Leaked Audio Chiwenga Allies Plot to Remove ED from Power By Force Listen 😳 would you join??

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 12 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 34

  • @joshuajethroo8501
    @joshuajethroo8501 4 дні тому +1

    Ngavabvise voga we are very tired and weary and hungry. Ivo vakaguta ngavabvisane then tozopindawo

  • @AlextauNoko-rv2nh
    @AlextauNoko-rv2nh 4 дні тому +1

    Please please, ati nyika inotongwa ne zanu saka vanhu vese never ever support any member of zanu pf ,mamisanai mega vana Mhata, ok chamisa nevanhu vake vakakukosherai kubvisa gudo renyu ramunenge musisadi pfutsek

  • @macdonaldmlambo3585
    @macdonaldmlambo3585 3 дні тому

    Voterai opposition party

  • @ShadreckChikwata-dr3qx
    @ShadreckChikwata-dr3qx 5 днів тому

    In 2017 makashandisa vanhu and we thought were going to form a transitional government and boom guess what happened .Mutsvangwa akati siyanai nesu that was Zanu Pf internal affairs.Pedzeranai ikoko munoda kushandisa vanhu futi.Beaten wants twice shy

  • @achfordmhlanga8277
    @achfordmhlanga8277 4 дні тому

    Wavakungotinyepera enda unoshanda politics hadzitipe sadza

  • @Jun-m7b2r
    @Jun-m7b2r 4 дні тому

    Ivo ndivo vane pfuti isu tinongo sapota tiri shure.

  • @tonderaimatyatya7533
    @tonderaimatyatya7533 4 дні тому

    chakachenjedza ndechakatanga vanhu ava vanoda kutiita chikukuvata vata.!cde mabhunu imi nazotanga manje kuti leaders are wrong. when opposition has been disturbed yu kept quiet.when vote was stolen yu kept zii. parastatals funds stolen ziii. the party should safeguard people not positions. Cde Geza upto now say chinhu chedu. muhondo taive tese asi kana toti mavhiringa moti natai murove? hmmm hwmudi. vanhu

  • @LysonMkandawire-n1g
    @LysonMkandawire-n1g 3 дні тому

    He must be arrested mnangagwa nemhuri yake

  • @TrustMoyo-l4b
    @TrustMoyo-l4b 3 дні тому

    Kkk ngavaite vega

  • @BrightMhundwa
    @BrightMhundwa 4 дні тому

    Makambodaro mkatishandisa muchiisa mbavha yenyu Mese maiziva kuti imbavha vana chamisa varipo

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si 5 днів тому

    Ehe ngavapedzerane ikoko kuZanu handiti vakati chinhu chavo here. Pasi neZanu pf

  • @wilsonmahachi2318
    @wilsonmahachi2318 5 днів тому +2

    Arrest the person ,criminal

    • @Currentaffairs01684
      @Currentaffairs01684  5 днів тому

      Simple

    • @DanielChiwenga-d1j
      @DanielChiwenga-d1j 4 дні тому

      @@wilsonmahachi2318 vana God is in it ndowasiina plan church nepollitics hazviwadzani zvachose kutambisira vanhu nguva

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 4 дні тому

    2030 haiko Jesu anenge adzoka

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 4 дні тому

    Taneta naye

  • @LazarusKudya
    @LazarusKudya 4 дні тому

    Bvisai mega kuzanyu

  • @DanielChiwenga-d1j
    @DanielChiwenga-d1j 4 дні тому

    To much bootlickers paplatfoam ino heee God is in it here sadc hee tichagara pasi namkoma vangu kkkkk kutamba nepfungwa dzevanhu uko pollitics haisi church

  • @Lwandzile808
    @Lwandzile808 5 днів тому +1

    Hapana chinobuda apa

    • @DanielChiwenga-d1j
      @DanielChiwenga-d1j 4 дні тому

      @@Lwandzile808 chii chalkabuda pakunzi God is in it hapana kana kutambisira vanhu nguva

  • @learnmoremanyena5447
    @learnmoremanyena5447 5 днів тому +1

    Pedzeranai

  • @ManuManu-ql5cq
    @ManuManu-ql5cq 4 дні тому

    Usati vana vezimbabwe iti vana vezanu

  • @DanielChiwenga-d1j
    @DanielChiwenga-d1j 5 днів тому +3

    Ko chamisa arikungokushandisai wani

    • @Currentaffairs01684
      @Currentaffairs01684  5 днів тому

      🤣🤣ah

    • @AlextauNoko-rv2nh
      @AlextauNoko-rv2nh 4 дні тому

      Mai vako ndivo varikutoshandisa baba vako kuti uri mwana wavo iwe mwana wechikomba

    • @givemorechivandaidze1423
      @givemorechivandaidze1423 4 дні тому +1

      Hupofu means being a staunch supporter of any political party in Zim....Lets support our heritage and country and not individuals and political parties

    • @veelove5082
      @veelove5082 4 дні тому

      Matorevesa mukoma. Arikushandiswa kuti arambe achingonyepera vanhu. Kwahi SADCC ichauya kuzoita ma crag election. Takainona SADCC yacho. Kanonyepa kamurume kaye. MaMP vanongochemera mota nemari kuti ipamhigwe

    • @ThulaniSibanda-p6h
      @ThulaniSibanda-p6h 3 дні тому

      Chamisa has never used any one

  • @jasonharlott8860
    @jasonharlott8860 5 днів тому +2

    Anything but ED family guys