Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
the only artist you pay kuti unozviimbira wega
You can say again, anongotanga song ma.. fans oimba yese
Uku kunotoda uende wadya kkk
Who is entertaining who? Who's fooling who , winner take all game!
It’s like winky d practices with his fans 🔥
Ndaseka zvangu 😂
Best comment ever
The connection between him n his Fans so Unique he managed to win hearts for many
Kkkk true
Ma fans tukuendawo kuma rehearsals ikoko😂😂😂😂
The way Winky D connects with his audience shows he is in a class of his own , he is energetic and exuberant throughout his performances.
its like munhu wese asati aenda kushow anoita marehersal ukapasa wobva wapihwa ticket
😂😂😂🔥
Respect this man coz akaenda achanetsa kuwana mumwe anenge iye
Ma backing vocalist ekwa Winky ndoo vanhu vanohora mahara.....😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkkk they don't have anything to sing as fans overpower everything
😂😂😂 ma fans vanopedza ma sports ese
Haunyepi wangu wataura chokwadi. Ndakupa respect❤
😂😂😂ndambodawo kuzvitauraaaa vane vakamiraa vachiimbirwa kuziwa band rekujoina havana kana pressure
Onzwa rimwe richiti holy muhombe kudarika winky d😅😅😅
Apa uku holyten anenge achicleaner matoilets foGaffa 😂
Engineer don’t play with me, its the prezy in action don’t ever try dat!!!!
🤣🤣🤣🤣🤣
Isu tisu tinono perfomer kwa Winky D
Extraterrestrial performance Baba ABRAHAMA vanopisa 🔥🔥🔥
Ko unodzoka kubva kuShow ya WinkyD uine voice uchiridii?
Munhu uyu anozvigonera hake big up to you Gaffa president
ah who Jah bless nuh man cudda ever curse...
Nuff respect
Wakaiterei handisiye! Ndopandaziva kuti ndiri kwa Winky! Its a classic that will never ever cease to be relevant. Mujolo😂😂😂
Nyora word redu chairo Chihure not Mujolo😂😂😂
Muiimbi one anotipa mukana wekuimbawo inini ndondera kunoimba kwawinky
😂😂😂😂😂😂
By far the best artist in Zim. Hats off to Winky❤
I view winky's fan page for a living
Uyu haasi ryt uyu
Huya kwatinopefoma
Aaaah Winky rogona stage ndabvumaaa
People PAID to hear themselves singing 😂
KotonyararirireiPeople paid to enjoy themselves
Appreciate the energy he generates..raw talent. Rememeber WWE Attitude Era..WWE Universe taking part
Uyu anonzi Biggie ndimakuruwani inzwa sound bhoo zvokut one of the organized bands in Zim is the Vigilance band, bless up magafaa🎉
Kwete wamwe waya waniti stage inenge yakazara zvekuti kuimbi wacho anotoshaya space yekuimbira
1 thing I know for sure is his hater’s know that he is the goat
Zvikungonzi Jah Prayzah aiveko ichokwadi hre
Kkkkk chimbomira😂
Uri right wangu.......Zvakanzi!
