At least akaziikanwa kurudzi zvine ma blessings. Life yake inotozoita right. Mirai zvepfuma dai vaiida vakaenda kare. Mwana mkomana wese anoda kuziva dzinza kuitira vana vakewo
please ,Subscribe chete ndinoda channel yangu ikure tese tichangofa at least do the ryt thing ,ndichakuliririra pa judgement day! hatigonerei tese anamkoma vangu, im sure kuti ndocha improverwo as tym goes on.
To hail mhani Chamisa ne SADC how does it tally with MtumutumudI’a ???????????.Uridununu iwe hauna nyaya. All was inherited to his wife who he developed the assets with furustop.
Chamisa is not God.Anyone is free to express their opinion.If Chamisa doesn't want people to say what they think about him,he should simply be not in the public domain.Mutikwanire!!!
Ko ari kurambireyi ma DNA kuti anyatso ziva chokwadi chzere ndiko kuti mhuri yake inyatsomu gamuchira yakafara koo zvicha tyisa here ndizvo zvinotofadza vemhuri anyatozova dzinza rake
Imi musataurise. It's his constitutional right kushandisa Zita rababa wake. Pakatoshandwa basa apa kuti paberekwe mwana iyeyi. Saka zvepfuma yababa wake siyanayi nazvo. Munorwisanisa mhuri yewaridzi. Kana muchnyasoda humboo hwakakwana anongoenda Kuna DNA. Ko idzo mhuno dzawo maziso muromo hamuone kufanana here mwana nababa wake nhai wedu wee?
Ko sei musiri kutaura namai vaAaron ndovanoziva zvavaizviitira uye mwana uyu akati arikuda nhaka here or dzinza rake kana tichitaura nyaya dzakadai ngatizviisei mutsoka dzevamwe vanhu
ua-cam.com/video/CcZFvCwdToA/v-deo.html - WATCH PART 1 DNA RESULTS HERE!
Usatambe muzita raChamisa taura zvaAaron & stop there
Nyaya dzako unodzisanganisa iwe Chamisa anopinda papi chiPage acha ndechekupenga ichi
pakuzoti chamisa apo maakurasika sekuru gudo tambai nezvimwe tinopesana
Akufarisa
Zvemari hazvina basa dzinza ndorakakosha anoshanda zvake
TRUE IPAPO
Chokwadii ipapo
Go heng gudo leave Mukomana alone
@@marconkiwane4248 subscribe iwe!,ndazvinzwa kkkkkkkk
Mari inotorinebasa zvachose. Money makes life easier its give a start. That's why varungu vari mberi mberi
why do you mix your story with chamisa im unsubscribing you right now
Ah!
Akagonesa Tuku kusiira Daisy zvinhu zvake ndozvo chaizvo cz vaishanda vese! Aaron kana ari mwana waTuku ngaazvishandire zvake! Vana siyanai nechirikadzi shandaiwo muite zvenyu pfuma yenhaka inoparadza hukakama!
Ko imimi Sekuru gudo sei muchitaura muchiseka zvinhu zvinosekesa izvozvo kwanayi
Zvenhaka zvapinda papi nhai Gudo. We can only listen to that when it comes from Aaron NOT imi vaGUDO
Ndiwe here wabvarura,
Kutunga moyo waSamanyanga
Kutunga moyo waSamanyanga
Kudai mudikanwi Kani.
Ndaimboshora vaye
Vairwara nerudo
Ndaimboshora vaye
Vaiperfomer murudo
Ndichichiti vakadyiswa
Paunodiperfomesa,
Panondipengesa
Wondirwarisa nerudo
Ndidzorewozve mudiwa
Njere dzaSamanyang ndiwe
Ndiwe wakanga watatora
Zvose zvake ndiwe
Wakanga watora,
Mudikanwi Kani.
Samanyanga vainge,
Vainge votongoona iwe wega
Paunorovanidza poto nendiro
Samanyanga vaitonzwa
Sevadanwa .
