Ep 16 - Tete Mildred talks about Mai Titi and Mai Maketeni fallout, Vanongokuda chete uchivapa mari

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 5

  • @veeee7248
    @veeee7248 4 місяці тому +2

    Kwana iwe mildret ko iwe paaitaura Mura satani iwe une imba ere kugara muka one room chero aka nhuwa ndove chero pari pake dai Mwari vakutora satani

  • @A_JM585
    @A_JM585 4 місяці тому +1

    Mai Maketeni pa conference call na Joey paye vachinyeya MB vakati she choses Felly because haanyenyeredze anotaura chokwadi ,so zveku Mt Darwin it's true kaa

  • @A_JM585
    @A_JM585 4 місяці тому

    Tete imi munazvowo vanosungisa chii Inga imi maigarozvitaura wani zvechihure chevanhu ava,deep down mukunyatsoziva mahure Aya nzwirai tsitsi mwanakomana ,Moti ngaasungiswe yet ichokwadi and the husband is suffering depression now hazvisisina basa haaaa vakadzi musadaro imi

  • @A_JM585
    @A_JM585 4 місяці тому

    Vanhu vemumisha mevakadzi ava mavakaberekwa uye kwavakaroorwa ongororai nyaya ya Doc n'anga veku Nigeria avo. Chokwadi muchaisirwa zvichakunetsai mumisha makangoti undundu

  • @A_JM585
    @A_JM585 4 місяці тому

    Varume vacho madununu ,madutye ini iri hanzvadzi yangu inowana takudzvanya hausvibise zita remusha nxaaa