IF SHE WAS BLOCKED BY THE FAMLY,THEN WE AS PEOPLE LOUGH AND CALL HER NAMES WE ARE ACTULLY DOING WHAT WE DID TO JAR LOVE, LET US PROVE WE CAN CHANGE ,SHOW SUPPORT , WHATEVER SHE IS GOINFG THROUGH ,LET US NOT JUDGE.
People in comments ,will be one's crying crocodile tears when she is gone ,you all now have something to cry about Soulja love yet you made him look lost in this world ..Squanda deserves so respect ..
THAT IS HIS FAMILY YAANGA AZVITSVAGIRAWO EGA SOULJAH LOVE..AS CONTROVESIAL AS THEY MAY SEEM..NDOOVAMWE VAKEWO VAAIWIRIRANA NAVO..NDOOMHURI YAKE..ZVINO MOMURAMBIDZAWO KUCHEMA HAMA YAKE😔
Heeeeee this is new vhanhu vhakudzingwa munamo inga wonders shall never end.why didn't they chase the family we used to think kuti jah love had no family.and now now the family will be fighting for the car and the house hahahaha life so.
chighetto yuth n zimdancehall culture zvirikuuraya mayouths takatarisa see how squanda's life is falling apart .. only a few like freeman n winky d are the ones which have admirable lifestyles the rest u can see tt their lives are in mess. maproducer n promoters tz yo job to show the newcomers the right path kwete kusiya vana vachiparara
Csta vedu vakarowa nemtoriro , haa guys let's not let her rumble astray like this , lady squanda was feet and strong buh look at her now this is a coz of concern shuwa.....
Ahhhhhh????? 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️. Ari kuda kuenda kupi ne musoro we green , red ne blonde uyo????😳😳😳Ngaadzokere kumba! Vakaita zvakanaka kumurambidza or dai vakamusungisa dhuku!!!🤣🤣🤣
Mbanje idzo mwna sikana uyo avakurasika munhu auya panhamo ayite zvechiramwa aaaaa ndokushandiswa na satan uko wig yacho ko kusunga dhuku unobvepi guys dzidzayi form bev uyo.aa mungamuziv kuty ndiye anotamba uya aratidza tsika pa pa rufu apo number Bevy
i will always love Squanda chero mukadiii hapana mukadzi achabatirana ngoma na squanda kuzvida kana kusazvida
Ini ndino vhaira. Singing hangu
Bounty hausi kumuziya
Unonyepa iwe
Zvamuri kuita squanda ndozvaingoitwa jah love you misinterpret these artists then kana vafa Moda kunyepedzera rudo
Thats true
Imbavha, dai arega zvekuba izvi zvinomunakira.
@@chillychicks4368 🤣, wandiuraya
Zimbavha..zibully...usafananidze souljah nezvisona basal
@@talentmupatiki9156 lol munhu wese anotadza munhu wese ane past yake it's just tt zvake zvakabuda pachena...learn to forgive!!!
Chero Squanda akambotadza haake, inhi ndichirikumufarira. Zvaitiwa nemapurisa zvakadhakwa zvisingaite
Mapurisa acho vanopenga nhai
MaHKDs lets remember chimhamha chedu ndovamwe varkuda help plz tisazoite zvakaitika pana Chibaba kzomurangarira aenda
@@trevortshuma232 meaning hautozivew nezvedangerzone .....
Sure guys squanda apera
IF SHE WAS BLOCKED BY THE FAMLY,THEN WE AS PEOPLE LOUGH AND CALL HER NAMES WE ARE ACTULLY DOING WHAT WE DID TO JAR LOVE, LET US PROVE WE CAN CHANGE ,SHOW SUPPORT , WHATEVER SHE IS GOINFG THROUGH ,LET US NOT JUDGE.
People in comments ,will be one's crying crocodile tears when she is gone ,you all now have something to cry about Soulja love yet you made him look lost in this world ..Squanda deserves so respect ..
