Above all scene yanyanyisa ku spaka ya Ozemwa auya kumba kwa Jati achisasa takawanda, kuita madiro apa Mai Matemai vakarova mazi serious n kufinyama😂😂😂
Ozzie you are cool, confident, a good actor, ha unogona! Ha timu muri kuzviita jerasi down, umwe upiko kanhi. Jati kunye ga scene was on point, kana kaziso kanokandwa kuna Madam, vhovho murwere waani! Bermuda good job! Mese you are on point!
@@LaurahMupita matanga kudakungocomenta zvisina basa mutikwanire piss off mhani aitasei munhu uyu kana musina zvekutaura nyararai mhanhi atadza chii be careful with what you are saying xx
Speed yandarova pandaona notification bell ndikati yatanga weduweeee anyway waiting kwacho😂😂😂
Cnt wait mishi kudanana najati kudzidzisa maiguru hunu
Mishy na Ozzy,Jati my favourite rambai makadaro 🌷🌷🌷🌷❤️❤️❤️
Ha makoti magona kuactor. Unotohwa kunge zviri real. May the blood of Jesus avail kuti kuactor kusaeffector in real life
Makaroorwa sei ku family yema dzenga nhai Makoti 😅😅😅
Good question😂😂😂
😂😂😂😂 kurorwa nedzenga rimwe racho
Nhy😂
Good question 🤣🤣🤣🤣
Jati arikutongwa nemukadzi zvekubva atoshaya kana say zvayo arikutomutya 😅😅
Ozemwa masasi Ako unomaonepi 😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ozemwa wandipedza next please
😂😂😂😂Aaaa Ozemwa une muromo kkkkkkkk
Jartwell solve the problem chokwadi ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂ozemwa ndichauya kushona lessons
Four season my favourite
Above all scene yanyanyisa ku spaka ya Ozemwa auya kumba kwa Jati achisasa takawanda, kuita madiro apa Mai Matemai vakarova mazi serious n kufinyama😂😂😂
Kkkkkkk hanz kuita kunge zidzetse ranyura mumatope😂😂😂
Chidhidhii kuteta hwindi moyo urikumakoto😂❤
Ozemwa 😂😂😂😂😂😂
muri kupisa 🔥
Ummmmmm muroora uri worse 😢😢😢😢😢 .
Sahwira ndizvo ❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉
Chidhidhiii michie
Chakandipa ku follower Naiza boom. Ndi Jatiwero na Jedza. Then boom Jedza left Jati left neniwo left ndakananga kwavakaenda ikoko
Ozemwa akufambiranyayadzcho dzasahwira chokwadi ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Uzemwa ndiye anechemistry nechimoko why makadaro asi 😅
Jatiwero kaa😂😂🙌
Muroora ngachidzkamiswe
Ozemwa nyambo dzakawandisa 🎉🎉
Ndofarira the way Yaya mishie naozemwa ❤❤❤❤❤❤
Mishie welldone Ozemwa kumiramira sahwira ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Ozemwa 😂😂😂🙌🙌🙌🙌
Welldone jartwell chokwadi mukadzirudzii ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Ozemwailove your koeskwa sahwira vatemai my favourite ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Keep it up guys mukutigonera .munatse kuwedzera nemazisound munenge mapedzera❤❤
Bhemudhe bhozvekuti une respect netsika kusukamaplate chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂 shona ya Ozemwa iri deep well done timu four season.
Kkkkkk ozemwa sando dzako kkk
Four seasons makunyatsogona manje
Ozizi ane madhiri akawanda 😂😂😂😂
Keep up the good work guys, murikugona mese 👏👏👏
Ndoona sekunge muroora arikubvaanyanya kudzikisa gejo even kumurume wake dai paitawo 1 waanofarira murume or bamunini zvawo
Taurahako kuvenga zvese newaakada wacho
Ndanonokerwaa❤
Jatii 😂😂😂
Bhemudha 🔥
Yatononoka taurai zvenyu kuzoona 1 yosvika tinenge teneta
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mukadzi waJati nhasi anoita wiree, Oziee wakanyanya iweeee😂😂😂😂
Kana NB haisviki apa❤❤
Haa ozemwa 😂😂😂😂 masasi kkkk boe zvekuti😂😂
Keep moving forward guys
Mitchie Ida Jati coz haasati ane mukadzi, amai vari kumba kwake avo uuuuuuum hapana hapana
Ozzie you are cool, confident, a good actor, ha unogona! Ha timu muri kuzviita jerasi down, umwe upiko kanhi. Jati kunye ga scene was on point, kana kaziso kanokandwa kuna Madam, vhovho murwere waani! Bermuda good job! Mese you are on point!
