Thanks for true Gospel
Vanhu vanovenga uyu mufesi uyu vanomuvengera chokwadi true Gospel
Keep on open us we are blind and blinded
This man knows the good news.
My apostol❤
Mukuru avaaa aaah😂😂😂 ndashaya pekuvaisa❤❤❤
Nhai iwe Chiwenga, l love you so much for your bravery. But can you give me a list of your men and women of God. Pleaseeeee
Amen and amen
James 3:1 says, “Not many of you should become teachers, my fellow believers, because you know that we who teach will be judged more strictly.”
Shoko rakanaka Mwari ngaandibatsire ndirambe ndiine inzwi rekuridza mhere .
Amen i love it ❤❤❤❤
Mutumwa waMwari
Shoooko haa uyu mukuru uyu pazvinhu izvi
Because of TikTok 😂🙏🏾🗣️
Ndizvo hazvo.toita sei kuri ndiko kwatabva. Ava vakauya na Jesu. Nhasi tino taura zvana Jonh vakutanga mu baiberi zvakanakawo. Ko vakatangawo vakanga varipo havacha fungwawo here vari zvisikwa zvamwari..hatingatadze kufungawo nezvavo coz mwari akavapa zvibereko kuti tivepo. Ndiniwo zvangu. Ko ndatuka here? aiwa vanhu vamwari. 🧏♂️
Shoko iri hupenyu
Shoko rakanaka
Who told you that maAdventist vanoramba kuti Jesu ndiMwari. Dont lie Chiwenga
Plus vanhu varikunyangariswa munyika vasina mhosva
Shoko
Inhema idzi
Obvious varimo mkati imomo magwara
Apostle what u said is not correct its half baked truth about totems and some traditional beliefs that you spoke about .Dai mati dzidzei about the traditional ways sir
Amen
Amen
Amen
Amen
I enjoyed kuridza mhere, thank you