Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
BKILLED AND FAMILY NGAIROVE ka B kacho ....good touring by family works PERFECT
Tiise maoko Shumba Nyamuzihwa, varidzi vemasango mhondoro huru 👏👏👏🗣️🗣️🗣️
Kana zvisati zvasvika pauri unoti idrama mukoma Henduru
My brother Andrew murirudadiso ❤❤
Vanhu vakaromba hamuvagoni vane zvivindi, moyo yavo Yakashinga
Ngozi dzagara dzinosheedzena, mukasairipa munoripa dzavanda
Akupengera kumakuva evatorwa
Zvinonzwisa tsitsi izvi thank u drewmas
Bee anofanira kusungwa akauraya munhu
Hakuna chikwambo chakadaro ngozi iyo ngavaende kwava tatsvu remember Simba ayinetswa nengozi akapara achiramba asi chokwadi chakabuda pachena Simba akapora
B ngaarohwe MaDzimai wee...munhu Ngaarohwe n B Anotaura...
Wow ndaona vanhu vekuziva kuda jaston,mai Chimbangiza and so on
Moziva zvinoita ngozi here mkoma Andrew uyu Bee nyangwe akada kuzviuraya haafe anovhikirwa naye Mandi iyeye nekuti arikuda kuti ndiye aripe nyaya dzake
Ngabvume zvaakaita mhani kunyara vanhu hakubhadhari
Hakusi kunyara vanhu asi arikutya Jere
Bee haafi kana iri ngozi chaiyo ichamuchengeta kusvika zvaita
Fambirai nyaya iyi kusvika kuma gumo Drewmas
Fambirai nyaya kusvika kumagumo zvinorwadza izvi mhani
Vakadzi vawana zvekutaura muraini 😂😂😂 chakaiswa patiri vanhukadzi chakaoma
You know sanenge ini ndobva ndaita kufara 😂😂😂😂😂nyaya dzinondiitira anhuwoyeee
Senge ikko hameno vanomakuhwa ekty huye bodo magadhe anodyiwa nhaka vachireketa
"B" akapara mhosva, Ari kuramba zvake. Asi pane runhare rwaakaita achitaura pamhepo, iye pachake akafona kumuporofita wake achifunga kuti anotaurirwa kuti haasi iye, asi waaitaura naye akati nyaya dzacho hadzidi pafoni. B sekutaura kwemhepo, ingozi chaiyo, kudya Moto kuratidza kuti haasi munhu, plus makuva 9 in 3 months? Chikwambo hachidi n'anga nekuti chinoziva kuti chinopatadzwa. Mandy Ari kuda n'anga nekuti B ane mushonga wekuvhara vabatsiri plus mhepo yakati B akabikwa kureva kuti Ari fortified. Zvese zvaari kutaura kutaura achitemba n'anga dzake. Musoro wemushop aka mubvisa nekuziva kuti mhepo haizoona paakaisa. B is a crafty man. Asi chokwadi chava kuzobuda. Shumba na Tadiwanashe muri kuita basa tiri kudzidza zvakawanda. Kudos to you. ❤❤❤
You said it well. His heart is very cold. Paitaura aku harare you could see with his body language. B anehutsinye.
