihera for that pile-driver. That way, the in-laws may accept her as a muroora
Exactly,, kwaHeadman havatombo swero teerera zvikutaurwa naMai Dickson
Haaaa kwaHeadman anobudiriraMercy.
Haaa vanhu vanodanana avo
Ko why gogo vari kungotaurawo zvekufa ko iwo vakatanga kufa ndiyani anoziwa ,
Mercy ane respect nemurume wake..
Kana Dickson vasingade kuti aite zvido zveke ,mai Dickson chiroorwai nemwana coz hamuzive chaakadira Mercy
Dic iveve sarudza chaunodya imba iyi haizi yamai vako kana hama ndeyenyu muri vaviri kana uchida munhu roora Mai vemwana vako uchamudemba mercy uyu kubanha dafi kuti yambutsa akakuramba mercy enda uchavana anokuda GOD bless you mercy
Zvakaoma hazvo akatadza Mercy unofanira kucontroler hasha dzako dear
Kujaidza vana Chihera uko 🤣
Akatadza chaizo
Vakagonekwa amwene vaye vakajaidzwa sterek
Mahure takutadzai @@GladysMakirimira
Apana kutadza apa iwe unopindira rudo revana pakai dai vakatovatyora ruoko chairo
Mercy is intelligent,but mukomana is just now considering side rake chete it's not like Mercy have to force Amai vemukomana, yes akatadza but Amai vemukomana ndi decision maker havo muhupenyu hwemwana wavo if the guys achida Mercy vainokumbira ruregerero vese kuratidza chinhu 1 kumuda or kusamuda ndiye anodiwa nemwana wavo .not Kuti Enda unokumbira ruregerero ayehwa haa No
Problem manje is mai vagara vavasingade mercy and now she is making life hard for dickson
Mai diki mumozvinyanya 😢😢😢 regai murohwe 😂😂😂😂 kudaro
Thanx muzukuru wangu dixon..ita semurume.....usateerere mhamha....❤ More love dzokeranai...
Mai Dickson havadzidzi, vanodei mumba yemwana?
Diki kiss iyo amai vano stroker 😂😂😂
Arikuda kuuraya chihera iye akambo fenda
Mai dickson kushata chiso ne moyo zvese
True vanenge vanoroya chete
Dickie wataura semurume apa mercy wakareswa zvawakaita
Mai Dicky vanotonga nedemo 🙌I’m sure chero Baba va Dicky avana voice
Hanzi na Mai va Mercy paitsva mbiti
Shava vakaoma moyo Shem. Hongu Mercy wronged you but sunungurai moyo kana akakumbira ruregerero
Mercy akadzirisa nyaya dzake vanhu vakutaura zvakanaka kwete Toshi dzavaitaura paya , mukanwa mavo ndimo makaita makavarovesa
😂😂😂😂
That's true
Mercy arikutamba nemagetsi
Yaaaa maperero acho atapira thank you Mr Mugabe asi mai Dik ngavasadaro shuwa havanyare here
Mwari ndokumbira kuva ne mwoyo wekuzoda muroora wangu kana mwana wangu aroora ndibate muroora wangu senge mwanasikana wangu🙏
Kana ini dia
Sure asi pamwe pacho muroora ndiye anotouya achivhiringa vamwene
Mr Tinashe Mugabe to the world ❤🎤bringing peace & stability to families
Gogo vangu vakarohwawo nemurora nenyaya yekutaurisa iyi and vakabva vadzikama towards her.kusvora mwana wevanhu akuna kunaka zvedi
Kana vakasiya zvakadaro havasati vatanga.
Chisi hachieri musi wacharimwa kana vachiziva chivanhu.
Haaa mbuya iyii kaaa dick uripama 1 hooo ukavatevedzera mai vko zvavanoda izvoo hauna kwaunombosvika kana kuzorora haungazorora coz mai vko avo vanezviwindi zvakagochewa apa
Tsvagayi kwenyu kokugara Mercy kumbira vamwene ruregerero. Respect. Vamwene chero. Vane pamuromo. Mai ndi amayi
Kana makawatarisa nekunzwa mashoko awo munoona vari munhu anoregerera here?Nyaya iyi haife yakapera vane moyo wakaoma awo.
Kuita chianwene chakadaro. Kusviba kunze nemukati. Dai akavagurunura meno ese zvawo. She gratefully deserved it.
@mandymutambirwa1290 ummmm 😂😂😂😂😂😂😂😅
@@mandymutambirwa1290brain dzakadaro sedzako idxi idisaster chairo.
