Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Pamusoro pazvose Mhofela vanofanira kutsvaga gape ku Hollywood vanoziva zvavanoita
madam boss thanks with this video zvinhu zvikuitika izvii
Mhofu makanyanya i like yo calm broo
Kkkkkkk
Second ndipeivo malikes
2:20 smile inorohwa ne babie after aona muface lol
Koh kutarisa kwa tyra mugiraxi umo how far lol
Padhumana shasha dzoga apa. Genuineness yacho ma1. Serious yaGamu sooo
Shasha dzoga
Pakagonekwa manje apa
Kkkk Mhofela kuseri hanzi mwana ashata ndiwe wakamushatisa
Kkkk haaays hanzii ndomuziva hangu bt kwete zvekudaro😂😂😂😂keep it up guys apa magona
Hanzi koo hakwanise kutipetekedza nemota here cos dzakangoti ndandanda😂😂😂😂😂😂dudu usazodaro wondiuraya nekuseka
if you like this combination .. huyai pano makazen ..hahahahah
Nigel kuvhundutsira Gamu hanzi hiwee😅🤣😂😂
Story line yakatsetseka and it actually seems so real... well done. I SUGGEST ... 🔘MADAM BOSS FAMILY REUNION
Tetez makanyanya...mhofu cool zvekuti...mabby musadire munhu zvinhu nekuti zvimwe hazvisi zvake
Kklkkkkk ndaseka anafidza avo vanonyepa kkkkk musafarire mota dzekukwereta....kkkk ndaseka hangu madam boss unogona
Brilliant stuff by seasoned drama practitioners. The moral of the story is believe half of what you see and none of what you hear. Thank you for posting.
Thumbs up for gamu ...anondikomborera hngu
Well done guys. ...nice one. ....Part 2 pliz
That's a bomb,kkkkkkk,nice oneKune vese vanofarira zvetuma recipe huyai titandare paUA-cam channel pangu,thanks
ge ge ge madam boss mandifaya pamari apoo panetsa hanzi haikwane tese kkk
wakapfekasei ko iwewe!!!!nice 1
This combination inoitisa mabayo please 🤣😅
Nyc combination makagona gyz well done😍😘
kikikikikiki Nigero zvakaoma ... hanzi ndawana mu salad kuma Surburb kwaaaaa kwaaaa
Hanzi ndomuziva kwete zvekudarooo LMAO
hahahahahada makutonanga pa roost hahahahahada
kkkk kutizira wakataimira zvisipo ma1 kkk a lot of gals can relate
Nigel anetsa uyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣madam boss makuita semavinga mariii kuda kuziya kuti zvichafamba sey pamari 😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkk hanzi tirivaviri kudaro iyoyi yacho haikwane my God duduka
Mota dzakati ndandanda panze apo😂😂😂😂 kkkkkk tete vanoda zvinhu
coincident😂😂 last monday my boyfriend Nigel akatizirwa nebeb repaUZ and aijamuka exactly zvikuitwa nemuface uyu Twabam😂
Haaa twabam lol
Lol😂😂😂😂😂
This combination is a bomb! Lol
Kkkkkk boe here Nigel kunyepera bby
I'm dead for days....comic pastor😂😂😂😂
Kwanzi hapana way yeku prover,🤣🤣🤣🤣
Volume boe madam boss 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
kkkk hanz chibvai pano kkk nepekut nigel aripo here pamari iyi kkkk
Mhofela na comic pastor aiwa nice combination
Kkk ayas , Nigel anoda mari kungoona kayuwesi atadza kugadzikana kkkk
Kwai tirivaviri yacho iyoyi haitokwani kkkk
Kkkkkkkkkkkkkk hanzi ngatiperekedze nemotor yake ye blue kkkk lol
😂😂😂😂😂tete Ava varikugaya mari
Kkkl Nigel wakuvhunza vanhu vako kuti mabvepi kunge usingazive kkkk
Kkkk twabamuuuuu😂😂😂😂😂chiri kupisa
Hehede apa Gamu wainge wakutoda kuenda na tete kunogara navo baba vemurume vafa ahhh imika 😂😂😂
Kkkkkk hanzi mwana ashata 😂😂😂😂