Imi mukuti ngozi ndeyakare haisi yabee .ko y arikungosheedza bee chte pavanhu wese .beee ripa ndopaunoona kt mari yeropa haishndi sure .. ngatidzidzei kuzvishndira nemaoko kwete ropa
Iyo ngozi inodonongodza zvese asi yobvunzwa zita rizere nekunobviwa yotadza. Itii changamu godo pamapositori hamusi kuriziva. Vanofa nekusarapwa vanhu avo,
Haina mutadza kutaura mutupo zita surname zvinomuvadzisa a nonodeketera nezita nemutupo ne surname iye bee ndosaka ngozi yakaramba kutaura
Ngozi haina kupusa zvekudaro anoziva kuti akataura mutupo ne surname zvadhakwa iyi ndiyo Ngozi manyama hapana chekuramba apa
Iiii zvakaoma atambura musikana uyo
Pakati Beee apa..... Ndipo pakati ngozi apo
B akauraya munhu uyu kuramba hake
✅✅✅
Sekuru Tasvu hero basa
Feel like crying. Haaa dadzai mukotsanjera
Chokwadi anopedza masports
Ichokwadi ngaabvume iripwe vanopera
Iyi ingozi takaiona isu kumusha next door vakauraya babamunini wavo baba vaRichmond Siyakurima mushamarari weradio Zimbabwe manje iyo yairova ma2feets aisabatika apa arimukadzi paya karipwa vakanzi vaende kunoripa vasina kupfeka vakazonzi muri hama ndipei mombe 3 dzekuti muende makapfeka vana vairodzera mapanga nematemo ,mutoko mudzi Ngozi dzizere tikudziona dzichibuda iyi ingozi ,Ngozi chikwambo zvasiyana nemudzimu unoda kunyengererwa kuti utaure ngozi inotottaura chero ukatsipikisa sei asi kutaura inotaura chete ehe zvinwe zvizoda kubatsirwa nen'anga but kutaura inotaura chete Bee imhondi
Akaurayiwa akadzirwa kuyita chikwambo ka nhy vanhuwee mukurasika papi its two in one ka haana kungourayiwa akasiiwa asi atove ka chikwambo chikuyita mari ndiye akushanda
Mapedza
Ndimi mazotaura
kwasekuru tasvu ndokumagumo kwenyaya
Taking us to another level ❤
Vanhu ngavaite varipe as a family
Iyi ingozi varume rinenge dambe nekuti hazvisipamuri.munopera sekuseka
Mushonga wengozi kuripa B akapara mhosva akaita zvekutamba dzinza ropera
Vayendesei kwaMukotsanjera
Zvakaoma
B nayi Bee
Gorambai muchitipa nyaya dzekweduko
Thanks nekutipa nyaya
Abiyangu muriseiko ikoko tisu kamu ana Chief mutoko nyaka Uno iii zvakaoma
Injandiorera nyaswa yopfene nyaka mutoko yaita mashura
Tamirira
Ngavaende kwasekuru Tasvu
Achauraisa mskana uyo ngaaripe basa rekuhwanda nechurch zvisina basa mhondi
Taura zvako. Nekuti munhu uyu ari kutaura B.
Bee hutsinye dzora moyo uyo mwana akagarwa anogona kufa vakamunonokera
Zvakaoma ngaabvume mhosva vanoripa
Ngaabvume nyaya yake
Kuda zvakapfava kunge honye vanhu ngatishandei
Mhosva haingotambirike seplate yesadza vanhuwee bee akanyatsoiswa mkona anotaura, ngaamire kushungurudza munhu uyo, wapedza kupihwa bota chokwadi wouraya, zviriko here izvozvo nhai bee
Ngawaende kwasekur tasvu ndokopedza zvese
B ndakamuona akaenda kuna Robert Tapfumaneyi saka maybe atosvitswa kwaTasvu or Kanengo
Hapana moto mumukanwa paya ini ,handisi kuti B haana kuromba nyaya iri kubva kure ngozi ndeya kare iyi😊
Dombo iro anga acha achi actor
Abiyangu makasimba chere
Vagari vemaMutoko centre, tinyepei tinzwe. Mandy musikana aishanda mucentre,muno muziva here? Kana iri hongu, aripi? Aifambidzana nani? Mandy ati aishanda muCentre mutoko.
You are cleaver kkk
Neshamba endesai nyaya dzakadai kuna Doctor Mukotsanjera vese vakauraiwa naBee vachabuda vachitaura zcese maurairwo zvakaitwa na Bee
Indai kun'anga inga yakataura wani
2 in one. Ngozi ne chikwambo...
Bee akutya kubvuma nokut anoziva kut anobva aenda kujeri
Tinovingadziyo dzechikorere hendei mabiya angu❤❤❤❤❤😂😂😂😂
hatiendei nhai yahwe
B usatinyadzise mudunhu
Aaaaaah indebvu ere idzo?
