Alick Macheso makes a donation in Bindura, Masembura to Kutenda Children's Home

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 65

  • @shammahkaturi2404
    @shammahkaturi2404 6 місяців тому +4

    Aiwa zvatendwa nedenga izvi kwete vemota, inobatsirei mu society. Mwari wekudenga awedzere patapudzwa. Love from Cape Town❤

  • @WilliamKaliyati
    @WilliamKaliyati 6 місяців тому +2

    Baba Shero ndinokutendai rambai makadaro Mwari ari muyamuri wedu, you made our District and Provence great 🎉🎉🎉

  • @miltondzinodya2870
    @miltondzinodya2870 6 місяців тому +2

    We always leave to learn, pana Alick Macheso ini hangu ndinodzidza kuzvininipisa. There's much more you can get out of humility than in pride.

  • @eliakagodora
    @eliakagodora 6 місяців тому +3

    Thank so much baba Macheso and Orchestra Mberikwazvo at large by remembering the less privileged and giving back to the community and those in need, Mwari vawedzere pamatapudza

  • @eliasngwenya5677
    @eliasngwenya5677 6 місяців тому

    charakupa, giving back zvisinei nekuti wavhoterwa. God bless you mdara

  • @johnsonkitchens685
    @johnsonkitchens685 6 місяців тому +3

    Legend forlife, thanks a lot mdara❤❤

  • @munyaradzibchiwara7081
    @munyaradzibchiwara7081 6 місяців тому +1

    Kumusha kwangu many thanks baba shero

  • @wilbertzvawanda7186
    @wilbertzvawanda7186 6 місяців тому +1

    Dr Alick Macheso, thumbs up

  • @munyaradzimarimbindi
    @munyaradzimarimbindi 6 місяців тому

    Thanks wangu, remain blessed my brother

  • @kudakwashepasi7551
    @kudakwashepasi7551 6 місяців тому +2

    Iyi nyaya iyi ye vana makaibvira kare Baba.
    Dai ndirimukuru wenyika ndakakupai munda kana kuti muzinda wekudzidzisira vana magitare nezvimwewo zviridzwa.
    Zvichida dai zvikoro chaizvo zvinodaidza zita renyu chairo.

    • @kondoweropamark5243
      @kondoweropamark5243 6 місяців тому

      Same with Leonard Zhakata tho havazviiti pamberi pecamera

  • @justinchisanzu4337
    @justinchisanzu4337 6 місяців тому

    Thanks a lot mukuru muwedzerwe pamatapudza

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 6 місяців тому

    Big up baba Shero mwari vakuwedzerei pamabvisa

  • @fobsongoromondo6252
    @fobsongoromondo6252 6 місяців тому

    We thank you bba shero 🎉🎉🎉🎉

  • @WashingtonChiminya
    @WashingtonChiminya 6 місяців тому

    Maita basa chose baSharo. Keep on Going Bandrevanhu.

  • @IvyNhongo
    @IvyNhongo 6 місяців тому +1

    THANK YOU BROTHER

  • @alexdx9388
    @alexdx9388 6 місяців тому

    Mwari akuwedzerei pamatapudza ipapo ngazvikudzwe baba Sheron ❤

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 6 місяців тому

    Thanks so much macheso legend and good heart

  • @Munhu370
    @Munhu370 6 місяців тому

    Unotoshaya kuti zviri kumbofamba sei. Mamillioneya munonzwa sei kana makatarisa nekuteerera video iyi. Zvaitwa naVaMacheso apa zvishoma pamutengo tichifananidza nemamwe, hameno kuti tingati madonations here ataona munguva pfupi yapfuura iyi, asi zvaunza shanduko kuvana vanoshaya uyezve vanova ramangwana renyika.

  • @shalomdube4509
    @shalomdube4509 6 місяців тому +6

    Well done baba Sharo. Ndaona apology yamajuice mupeiwo another chance tichirikumuda ku band revanhu

    • @garikaichuru160
      @garikaichuru160 6 місяців тому +1

      Don't worry anodzoka majuice, rega ambotamba nemwana kumba mbichana

    • @kondoweropamark5243
      @kondoweropamark5243 6 місяців тому

      Juzi ndaambogara ikoko tozomuona next year

  • @johntapfunya4450
    @johntapfunya4450 6 місяців тому +1

    Izvi zvinoda kutendwa👏🏾👏🏾

  • @ChenjeraiCharumbira
    @ChenjeraiCharumbira 6 місяців тому

    Thanks Mudhara wedu wedzerwai misi nemakore ekurarama muzita rake ndanamata Amen

  • @KnowledgeHlungwani
    @KnowledgeHlungwani 6 місяців тому

    Thanks mudhara wedu❤❤rambai muchibatsira vana❤❤

  • @israelmpofu1590
    @israelmpofu1590 2 місяці тому

    Thanks again baba

  • @MwanjeYunusu-df7wy
    @MwanjeYunusu-df7wy 6 місяців тому

    Thanks baba shero

  • @MisheckParimwa-ve2fj
    @MisheckParimwa-ve2fj 6 місяців тому

    Much appreciated King of Sungura

  • @noahmugoni
    @noahmugoni 6 місяців тому

    Thank you so much baba shero, God bless u 🙏

  • @Mk2nilExclusiveEnt
    @Mk2nilExclusiveEnt 6 місяців тому

    Orchestra Mberikwazvo number 1👏👏👏

  • @SamathaChiriya
    @SamathaChiriya 6 місяців тому

    Thank you mudhara

  • @NoiseSimayumbulwa
    @NoiseSimayumbulwa 6 місяців тому

    thnx vry very much..

