Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Kana ndika tambura ndika tanga kuchema ndika ngoimba song iyi ndika ngotanga ku chema ndichietemberera mutupo wangu zvinhu zvese zvino ndifambira mushe
Rinotendwa machembere angu amadhuve munondiitira hangu keep up❤❤❤
Addiction is me now.please record a video on this one.
Hoyoooooo my girls ndokudai mhani
I will never shun out my culture and cultural value. Tipeiwo chiedza handina maipe andinoda.hoyi hoyi Changamire ramunoda ndiite ndoita.So powerful. NZIRA DZEMUSANGO.❤❤❤.
Chimbo ichi chondisvitsa pane rimwe level🔥🔥💯
Kukwira gomo hupoterera. Tatekaira, tatetereka machembere madzitateguru, chisununguraiwo masango mozarura makwara akarurama. Tiri mhwere manake, machena nemachechetere ndoatavekukumbira. Chiedza ngachiuye. Ndinonzwa misodzi ichiungana mumaziso
nzira dzemusango handei
Tarirai ndiri mhwere handina maipe andinoda hoyi hoyi changamira 🙌🙌
Pasina nziyo iyi hapana matare kwandiri 👌
Koseyi pama radio emu Zimbabwe havaridze mumhanzi uyu asi kuridza madodi chete vanoda kubhadharwa kuti varidze pfutseki wenyu
taura hako....vanoswera vachiridza mapopopo
Tovai hana yenyu mambo, zvokwadi inorarama yakavanzika kuvazhinji vanopupurika vasina gwara. Chenyu kuvakumbirirawo vavhurigwe sezvamakaitwawo chete
Zvanza kwamuri Machembere neHombarume👏👏👏👏👏. #NziraDzemusango🔥🔥🔥🔥
Our ancestors walk besides us always .
Zvanda kumachembere ose....nzira dzemusango vanorwa vega . tarirai ndri mbwere...zvamati ndiite ndichaita . ratendwa ranhas ..
Am now addicted to this song
Makes the 2 of us
Me 3💃💃💃
Hausi wega
Me too
@@sekaimachingura745 me too
kana zvakasunga ukanzwa kambo aka uchitaura nevekwako ,vanodaira 👏👏👏l can relate to it 😌 😌😌
Madhuve makatigonera henyu ,Ichoooooooooo❤❤❤❤❤
zvanza mudare renyu muchembere
👏👏👏l luv this song ndinotenda machembere
I love this song inondifungisa zvakawanda 😢
Muchembere madhuve na muchembere mangwenya munondigonera ndinoona dare rangu richitambuka nekuimba kwenyu
I like although I am not from Zimbabwe
Icho vakuru manonoka nzira dzemusango ndofamba nani..the song is so powerful...thanks machembere
Thank u aMadhuve nethis song 🎉l am really enjoying mrn afternoon and night 😢ndinoiridza
I'm addicted with my calture i love to be wat I am I'm proud to be an African
eshiii ndane time ndichitsvaka muimbi uyu pliz wakandigonera shemu 💝💎💎✅
Chakanyanya ichi machembere zvinotendwa
I feel Andy Brown, Chiwoniso Maraire blend. This is a well put together song...
Ma1 ndomazia heavy Ngoma atete🔥🔥🔥🔥
I love you too guyz munondiitira rambai muchiita colab
Ndipo Muchembere wangu Ndinomerera pamunoti mangwenya mutupo waambuya vangu munondipisa manyukunyuku amadhuve
Tiise maoko madhouse ❤
I love this song
❤mbwetete ngazviende mberi Gushungo mwana wababa vangu
Tiripo vaZvimba muchero, ndaisa zvanza hanzvadzi 👏👏👏
@@mattimhuka6495Vana Amai vangu maGushungo , vana mangwenya ❤️🔥
Taisa maoko machembere ,hombarume 👏👏👏❤
Playing it in the early morning mid afternoon and evening. The voices play in the head. Tinotenda. SO INSPIRING
Hekani waro machembere👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
A powerful prayer indeed. Manja kumachembere
Manake muchembere ngazviende mberi
Tahwarara muchembere 👏🏽👏🏽👏🏽
Dis song it takes me far far I can’t even explain how I feel thank you machembere 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽❤❤❤
This song it's too much Diana samukange yoooooh now l believe in my ansector 🙏
Ngazviende mberi muchembere🧜🧚
Ndiro machembere lyk the msge❤
I love you vamaduve
So emotional song!!!! Nzira dzemusango
This is your best 💃🏼💃🏼
Long live our culture
Hekani waro mangwenya tisu vacho 🧜🧜
Ringai tione MaChembere🙏
Magwenya
Vakuru manonoka
I love this song 💙
Ndipooo machembere
Guys munondigonera mufunge ndoda kuuyawo kumalive shows Zvanza kwamuri machembere
Mille mercis! Quelles voix puissantes!
