Gogo mamoyo zvimuroyi remunhu haunakukura kune barika here iwe zvakatanga na chenai here? Zvichapera na chenai here? Hausi murapi unouraya finish and Clara 😢
Mai Sasha muroi uyo iko kakuzungaira kaaita kuuraisa chenai saka achapedza ese mahure emurume achiuraya hre vangani vakadzi vakaparikwa mudzimba umu saka wagonei imba ichatoparara ndiani murume angada kugara nemuroi muurai ndozvaari kusiirwa nemurume kahutsinye even vamwene vangada muroora muroi hre mumusha mavo wakaoma waisanzwa tsitsi hre dai makaroonorawo asambozvidzokorodza
Wakagona ma Sasha mahure anoshungurudza kuda ku destroyer imba dzevanhu inindoti aluta continue akamama murume wemunhu zvinemubairo iye handiti chenai akange atomufambirawo murume wa mai Sasha kuti afuratire mukadzi wake mai sasha
N'anga idzi should not insinuate they actually help people. It's just a pity that there is no law that governs witchcraft but this is it to the core. In their own admission, they did whatever resulted in this lady's death. I understand in ATR they're implying this is self-inflicted because the now deceased was an adulterer, but the punishment should fit the crime. Is that how we treat those who commit adultery, what do we do about those who kill the adulterers? Taikandira kudariro???
Baba Chenai ibvai pakushandiswa nevanhu veSocial media ava don't tolerate these people they don't help only using you making their name known
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mamoyo is beautiful hake.....
Iyi nyaya yava kutikanganisa hutano haaa dai yachimbosiiwa nezvayo moyo yedu izorore kaogogo kenhema nhema ako.kudenga kure
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
I can’t wait kufa kwenyu Mbuya Mamoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mmmm gogo mamoyo moyo wenyu wakaoma veduwee hamuna kunzwa tsitsi here kumuona achirwadziwa mwanasikana mezvinhu zvamakanga makonzeresa hongu mari inodiwa asi pamwe pacho dzorai moyo yenyu askana pasi pano hatisi vatongi.Hongu muri murapi asi rapai zvirwere zvinonetsa vanhu zvine mbiri BP Cancer Sugar kwete uroyi uyo gogo vanhu vazhinji havasikufara nezvamakaita
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gud work kwayedza
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ngavazorodzewo baba vaChenai veduwee vachiri kuchema
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ko baba chenai murikushandisirwi nevanhu ava vakutoita Mari nemi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Zvakaoma siyayi baba Chenayi plz chamuchiri kuda chii nyaya yakapera pakafushirwa Chenayi chisiyayi nyaya iyi Kwaari achiipedzisa enga cz now afa atove nemore power rekuparadza vakamuuraya achibetserwa neve kwake vakatungamira kare vatori venhawu chitsvakayi dzimwe dziri fresh
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gogo Mamoyo musati murimurapi itii kuti ndiriMuurayi Muroyi makauraya
Kuti kudaro here
Yes is a witch
Mbuya inonzi gogo mamoyo hainyari muroyi chaiye
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gogo mamoyo zvimuroyi remunhu haunakukura kune barika here iwe zvakatanga na chenai here? Zvichapera na chenai here? Hausi murapi unouraya finish and Clara 😢
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Sekuru Gombwe vakakwana hr mabarika takazvarwa ariko ndovatanga kuitirwa girlfriend hr mai Sasha
İni I don’t trust ugombwe nehun’anga hwambya
ndovanenge vakatengwa ava kunzi munoti zvakati.... madofo aya
Face yawo ndeye pabarika
😅😅🤣
Barika nechihure zvakasiyana iwe
Mbuya moroya
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chenai haana kuurawa namai Sasha. Akarangwa nekushaya hunhu ,pamuromo pechigindagoriya chaipo.