Mmmmm zvakaoma
Taking us to another level
Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️
pakaipa
Daidzai mukotsanjera anopedxa ngozi
Mabuja muchachangamuka. Henyu mahwan
Ko vakudii kumbomunyima machisi yacho
B ngaripe zvake zvaarikuplanner kuti afambe atsipike ngozi iyi kupenga uko, kuchurch kwake chaiko akaudzwa kuti ripa, anoda kuivhara kuti iye ararame yozoshungurudza vanosara.
Ngavaende kwaTasvu
Beee anonyepa
Uuuuummm ma1
Ngavayende kwatasvu anoswera abatwa bee uyo imhondi
Bee haambozviuraya uyo igevha iro, chirinani chii kufa kana kufenda /kuzviuraya nekubvuma nyaya yoripwa, arikutoomera netumashop twake
Ko munhu haazokware here nekudya moto uyo
Mushonga wengozi kuiripa
Ruzhinji rwati BEEE WAKAURAYA Chero neni ndinodaro
waiting
Kudya moto ngozi ichabvira semoto kupisa kwaari kuita
Drewmas media munondipasa manyemwe
Nyaya yamandi ndave kutadza kunzwisisa n'anga haina kutengwa here?Sei n'anga Yakangomhanyira kuti mombe 10 ne500 us sei Yakanyararidza munhu aibatwa nemhepoo Bee akatenga n'anga here
Asi vamwe muchenjere kuzonyara B azonzi hana chakaita
Chero iwe uchenjere kunyara futi ngozi ikutaura zvakaitika wani unengewo mhondi iwe
Varume avo wani vati akabatwa kuchurch akanzi ripa
Hapana moto ukuiswa mukanwa apa, zvekuisa matches inemoti mukanwa zvoitwa na anyone, i'm not saying Bee akachena but ndine ma doubts
Mukafunga panyaya yaRebecca vanhu vakatanga vachiseka kuti hazviko,vamwe vakati endai kupolice asi kumagumo azvo chokwadi chese chakabuda so musangoda kutenda sana Thomas,even nyaya yaSimba chaiyo mairamba kuti hakuna zvakadaro asi chii chakazoitika
Drewmas munonyanya kutaurisa itai zvishoma pindai munyaya
Bee akabatwa leGende anotaura chokwadi ari kudhereraa vanhu uyu
Bee ane mhosva wakauraya Iwo mapositori wane nharo Hoo saka arikuramba kuti andisini Wakashandisa wanhuSoo wanhu waya pamwe waakudzosera kune B ndiye akawatuma
Haaa bie akauraya mandie uyu kungoramba hake
Ngozi kana chikwambo
Chikwambo futi ingozi nekuti mweya wemufi unenge wamutswa same thing
Wabulawa eleminyaka emingaki uMandy?
Uyu munhu akaurayiwa hake mmmm kutauta kwese it shows mafiro akaita
Iyiyakada kufanana naye Simba wekugwesha😢😢
Akaurayiwa naB rinhi?
2015
Ko havasi mwana ari kutaura Asi kuti mhepo
Tasvu ndiye anopedza ma sports
Pashata apo
Iyi ingozi chaiyo Dai vari amwe vakasvika nekuti iye haasati auraya
Pfeeee zvangu neka step kekubva kunodhuma mota yamkoma Andrew Neshamba ndichibva kunotengera madam kahonda fit muna grenara
kudenha ndokuziva😂😂
Chikwambo ingozi zvekare
Ko kumashops hakuna anozivawo muscana iyeye hr
Taura hako dai paitwa ma investigations kuti kune here munhu anonzi Mandy akambogarako

Bee ane mhosva wakauraya
Iwo mapositori wane nharo
Hoo saka arikuramba kuti andisini
Wakashandisa wanhu
Soo wanhu waya pamwe waakudzosera kune B ndiye akawatuma