Uuum hapana kuchipa apa pawaya, kwese kwakavhwarwa ende hapana anorasika kana kabodzi. Drummer uyo is a gem, he does not overplay. He keeps it simple, sweet and on point. Cobra yatiza nacho chimuti.
Ndaona Simon warasika ende warasika ende warasika ndaona chero Philip Sajeni Saini atadza kuti okudaivira cy but l hope uparangarire ipapo pagitare takarohwa pasong iyoyo apa ndiyo Hit song (sorry Simomo zvinowanika chichiri chitsva zvowanikwa
Hahhh song iyo ma1❤❤❤❤❤
Rhythm team haasi mafunnies
Team rako remagitare riri serious ....one of the best organized band pamagitare apa hauna noise
My second favorite after title track tiri pamutsetse❤😊😊
Uuum hapana kuchipa apa pawaya, kwese kwakavhwarwa ende hapana anorasika kana kabodzi. Drummer uyo is a gem, he does not overplay. He keeps it simple, sweet and on point. Cobra yatiza nacho chimuti.
Phillip Sajeni Madiiiii ................................. shuwa kana varikutivhara ndidzo dzeropa chaidzo...............................
Murikupisa baba ndoiri kupisa iyi mumadzinza mne zvakawanda song iyi inobata vanhu vakawanda
Originally from Zimbabwe i approve from Swaziland(Eswatini)
My best song ❤❤❤ huchi pasina nyuchi uuuuuummmm
Simomo power handidi newe wangu wangu wangu nhaka tinopfidza nekutapirirwa hedu
this is the best song pa album iri, Gakanje remains my all time rega tione kupera kwacho kuti inopinda here
Divingo rhythm yake magetsi always on point
Keep it up mufana wangu zvakarongeka izvo gud mix of instruments
Mutambi anopisa 🔥🔥🔥🔥🔥
Haaa..lead guitar 🎸 is perfect
Sky is the limit
💥💥💥💥💥bviriri kubvira
Baba evidence jimmy
acoustic yapindira pa sunguraa haaa zvakabuda sweet mhani
Wangu
Mogona tsano simomo
This is great S Mutambi uuuuummm I replayed it morethan 5 times haaa huchi all the best jelous down.
Song inobata iyo baba mutambi 🎉
Sezvazviri❤
Uyu mukuru pabasa rake
Best album ever wainzwa cobra
Rythm iyo ma1 ❤
song iyi yakatotanga kunaka 10 months ago...ka live session aka kandinaka hangu..u the best Smart Sungura..
wainzwa Beatrice
Makaipa King 👑
Tune iri makabika Simomo
Big up Simon and guys
Chaibva icho ngachiburuke
Mutambi anozvigonera hake
Ndoo hit song iyi gyz ummmm
Divine watipweteka parythm apo,pisaaa
Ndiye wekwaCheso here uyo
Chingoma chonaka ichi
🔥 🔥 🔥
Simomo woye
Leadman avo havana kucheaper
You're the best my brother
Haaa Cobra Kings zvaizvozvi mune chimuti
Simomo watching SA
Please introduce your team pesenari
Drums Naison Makosa
Lead Jimmy Kativi
Rytms Devine Masarakufa and Philip Sign then Chikwasha Moses apa haapo
Hmmmm mm huchi uhu
Changa chatopera ichi😂
Sasa hako
Chakadai chakangouya hacho December 😂
Where does locate
Hi there
Kativi aripi
Akagara kwekutanga padyo nema drums
Asipo apo ndiMoses Chikwasha
Aripo pa video iyoyi wani
Ummmm mudhara song iyi ibata tirikushandiswa ndidzo hama dzedu idzi
Zvese correct munogona chose cobra
Mashoko akasiiwa nemuimbi achiita final.project ndiwo ainyatsoenderana nesong.
ua-cam.com/video/Wk1kzH8rHUA/v-deo.html
Zvakanaka ndinozvidao asi zvirikuramba ,mweya wemadzinza ndoo song number 1 yangu mkoma,kip it up album bhoo zvkt 100%
Ndaona Simon warasika ende warasika ende warasika ndaona chero Philip Sajeni Saini atadza kuti okudaivira cy but l hope uparangarire ipapo pagitare takarohwa pasong iyoyo apa ndiyo Hit song (sorry Simomo zvinowanika chichiri chitsva zvowanikwa
@devine