VaMugabe madii masiyana nezve politics mozorora baba, zvakaitika zvakatodarika gushungo. Let's pray for those who are currently in power for the sake of moving our nation forward
The second thing is that the military coup wasn't meant for the good of the nation but it was a successful turn out for current leader's... when the coup took place everyone was supposed to stay at home.
Speaking honestly his excellence our former president was a wise gentleman but looking at politics it is very complicated game whereby an individual isn't promised tomorrow.
Rufu harusarudzi inga ve chembete a ngave mukomana ingava mbavha angave munamati mukonvu ka na mutete .kana nguva yavo isati yakwana vazhinji vari kufa ivo varipo Mwar ndiye anoziva zuva ravo..Kwete maprofita.Muprofita mukuru ndi Mwari Tisafarire kufa kwmumwe .ko iwe unoziva rako zuva here ?
Temba Ndebele kana newe akangati kudii vanhu vakanzi mirako Singapore jet is cmng to pick u brand new & ED governement sponsored everythng pa funeral ya mother in law wake vakaitirwa zvidhafu haangati ED akaipa atonaka zveee iwe brand new jet it means belongs to ED kupinda pahu President nekutenga new jet nyika ichikanga wire nxaaa
Simbarashe Katsande our Iwe nani tikwanire no-nonsense yemunhu now we are slaves kunedzimwe nyika I don't even know how it feels kugarawo in my mother land Fuck you and ur hero to hell a
You are right brother have u watched the movie animal farm ndozvavanoita huku, madhongi anatsuro changotaurwa wese anosekerera achiombera maoko ndochiii
Derek Masvosvere true, he was supporting ED from day 1, he knew he was gonna win cz they swooped power.. he also knew ED was gonna rig the elections... they both get power from Lucifer
Isusu tisu tinoda kurambidzwa to support who ever we want, yet Mugabe is changing sides within a month? Kana chihure chacho ichocho nxaaaaa I keep telling you Chamisa is both MDC and ZanuPF just like iyeyu Mugabe iyeyu. Anga abva rinhi kuZanuPF oenda kuMDC, nhasi wodzokerazve kuZanuPF nxaaaaa That’s exactly what Biti and Chamisa are doing and it will stay like that forever until we do something about it. MDC has lost how many elections now? 17. If they had maybe won at least one, just one election, I would say they are trying. Chamuri kupururudza ipapo chii kuramba muchijaidza vanhu. Ini handichada zveMDC kana ZanuPF! Independence yacho iripi kana makazvitarisa? Nxaaaaa Can you charter a new plane for your enemy/opposition or you do it for your close friends? 😏🙄😳🤷♀️🤷♀️😟😠
A Legend indeed, Zim would never be any better without you. Love you!
Francis K Juru legendary man
You know right? Thumbs up.
mugabe is someone i would love to have a glass of red wine with and talk about men.lol he is a legend long live president
No permanent friends or enemies in politics but permanent INTERESTS.
I used to listen to your speaches ,coz you talked sense always,,rest in peace my president
Kkkkk ungaite president iwe usina kumboita minister zvake😂😂😂
VaMugabe madii masiyana nezve politics mozorora baba, zvakaitika zvakatodarika gushungo. Let's pray for those who are currently in power for the sake of moving our nation forward
The most educated president in the world with six degrees
Is it
Let the old man rest
Love you uncle Bob will always love u uncle bob
You will remain Zimbabwe’s hero mdara Gushungo. May God bless you and your family!!!
hero for making Zimbabwe ruins???
Edmore Muzavazi it depends with your appreciation rate bro, if you cannot appreciate him that’s good for you. Us we don’t have negative energy.
Bobo good man as the former
he never said he is supporting ED THOUGH
Happy to see that the old body bodyguard is still there
i like his loyalty..this Cop!!
Woow ndaoombera zvangu Mugabe he's still my best man for real.
True
i love mugabe. No white foreign domination in Zimbabwe
Tru that
he is doing for his safety.
The second thing is that the military coup wasn't meant for the good of the nation but it was a successful turn out for current leader's... when the coup took place everyone was supposed to stay at home.
Uncle Bob I love you
this mudhara was better than ED auraya nyika
Bob in his element. ..long live our beloved Zim
Love you uncle Bob
Legendary oldman Mugabe
Famba big dhara ..the hero wanted
My President for ever
The legend
Legendary! Iconic! Zimbabwe's beest ever!