Fambai muchembere
Mushasha
Ngazviende mberi machembere 👏👏👏👏👏👏
Awesome
Wakandigonera iwe musikana song iyi inondipa simba neTariro mukutsvaka mari wena
Ululululu zvatendwa machembere
💃💃💃🤸❤️
Ngaritekaidzwe
Totenda maNgwenya, varikumhepo vakuitirei zvakanaka
Tinotenda machembere. Zvaendwa👏👏👏
Nzira dzemusango
Ndoida song iyi kani
❤❤
Aripano mangwenya
In love with this song🥁
Zvatendwa machembere
Machembere
KOM family underrated
Wozodei 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Chivanhu chedu
inini hangu ndogara pano...
Awusi wega ne niwo ndri pano though I'm not shona bt this song bit my heart
Ndizvozvo muchembere!!!
😊😊😊😊😊
Zvaitwa anamuchembere
Hekani waro vadzimba
🔥 🔥 🔥
Great Master piece muchembere
Well done machembere
Ayewa tinotenda 👏👏👏
Ichoooo💯👍
Great song there titende
Great song,,nzira dzemusango,,
Vattat
💃💃💃💃❤
KO nhai hanzvadzi yangu Jah Prayzah wakamusiireiwo apa
haazvigoni JP kusvika apa
Ichoooo
Moizom
🔥🔥🔥🔥
😊
👌🏿
🔥🔥🔥
Kana ndika tambura ndika tanga kuchema ndika ngoimba song iyi ndika ngotanga ku chema ndichietemberera mutupo wangu zvinhu zvese zvino ndifambira mushe
Rinotendwa machembere angu amadhuve munondiitira hangu keep up❤❤❤
Addiction is me now.please record a video on this one.
Hoyoooooo my girls ndokudai mhani
I will never shun out my culture and cultural value. Tipeiwo chiedza handina maipe andinoda.hoyi hoyi Changamire ramunoda ndiite ndoita.So powerful. NZIRA DZEMUSANGO.❤❤❤.
Chimbo ichi chondisvitsa pane rimwe level🔥🔥💯
Kukwira gomo hupoterera. Tatekaira, tatetereka machembere madzitateguru, chisununguraiwo masango mozarura makwara akarurama. Tiri mhwere manake, machena nemachechetere ndoatavekukumbira. Chiedza ngachiuye. Ndinonzwa misodzi ichiungana mumaziso
nzira dzemusango handei
Tarirai ndiri mhwere handina maipe andinoda hoyi hoyi changamira 🙌🙌
Pasina nziyo iyi hapana matare kwandiri 👌
Koseyi pama radio emu Zimbabwe havaridze mumhanzi uyu asi kuridza madodi chete vanoda kubhadharwa kuti varidze pfutseki wenyu
taura hako....vanoswera vachiridza mapopopo
Tovai hana yenyu mambo, zvokwadi inorarama yakavanzika kuvazhinji vanopupurika vasina gwara. Chenyu kuvakumbirirawo vavhurigwe sezvamakaitwawo chete
Zvanza kwamuri Machembere neHombarume👏👏👏👏👏. #NziraDzemusango🔥🔥🔥🔥
Our ancestors walk besides us always .
Zvanda kumachembere ose....nzira dzemusango vanorwa vega . tarirai ndri mbwere...zvamati ndiite ndichaita . ratendwa ranhas ..
Am now addicted to this song
Makes the 2 of us
Me 3💃💃💃
Hausi wega
Me too
@@sekaimachingura745 me too
kana zvakasunga ukanzwa kambo aka uchitaura nevekwako ,vanodaira 👏👏👏
l can relate to it 😌 😌😌
Madhuve makatigonera henyu ,
Ichoooooooooo❤❤❤❤❤
zvanza mudare renyu muchembere
👏👏👏l luv this song ndinotenda machembere
I love this song inondifungisa zvakawanda 😢
Muchembere madhuve na muchembere mangwenya munondigonera ndinoona dare rangu richitambuka nekuimba kwenyu
I like although I am not from Zimbabwe
Icho vakuru manonoka nzira dzemusango ndofamba nani..the song is so powerful...thanks machembere
Thank u aMadhuve nethis song 🎉l am really enjoying mrn afternoon and night 😢ndinoiridza
I'm addicted with my calture i love to be wat I am I'm proud to be an African
eshiii ndane time ndichitsvaka muimbi uyu pliz wakandigonera shemu 💝💎💎✅
Chakanyanya ichi machembere zvinotendwa
I feel Andy Brown, Chiwoniso Maraire blend. This is a well put together song...
Ma1 ndomazia heavy Ngoma atete🔥🔥🔥🔥
I love you too guyz munondiitira rambai muchiita colab
Ndipo Muchembere wangu
Ndinomerera pamunoti mangwenya mutupo waambuya vangu munondipisa manyukunyuku amadhuve