Times have changed and munhu unofanira kurongeka kana uchivhakacha. Zvinhu zvakaoma for most people so why be an inconvenience to someone else? Famba netwunhu twako and call/text to let people know kuti uchauya kwete kungoita show up otherwise unenge uchitoomesera munhu. Unosvika unannounced pamba pemunhu iye akajomba zvisingaite and you are forcing that person kuti anokwereta mari so that they can make you comfortable enough for the duration of your stay. That person ends up nezvikwereti zvaanga asina kuita budget for just because of vaenzi vasina kurongeka. Gone are the days where you would just show up unannounced and spend weeks at a time uri muenzi and the host would cater to all your needs down to cash yebhazi. Mazuva ano you must be responsible for your own self kwete kungovhakacha wakabata maoko usina kana iro towel or even a damn toothbrush or mari yekudzokesa and expecting your host to provide everything for you. Iye anenge atoriwo nemaproblems ake and doesn't need any more from vanhu vasina kurongeka
Ini hangu panyaya yekuti itai magumbeze anonzi evayenzi anozogara achiwachiwa here ko ramunoti tauro remuyenzi racho murikureva here kuti richageza nemuyenzi wese asina kuuya nerake ndoona zvisina utano ini
Im from her interview with Vee candy
Ndati ndidzoke kuzoona this great lady .
Same here
Same here
You are the best mai chisamba
Times have changed and munhu unofanira kurongeka kana uchivhakacha. Zvinhu zvakaoma for most people so why be an inconvenience to someone else? Famba netwunhu twako and call/text to let people know kuti uchauya kwete kungoita show up otherwise unenge uchitoomesera munhu. Unosvika unannounced pamba pemunhu iye akajomba zvisingaite and you are forcing that person kuti anokwereta mari so that they can make you comfortable enough for the duration of your stay. That person ends up nezvikwereti zvaanga asina kuita budget for just because of vaenzi vasina kurongeka.
Gone are the days where you would just show up unannounced and spend weeks at a time uri muenzi and the host would cater to all your needs down to cash yebhazi. Mazuva ano you must be responsible for your own self kwete kungovhakacha wakabata maoko usina kana iro towel or even a damn toothbrush or mari yekudzokesa and expecting your host to provide everything for you. Iye anenge atoriwo nemaproblems ake and doesn't need any more from vanhu vasina kurongeka
Mai Chisamba you inspire me
Ini hangu panyaya yekuti itai magumbeze anonzi evayenzi anozogara achiwachiwa here ko ramunoti tauro remuyenzi racho murikureva here kuti richageza nemuyenzi wese asina kuuya nerake ndoona zvisina utano ini
Hapana yekutamba nokuti wauya usina kurongeka anotopiwa zviripo
Zvino tingatengera muyeni wese tauro ere?
Kubvunza hakuna kuipa.pane kabvunziro
kp it up
Chokwadi tigare tabika kumira kuzobika vaenzi vasvika ivo vakazivisa kunyima
Mashoko makukutu aya
Why such deep shona? too difficult to follow.
Kwana iwe
Unless you're Ndebele you have no excuse. Kana urimushona ibva wayedza kudzidza Shona yacho chaiyo yadzama ipapa.