Speaking honestly his excellence our former president was a wise gentleman but looking at politics it is very complicated game whereby an individual isn't promised tomorrow.
Also to have a better situation we have to pray as a nation.
Uum kamudhara kazosakara manje. Kufarira ED kuda kuchengetedza mapuradzi chete. Very selfish leader who has destroyed our lives.
Temba Ndebele eh ndopazviri
Temba Ndebele ndizvozvotajwall thefRms
Rufu harusarudzi inga ve chembete a ngave mukomana ingava mbavha angave munamati mukonvu ka na mutete .kana nguva yavo isati yakwana vazhinji vari kufa ivo varipo Mwar ndiye anoziva zuva ravo..Kwete maprofita.Muprofita mukuru ndi Mwari Tisafarire kufa kwmumwe .ko iwe unoziva rako zuva here ?
Temba Ndebele kana newe akangati kudii vanhu vakanzi mirako Singapore jet is cmng to pick u brand new & ED governement sponsored everythng pa funeral ya mother in law wake vakaitirwa zvidhafu haangati ED akaipa atonaka zveee iwe brand new jet it means belongs to ED kupinda pahu President nekutenga new jet nyika ichikanga wire nxaaa
Ana Temba
Amen Mwari ngaakudzwe baba Mugabe machengetwa henyu
my hero forever.
He's no choice than to support his number 2 hit man
He didn't want Grace near the presidency
you can hate this dude but whenever he opens his mouth you're guaranteed of a few laughs & disses kkkkk lol mann vanowanza ava
Taura zvako vanhu vanongosvotwawo nezvinhu zvisina basa zvisingavape kana upfu nxaa
Practically ndozvaitoitika Grace ainge atora huPresident
I love mugabe
Inja leyi
Keep on doing good things ED God will heal your LAND......Mugabe is still our Hero.
You utter rubbish!
@@mustafmostivitydube1003 Which rubbish????
live long our President Gushungo ...wakatisiira dzidzo nenhamo
long live RG
Mudhara ane power hangover...... he is still bitter tsve kutaura zve munhu afa
Mdhara ndiwe wakamamira nyika iwe
Kkkkkk
Gucci Grace jst wonder kti chiri kusekesa chii apo
Stupid guy, you have to respect our hero
Hero rei apa vanhu vachitambura nekuda kwembwa iyo
Simbarashe Katsande our Iwe nani tikwanire no-nonsense yemunhu now we are slaves kunedzimwe nyika I don't even know how it feels kugarawo in my mother land Fuck you and ur hero to hell a
True legend
David was old and his two sons fights for power.
Ziramba kusakara Gabe
Once upon a time.....
Inzwa mabharanzi kuseka nezvisina basa nepasingade kuseka vanongogegedza,
Ndobsa revanhu vasina zvokuita nxaaa
You are right brother have u watched the movie animal farm ndozvavanoita huku, madhongi anatsuro changotaurwa wese anosekerera achiombera maoko ndochiii
Kkkkkkk
daiisiri coup ingadai tichiri kutongwa
Hahhahhahahha
Takutongwa na Amai
He has no choice
This guy created a very toxic kind of politics and we all fell for him and mnangagwas tricks in november. They are the same
Derek Masvosvere true, he was supporting ED from day 1, he knew he was gonna win cz they swooped power.. he also knew ED was gonna rig the elections... they both get power from Lucifer
Take him to Rest is tired please
may your reign rest in eternal peace
Mdara Bob Still kicking
Tsek
Sharon ndeipi
@@Dj_Wezhira ndikoko
Goodbye Sir
This guy....😂
Makaita zvenyu Gushungo,Rest In Eternal Peace
Mabody guards kkk haasekewo sei
Bho bho
He was very triberlist
Kkk ndangofarira pakanzi kunyeyana tanyanya
confusion at its best. Maaonaka madouble standards.