Weave haisi yenyika dzino iyo😅😅
Gegegegegege
🤭🤭🤭
Kkkkkkk iyo chero ikarasika handinongwe kkkk
Haa ndanyara hangu .RIP Sauro .Those who denied squanda entry makawoma
Any zimdancehall was suppose to pay their last respects to chibaba its so sad that this regeime is now taking bribes to attend a born free funaral
Hazvisi bhoo izvi amana mangoma aya hatifanire kubukana zvekudaro
U can say tht again
True
Ndarwadziwa
Lady Squanda need professional help asap
Aita sei
@@antid3m71 open your eyes
@@antid3m71 wangu tasangana kuno
Kudyisa munhu tsoka achishandisa mamonya, gore riye, zvinenge zvaakumuteerera manje
Zvekuzoti Squanda anochemwa kukunda Jah love dzingori nharo hadzo anyways mapurisa aasinga fanhe kudero
Yaaa haazochemwa kusvika ikoko tisanyeperane
Ahhhh vanhu so ka
THAT IS HIS FAMILY YAANGA AZVITSVAGIRAWO EGA SOULJAH LOVE..AS CONTROVESIAL AS THEY MAY SEEM..NDOOVAMWE VAKEWO VAAIWIRIRANA NAVO..NDOOMHURI YAKE..ZVINO MOMURAMBIDZAWO KUCHEMA HAMA YAKE😔
Zvekut chii chii azvina basa...vanhu munorasika ndiyo judging yatiri kuti tadzidza from Sauro's death....msadaro imi...Squanda akambokujambisai ma speaker maakutaura zvisina basa....ko to correct not kutuka...amudzidze shuwa
Ma celeb epa zim 🙌 kungomutarisa kuona nhamo yega yega zvotopisa tsitsi
😂😂😂
chero vakadii dear i still loves you .panhamo hapadzingwe munhu muchanotongwa kudenga hameno henyu
Very hateful comments. Soul jah love would’ve never discriminated anyone. Munhuwo arwadziwawo. You don’t know what she is going through
Now I understand why Bigman vasina kuenda kumariro
Heeeeee this is new vhanhu vhakudzingwa munamo inga wonders shall never end.why didn't they chase the family we used to think kuti jah love had no family.and now now the family will be fighting for the car and the house hahahaha life so.
Aizve remember passion akadzingwa kwa Ginimbi
Ndiye wekunzi neChibaba Squanda ndinokumedza nemakanda!
TVT🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣😅
"Apa ndiye mukuru wemangoma"???🤔 sure here nhai boys .... remember akambodyisa Skimbo tsoka nyika haisati yakanganwa maybe ndoimwe reason. But pakuzoti anochemwa kudarika Sauro musazonyanya kunyepera munhu muchidaro ndipo paanozozviuraya achida kuproover point iyoyo ingonyaradzanai zvakanaka.
Uuumm Squanda really needs a serious help ...!!!
😅😅😅😅😅😅😊
Akarohwa neguka
Yhaaa chibvai mamuona squanda uyoo before tazoita maWas this dai zvakati..
chighetto yuth n zimdancehall culture zvirikuuraya mayouths takatarisa see how squanda's life is falling apart .. only a few like freeman n winky d are the ones which have admirable lifestyles the rest u can see tt their lives are in mess. maproducer n promoters tz yo job to show the newcomers the right path kwete kusiya vana vachiparara
Csta vedu vakarowa nemtoriro , haa guys let's not let her rumble astray like this , lady squanda was feet and strong buh look at her now this is a coz of concern shuwa.....
kkkk crew racho rese ndezve mbanje izvo
😂😂😂wandipedza
Hairstyle ya lady squanda gyz🤔🤔🤔
@@funnywithconnie6631 unobva watongoona kuty zvakaoma🤐
Mutoriro
Squanda needs help uuummm
Mbanje munodzinyanya umm.Ndo ma Zim celebs here aya.
Yea vanozvikuvadza vega
I really love Squander ...queen ku HKD ..how emotional she is really touches me
That makes two of us
Wig yaSquanda ndiyo here iyo amaka😂😂🙌
😂😂😂😂😂
😂🤣
What's going on with Lady Squander?? Akupenga or....? I don't understand here
😅😅 Kurohwa zvake nemutoriro
🤣🤣🤣🤣hanzi haisi danger
Akarambidzwa nepolice kunopinda kuti abate maoko
Eiiish help is needed WO apa
Kkk ok weave bho here pamwe ndoyaarambidzirwa....