Pawaiva pengesa nerudo
Pawaiva pefomesa
Nerudo
Anodya ndeanamai varipo,
Zvoendazve nemwoyo wemunhu
Vamwe havana mwoyo iwoyo.
Asika newewo
Yadeuka yadeuka
Inga unechipo
Chakadarika vamwe vose.
Chiva nekanganwiro
Nekuti mwari haadhakwe
Nzira wakavhurirwa
Chaunga chose
Chamudhara chinewe
Saka unoramba uchichemei.
Shanda mwana Shanda
Nhaka izata
Muzita ndimo muneyese
Zvemushakabvu siyana nazvo
Zvakatoendwa
Kuti panzi
Samanyanga zvinevakashanda
Iwe Shandawo
Tozoti Manatsa
Papi pacho paucharamba
UchituTukudza.
Chero aziva dzinza rake achashanda zvake mwari anokuropafadza Aaron
I think I will subscribe now. Thanks, wakumbira ruregerero
todzidza kwamuri madzikoma edu
Iye Aaron aimirira kuti baba cafe? How old is he to start identifying dzinza rake now? Pakafa Sam aivepo here?
taurzi henyu
Dai aida maproperty angadai akataura before the will but blood is thicker than water,munhu ngaende kudzinza rake
Kana mukatamba neZita reakazodzwa munowisa carrier yenyu sekuru
kuti kudaro here muszoibde nemoyo
Kkkkkkkkkk Sekuru Gudo❤
😂😂😂😂 chamisa aneropa rakashata aron arinani
Kana ana selmor nasandra vasina chavakavana unoti Aaron anopihweyi
Mukomana uyo akafa Ana NaSelmor
Haapihwe chinhu na Daisy. Ndiye aisungirira vachiita zvinhu zvavo.
asi dai murimi Aaron maizvitambira here ikodzero yake aaron kuwanawo something
Leave my president chamisa alone
I have just subscribed mwanangu. I have just came across your channel son. Watching from uk
Aaron ndiSamanyanga chaivo
At least akaziikanwa kurudzi zvine ma blessings. Life yake inotozoita right. Mirai zvepfuma dai vaiida vakaenda kare. Mwana mkomana wese anoda kuziva dzinza kuitira vana vakewo
ZvaChamisa izvooo makufarisa Sekuru gudo tambai nezvimwe
Zvakakosha kuzivadzinzarako madoor anovhurika
Haàaaa iwe wakadhakwa zvako kana uchitaura zvinhu zvako siyana naChamisa taura nyaya dzako please unoshaya masubscribers nenyaya yaPresident wevanhu
I will try Akoma
Chamisa akwana papi APA nhai.
Chamisa apinda papi mave Kuri bhohwa manje zivayi kutaura nyaya yenyu ko kutaura mazita Evanhu
Murume wenyu here
Kana paine will pan zvekuti mwana mukomana ndie anowana nhaka. Will aishandi saizvozvo kana asiri pa will apana vanowana.
Zvaita zvakanaka aziva dzinza rake izvozvo zvakakosha pamwana wega wega ,awana surname iyoyo zvitori bho saka zvepfuma ndeimwe nyaya ndezve pano pasi Aaron uchayambuka nezveziya rako.
True ipapo
Iweeee auna ndiri urikutipedzera tym gate away
please ,Subscribe chete ndinoda channel yangu ikure tese tichangofa at least do the ryt thing ,ndichakuliririra pa judgement day! hatigonerei tese anamkoma vangu, im sure kuti ndocha improverwo as tym goes on.
To hail mhani Chamisa ne SADC how does it tally with MtumutumudI’a ???????????.Uridununu iwe hauna nyaya. All was inherited to his wife who he developed the assets with furustop.
Ini ndakazviwanira sahwira wangu, sekuru gudo. Ende makazvipa zita, rinoenderana nemi, hanti gudo rinoba zvakarimwa nevamwe.
kkk munoreveikoo? kuba ndiwo mutupo kkkk but we have more to offer as well.
