Idai munhu wenyu zvakanaka zvinozobuda here kuti wese angoita kuti turu zvotonzi agona kudarika vese far achirikure paexperience yaanayo ari muindustry, I think tikagumira pakuti akagona i think its a fair comment.
Shungu idzi dzichave nechirevo makore mashoma arikutevera ayo,,, but yangu ndeye kuti Dai wasiyanisa mbijana sungura yako nedzevamwe,, for example,, zvaiitwa kare kuti Marshall munhumumwe na dembo or chibadura.. Dzese dzaive sungura asi dzakatosiyana
Macheso akafa zvoreva kuti aacharidza here... ukaona macheso asingasimufze vafana ava idofo auchengete chigumbu munhu mukuru. Dai iye akavengwa na nicholas tingadai tichimuterera here. That is why i respect people like kapfup, jah, and nicholas
❤❤❤ sando dzako franco
Franco unogona iwewe kip it up wangu ramba wakadaro
You do your things at your own pace and time to produce the best.....❤❤❤
It's the instrument for me Franco wakuseri listening to the song in Somerset West,Cape Town
I'm shocked nhasi kuziva ndiFranco akarova song iyi. Apa wakarova uuuh. Famba Dhaka 🔥
Maturing with age like wine, famba Dhaka famba. Worth the long wait💕
am hearing Nicholus Zhakaria's rhythm song ukafa neshungu ngwarira kumuka chipoko, musi shavi nechidzngara dzimu....
Keep going chikomana
Apa wakaita bho wangu
Chiringa nzira best pa album
Ndachemaaa zvanguuu ichii chichavachemedzaa semhiripiri especially musi wechipiri
kumberi franco slom 👊👊👊👊
Keep it up wakadzosera chibaba
Wayaaaa idzooooo francooo
Mkoma Franco mrikugona rambai makadaro shuwa hamuna zera navo pamadance munovakunda futi , vanotokutevedzerai zvamakaita , hamuna zera navo zvachose
Sound clean
Yakabikwa iyi...
Hauna zera naye, keep the fire glowing
Zvayendwaa izviii well done
My favourite track,so far so good hapana sungura album rikunaka kudarika iri
Idai munhu wenyu zvakanaka zvinozobuda here kuti wese angoita kuti turu zvotonzi agona kudarika vese far achirikure paexperience yaanayo ari muindustry, I think tikagumira pakuti akagona i think its a fair comment.
@mapline7380 y all this bitterness kk. For him, it was the best let him be 😅😅.
Shungu dzemurume uyu ndinodzida. Pakashandwa apa.
I feel this one
But anonyadzisa manje nokunotambiswa kuzvimichato achikandirwa zvimacents unofunga munhu akadaro anosupporteka here,akabva kuband hombe kuita zvanoita zviya kudedzwa nevanhu mumavharanda ebhawa okandirwa tumacents anofanirwa kunyara murume uy.... otamba unofunga kt munhu akadaro anosvikepi ?
@@balistenbmbolam7809 pakutaurwa zvealbum iri not maside hustlings baba
@@justicechinoda iwewe uridofo chete mashoko ako ari offside maside hustling aunotaura arikuitwa nani album yauri kutaura ndeyani? Kkkkkkkkk tiri kuti munhu anofanirwa kuva neinonzi dignity kuti zvinhu zvake zviite zvakanaka celebrity harifanirwi kuita zvanoita zviya kt uku urikurira ukudedzwa kutambira twu50cents mumadzimba evanhu vachikudeedza kuti huya utitambirewo muroad ndozvatirikutaura manje imimi mukutotaura ngano
@@balistenbmbolam7809 Anodedzwa nemari okandirwa imwe mari futi haana contract nemunhu makumbo ndeake regai aitezvanoda
Keep downing good work bafo siyabonga
❤❤❤❤naka dhula dhaka
hvana zera newe
Wakaipa Franco thumbs up 👏👏👏👏, aaaahuna zeea neeni
I can imagine twuma dance twa Franco twuchazorohwa pachabuda video ye song iyi ....mushengenene kuti taaaaa
Famba wakadaro chikomana ,,pawatsika pakanaka apa....