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Kutsiva ndekwamwari
Saka Maida kuti chenai angepere baba vake kuti haasi kurwara here muri vekumama
Mai sasha chasara panyika ndechekunamata kwete kuinda kun'anga awe mazuva ekupedzisira unoda kuti uganuchidzwe Jesu nai Sasha
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mai Sasha na gogo muri varoi makadya Chennaiasikati machena .rambai muchidya muchasangana neasingadyiwe mukazvidemba aaa kunyepera svikiro hamusvikirwe imi gogo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Munowanikwa kupi gogo
Kwaseke kuUnit L kumayambara
Siyanayi nenyaya iyi tingomirira kumuka kwake iye Chenai
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
sekuru gombwe urimhata yamai sasha iwe
Say it louder
Iduzvi chairo
😂😂😂😂
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ko motambudzireiwo baba chenai
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Baba chenai siyanai nawo avó varikutoita mari nemi. Seni ndakafizuka nevanhu avo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ko murikuvanetserei baba Chenai vachirikuchema
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gogo munoroya imi siyanai nabba vachenai vambochema mwanq wavo pliz chenai muka urwe basa rako
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Toziva kuti masvikiro anobatsira kwete kuura mamoyo namai sasha vakashandisa huroi hwavo hwenyama musahwande nesvikiro,dai makashanda nesvikiro mainzwa tsitsi pamakaona hurwere hwachenai kwete kukoshesa kuripwa,makatadza kuti ndokuroonora wozondipa muripo wacho wamaida here
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Iyi nyaya yakutipedza miiri
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Tete chakoneka it's my first time ndaivanzwira pachakafukidza
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mave kuramba muchitidzimbira mhani Gogo avo hatichadi kuvaona vanehutsinye mhani havana tsitsi vaida kuripwa nenguva iroriya ravanga vatouraya zvavo kare handiti munhu anonzi enda kundotsvaga achiri kunzwa zvirinane
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mai Sasha muroi uyo iko kakuzungaira kaaita kuuraisa chenai saka achapedza ese mahure emurume achiuraya hre vangani vakadzi vakaparikwa mudzimba umu saka wagonei imba ichatoparara ndiani murume angada kugara nemuroi muurai ndozvaari kusiirwa nemurume kahutsinye even vamwene vangada muroora muroi hre mumusha mavo wakaoma waisanzwa tsitsi hre dai makaroonorawo asambozvidzokorodza
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Iwe baba chenai uriduzvi unofarira zvekushandiswa nxaaa
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Muka muka muka chenai zvekare paye pawanoshandira ngawakuonei gogo mamoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chenai usazorore kuzvika wapedzerana nevaka kuuraya irwa
Kana akasazorora akatofa chete vanhu ngavasiyane nevarume vevanhu full stop
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Uyo anozviti gombwe idhodhi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Baba Chenai kubva nhasi siyanai nevanhu ve media musashandiswa please nemuroi uyu anoti nematambudziko chiii
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Iwe urikuti Mai Sasha vakagona urimbwaa
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Kusvika rinhi muchishungurudza basasha nhai imi maiwepiko pairwara chenai makutsvaga mari nababa chenai imi vanhu imi kwamuri hamuna ronda asi babachenai wane ronda pliz chimbowasiyai wakadaro guva richinyoro pliz wasiyei zviriko herr izvo zvekugadza dare munhu afirwa mazimba mawe kuzvinyanya
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Wakagona ma Sasha mahure anoshungurudza kuda ku destroyer imba dzevanhu inindoti aluta continue akamama murume wemunhu zvinemubairo iye handiti chenai akange atomufambirawo murume wa mai Sasha kuti afuratire mukadzi wake mai sasha
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Nhaimi anambwa imi madii kusiyana na chenai maivepi achirwara .Murimbwa mhani nonsense
Imbwa chaidzo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Sei mamwe mahure Ababa Sasha asina kurwara
Ehe nhai kuzvipa mbiri yenhema munhu akafa nenguva kuti ndorega here hure racho mashai ekuzvidaidzira uroi hwausina
Musarwadzisa baba vachenai vasiyei vashandire mhuri yavo vashandire vaazukuru vavo
Chokwadi
Heading waiwana kupi , machende amai vakoo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Imi imbwa munonetsei baba avo shuwa vanozorora rinhi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Siyai Chenai azorore makapedza basa Wani muchadei
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ini ndoda kubvunza mbuya Mamoyo kti sakka svikiro richauya ricchitora mombe here kana dzaripwa nemhuri yaana Chenai
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
N,anga dzakadai huuroyi ngavatorerwa tsamba nokuti huroyi Dai vasina kuuraya
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Baba chenai musarambe muchataura nagogo ava hazvichamutse mwana wenyu sei muchida kuramba muchirwadziswa nemashoko imi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Tete makadii ndakusuwai veduweee
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Baba chenaimakutovatambudzawo veduwe
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Kwayedza tsk hauna nyaya
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Sekuru Gombwe vanorwara avo
Very sick in head vatengwa nagogo mamoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ini mbuya mamoyo ndovada ini kutovaroora chaiko.mkadzi wakanaka iyeye
Wafarira bleach here Nyasha????