Gafa iGafa 💪💪💪 , Winky paakaimba "Panotungana dzemudanga" anga azviona kut ndokwazvichaenda uku
Priviledge Nkomozana winky aitoimba jah prezah shaa cox anga ayimba kutonga kwaro so winky aitsura jah prezah kut usatore divi ko vakazofuma vakuvirirana vazivasei kut uyu ari weak dai vazvizivira mumoyo
Ndaramba kutora divi unoziva sei kuti iri riri weak
Priviledge Nkomozana haaa gafa rakazviona
Cde Bob looks frail but still cracking jokes
Mudhara kubva kudhara
Kumamira nyika siya ED vatonge vanotoziva zvekutiitira
Grace being thrown under the bus aaaahhh kkkkkkkkkkk this video is for the archives
kuseka nokusaseka just the same
vamugabe makunyengerera mapurazi chete makabviswa sebwa wani
A legend and half RIP a man who stood by his word
Haa makwikwi chengetai mashoko enyu
Hanzi tisanyeyana kkkkk ndozvandanzwa
Are you coming, am waiting for you chiwenga no Good
kkkk bt Mugabe ma1
THNK U bOB MASTER...THATS THE zIMBOZ WE WANT...4GIVENESS YAKAKOSHA
Zvave zveDementia izvi
Kuda kutonga nyika usina kumboita kana minister...kkkkkkkkk yaaah true...
ORATOR
no one caresvwhat mugabe has to say... y is the light still on him
I doo!!!
Shame makura sekuru kutaura kwakutonetsa
Kukura kuchengetwa. I thank god fo looking after this man!!!! Vamwe vakafa at 60s!!! Kkkkkk!!!!
Mudhara💃💃💃
Isusu tisu tinoda kurambidzwa to support who ever we want, yet Mugabe is changing sides within a month? Kana chihure chacho ichocho nxaaaaa
I keep telling you Chamisa is both MDC and ZanuPF just like iyeyu Mugabe iyeyu. Anga abva rinhi kuZanuPF oenda kuMDC, nhasi wodzokerazve kuZanuPF nxaaaaa
That’s exactly what Biti and Chamisa are doing and it will stay like that forever until we do something about it.
MDC has lost how many elections now? 17. If they had maybe won at least one, just one election, I would say they are trying.
Chamuri kupururudza ipapo chii kuramba muchijaidza vanhu. Ini handichada zveMDC kana ZanuPF! Independence yacho iripi kana makazvitarisa? Nxaaaaa
Can you charter a new plane for your enemy/opposition or you do it for your close friends? 😏🙄😳🤷♀️🤷♀️😟😠
Ndimi makatanga nokunyeya sekuru menge mava kudavo kuzvichenura
Zvakatanga nemika vakuru vacho kkkkk
Ummm hamuchaziva zvamunoda imi.vatengesi
Idzwaiwo tsitsi kani
Vamugabe pliz arise from the dead vana vamakasiya tikutambudzwa negarwe
very selfish, he is still bitter, muroyi
Kkkkkkk
kkkkkkk kudazvinhu kkkkk
May someone translate to English what the grandfather was saying.
Demigodkilling naanaed and regai he bad this old man very mean
HANZI KUNYEYANA KWAKANYANYA WANI.... NGATISIYANE NAKO
Coup yaNovember yaive disguise kuti ZANU irambe iri panyanga ,vaizivana ava,kuzotuma marujata kut shaudha Mnangagwa toita setisisawirirane,whoever thought of that haaa wakatigona wenaaa
Politics parufu nhai???. That ship has sailed bhururu.
Politics can be discussed anywhere and anyhow!! Vana thokhozani havana kutorerwa power parufu here!!!?
Mudhara Mugabe watendwa naGabrieri katatu kasingagumi itai kuti muwirirane nevakomana Nyika iyende mberi
Ameen iyo thanx
Douglass Ddlamini gulps shit he is the samekilling people in natwbelelandbad greedy group garaiikojo
Same whatsapp group 🤣🤣🤣🤣🤣
Nyika inoenda mberi pakai apo wth or wthout sme order
mugabe wadii kuzorora zvakanaka vanhu vagokuchema siya zvauri kuita usabvuma kunyengerwa....bz denga ririkuona
Kana tichitaura zve malegends tinenge totaura va gushungo ,simbi yebasa
Zororai mudhara kurai mushe
Ko amboti anoda basa rekushanda mugarden kana mupurazi here!!?
Ndopaaunoona apa kuti simba raiva naMugabe raibva muzvivanhu zvakaita sana Chetsiye dzedendera paul mangwana.Munhu akasara kare uyu haatogoni kafamba akainda kutiolet anobuda asina kupukuta uye okanganwa kupfeka brugwa.Ai abhiyusiswa mudhara uyu
Ungada ktadza kmusupporter nei imi muri vnhu veku zanu
so vakaita coup?????
He is siding na juntamocking ccc
how did he do that???? i cant get that part
haa ma1 kukura kauku...
Kkkkkkkk
Remember when Bob only gave speeches in English in the 80s..but in hs last years, his speeches were all in shona.