hanz munonyenga vana vevanhu muchinyeba
Hanzi Nigel dai atiperekedze nemota kkkk tete varikuda mota necash chete
Toramukadzi wako xaa Nigel nyaya ndiyoyi hoyo mwana watova baba xaa
Kkkkkj na nigel ari apo here apa.kkkkkkkkk tete
Kkkk mhofu n comic pastor kkkk my fav
Zvokwadi rume riainganyebe hariroore😂😂😂😂😂😂
8:30 ziso raGamu kuna Nigel kkkkkkkk
Good combination love it guys
Mwana ashata 😂😂😂😂
kuzoda hwupfumi hwamusina kushandira kkkkkk
Kkk Comic Pstr: hanzi amai vako vari kuAmerica iwee 😂😂
True definition of zimbos life 😂😂😂😂
Good one more of this
kkk tete vakuramba kubaya nekut vabata mayuwesi
Tete vacho ndooma1 kkkkkkkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi ndomuziva kwete zvekudaro😂
😂😂Nigel huye bodo.. Nice one
Tete vanoda mari ava uuuuummmmm
mai titi vakadzikama apa kkkkkk
Mhopfela vataura pachikuru
Dakuzochiona paweakend Nigel avakuyenda kumusha kkkkk
Mota dzakati ndandanda,dzenyu hre nhayi Tete kkkkkkkkk
Kwete zvekudaro😃😃😃😃😃naji sazodaro hant
Hanzi ndaitaura maiguru Olivia 🤣🤣🤣
Mota dzakangoti ndandanda kkkk tete ava
Ku zaka rinopisa kkkkkkkkkkk
Kkkkkk hapachagarike manje
Commic pastor ma1
Hahaha haaa the combination kuseri
Great combination keep it up
Kkkk hanzi hapachagarike manje.kkk
Well done guys
Hanzi hazvina proof Nigel😂😂😂😂
Smile ya Gamu kkkkkkkkk
Madam boss mofela and comic pastor 💖💖💖
Nigel unondityora mbabvu
twabam.let's keep supporting local content
Haaa ddy kwete zvekudaro kkkkkkkkkk lol kkk
Kkkkkk part 2 pliz
comic pastor nanigel sooo 😂
Mota dzakati ndandanda
Tete na Nigel same group kuda mari
Kkkkkk zaka jerera
"Ndomuzuva kwete zvekudaro"😂
Kwete zvekudaro 😂😂😂😂😂
Makagona shuwa twabam takuda kunamai Nigel
Comic musadaro weduwee kkkk
Wow loving this
Hahahahaaa nice
Kkkkk mwana ashata😅😅😅😂😂😂😂
Watching this for the 10th Time and still funny 😭😭😂😂🤣
Big up guys
hiiii tete vacho🤣😂🤣😂..
Maivake arikuzaka
Mota padze dzakati ndandanda kkkkk
Zvekudaro zvekudiii🤣🤣🤣🤣
Pamusoro pazvose Mhofela vanofanira kutsvaga gape ku Hollywood vanoziva zvavanoita
madam boss thanks with this video zvinhu zvikuitika izvii
Mhofu makanyanya i like yo calm broo
Kkkkkkk
Second ndipeivo malikes
2:20 smile inorohwa ne babie after aona muface lol
Koh kutarisa kwa tyra mugiraxi umo how far lol
Padhumana shasha dzoga apa. Genuineness yacho ma1. Serious yaGamu sooo
Shasha dzoga
Pakagonekwa manje apa
Kkkk Mhofela kuseri hanzi mwana ashata ndiwe wakamushatisa
Kkkk haaays hanzii ndomuziva hangu bt kwete zvekudaro😂😂😂😂keep it up guys apa magona
Hanzi koo hakwanise kutipetekedza nemota here cos dzakangoti ndandanda😂😂😂😂😂😂dudu usazodaro wondiuraya nekuseka
if you like this combination .. huyai pano makazen ..hahahahah
Nigel kuvhundutsira Gamu hanzi hiwee😅🤣😂😂
Story line yakatsetseka and it actually seems so real... well done. I SUGGEST ...
🔘MADAM BOSS FAMILY REUNION
Tetez makanyanya...mhofu cool zvekuti...mabby musadire munhu zvinhu nekuti zvimwe hazvisi zvake
Kklkkkkk ndaseka anafidza avo vanonyepa kkkkk musafarire mota dzekukwereta....kkkk ndaseka hangu madam boss unogona
Brilliant stuff by seasoned drama practitioners. The moral of the story is believe half of what you see and none of what you hear. Thank you for posting.