bw here matemai
Ozemwa 😂😂 sahwira manyama thumbs up🎉
Musanonoka nekamwe heyi takamirira ka Epsode 3
Mukomanawemadhiri ozemwa😂😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Chinhu ngachichibuda taneta kuchimirira
😂😂😂😂 shahwira Ozzie ka unogona kuwachisa vanhu vanhu nyima sure .ukati regai ndivhure mapoto 😢😢😢
Dzetse😂😂
Michell my favourite❤❤❤❤😂😂😂😂😂 haa munopedza guyz🔥💯
Munhu akandiudza nezve 4 seasons aisanyepa inga mkutonakidza nhaimi❤❤❤
Makoti ka iiii zvaunoita izvi denga hauripindi iwe nayave kudai
Can't wait for another episode 3 amwene nemuroora
Ozemwa Ozemwa nyambo dzako dzinondipedza stress 😂😂😂
❤️❤️❤️❤️
Jati jati jati how many did I call you jati
Times 😢😢😢
@@LaurahMupita😂😂
@@LaurahMupita matanga kudakungocomenta zvisina basa mutikwanire piss off mhani aitasei munhu uyu kana musina zvekutaura nyararai mhanhi atadza chii be careful with what you are saying xx
Ozemwa shona yako kkkkk
Ozemwa akaita kutsamwa....ari kusimudza skero
Ozemwa ma1 😂😂😂😂
Four seasons media munogona keep it up
makoti mwariii aveee neweee 😂😂😂😂
Four seasons ❤❤❤
Ozemwa kaaaaaa 😂😂😂😂. Zambezi waripembedza
Ozemwa uri chipenzi hanzi mune tea yekupisira kkkkkkkkk
Kunge mudzimu wasekuru vasinganyatsozivikanwa mudzinza 😂😂😂😂😂
Ozemwa ndipe # ye Ecco chidhidhi😂😂😂😂😂
Kkkkkkk akokablaz kanonzi Ozemwa kakakwana here kkkkkkkkkk,,haaaaaa ndatenda zvangu
Hanzi iganzi idzetse rapererwa nemvura ririmumatope😂😂😂😂😂
Kkk ozemwa kkk he's my fav
Yatononoka ngaite ichiwira toone
Please waiting faster faster ndapo❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkk ozi ozi
Madzibaba Ozi nyambo munodziwanepi🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Malikes ngaenderane nemaviews veduwee
Pfacha
Jati aimbiterera Bemude achikuudza zviri kuitwa pamba na Madam
Ozemwa kwana iwe kuwanzira munhu akagumbuka kkkkkkkkkk
Well❤dine
Zvamakaroorwa nemadzenga acho wani nhai makhoti 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ozemwa ndiye anonyatsogona mukadzi wamatemai kkkk yaah
Ozemwa kutaura chete here 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kufananidza munhu neDzetse hr nhaiwe Ozemwa 😂😂😂😂😂
Ozemwa 🔥🔥🔥🔥🔥
❤😮😊😂🎉😮
Jati ngaschangamuke pliz
Ozemwa chikulumapoto😂😂😂😂😂😂
Thanks guys you make us happy
Keep it up FOUR SEASONS
Ozemwa une pamuromo mabhuru wat wat😂😂😂😂😂
Kkkkk Ozzy unopedza masports
Ndiripooo😂😂😂
Tiripo since matimisa 2hrs we are here.
Muroora ukupisa manje ndaona Mitchell akutorera murume
We love your consistency ❤
Madzibaba Ozi munomwa here
Ozemwa too much energy 😂😂😂
Waiting