Patty, Patty hameno hako! That slick black leather trousers you are wearing, fits your figure very well, unonyengwa ne Varume all over on the streets, vachiku disturber where ever kwaurikuenda and just minding your own business.
Hahaha inini hangu ndingori munhu asina basa nema birthday gifts.....Ndozvinoita team rinoti "ini ndiri munhu asina jealous or ini ndiri munhu anerudo", they do the exact opposite . But inini hangu on a serious note, nditori munhu anerudo nevanhu, asinganetsani nevanhu, handidi zve noise.
Iiiih life haidi hayo kudaro mukoma.....invest mukutenga mbudzi and all but going for trips and outings its also very important muupenyu hakusi kutambisa Mari ba... It refreshes and rejuvenates your soul, munhu farawo so....lol
😂😂😂 its the "Naijewu" for me
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂
Hanzi ini handina basa nazvo kuti vanhu havana kunditengerawo birthday present asi ivo ndovatengera,that statement yandisekesa zvangu😂😂😂
“Kukupa mari before my birthday shuwa, kutadza kungonyumwawo” 🤣🤣🤣🤣🤣 bamnini Nijo
😂😂😂😂😂 u guys u don't disappoint henyu ⚡⚡⚡
Musatichinjira Mai Joe vedu, Mai ropa hatiridi 😂
I second this. Toda mai joe
😂😂 but the characters are different ka. Mai Joe ndevekumusha, Mai Ropa ndevemudhorobha
Shout out to those tt feel nijo n Patricia look good together🥰
Hapana hapana Patricia ndewangu
@@playgirl7305 ah ah zvabvanepi
Manje nijo is married 😂
@Mimmie S ndaitombofunga vanoita zvechikuru be4 he got married
Kanda number dzeEcocash wangu, ndikukandire data 😂wataura dama
Hamuna kana chi voucher 😂😂😂
But nijo wati hauna basa nebirthday wani 😂😂😂😂 Zim adventures ukuidiii
Patty, Patty hameno hako! That slick black leather trousers you are wearing, fits your figure very well, unonyengwa ne Varume all over on the streets, vachiku disturber where ever kwaurikuenda and just minding your own business.
Akamufita shuwa. 😘😘😘
Mmmm aka.... Eh
😂😂nenguva yanzi handina pressure nemagifts
True you guys you maket really
Patricia kkkkkkk well done girl love youu 💖 Behind my tsano Nigel
Hamuna kana chiVoucher!!!😂😂😂
Good surprise wow❤🎁🎁🎁
Shaa wandivhundutsa shaa😂😂
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Ayaa ma jeans aana basa🤣🤣🤣😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣😂
Welldone guys
Hahaha inini hangu ndingori munhu asina basa nema birthday gifts.....Ndozvinoita team rinoti "ini ndiri munhu asina jealous or ini ndiri munhu anerudo", they do the exact opposite . But inini hangu on a serious note, nditori munhu anerudo nevanhu, asinganetsani nevanhu, handidi zve noise.
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂hanz ndakakupa mari iyaa
😂😂😂😂😂😂😂haibo🙌🙌🙌
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Day trip tingoendawo😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Hakuna kunyumwa panyaya dzemarii
Chibaba cheduuuu hamuregi kuchema Chema kkkkkk
😂😂😂😂😂ini Am not even moved
Idzi 👏🥵🥵🔥🔥😅😅
😂 😂 😂 😂 Budget iyi 🙌
Saka mari yakapera hr😂😂😂
😂😂😂😂it’s all fun here
😂 Ko Mai Ropa makuita sei
First to like and comment 😂😂
Kkkkkkkk Nijo ma1
adventures wakudii zvee nijo hapana munhu asingade zuva raakazvarwa vanhu vanonyima ndozvavanoita
😂😂
Ndokupa 3 waya wotenga 2 maJean 😂😂😂
Kuzongoti Nijo akachata otherwise heyyy, ...anyways welldone guys
Mogona guys 👌🏽🔥
Kkkkk haaa timhu iri so
But apa mamboti hamuna basa nebirthday saka chaipa chii manje 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
🤭😂😂🤣🤣🤣😂🤣🔥🔥🔥🔥🔥
😄 I want jeans for my 2 boys.