Hannzi tatobva takasanitaizwa😅😅😅😅😅😅
Kubhadhara kupinda panhamo🙄🙄🙄🙄🙄🤔🤔🤔🤔🤔 Zimbabwe I nyika yakaora zveshuwa
Squanda wacho imbanje chaidzo hapana hapana
Musadaro Chief forgiveness yakakosha. Msro bhangu
True
Matanga futi kuti madrugs !! Hamudzidze here Nhai ziguvhu
Ahhhhhh????? 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️. Ari kuda kuenda kupi ne musoro we green , red ne blonde uyo????😳😳😳Ngaadzokere kumba! Vakaita zvakanaka kumurambidza or dai vakamusungisa dhuku!!!🤣🤣🤣
Kkkkkk very true
Lol
Ndiye umwe akushungurudzwa uyu
GOOD ❤❤❤❤
🤣🤣🤣🤣🤣 uyo ngapfeke duku first
Ummm skwanda ndiye mumwe arikudawo help.
Tru
Yaa life inorema Hama wee
Too much drugs
Shuwa hako iwe ndiwo matangiro azvo futi ndozvikuvapedza
Akarova kahairstyle kegreen
Aah blaz avo vakutotaura zvefuneral yasquanda, 😱
Aizve vakutoronga kuchemwa kwake
Look at the hair style ma1.
Yakanyanya shame
Akuita sema jama
Haa hairstyle ndoyarambwa iyi😹🙌🏿
🤣🤣🤣
Haaa haisi danger kkkk
Chiiko chiri mumusoro akuita kunge peacock, lool.
Ma smart 🤣😳😳
It's a parrot 🐦
Mazipurisa epaZim angaotoda kupfuma panhamo yachibaba mazimusoro bhangu 🙄🙄🙄🙄
🤣🤣🤣taura hako
Zvaanenge weMbanjewo futi lady squanda wacho. Ndoosaka arambidzwa kupinda
Kķkkkk. Ayaas
Kkkk
Hair ne mask ndozvatyisa mapurisa maybe
Haaa iweweka nhasi ndaita mabayo nekuseka
Pane angandiudzawo here kt zvirikufamba seii...arambidzirwei..chii chirikytora nzvimbo
Yaiva nguva ye covid
Ma restrictions aiva akawanda
Kutonyora chiiko... Wakudawo attention zvakadhakwa....
Painful 😢
Ko akarambidzirwei kupinda nhai veduweee ndarwadziwa but wig boe here 🤭
Mbanje idzo mwna sikana uyo avakurasika munhu auya panhamo ayite zvechiramwa aaaaa ndokushandiswa na satan uko wig yacho ko kusunga dhuku unobvepi guys dzidzayi form bev uyo.aa mungamuziv kuty ndiye anotamba uya aratidza tsika pa pa rufu apo number Bevy
Wig ikupedza masports
Chirungu !! Siyai akadero
Kudai akasunga musoro kuratidza hunhu
Haaaa ngavasadaro Squander boiz ingawani mnhu bhoo
This was not fair pachi rasta makakonewa marasta is this the one love we preach everyday
Arambidzwa naaniko nhy vanhu weee, police here?
PAKAIPA HANZVADZI
Squanda jus pay your Radio and TV licence, kikkk
Yoooh tswanda akuita kunge kachembere
Saka zim dance hall ndeyembamnje kaaa hakuna anobuda arisober
Kana ndimiwo boys zvinoita here🤣🤣
Apa hamubudi musodzi zvenyu 😅😅
Ko vamirambidzirei kupinda nhai but Squanda haazochemwa kusvika Sauro musabhaizane
Yooooh ko lady ava chii chirikuitika
Squanda wanorwadziwa newe, bt tht mst not chng you kp on my dear
Ko arambidzirwei kupinda?
Ndianiko squanda uyu handimuzive ini.....and ungati kuchemwa kupfura soul jah love kwana iwe mukomana iwe
Kikkkk, ndiye uya wekudyisa munhu tsoka achishandisa ma monya
Mukomana uyo anotaura kwaasina kuswera 🤣🤣
Ndiye mumwe akuda help uyu madrugs akumutonga rough
Hanzi madrugs akumupengesa just singing
Guys hanzi zvatinonzwa manyepo will believe kana wamuona neako maziso maviri let's not judge
@@emildamlilo4098 tomuziva uyu hatiz kutaura zvekunzwa
Kudhizisa kupinda kufuneral🙄🙄🙄is this how Zim has become
This is sad yooo. Zvandi rwadza. Shuwa munga dzinga munhu kubata maoko
Ambasador needs help a serious attention otherwise anogona kutevera ne situation yakaenda na Sauro
That hairstyle is attention seeking behaviour .,she needs help
Getaway king
@@tinashechitauro6904 she is an artist Sabuku, it's all about attention
usapote uchidyisa vanhu tsoka yako, people have not forgotten zvawakaita
Akadyisq ani nhai hama ndiudzewo handizive
@@blessingmutopo1430 Skimbo😓
Her hair is so colourful,wont the mask draw so much attention at the funeral as well?