Thumbs up for gamu ...anondikomborera hngu
Well done guys. ...nice one. ....
Part 2 pliz
That's a bomb,kkkkkkk,nice one
Kune vese vanofarira zvetuma recipe huyai titandare paUA-cam channel pangu,thanks
ge ge ge madam boss mandifaya pamari apoo panetsa hanzi haikwane tese kkk
wakapfekasei ko iwewe!!!!nice 1
This combination inoitisa mabayo please 🤣😅
Nyc combination makagona gyz well done
😍😘
kikikikikiki Nigero zvakaoma ... hanzi ndawana mu salad kuma Surburb kwaaaaa kwaaaa
Hanzi ndomuziva kwete zvekudarooo LMAO
hahahahahada makutonanga pa roost hahahahahada
kkkk kutizira wakataimira zvisipo ma1 kkk a lot of gals can relate
Nigel anetsa uyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣madam boss makuita semavinga mariii kuda kuziya kuti zvichafamba sey pamari 😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkk hanzi tirivaviri kudaro iyoyi yacho haikwane my God duduka
Mota dzakati ndandanda panze apo😂😂😂😂 kkkkkk tete vanoda zvinhu
coincident😂😂 last monday my boyfriend Nigel akatizirwa nebeb repaUZ and aijamuka exactly zvikuitwa nemuface uyu Twabam😂
Haaa twabam lol
Lol😂😂😂😂😂
This combination is a bomb! Lol
Kkkkkk boe here Nigel kunyepera bby
I'm dead for days....comic pastor😂😂😂😂
Kwanzi hapana way yeku prover,🤣🤣🤣🤣
Volume boe madam boss 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
kkkk hanz chibvai pano kkk nepekut nigel aripo here pamari iyi kkkk
Mhofela na comic pastor aiwa nice combination
Kkk ayas , Nigel anoda mari kungoona kayuwesi atadza kugadzikana kkkk
Kwai tirivaviri yacho iyoyi haitokwani kkkk
Kkkkkkkkkkkkkk hanzi ngatiperekedze nemotor yake ye blue kkkk lol
😂😂😂😂😂tete Ava varikugaya mari
Kkkl Nigel wakuvhunza vanhu vako kuti mabvepi kunge usingazive kkkk
Kkkk twabamuuuuu😂😂😂😂😂chiri kupisa
Hehede apa Gamu wainge wakutoda kuenda na tete kunogara navo baba vemurume vafa ahhh imika 😂😂😂
Kkkkkk hanzi mwana ashata 😂😂😂😂
hanz munonyenga vana vevanhu muchinyeba
Hanzi Nigel dai atiperekedze nemota kkkk tete varikuda mota necash chete
Toramukadzi wako xaa Nigel nyaya ndiyoyi hoyo mwana watova baba xaa
Kkkkkj na nigel ari apo here apa.kkkkkkkkk tete
Kkkk mhofu n comic pastor kkkk my fav
Zvokwadi rume riainganyebe hariroore😂😂😂😂😂😂
8:30 ziso raGamu kuna Nigel kkkkkkkk
Good combination love it guys
Mwana ashata 😂😂😂😂
kuzoda hwupfumi hwamusina kushandira kkkkkk
Kkk Comic Pstr: hanzi amai vako vari kuAmerica iwee 😂😂
True definition of zimbos life 😂😂😂😂
Good one more of this
kkk tete vakuramba kubaya nekut vabata mayuwesi
Tete vacho ndooma1 kkkkkkkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi ndomuziva kwete zvekudaro😂
😂😂Nigel huye bodo.. Nice one
Tete vanoda mari ava uuuuummmmm
mai titi vakadzikama apa kkkkkk
Mhopfela vataura pachikuru
Dakuzochiona paweakend Nigel avakuyenda kumusha kkkkk
Mota dzakati ndandanda,dzenyu hre nhayi Tete kkkkkkkkk
Kwete zvekudaro😃😃😃😃😃naji sazodaro hant
Hanzi ndaitaura maiguru Olivia 🤣🤣🤣
Mota dzakangoti ndandanda kkkk tete ava
Ku zaka rinopisa kkkkkkkkkkk
Kkkkkk hapachagarike manje
Commic pastor ma1
Hahaha haaa the combination kuseri
Great combination keep it up
Kkkk hanzi hapachagarike manje.kkk
Well done guys
Hanzi hazvina proof
Nigel😂😂😂😂