Ndokupa 300 wotenga 2 ma jeans 😂😂😂😂budget unoiwanza
Kķkkk
Hhhh Nijo wakunyanya kutinyima ma content
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Munhu akudya patricia kaaa
Hayaasi
😂😂😂😂
Patricia next time dont bother 😃😃😃😃
Naijewu🤣
😀 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 You guys haaaa muri perfect vanhu...
😂😂😂😂😂😂
Nijewu kutotaura kuti 'hazvina kana kumbondibata' zvinenge zvatokubata 😂😂batwii batwee🤣
Kkk guys tell me ndekupii kwamanga murii ndikuda kuzonotandara na babe wangu kurii ziii 😁😁😁😁
Ba Ropa inga mati hamuna yakanyanya sterek, zvakwidza nguvai futi
Haaaaa Nigel basa ne birthday unaro ndazviona
Handina basa ne birthday 🤣🤣
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Nigel haivoooo,unoda munhu akaitasei
🤣🤣🤣🤣🤣
😆😆😆
Avasikufara ava😂😂😂
What's the title of the intro jazz song?
Hoooo vakunzi mai Ropa here
Patricia kaka senga though 💯
Party is hot 🔥
🤣🤣🤣🤣🤣🤣change
Nigel kushoora hahahhahqhw
Mai.ropa usadaro😅😅😅
Avasikufara ava.
Vapindwa nechando😂😂😂😂
Harina basa birthday kkkkkk
I thought mati birthday harina basa kkkk
Patricias expression kkkkkkkkkk
Kkkkkkkk bamunini Nijo
How much are her jeans?
Its Nijo fo me
My team nijo napatricia bhoo mnje
😅😅😅 hanzi zvatopera
Nigel andinyadzisa ini,,
Nijero wangauchiti hauna pressure wani 🤣🤣🤣🤣
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Mai Ropa hatiridi dzoserai zita redu rekuti mai joe
🤣🤣🤣nijo usazodaro
Munobhowera kunonoka kuburitsa maepisodes enyu
Haaaa Nigel kkkkkkkkkkk
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Change kkkk
⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️ Patricia Putsai⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️
Kkkkkk zvatopera?
@ 5:31 ndapafarira
Nijo
Ini Mface akadai ndogara ndasia
kkkkkk
Nigel
Nigel wandisetsa zvaunenge wava kukokota bag racho
Munondigonera guys
Its not playing kuside kwangu
Panewo apna mumvuri wacomic pastor pahembe yapatricia
Patricia ari fit mmmmm
Hand held taiona hedu isu vamwe
ua-cam.com/video/_UroV-Bxf1Q/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
@@T_N_Z tanga wandiudza kuti where do you see yourself in the next 10 years?
@@storeroom1503 I will be the best UA-camr in Zimbabwe and I will be uplifting other small UA-camrs
@@T_N_Z Ok! Uplifting how?
Guys munogona veduwe
Pamwe kuomera kunondidaro..300 us kuenda kucarnival! Mbudzi 1 ikuita 20. Saka apa imbudzi 15 dzinogona kubereka dzikaita 30 pagore rimwe chete kuenda kucarnival chete?
Iiiih life haidi hayo kudaro mukoma.....invest mukutenga mbudzi and all but going for trips and outings its also very important muupenyu hakusi kutambisa Mari ba... It refreshes and rejuvenates your soul, munhu farawo so....lol
Thumbs up to us who start by liking before watching the video
pliz bring back mai Joe izvo zva mai ropa venyu na bab ropaa ndezvekupenga
Nijo should date e gal
NDIZVO ZVEGA ZVATOPERA ASI MANGA MUCHITI HAMUNA BASA NEMA PRESENT