Ndinobvumirana nemi mkoma wangu
Wow wow, this album is lit... Keep it up Franco, sungura yakanyorovera
Kuti taaaaaaa lovely kumberi kwenzara magutwaaaaaa
Anogona he has his own way of doing his things keep the fire burning
Voice iri kwakuseri mmm
Famba❤
Bhora mberi Franco ramba wakadzvanya I like your music bro
Kutii Taaaaaa unomuhwa hre Francoo
Wire makarova mudhara weldone ..my favourite album
Zvaendwa
chakaipaaa ichii🔥🔥🔥
Well done engine yechitima
Well done Franco,you took your time bro keep going, be blessed, stay humbled you will definitely get there.wakarova mkomana zvinokudzwa izvi.big up
Jst wish a lot of people wld blv in ur Talent like I do
Good one my brotherman
album rakaipa iri and your style is original sungura yandirangaridza makare when music was just music without comparison ..keep it up
Zvakanaka izvooo Franco 👏👏👏👏👏👏
Kuti tiii Kkkk haaa ichi kuseri wangu
Why ndaiona nhas,thanks rumbie from tick tock
Zvamanje manje ngoma ririkunaka iri 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ramba wakadaro Franco,Roma was not build in a day
Mubvumbi waturuka!!
Franco don't tire, your music is top notch
on point......mutakunanzwa uyu
Well choreographed 🎉🎉
Shungu idzi dzichave nechirevo makore mashoma arikutevera ayo,,, but yangu ndeye kuti Dai wasiyanisa mbijana sungura yako nedzevamwe,, for example,, zvaiitwa kare kuti Marshall munhumumwe na dembo or chibadura.. Dzese dzaive sungura asi dzakatosiyana
Kkkkk ndanakirwa nhasi wakumberi
Hauna zera neni 🎉
Who were instrumentalists on this album
Good album keep it up
Apa wakafamba apa
One of your best songs braa keep it up
Franco slomo Dhaka🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🏃🏃🤭😭🤞
Wakabata basa chikomana
Keep good working
Waya bhoo chaidzo
Famba uende mberi
Famba famba Franco vegodo vachanyarara
Franco unopedza bhora
Famba famba..........
NYC track
Vamwe vaya vakungova over rated eish my guy ur instrumental arrangements are on point
Wakagadzira zita rawo and don't ever that zvichadzimika again Mukuru mukuru chete
Tataaaaaaaaaa
I wish if I could subscribe as many as I can tirikunakirwa nengoma tiri pajambanja apo big up franco
Famba famba, kakata waya kuti taaaa
usacheuka miridzo
Dzingori nharo hadzo but Franco akakunda Cheso apa
Munenge mapfuura mwero we comment..dnt compare Macheso nepwere..let him grow.
Kkkkkkkkk ndaseka
@@donaldhore2135 They want to compare Macheso nezvinhu zvisina basa
Ndochokwadi . Famba franco
🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦❤️❤️❤️
Famba kwazvose mapedza masports apa
Dai Baba Sharo vakunzwira Tsitsi vakubereke Kuma shaw
Ndozvichaitika if both are mature enough to bury the past.
Macheso akafa zvoreva kuti aacharidza here... ukaona macheso asingasimufze vafana ava idofo auchengete chigumbu munhu mukuru. Dai iye akavengwa na nicholas tingadai tichimuterera here. That is why i respect people like kapfup, jah, and nicholas
@@bonuspawari7819 Macheso ndi baba ku music chero dai akavengwa na Nicholas taingomuterera bcz he is super talented.
Thanks mafana bhoramberi
i like the clearness of words alongside smooth flow of instruments
nyanyest
♥️♥️♥️
magitari are very nice but pakuimba apo paita dambudziko
Good stuff...tange tahwa nema discord kuzhe uko.....my wish though is for new sungura artists to play bass and not sound like Macheso's.
Don't talk like it's macheso who first play guitar. Remember he was taught too
🤘🤘🤘🤘🤘🦸🦸🦸
Ngwazi unokuvadzwa mubhora ngwarira apa kkkk
Frango unogon iww bt voice ngariite dete utore mari
yaa voice racho too much kuzhazhaira
Better than Mark ngwazi
Hiwe
Musakwidze vanhu ndege dzemashanga
It's true kungoti malucky anosiyana nedzinza but mfes ane quality uyu even voice rake well polished