😂😂😂😂😂😂😂ichoooooo
@@getrudebwerinofa8717 shar iro ibbie bhoo iro kkk
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mai Sasha dzidza kushandisa maoko kwete kumirira Mari ye murume paachakunyima aane girl friend unotanga kufunga kumushsndira mushonga shandai munin,a
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Where is the chipoko manje regai kutamba nevanhu
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gogo mamoyo hamsi murapi,muri muroyi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gogo mamoyo namai Sacha matsotsi Mai Sacha vairamba kuti vakapirwa ruzhowa asi gogo vati ndakamupa ruzhowa vangani vakadzi vamurikuona vakaiswa ruzhowa nevarume vavo asi varume vachibva kuti vasunungurei gogo vanehitsinye nemiwo masacha mupfidze kuenda kun'anga dzechikadzi dai varicy vana sekuru zvese zvisina kumboitika
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Seriously speaking..! What is baba Chenai doing there to start with, around people who killed his daughter??? I wouldn’t dare! 😢😢
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ko sei masiya Zinatha yacho yatiudza kuti zvotenderwa here kuuraya vkuhun'anga
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Iwe gombwe tsk mheni
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
monyepa imi mozviti mbuya mamoyo imi motungamirirrwa nesvikiro ripi rinehutsinye kudaro
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
KO imimi maaatete vaChenai here ??????Imimi siyai kutonga .Iwewee weKwayedza ita nyaya yako chete usiye kutonga vanhu hausiriwe mwari .Siyai vanhu vatongwe naMwari .Masvikiro tinoaziya musatitiise .Siyai kuromba imimi .Masvikiro chaiwo isusu takakurira maaari isusu .Tinoaziya mazwi evanosutswa kana mazogara.Imimi vanakadzitape nana kadziture .Ipai mwari mukana ndiye kauya kuzoenzanisa nekutonga dzese dzinoda vakuru nevadiki .Kuna BaBa Chenai musaitiswe imimi Social media irikutsvaga Malikes nemisodzi yenyu
Anogona munhu ndimwari
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
haa gogo moyo ava imbavha muroyi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Musashungurudzwa nembavha iyi Mamoyo scammer iri kutoita mari ngenyaya ya Chenai
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mbwa dzevanhu muri varoyi mpse6
Zvakaoma
Go back to sender Kuna mai Sasha nambuya mamwoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chandinodira mutemo we ku Zim unosesedza nhubu asiichazosungwa zvayo.
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Siyai munhu ambochema mwana wake please
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
He is grown up he should.
Kabone okuhle lokubi unless he us being paid for these interviews
Kuzoti,, ndirimurapi ??
Iti ndirimuurayi kunyoooo kwakareba!!
Maihweeee word iro kuny**** uuuuu ndakapedzesera kurinzwa kare
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Iwe urikuzviti gombwe kwana urimbwa putsek mabarika azere munyika muno
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Taneta nezvachenai ko chavachii Chisinai kuvaShungurudza
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chitema hachidzorehwe
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gombwe chiì chakadaro tseq
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Svezvo ndiri murapi anobatsira vanhu svikiro kkkkkk kubatsira kwekuuraya shut up gogo mamoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Zvemazuva mana nemapikicha zvine evidence here nhai mbuya nachenai
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Munopenga pane mkadzi akasika murume here ?Hapana mkadzi akasika mkadzi futi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Hakuna ,n'anga inosvikirwa kunyepa ikoko svikiro rinomira sesvikiro
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Next please
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mbuya ava vane hutsinye uye vese varikuisa runyoka varikusunungura vanhu kana kudzikisa marwadzo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chandinozova ndechekuti every men who has blood on their hands shall answer to God Almighty.
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Musashandiswe baba Chennai nemazivanhu awo akuda kutsvaga Mari nemi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Hapana volume
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Zvakanaka zvekuuraya munhu murimbwa dzevanhu
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
N'anga idzi should not insinuate they actually help people. It's just a pity that there is no law that governs witchcraft but this is it to the core. In their own admission, they did whatever resulted in this lady's death. I understand in ATR they're implying this is self-inflicted because the now deceased was an adulterer, but the punishment should fit the crime. Is that how we treat those who commit adultery, what do we do about those who kill the adulterers? Taikandira kudariro???
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Pfutseke gogo mamoyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gombwe uyo haana brain
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Gombwe uri mbudzi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ndaakutaura ini mambo hakunazve murapi anouraya ukwane owe murapi tsamba yako yeurapi ngaitorwe kamani
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Muroi uyo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Sekuru gombwe mhata yenyu every day 12.00
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Taneta nazvo
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Mbuya ava uduzvi chairo zimuroyi heartless n'anga yema dhodhi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Chipoko chacho chirikupi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Siyai mweya wemufi uzorore. Makadini kumurapisa kareko.
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Journalist iwe urimucheka dzafa waivepi nyayaichapisa haaaaaaaaaaaaaaaaa mhani
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Musatiisira zvinhu zvenhando pano unoisa chinhu chisingaperi dakorako
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Muroyi svikiro rinoroya
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
So sad indeed
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Hakuna n'anga yakadaro ihure iro
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Face yamamoyo nehunhu hwake kusiyana kwacho ...
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Ndezvekumama izvi zvekuroyana munhu nezvaakabata
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Murume anowana vakadzi vaanoda. Zvekuti mukadzi anoisa rukawo pamurume izvi uroyi. Already vakadzi yakawandisa kupfuura varume. Moda Kuti varoorwewo Nani vanhu ivavo.
Murume aifanira kubuda pachena kunamaisasha nekuti barika haramanikidzwe kuti gara pabarika kunyangwe murume achitenderwa barika haufosimukdzi kudzi
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel
Aiwawo kunaka kwavo kune basa reiko ivo gogo vakauraya zviripachena nonsense musatipedzere nguva kamutakati kanokara mari to hell munotinyangadza
Pakaipa, subscribe to my UA-cam channel