This Wenera is becoming so addictive 😩eish I need a favor since you don't post Tuesday and Thursday why can't you give us even 15 minutes bloopers so that I can watch you everyday 🤣🤣 much love for you 💙
Wenera inobata different social issues, generational curses kwana Tanya, economic crises, ,polygamy, women empowerment, corruption, ma Prophet, maid na boss affairs, one woman’s poison being another woman’s meat, madivorced parents’ issues pakurorwa kwemwana ETC...soo edutaining
I love the theme of :Ghetto vs Uptown. Kughetto kwana Humba vanhu vanonetsana nyaya dzekutorerana mababe...ana mai Zoozo wo zvebarika. But kuUptown , kuri kutaurwa nyaya dzema Gold....partenity tests...etc 😂😂😂
Sofia ma1 chaiwo..Tanya kunyarira Stix haaa wamakisa kuna boss T1.. Madhiga is good mother ndafara with e love u showed kuna Thoko.. Kedha mave kubatwa manje..
Ko bongani ndomumakirei nhy 😂😂😂😂😂ndinotozofunga paya kuti variku actor ❤
😂😂😂😂takatoshuta wakanda yese ikapera
Sophia kaaa hausikumuziva bongani
Sophia ane dzungu weduwe chidzosai Gugu veduwe
VanaSophia konyepa Kuti mwana arikumsha ndewasisy...Sophia unespeed uchachemedzwa naBongani uyu
Simbi tumasuit twake tunobuda 👌👌
This Wenera is becoming so addictive 😩eish I need a favor since you don't post Tuesday and Thursday why can't you give us even 15 minutes bloopers so that I can watch you everyday 🤣🤣 much love for you 💙
Thanks for support Vimbo💖
Kikkk me too wena since 2016 pavaibudisa haaa ndaitopisa sadza ndichiona paztv🤣🤣🤣🤣
Sophia Bongani unonyatsomuziwa here , boss T1 varikunyumwa prophet Stix mheno henyu
Wenera inobata different social issues, generational curses kwana Tanya, economic crises, ,polygamy, women empowerment, corruption, ma Prophet, maid na boss affairs, one woman’s poison being another woman’s meat, madivorced parents’ issues pakurorwa kwemwana ETC...soo edutaining
Gugu aripi
Eto anogona ku actor mfana uyu
Hapana kwatoyenda takamirira cht ,,,,Sophie ndakazviona kt wakuda boss cht
Kkkkkkk maduties kuside kwabongani bhooo hre
Nhai Sofia🙈ahhhhhhh😂😂😂😂
I love the theme of :Ghetto vs Uptown.
Kughetto kwana Humba vanhu vanonetsana nyaya dzekutorerana mababe...ana mai Zoozo wo zvebarika.
But kuUptown , kuri kutaurwa nyaya dzema Gold....partenity tests...etc
😂😂😂
Sophia ummm ndakutadza yoooh
Sisi thoko na mama😂😂😂
Haaa guys makapenga well done sophia unogona ku actor
Sophia maziso ako ndamada
Mungaroerwe manhanga iyaya😂😂😂😂
I like the love between Madiga and Thoko
Bhero ra Humba kkkkk . Kudos to you Wenera
Gegegege sophia wato tora murume ne 2 seconds idzodzo
Sofia wakunyepa kuti mwana wako ndewasisi vakafa sei ,wabudirirrs to seduce Bongani.Sticks waonekwa kamutarisiro ako kaunoita Tanya namurewa
Bongani my favourite
Bongani looks like jerry williams from nollywood
Kkkk tsotsi hanzi makorokoto ndeangu hangu
Can't wait kuona khedha achivharirwa
Isu mhuri yekwaBanda taungana😂😂😂
*Haaaaaa Sofia ma1 love you*
Kheda ane ka tone kandoda❤
Donna can lie ndatii 😂😂😂😂😂
Ndokudanana kwacho here Sofia ari fast
Bongani and Sophia ave malove birds kaya build on lies
I consider this pipo as my family lol love you guyz
Sofia ma1 chaiwo..Tanya kunyarira Stix haaa wamakisa kuna boss T1.. Madhiga is good mother ndafara with e love u showed kuna Thoko.. Kedha mave kubatwa manje..
Well done guys
Magona infect munogona😍😍and today its my birthday thank God❤❤
Happy birthday chenge
Madiga in the house
Kkk Sofia wapinda machena
Heeeeeheeeee Bongani atopfimbwa ka apa.😂😂😂😂
Ngenyi uchiramba kuti WENERA yakaipa
Madhiri asimbi akuda kubatwa
🤣🤣Sophia pauchabiwa naBongani ndopauchaona kuti hauna kungwara ndopauchaona kuti Donna akatizei
Tikudao kuona mota yatsotsi kkkk
Sophia🤣🤣 anyenga ega kkk
Chakaipa
T1 anondipedza😭💔😂
Madhiga:Ko makorokoto
Tsotsi:Ndeangu
Haaaa ndeangu zvangu 😂
yhooo sis sophia too forward kkkkkk
Vanoda zvinhu too bad
Well done
Tsotsi anopedza ma sports.
Am here to stay 🌹🥀
Mandiga well come back
Sophia
Tsotsi ma1 kkkkkkkkk
Waiting for Stix and Tanya's wedding
Takamirira takatiwira hapana kwatinoenda
Hehe tt maid is on fire her seduction game is tops🔥🔥🔥🔥
Mai abhibho 😭😭
kkkkk 5.56...6.01 who else is seeing ziso ratsano T1 he is smelling a rat
Waiting
🥰🥰🥰
chiuyai guys we waiting for you
madhiga is back ummmm haa Sophia yimwe type sure
Tsotsi🤣🤣💯💯💯👏
Tsotsi to the fullest
@wenera tv may you please upload the episodes from 2016
We are uploading them in August from Season 1 episode 1
@@TALENTOFSTEELTV oh that's wonderful,Thank you Can't wait!!
Sofia sofia how many times did i call you
Kkkkkk don't play with helper's
Aaaa nhaimi ko mai abhibho vakafa riin futi veduwee shem....m.h.s.r.i.p
Kare wena asi wanga usingazvizive
@@taylakacholo3015 kana kumbozviziva imi mmm zvakaoma veduwee
@@gracemawere8266 vakafa ava i think 2019 if um not mistaken
Mai abhibho ndovapi nhy
But tsotsi zvavo variRomatic kana mazogara
but maid ndo ma1 manje akutoda first 11
Sofia ka kkkkkkk
1St
chakutsva pamutomato
Madhiga😂😂😂😂
Sofia Sofia Sofia how many times did I call you
Kkk tsick wabva watarisa Tanya kudaro
💛💜💙💚❤
Madhinga kuonda
Tsotsi 😂😂😂😂😂😂
Nhai mai Abhibo ndo mai Eto?
No havasi
@@TALENTOFSTEELTV ko akashaika ndyn arikunzi mai abhibho
Ko bongani ndomumakirei nhy 😂😂😂😂😂ndinotozofunga paya kuti variku actor ❤
Waiting
Tsotsi 🤣🤣🤣🤣🤣
Ko bongani ndomumakirei nhy 😂😂😂😂😂ndinotozofunga paya kuti variku actor ❤