Alwys on point Moms,,,it reminds of the song by marshall munhumumwe akaimba ayive azviona KUTI MUNHU SOO NOT MAKE SURE,,the song ,,goes let me sing hangu , KUNYANGWE NDIRIMUVENGI WAKO CHANDAGONA BVUMAWO KUNYANGWE UCHINDIDAWO SEI CHATATAZDA SHORAWO CHANDAGONA BVUMAWO CHANDATAZDA SHORAYI ZVENYU CHANDAGONA NDIPEMBEZDEIWO CHANDATAZDA SHORAYI ZVENYU USAPEMBEZDE CHAKAIPA NOKUTI UNONDIDA IWE USASHORE CHAKANAKA NOKUTIWAKANDIVENGA IWE CHOKWAD ACHIKUNDWE NENHEMASHAMWARI IWE VANOTAURIRA IVAVO INI VANONDIZIVA VANOKUSHORA UCHINGE WAVAPIRA GOSTI ,,,, CHOKWAD ACHIKANGANIKWE ASI NHEMA UNOKANGANWA🎤🎸🎧 ini hangu singing
Powerful.shuwa unodzokera shure uchipihwa pressure nevasina chinhu vanongotaura zvegodo chete
You're looking gorgeous ❤
Alleluia, thank you keep sending the advice❤
Unstoppable woman of God 🎉🎉🎉❤
Alwys on point Moms,,,it reminds of the song by marshall munhumumwe akaimba ayive azviona KUTI MUNHU SOO NOT MAKE SURE,,the song ,,goes let me sing hangu , KUNYANGWE NDIRIMUVENGI WAKO CHANDAGONA BVUMAWO
KUNYANGWE UCHINDIDAWO SEI CHATATAZDA SHORAWO
CHANDAGONA BVUMAWO
CHANDATAZDA SHORAYI ZVENYU
CHANDAGONA NDIPEMBEZDEIWO CHANDATAZDA SHORAYI ZVENYU
USAPEMBEZDE CHAKAIPA NOKUTI UNONDIDA IWE
USASHORE CHAKANAKA NOKUTIWAKANDIVENGA IWE
CHOKWAD ACHIKUNDWE NENHEMASHAMWARI IWE
VANOTAURIRA IVAVO
INI VANONDIZIVA VANOKUSHORA UCHINGE WAVAPIRA GOSTI ,,,, CHOKWAD ACHIKANGANIKWE ASI NHEMA UNOKANGANWA🎤🎸🎧
ini hangu singing
Amen n powerful
Chokwadi ishoko ndechangu nditorinepekugara hezvo ❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Amen
Plushavakubatsiri chokwadi mandigonera❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Amen Chaplin
Amen Chaplin mashoko anodzidzisa
Ndaita AMEN 🙏🙏🗣️🗣️🗣️MAKONZO AKATIZA
Amen Chaplin phiri
Makachena Chapie Bae
U look mwaa Chappie
Chokwadi chaicho
Amen