Moto unongobatira, uchiparadza mbatya nemidziyo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 жов 2024
  • MOTO wemasaramusi, uyo unongotanga woga, uri kushungurudza imwe mhuri yekuKuwadzana muguta reHarare sezvo unonzi unotevera kwose kwavanoenda uchipisa mbatya nemimwe midziyo.
    Inzwai Mai Happywell Mukwenya (52) nevanasikana vavo vachitaura pamusoro pedambudziko iri . . .

КОМЕНТАРІ • 25

  • @OmegaJambawo
    @OmegaJambawo 13 днів тому

    Amai taurai chokwadi mubatairwe .Mukwasha na naivo vamuri kuti baba vakataura side ravo😊

  • @decee-vk6ed
    @decee-vk6ed 13 днів тому

    Zvekuroya muchazvorega

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla 14 днів тому

    Musanyebera baba vaya vakabuda pachena

  • @Manondo34
    @Manondo34 13 днів тому +1

    Ko vakuno futi??Saka varikushaya anovabatsira here

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 14 днів тому

    Amai imi hamuna kuchena vafi vakatsamwa nezvaida kuita pamba pavo maindepi nema pepa ewill revanhu kuvaporofta

  • @ednatopez7612
    @ednatopez7612 15 днів тому +2

    Mai ava vatsvukira pevaitwa interview kwaRobert vaive vakasakara zvinenge zvakufaya musoro wakatorukwa

    • @LovelyDarts-ic1fi
      @LovelyDarts-ic1fi 15 днів тому +1

      Wese ne vamvana wawo vatsvukira chaizvo kutindivara kuye kwakapera

    • @Royaltylady-p2m
      @Royaltylady-p2m 14 днів тому

      And vese vari ku glower amai ne vana vachinja yhoooo wats goin on 😮

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 14 днів тому

    Haaaaa tawura chokwadi mukadzi iwe akanyora msg kune mudhara uya yekuti ndakauraya mwana wko ndiyani

  • @ShyletZhou
    @ShyletZhou 14 днів тому +1

    Ko kana vari baba vakauraya mwana wavo sei moto uchingotevera imwi chero mabva pana baba ava munonyepa taurai zvamakaita ko kuzomhanyira kuda muchato

    • @NonhlanhlaVundhla
      @NonhlanhlaVundhla 14 днів тому

      Wapedza iwe 😅😅😅 kuyozvichenura dai nababa ka vachiteverwa

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 14 днів тому +1

    Kohavana kuzorapwasu kwa Kanengo zvakuenda ku Kwaedza

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 14 днів тому

    Hakuna mushonga unobata pasina Ronda ....Mai avo nyaya yavo takamboiwona Kwa sekuru kanengo ukada kudya zvekupamba unotambudzika.....now vanasikana chembere dzese idzo kutoramba murume Uchida kutevererana naamai kuchikomba kwavo apo pavaitoda kumanukidzira Kut ngatiite muchato nekuda kutengesa imba yemudara uya kkkkkkk dzidzai kukosha nezvauri siyanai nezvinhu zvevanhu now maapaZero nekuda kudya zvekupamba

    • @pelagiamuguti8693
      @pelagiamuguti8693 14 днів тому

      Imagine kubasa will remunhu wonyepera kuzungaira.

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 14 днів тому

    Amai ava havatawuri chokwadi ava kufa kwemwana wemurume vanokuziva uye mufi wakatsamwa maida murume atengese imba kana kuchata muchiziva kuti mava nepekugara nevana venyu nxaaaa shit yemai

  • @sandraanointedbernard8659
    @sandraanointedbernard8659 14 днів тому

    Madrum akabooka amaikanga aikushakadzai mhai honai kutsukira kwamaita or maybe icamera quality

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 14 днів тому

    Vanoziva zvirikuitika mai ava hurombwa

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 14 днів тому

    Vanhu kana mukawanza kubata Bata, hamuzombozivi kti zvinokunetsai zvinobva nepi.

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 14 днів тому

    Now vaku kwayedza ngavataure chokwadi mai ava.

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 14 днів тому

    Age yevana ivava vangasiya varume kuda kunogara na stepfather. Plus mhepo yemwana wawo kana varivo vakauraya haifi yakaiswa pamuri ikagara coz ur not related kana tseeee.murivatorwa so hazviko.mai venyu ndovakauraya if its the case

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 14 днів тому

    Musaite sema saskam kana makauraya munhu ripai ngozi. Ngozi yerombe igandanzara

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 14 днів тому

    Asi amai mune nyaya coz babavaya ndakaona sevakachena.kana murimi makauraua mwana wababa vaya zvakunetsa reurirayi mupone.hakuna chivi chakakura kudarika chimwene

  • @chinakatracy187
    @chinakatracy187 14 днів тому

    Mai nevana vavo vachinja

  • @Royaltylady-p2m
    @Royaltylady-p2m 14 днів тому

    Amai nevana vachinja vese vatsukira misoro yakarukwa ku glower yoooh ..huuh wats goin on 😮