Usatamba uchiita ma jokes ekupenga uchitaura Chamisa . That name is people's hope for regime change . Tamba nezvimwe chaibaba
Ok akoma ndinopagadzirisa.
Na daisy hakuna chaunowana aoron sorry
Aaron uyo arikutotsvagawo rudzi rwake ,he never mentioned anything about inheritance
Ummmh zvimwe itai muchisefa mashoko sekuru gudo plus zvimwe zvamakutsvaka siirai varidzi vazvo
Itai zvinhu zvenyu bt siyai Chamisa kana uri weZanu ita zveZanu
Chamisa is not God.Anyone is free to express their opinion.If Chamisa doesn't want people to say what they think about him,he should simply be not in the public domain.Mutikwanire!!!
Ndaku supporter because wachema wena 😂
Sure Akoma ndimi vanhu vachozve kkkkk Zimbabwe inotoda kuchema iyi ukasadaro unofira mumbereko
hauna dhiri unorasa nyaya hauwane malikes wangu ukapinza mazita evari kurira
Zvefuma hazvina hazvo basa baba vake ndovakagara vakoniwa kubva vachipo chavaifanira kuita vachichivapenyu kugadziriravo vana vako vemumatondo something nokuti vana vanoguta pana baba ndevana mai varipanyanga vemumatondo munogadzirirwa nababa vachipo especially kuindisavo vana vako kuchikoro wodzidzavo wozozviitira zvinhu zvako ndochikuru kumwana wekunze aifanira kuindiswa kuchikoro oitavo twake
mashoko makukutu thanks a lot for your contribution
Kuziva kuti ndivo baba vake chaivo ndizvo zvakakosha zvepfuma ratovawo drama ringatizo taurwa later first is he the real son or
@@MaiVeraMrs-pt9qv Thats true
Ngashande zvake asiye chirikadzi izvidyire lifa remurume wake
Eee chero aziva dzinza baba vake vakafa oliva ndivo vaita kuti mwana auye mumusha ropa redzinza harirovi mupeiwo zvishoma zvakasiiwa nababa zvishoma shoma kuti mudhara wake asapfukazve nhai
Ko ari kurambireyi ma DNA kuti anyatso ziva chokwadi chzere ndiko kuti mhuri yake inyatsomu gamuchira yakafara koo zvicha tyisa here ndizvo zvinotofadza vemhuri anyatozova dzinza rake
Kwana iwe
Anoshanda zvake kani indiva
Ndopfungwa dzakare idzi munhu anoshanda zvake kungonzi uri mwana Wani zvinokosha mukore uno shanda sezvauri kuita iwe
sure
Baba ndo vaka kanya Dai vaka siya va gadzirisa nyaya dzavo chero vana vasikana vango piwawo spoon spoon PA nhaka ya baba vavo
Chamisa is live wire,yawavakubata
Leave Chamisa alone netunyaya twako tusina basa
Uyu angazowane zvinhu ana Selmor vakashaya kkk. Usatambe netype yaDaisy mugold digger. Chinonakidza ndechekuti tese tinofa ndezvepasi pano izvi
true ipapo
Daisy Munomuziva Moyo wake hapa chaanowana mai vaya vane moyo wavo shame 🇿🇼🙏
kuti kudaro here
Nxaaa usatambisa data redu iwe wakadhakwa
Mazi vende steki ahuna nyaya iweee
Chipo chikuru izita rekuti Mtukudzi nechipo chete
TRUE
Aaron haana kuti arikuda mari asi arikuda dzinza rake
Kusvika sekuru gudo makugona show yenyu ndozo subscriber but for now kwete
Musandidaro veduwe im working on it.Support a brother pliz.
Chikuru ukama upfumi hunoshandirwa
sure
How is Biti fitting in your story?you seem to have gone out of order
Hauna nyaya
Imi sekuru mune pamuromo shame munyama munyama kuita sei apa
kkkk kumwaira ma spice munyaya kkkk
Ini ndatoo mwana wa Tuku
Pfuma anofanira kuiwanaewo hanty mwanawo here?