  • @ChristwishChiwara-fe4kq
    @ChristwishChiwara-fe4kq 6 місяців тому

    Thanks mudhara Cheso

  • @stephenmhike5428
    @stephenmhike5428 6 місяців тому +1

    Munhu anopa vakaderera arikweretesa Jehovha uye achawana mubairo thank you Red Cross ambassador.
    Chautah akudalitse

  • @tafarancube
    @tafarancube 6 місяців тому

    Thank you baba Shero

  • @ValentineLearnmore
    @ValentineLearnmore 6 місяців тому

    Thanks ba shero

  • @MichaellSibanda-y5r
    @MichaellSibanda-y5r 6 місяців тому

    ❤❤❤❤❤❤ zvinoda kutendwa mdara

  • @PeterManatsa
    @PeterManatsa 6 місяців тому

    Job well done baba Shero

  • @generalemuziq6431
    @generalemuziq6431 6 місяців тому

    Mwari vakuwedzerei makore ekurarama murambe muri king of sungura

  • @tinashemlambo6079
    @tinashemlambo6079 6 місяців тому

    You will be remembered Alick

  • @danielmatambura3377
    @danielmatambura3377 6 місяців тому

    baba shero nadina akawanda asi kungoti handei mberi musamirire ipapo,mwari vawedzere patapudzwa

  • @mapline7380
    @mapline7380 6 місяців тому

    Maita basa baba Shero mugare kure nemoto Mwari vawedzere patapudzwa

  • @kudakwashepasi7551
    @kudakwashepasi7551 6 місяців тому +1

    Mberikwazvo Mdhara ndatenda chose Baba.

  • @LameckChiposi
    @LameckChiposi 6 місяців тому

    Thnx Aleck Macheso ipa pasina macamera

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 6 місяців тому

      Rega vanoda kupa pane macamera vape,iwe unoda kupa pasina macamera wopa pasina macamera. That's how it should be in a free society.

    • @Liam-vh8bz
      @Liam-vh8bz 6 місяців тому

      Camera inodiwa to inspire others, tava muna 2024

    • @MaphiosNdlala
      @MaphiosNdlala 6 місяців тому

      Uyo ane brain dzekumasure the one who posted the video ndiye atora video not macheso

  • @lastonmutanda2959
    @lastonmutanda2959 6 місяців тому

    Well done ba Shero

  • @SusanMuchanyu-y5s
    @SusanMuchanyu-y5s 6 місяців тому

    Well done bashero

  • @EliahChindove-nr2bd
    @EliahChindove-nr2bd 6 місяців тому

    Bandrevanhu to the fullest

  • @MisheckParimwa-ve2fj
    @MisheckParimwa-ve2fj 6 місяців тому

    Charakupa all the way.

  • @BeautyMungwani
    @BeautyMungwani 6 місяців тому

    Maita basa baba sheron to kumbirawo majuzi adzoke akumbirababashero

  • @african-c8z
    @african-c8z 6 місяців тому +1

    Ayayaya

  • @arnoldkandaba9470
    @arnoldkandaba9470 6 місяців тому

    Mukomborerwe baba Sharo

  • @TinovongaMago
    @TinovongaMago 6 місяців тому

    Matendwa baba

  • @HoneymanTigere
    @HoneymanTigere 6 місяців тому +1

    Ngazviende mberi soko

  • @Stixsuma
    @Stixsuma 6 місяців тому +1

    Rambai makadaro mudhara

  • @EmeldaMuponda
    @EmeldaMuponda 6 місяців тому

    Zvinotendwa

  • @livias7974
    @livias7974 6 місяців тому

    Zvinoda kutendwa

  • @jefredpedzisayi8348
    @jefredpedzisayi8348 6 місяців тому

    Thanks mdhara wangu asi mbanje modziwanza zvimwe hazvinzwikwi😂😂😂😂😂

  • @simbarashechijoko3214
    @simbarashechijoko3214 6 місяців тому

    Rwakakosha ruoko runopa kudarika runogamuchira

  • @cleopasmutsvangwa7074
    @cleopasmutsvangwa7074 6 місяців тому

    Madadisa

  • @robsonjena6302
    @robsonjena6302 6 місяців тому

    Kukupa kuona zvauri une moyo une rudo nevamwe usadzoke shure....