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk😂😂😂😂@@mandymutambirwa1290
Love is very stubborn,let them marry each other,they just need counseling. Nyangwe mukavapesanisa vanongoramba vachirara vese,
Asi ndirini Mercy handaimboda kudzokera kumba kwana Dickson.. amai vaDickson vanoshungurudza ..Mercy u are beautiful and young unorooreka iwe ❤❤❤❤❤siyana nezvevanhu ava
ini andioni kutadza kwa mercy kana urimai miri samai kwete kupindiri nyaya dzevana ini ndakasangana nazvo zvakadai kna usina kusangana nazvo auzvigamuchiri
Mercy pandaigara naye last year aitogara achionana na Dickson. Dickson aitouya kuharare osangana na Mercy mutown vototenga zvinhu zvemwana
Anga akuda mukadzi wake but aitya Mai vake😊
Was she a good person.aripi ikozvino.
Mai Dickson face yavo inoenderana zvayo nezvavarikuita
Maivacho vatori muroyi mukuru avo Mercy bhoo munhu uyu
Haaitadza kureactor nemashoko avaitaura kunge vaiva vakaokera pavai rara vese @@TanatswaMakwavarara
Dear my future daughter in-law I don't wish this nonsense to happen to us pliz you very welcome in my hands❣️❣️my son ukaita zvisinabs ndokubinha waroora kudaro
Dickson kuroora kwake evn umwe mukadzi kuchanetsa nekuda kwaamai vake. Havatode muroora mai ava. Mercy akatadza kuzorova hasha dzakamukurira.
Yeah bt kurova haana hake akavasunda vakadonha kurohwa havana
@prayermswaasi kunenge kwava kutonzi kurovapa5681
Mai Dicky mune hutsinye sey kusakoshesa happiness yemwana
Mercy nadickson vanodanana zvavo pafair ngaoachenjere kuitwa mwana wechi2 apa
Ah Mercy siyana nezvekwachihera izvi unoitiswa
Kkk bad advice ngaaende andovapa zvavanoda then orarama private life nemurume wake izovaona ane vana vatatu😅😅
Chokwadi mai vemukomana vakaoma moyo vaviri varikuda kudzokerana
Mercy ngaaripe zvinopera nyaya iyi inogadzirika ana Mambo nanaSekuru vanogadzirisa Mercy must be humble chete mumadzinza variko vakadzipara vatinoziva vatone vazukuru varimo mumusha kana panhamo ariko wani makuhwa ekunzi avo vakamborova vamwene ndizvo zviriko manje
Kurohwa kwamai dick itori lesson kunana mwene vakashota pfungwa. Well done mercy
Amwene avo itori problem hombe vanoshandisa mwana wavo chete
takabva neko
Mercy chero mukadanana plz usasabarira Dickson haaa haupagari apo mai yakashata chiso nemoyo. (Mwari ndiregerereiwo). Ingodananai chete Chihera vasvotwe
Anofa iweeee
haaa pakadai mwana nooo namai avo
Vana vanodanana ava amwene ngavaite semunhu mukuru vanyevenutse moyo and bless marriage yevana
SemuHera ndikunyara kushaya pekutarisa chaipo nehunhu hwemubiyangu uho. We've been undressed sedzinza
Ndiye ega chihera asingagaye isu vamwe vese toziva tovaka kwete uyu anoramba zviripachena sezvinonzi iye akatsvagirwa murume akagamuchira mercy zvinomuitira zvakanaka chihera uyu manje akuda hondo dai akakwapaidzwa futi mukadzi mukuru asinganyare nxaaa
Haisi Chihera original iyii 😂😂 ndeyefake
Mhai makarohwerwa kushaya mukanwa.. kana hama dzenyu dzikauya dzichangouya todziudza isu
@@pacienciamatchinga100 Havana mukanwa hanzi mwana anozodzidziswa hunhu hweikoko hwakashata as of kwavo zvese zvakajeka
😂😂😂😂😂
Ko ivo vakauya nevana vasiri musikana vanga inzane na Mercy hr @@milliemataz8978
Nhai vari kungofunga zvekurohwa ko kumushungurudza kwavakaita😂Dai vakarohwa fut pamberi pehama dzavo
@@milliemataz8978Havana kurohwa mushe
Mercy is beautiful and wise. So much respect for her husband. Ngaakumbire amwene vake ruregerero. Dickson loves her.
Mr Mugabe thank you for the show and good quality video we enjoyed chromecast very much it make want to watch more keep up good work ❤🎉
Ndexvemoyo mai Dickie, hamungazvinzwisise
Kiss iyo Dickie ndeyebota😂😂😂... Haaa munoda nana henyu zvakaitika zvakaitika but munoda nana wena..
Thank you Mr Tinashe Mugabe and your team dai pawandikwa anoperekedza Mercy kundokumbira ruregerero coz pachavo vari 2 vanodanana
Tipeiwo fon dzamercy vevaberek vake plz
The kiss 😘 haaaaaaa their love is burning 🔥
It's a shame baba vakadiswa nachihera. Havana say pamusha
Vakadyiswa babba avo😢
Musazotizve Dicky akadyiswa😅😅😅😅😅😅
Tinotenda chose Mr T Mugabe neFollow up yenyu Please rambai makadaro , dai zvaigona zvaibvira maizosiya vana avo vava vese vabereki vambuda mukaty mavo ,❤❤❤