Hairstyle haina kupindirana nemweya wa Sauro 🙄
Shuwa kkkkkk hairstyle iyo mmmm yaramba kupindirana naSauro.
😂😂😂😂😂
Haaaa. Mukwane imi. Ndimi futi mayiti sauro anorohwa nemutoriro nhs makunyepera kumuda nekuti afa. Vanhu varambidza saunder. Vatadza. Chete. Bvumai chokwadi kwete. Matuzvi amuri kutaurA aya hair style one basa rei ndoyauya kunhamo here or. Munhu. Kwanai mnzwa
Kkkkkk
😢
She needs help this one something is wrong
Isnt it bcoz akadyisa munhu tsoka gore riye achishandisa ma monya
Squanda aichemera kurambidzwa kuchema Sauro....
Hahahahaha aya maSkiri ekuda kudzoka muGame
Hapna kudzoka mugame kwachaita iye shaaa auya muzochema mumwe wake kunhamo.kwairambidzwa vanhu ska wotdza kutaura cz kune imi munepfngwa dzakamam
That's genuine hapana kana acting apo
sorry zvako wanku sis usachema
Green hair was the problem, who has green hair?
out of everything, you focus on her hair?
Mbama iya yawakarova comedian vaya, zvakukudzokera
haaaaaaa ndarwadziwa na sqanda zvababa kudai
That was wrong inga she s a well known artist.. Iyevo hairstyle dai asunga musoro unenge parrot
😂😂😂😂
@@cherryhaze4176 kkkk parrot
Kkkkkk waona zvandaonawo🤣🙈
Kkkkkkkk
Kkkkk mapurisaa nganyare wedu wee kutinyoresqq panhamoo
Mapanzwa here peku TONYORA
hahahaaaaa iyo hairstyle kunge robot
kkkkk kutonyora kupinda mariro only in zim lol
Kutonyora kunobata maoko hre
@@choicejezzard1563 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 wandipedza
😃😃😃😃ko ma100rands akange akubhadhariswa vanhu akange ari achii nhai uuuum huwore hauperi chokwadi kkkkk
Saka sikwanda achiri musungwa her ... vakuti akaenda anoita seiko.nhaimi
Ko zvinopenya kumariro😂
Zvinopisa tsitsi kuona zvamakuita kuzim kuitabasa rekutedzera zvinoitwa nedzimwe nyika shuwa mungadzinge vanu vauya kunochema nevamwe haaa am disappointed 😞 makapusa ngowara zvisinanebasarese shame
Munhu anoruka squanda denga harioni zviii izvozvi knge rainbow
Kikikikiki
Peacock mumusoro ndozvarambwa
Ko kuenda panhamo pakutonyorwa here eish ma1🤷♂️
That hair should be arrested
Hairdresser wake ane hutsinye kkk
Kkkkkk ndooyaanenge ati anoda
You're too moch
Kkkk
Kkkkkkkk veduwee
🤣🤣 ehe akamunyepera kuti zvakakufita
Ambassador we Rhegeee ☺...ndokudaa hangu...ndarwadziwaaa shame
Akarambirwa hair style kikiki too ghetolicious
Uchazonzwa kave kasong
She really needs help ASAP
But nhamo inhamo guys munhu haarambidzwe kupinda panhamo let's have sense kana benzi rikauya panhamo wani polis ngaisadaro sua
Kana iyo mask yacho woti ungasarambidzwa here. Kuda kutyisidzira vanhu parufu
😂😂😂
Kkkkkkkk
Shaaa usandinakidza but it's true
Vatadzisa queen kuchema king wekubasa kwake ndianani
😂
..maisafanira kunge makarambidza squander team
kkkkkk tears of a crocodile squanda