That's the reality of life, I have witnessed it. Zvorwadza, misplaced priorities indeed. If yu can't help when someone is still a life why wanting to help when the person is nomore?
That's exactly what is happening nowadays especially family.They want to visit or help you kana vanzwa zvenhamo chete.You nailed it again team, thanks.
Ndapotsa ndachema 😭😭😭 coz lot of people zvirikuitika kwavari hama dzine Mari vachiramba kubatsira munhu achiri mupenyu but parufu ndonhamba hwani kuronga
This has hit me hard,I only saw my mum 2 times vachirwara....the way I was crying 💔💔💔💔. Apa vaindidongorera ndichichema,dint want her to see it 😭. Couldn't finish watching this
That's the reality of life, I have witnessed it. Zvorwadza, misplaced priorities indeed. If yu can't help when someone is still a life why wanting to help when the person is nomore?
Powerful message well done
Am crying watching this mmmm Mai V you nailed this 👌 👏
Vanhu ngatibatsiranei nepese patinogona kuraramisa munhu kana Mwari vachizoita Kuda kwavo we know we have tried not kuwonekera parufu. Thanks Mama Vee
That's exactly what is happening nowadays especially family.They want to visit or help you kana vanzwa zvenhamo chete.You nailed it again team, thanks.
Powerful indeed 🙏🙏🙏 Thanx so much mama vee ne dzidziso inorwadza😭😭😭
Well done team powerful message
Thank you mama vee ,sure zvirikuitika
Sad to watch but that's the world we are living in people are wicked
This is so sad 😭😭😭😭
Zvinorwadza sei hama dzinemari dzichidada pahurwere kudaro kungonzwa kuti kwafiwa mari dzobuda dzakawanda kudarika yaidiwa kurapisa murwere .zvirikuitika izvi chokwadi muhukama kunyanya
Ndochokwadi chiriko mazuvano faster faster unotengerwa coffin re500 asi 10us yakatadza kubuda pamushonga
This is a good message
vanhu ngatibatsiranei shuwa. Some of our priorities need to change
Ummm ndarwadziwa, sounded so real, well done team
Ndapotsa ndachema 😭😭😭 coz lot of people zvirikuitika kwavari hama dzine Mari vachiramba kubatsira munhu achiri mupenyu but parufu ndonhamba hwani kuronga
Well choreographed.. that’s the reality on the ground
Haa unorohwa neshamhu naMWari for your whole life,,kukoshesha mota instead of life
you are going the right direction guys. background music its too nigerian tipeiwo dzedu dzemuno our own ngoma
Hakuna chinhu chinorwadza sekufirwa nemubereki kana mwana wekubereka 💔💔💔💔💔💔💔
That's reality you nailed it team
Haiboo chijindwi chiya chinobva chasparker. Well done
😭😭😭😭 ITS ALWAYS HAPPENING IN SOCIETY
Ooh I feel for you kate😭
Shame it happens evryday in life , asi wat kuzouya panhamo kai vanouya chose
Sad reality. Perfect acting. Hupenyu.
Powerful guys tadzidza💥💥💥
Mhamha veee mhama vee mhama vee hw man times ndichikudana mai vai
Well-done team ...chokwadi. Zvinoitika munhu anoda kuzomir prufu but kwese uko aisawa nehanya
This has hit me hard,I only saw my mum 2 times vachirwara....the way I was crying 💔💔💔💔. Apa vaindidongorera ndichichema,dint want her to see it 😭.
Couldn't finish watching this
Sorry dear may God comfort you keep the memories most
So sad
We in this together hugs❤️
Apeno tsumo yazvo tsakata 🙌
So touching 😢😢
Yaa makarova shuwa 💪😭
Very powerful
The lady in red car definitely that type should never step at church doorstep
People are very wicked nowadays
Kune part 2 ere coz tikuida
Mama vee, hmm u cn do yo thing shem,
😢 zvriko it's life
Kate ZW u nailed it girl ndarwadziwa hangu
Gudo igudo zveshuwa Kuda kutora advantage pamunhu awirwa nenhamo kkkkk hanzi ndiri bhachura kkkkk so haadi kurora becoz of mabasa ake akaipa kkkkk
So sad...ndarwadziwa
It is what it is ;such is a life
So touching veduwee
Welldone guyz tikudzidza xua. Umm zvakaoma
The lady can act uyuu
Xem so sad 😭💔
Well done guyz
Auntie wasu honda fit vanogona
Ths was so sad to watch...
Zvinorwadza.
Sad reality😥
Haaaaaa Mhosva unogona hakooo
Well done
KaKiss ako Mhosva hauna kutonzwa turopa kumhanya mhanya hre wasu wangu
😭😭💓💓
Very sad but zvinhu zvakadai zvirikuitika
Zvinoitika kakawanda vanhu vanonyima munhu mari shoma shoma vozoda kubvisa yakawanda munhu afa
True
So painful
Mhosva izvi ndozvinoitika chokawdi inotambura wega hama dziripo chavanogona kukutengera box nechikafu panhamo pako
Mbingaress ikuto planner zve ana ayo shame kuzouya nema shooters kkkkkkk
This world is full of evil
So sad😢
so sad😕
You nailed it guys
so touching
Makagona team team ndo zvirikuitika chaizvo
😢
Zamu raMama Vee ranga richiita kakuonekera rema dhende so😂😂😂😂😂.Ndeipi Mhosva.Ko idzo dzekugadzira blouse neimwe staira iya iya.k
🤣🤣🤣🤣🤣
This acting is too imotional ummm
Hupenyu so dzimwe nguva unorwadza shame
Vakuda kubatsira manje munhu afa yaaaaa
Ahhh zvakaoma
Based on true story
Eish moyo yavo mikukutu
😂😂😂😂😂
Kkkkkkk Gudo Gudo
Waramba kupinda Mumba dai watopihwa Mari
veduwee kkk
Ooh sooo sad 😭😭
😪😪😪😪
It's truevanhu havasisins rudo
Mama vee how are you
Good lesson
Muricy mama ve
Ndipee #dzako xaa
Zvopisa tsitsi veduwe zvogwadza
Zvriko izvi shem
This is the life of nowadays. God have mercy on us
.
Kune vanhu vasingakoshese vamwe sure
zvobata