Ehe ka Chamisa ashandiswa semuenzaniso. Yes Zvake zvakavharana wani zve sadc and neizvi zvinogona kuvhara nawo. Chamisa yangori waya yakawora isisi sina kana connection kumagetsi
taurai henyu
Wakutamba nezvisizvo now
Just do your show on Tuku leave Winky D alone apa - you wont get a like from me or subscribe from me.
Saka you support Mnagagwa and Sengezo and you hate the victim saka Chamisa apinda papi apa?
Ndriwachamisa ini
Ishungu but Basa iri haurigoni zvako
Mavende chete hapana nyaya pano
Shame imagine how pipo were talking
Kamhata kwako chamisa chii
Sevenza zvako
Thanks Akoma
Imi musataurise. It's his constitutional right kushandisa Zita rababa wake. Pakatoshandwa basa apa kuti paberekwe mwana iyeyi. Saka zvepfuma yababa wake siyanayi nazvo. Munorwisanisa mhuri yewaridzi. Kana muchnyasoda humboo hwakakwana anongoenda Kuna DNA. Ko idzo mhuno dzawo maziso muromo hamuone kufanana here mwana nababa wake nhai wedu wee?
kkkk shuwa iyoyo
At least Chamisa has his front teeth intact
kkkkkk apa mandigona
Stick to your subject,don't mix your story with Chamisa.
Ok Akoma.
Ko sei musiri kutaura namai vaAaron ndovanoziva zvavaizviitira uye mwana uyu akati arikuda nhaka here or dzinza rake kana tichitaura nyaya dzakadai ngatizviisei mutsoka dzevamwe vanhu
Hauna nyaya iwe mazigirazi ndizvo zvaunga kumbirire vanhu ku subscriber kano uchiita of topic
Asi Chamisa anemunyama ere imika
Ukataura nezva VA Chamisa apo unenge vave kurasika manje
Urimhata zvako Chamisa naWinky vapinda papi
ndsaka usina mazino kutaurisa semarubber u believe n look like him...
kkkkkk musandidaro
Aaron is a man akida nzinza rake chete not Mari kuitira vana vakewo asarambe achideedzwa wamainmutuoo
true
Mari haina basa chakakosha kuziva dzinza haana kan kt anoda chinhu uyo
sure
Siya Chamisa utaure zvavavinga pamhepo, nxaa
ngaawane maproperties ababa vake handiye akasarudza nzira yekuzharwa nayo
Mwari uchamusidza,Aaron hana basa nemari dzenyu
Ko wink d apinda papi apa mambo
Hamuna nyaya bambo
Haa idzi dzinepamuromo 😂😂 aah
Winky D varukukwana papi na Chamisa urukushaya zvekudaura uri gudo for show matama dodi rakatsikwa me njombo futseki rubbish
Makutsvaga content zvisizvo
Ndichagadzirisa ndikudzifambira nyaya dzacho. Thanjs ne heads up
anoda pfuma yei achembera ngashande zvake
That vanhu asinga kufollew murimatuzvi
youtube haipedzi EDZI yako enda unomwamapiritsi!
Chamisa tomuda akadaro
Kokuzotaura mazita uchashaya ma followers
Zva chamisa zvapinta papi unofarisa utsho ngobubi satan you don’t hve respect shame on you leave our Chamisa alone ngama glass unosemesa nxaas🤮🤮
Aaron anoda zita haanei nefuma
Chishuwiro chake kuda kuziva dzidza rake kwate zvepfuma zvawava kuwawata
kkkkk msandidaro kani
Sekuru gudo kana muchida vateveri pa channel yenyu iyi panoti chamisa apo ndipo pachakushaisai vateveri venyu
Ndichagadzirisa ndikudzifambira nyaya dzacho. Thanjs ne heads up
Zva chamisa zvapinda papi apa