This is talent always creating new styles kwete majuice anotamba madance a franco haana zvake zvaakambo introducer franco slomo engine yechitima no placement yet
Kkkk matangao kunyepa he was like sala ku Liverpool meaning what,,,,dai watoti Mane, a function can go on without a single usher provided you are organised chete. Akatorasika uyo uchamuona anodzoka chete coz he needs exposure
This is one of the best groups from Africa. The dancing is unique and the bass guitar player Macheso is the best..
This is talent always creating new styles kwete majuice anotamba madance a franco haana zvake zvaakambo introducer franco slomo engine yechitima no placement yet
Franco is a natural dancer , ndezve kubarwa nazvo handi zveku practiza ba .
Vamwe vanhu vanogona amana..... Franco makaipa... True talent
Natural talent chaiyo
Alick macheso And Franco are very good together. From south Africa, limpopo
Were very gud , but Franco left Macheso .
Franco haana godo nevamwe ma dancer's anenge achitoda kudzidzisa vamwe anotofara tarisai mostly ma shows ose
Majuicy adii , taurai nezva Franco chete . How can you compare veteran dancer na Majuicy . Anogona wo Majuicy zve level yake.
Franco slomo is very creative and more than active
No matter how much u think that guy can dance yeah Franco will always be #1. Hopefully he comes back kwama cheso #Legend
Ndonzwa kuda kuchena ndikafunga Franco King of Slomo come back wher you started usimudzire ochestra mberikwazvo
He upgraded wangu, just support him where he is
Franco slomo is very good guy I like him
A talent is shown when there is a challenge or competition. It needs a good presentation with order kuti bass rionekere
Basa rionekere
Best dance who knows mathematics
The best dancer in the world engen yechitima
Yes ndokutamba uku nhaiwe Franco ingodzoka kumba kani..
Robert Chanza ndoona se atori bhoo kutangaawo zvake uchigoverawo mari kwete kungopiwa chenji
Robert chanza ,l agree with you iye ndiye ega akashota hako,haaa
Franco and Macheso I am patiently waiting for u at Stratford Rex / Leicester ( reunion party for u)
Majuicy mwama
Franco akayenda nedance rese haaaaaaa majuzi dakwaaaz anokundwa naKariba
😂😂😂 no one is standing with majuzi why
Franco ur de best
Franco is the man Majucy achiri mutete!
Living dancing legend
Macheso should have offered Franco gud salary he was love like Salah @ Liverpool
hoyooo pula
Mwana uyoo anemabinzo hre ndabvunza ini
dzoka kumba franco takakumirira kumberi kwazvo
Majuzi wedzungu
Franco usadaro unodzingisa vanhu basa
Still watching
Top 2
Kwete njake njake yana majuice vanhu vasina kurongeka
dzoka kumusha uve mugari wenhaka yedzinza re mberikwazvo sevamwe
why Franco asavhuya mara na Mr Macheso
Dance ndere vaviri iro
Franco slomo wakanyanya
majusi rinotambisa maihwiii he just lack competition franco dei aidzoka paiita order
taura hako .. when the two of them are on stage together makeke
Dzokera hako kwacheso tivatairwe
Franco dzoka kumba ndoo team rako iro
Kkkk matangao kunyepa he was like sala ku Liverpool meaning what,,,,dai watoti Mane, a function can go on without a single usher provided you are organised chete. Akatorasika uyo uchamuona anodzoka chete coz he needs exposure
Waaal nice
majuice hapana zviripouyoo
vídeo Mr bow
Yeah ndokt dance
kkkkkkkk haaaa Franco wagara unotamba maJuice akangoiswawo panga pasina option
Humphrey Manana kkkkkk
zvine order
Franco engen yechitima
gud1
Wakanyanya
Franco chibaba chesungura jive de rest follow
Is it machesos band
The guy was once in Macheso 's band but has since left n started his own .
Ishow yariini iyi nhai
Franco akaita mistake srs
franco chibba
Kkkk franco chibaba gys
Phinias Muti akaipa