Apa tithe unenge uchibvisa kozoti birthday, fathers day, mothers day, wedding anniversary thanksgiving, aaaaah zvakaoma hazvo. Ini ndakazonamata one day ndikati Mwari ko vasina mari vachadii ndanga ndatambura. God revealed someone who prayed for me and paid nothing and i am free. I don't have problem with giving though its just these days zvanyanya.
Izvi ndozvazara muma church, chero nezuro wakaibvisa zvemusi iwowo unototanga wavhunzwa kuti iseed here or tithe kana isiri unonzi mozouya next time, next time yacho its the same question. Tichagona kuzvinamatira gore rino namabvi edu.
I understand this pastor. Yes he seems extreme but people refuse to acknowledge that although he is a spiritual leader yet he has got physical needs. How does he feed his children?
mufundisi . In this case maifanira kunamatira mutendi musina kubvunza seed asiwo vatendi remember these pastors need to eat too , dress . Fungaiwo mega kupa mari kuchurch . Vanhu vanoisa mupiro wemabond panonzi mari kuchurch munorwadziwa kubvisa asi the work of God needs support too. Mafundisi regaiwo kuda zvinhu zvenyika sterek zvisinei nehuMwari kutopinza vanhu busy iyo zim yakaoma kudai
Ndosaka ndichifarira kuzvinamatira hangu
Kungoda kuenda kuna mufundisi akutoda mari . Aaaaaah chii chakadero
So touching kkkk,but for sure asina marii hapana anokuona kana kukubatsira,ngatisatungamidze marii pamberi ,Mwari ndiye achatipa mikoho yedu
Danny my absolute favourite ❤😂
Thnk u
Endayi monamatira mwana wenyu amai chero nemi munaro simba racho rekunamata muchipindurwa zvakanakisa futhi😊😊😊😊😊
Danny amufundisi ❤😂😅😊
Zodzo my guy kkkkk
Christ is in us. Dayi tese tazosvika pakuzviziva. Great skit there😂😂😂mama varikudresser zvekuratidza kuti hamusi kuseeder shuwa
Ndozvavari ma prophet vanotoda mari ye one on one !
Ngatizvinamatirei tirege kubirwa Nana Papa
Mm Dan you went hard in this chapter huh ndabatikana 😮...
This is our everyday living🇿🇼
Love❤ and likes👍 from Zimbabwe 🇿🇼
Asi ndaona zvangu chokwadi nhema dzakatanga naMfundisi saka nevatendi vavakunyepawo chaizvo
Love ❤ and likes 👍 from UK 🇬🇧
Apa tithe unenge uchibvisa kozoti birthday, fathers day, mothers day, wedding anniversary thanksgiving, aaaaah zvakaoma hazvo. Ini ndakazonamata one day ndikati Mwari ko vasina mari vachadii ndanga ndatambura. God revealed someone who prayed for me and paid nothing and i am free. I don't have problem with giving though its just these days zvanyanya.
😂😂😂😂 haambofi Mai Takawira mufundisi wenyu itsotsi kutsamwira seed😊😅
Ku juica dish ahhhhh mfundisi
Mweya waMwari uri paNyama YeMunhu
Chokwadi kubhadhara munamato😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Yoo munhu wamwari aomesa Moyo shuwa 😮
Moti dai Jesu aiita izvi aizotifira here zvimwe zvinhu tichazvirega zvemafundisi 😅😅😅😅😅
Haa Danny anopedza bora
Ingavadzi haavapo pataurwazve seed vabudikira
Sarah anondipedza Hangu 😂
😂😂😂😂 pa seed vanenge varipo havo
Baba haaa Danie 😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Nesuwo vanhu tichinyanya kungoti baba baba tichitadza kupfugama vasikana
Tichadzidza hedu tati tadini
Our own Duve❤❤❤
Izvi ndozvazara muma church, chero nezuro wakaibvisa zvemusi iwowo unototanga wavhunzwa kuti iseed here or tithe kana isiri unonzi mozouya next time, next time yacho its the same question. Tichagona kuzvinamatira gore rino namabvi edu.
😂😂😂😂😂
Muchazvirega . Seeding yei?.
Ko Gamu wacho aripi
Hatitauri hedu mazita but we know these pastors
Haaa kana ari Danny musabhadhare mother akazotendeuka riini
Hiiii mwari am a born again person
😂😂😂😂😂😂
First one here
Saka muchaita sei
Volume yenyu guys try to improve ,❤❤❤
Mufundisi shandashandai
Moda kushandirwa nani😂
I understand this pastor. Yes he seems extreme but people refuse to acknowledge that although he is a spiritual leader yet he has got physical needs. How does he feed his children?
Taura hako shaaa
The pastor is 💯 right
Atumwa here?
Ngatsvage basa.
The Pastor must go to work😂😂😂
Nyarie ukuitei jersey redu😢😢😂
Outfit yakarohwa naNyarie iyo ma1 chaiwo
Kkk..zvakatsigawo ka nhy
Jean trouse pasi petrouse
mufundisi for me , seed for me😂
Ukuziya hako iwe mufundisi pamberi navo
Mukugona ndozvatirikuitwa kuma church uku kana usina seed hautoende kuchurch k wacho
First one hear
Here
Asi Dan
So interesting
mai takawira
Life ma one
Nyarie mapfekero awakaita jersey re city iro nema citizens munowirirana here😅
MWARI VACHATONGA NOKURURAMA
5:01 sad truth
😂😂,😅😅😅😅 seed😅
Varikuuya havo
Dressing yamai Mfundisi iyo umnnnn.
ManCity irikuzviziva here kuti jersey ravo ririkuiswa mukati me dress na Nyasha aka Nyarie😂
😂😂😂😂😂😂😂 ndafunga kuti ndatadza kuona thanks wena
😅😂😂😂😂😂
Ichi chazondibatabata,shuwa munhu wotadza kunamatirwa nekut hauna kubvusa seed
....musadaro akomana.
Kudyirwa nevakangwara
mufundisi . In this case maifanira kunamatira mutendi musina kubvunza seed asiwo vatendi remember these pastors need to eat too , dress . Fungaiwo mega kupa mari kuchurch . Vanhu vanoisa mupiro wemabond panonzi mari kuchurch munorwadziwa kubvisa asi the work of God needs support too. Mafundisi regaiwo kuda zvinhu zvenyika sterek zvisinei nehuMwari kutopinza vanhu busy iyo zim yakaoma kudai
Amen sure
Hanti vari papayroll ngavashandise iyoyo. Vatendi vanorarama ne 1 salary as well
Uyu vava panyama kkkkkkkk
Dressing ya mama mufundisi😂😂😂😂
😂😂😂😂
Vanoda seed
Seed
Amwe mafundisi have jus grown lazy. Nevana vanotogona kuzvarisa chete kut church ivachengetere.
Ngarigare denga racho!!
Mufundisi manyama
Kwedu mufundisi muranda ungatozomunzwira tsitsi