Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Takachibata kt dzvi Bhozhongora tiri pa Soweto pa joza
Wakanyanya bozhongora tirikuteerera tiri springs pajoza
Vanhu varikurombeswa nekuda Kani shame . Kuda kudiwa here kunoendesa kumushonga. Vakadzi simbisai dzimba nemabvi enyu ndapota zvangu. Dzidzai kunamata vana vaShe
Mwana anozviita kana maita zvisizvo . Kumba kwangu kwakagara Mai vaiba vakandibira mari vaine mwana mucheche mwana akachema husiku hwese asi ndaiti ndikamutora onyarara . Mai vakazotaura kuti sorry mama ndini ndatora mari yenyu . Mwana akanyarara. Mwari afumura zvakaipa zvaida kuitwa nesimbe isingade kubvugama. Mushonga unouraya vanhu masikati machena shame