Goatest 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
The energy for me,Gafa tings
Hanzi vanobhowa ndewakwaFantan
😂😂😂 mune mazvifunga nguvai gyz
I love Baba Abrahama kudarika munhu wese ari pano pasi
Chinhu 1 changosara muzimbabwe chinonakidza ndiBig
This guy is the GOAT
Winky D muvambi mopedzisa henyu
Ayehwa VaWinky vanopedza ndatunda hngu❤❤❤❤❤❤
kkkk hiwe🤣🤣🤣🤣😂😂
Chienda unogeza
Waitasey😂😂😂😂
Hanzi na passion haachapinda mu HICC. Ndiwe unenge uchida kupera ukaganzira Winkom
The president of Zimdancall is in action
Uyu munhu mupei maruva ake achiri mupenyu mhani 😄 🔥🔥🔥🔥
Gaffa rakupractiza nemafans chete.wonzwa umwe achiti dakumupedza haa zviriko
Haaa pahome ground ndapa baba Abraham 😮
❤ the gafa tings extra ordinary
Meeeeee
GOAT😂
Gaffa ingosiyanai naro horaiti 🤯
Hakuna band inokunda vigilance muzim itai nharo tinze
Inonzi junk iyi
Tikabisa politics JP ndibaba ndataura ini ndini last man apana anopikisa
My favourite ❤
Ndaona ma backing vocalist basa rapera
Haaa Uyo muhombe gafa igafa boys
I give thanks ❤
#GOAT
King of didancel 👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽
🔥🔥🔥
WINKY D NDIBABA VEDU SENYIKA🔥🔥🔥🔥
GAFFA CHOIR ❤❤❤❤
Ko vaya vaiti kana wanyura vakazobva vanyura zvachose
Chii chinonzi jabhuna guyz
Winky d anodiwa nevanhu kudarika ED enda unopikisana nagogo vako
❤our very own goat
Uyu anogona mhani.Choir master vedu.
Uuuuuu ava ndi Baba vedu
Engineer don play wid me😂😂😂🎉🎉🎉not tonight
Ho paHICC ndo pajabhuna😅pahome ground
Choir master
Master of entertainment chigafa
Gafa to the world ❤
This guy is the real OG Club Controller 😂
Winky itori problem chaiyo uuuu haana competitor so far
Love you gafa
choir maaster left wing , ground floor , right wing
Left wing irikulacker kkk😂
i dnt attend winky's perfomanced not because i dnt have money. but i once fainted soon after he stepped on the stage
My winky dee
😂😂😂😂😂
Baba Abrahama The GOAT
Is the president in action
Gaffa the first and Last 🎉❤
❤
Baba venyika avo❤
ava ndibaba
Vanovenga Gaffa ndevekwa sataniiii sataniiii. Chibaba ichi
Iwe woshora
Anyone please what is the name of the third song
Bigman idhara hadzisi ngano
Ndi Baba ava
What is the name of the third song Anyone please
The Goat
1 Ninja rakachimaster chigame ichi
PaJabhuna
But Jah Praizer ava kumberi hake
My father
Kkkkk ndaseka zvangu zimfana rematama Riya roti ropedza mdhara ngambokura
Guys taurai chikwadi, mafans munenge murikuma rehearsals ayehwa its making sense mhan 😂😂😂😂😂😂😂😂 hats off bigman
Pane kamwe ka feeling kaunongonzwa ka gaffa raka bata mic🎉🎉
Haunyebi
Chibaba ichi
uyu muhombe everyday na6
home ground pajabhuna
Engineer don't play with me
Kkkkkk madhara aya hapadi nharo kunge dza chamisa dzinouraisa vanhu asingazotora chimuti zviripachena Kuti muhombe kunge Zan pf hamumugone😂😂😂
Musafananidze Winky nezvinhu zvisina basa
Ninja ava havasi right 😂
Those guys paground floor maphone chete matsaga
so ndini nani tinnobhadhara ari kuti tione choir master toimba tega hedu
Sound irikubuda bhoo
Biggie mdhara
Kana ED anoziva kut va Winky d mudhara bt arikutinya comment asadaroo mudhara uyu.
Jabhuna 🤣🤣🤣
Biggie 😂😂😂😂😂😂😂
Ghettocraft
the only artist you pay kuti unozviimbira wega
You can say again, anongotanga song ma.. fans oimba yese
Uku kunotoda uende wadya kkk
Who is entertaining who? Who's fooling who , winner take all game!
It’s like winky d practices with his fans 🔥
Ndaseka zvangu 😂
Best comment ever
The connection between him n his Fans so Unique he managed to win hearts for many
Kkkk true
Ma fans tukuendawo kuma rehearsals ikoko😂😂😂😂
The way Winky D connects with his audience shows he is in a class of his own , he is energetic and exuberant throughout his performances.
its like munhu wese asati aenda kushow anoita marehersal ukapasa wobva wapihwa ticket
😂😂😂🔥
Respect this man coz akaenda achanetsa kuwana mumwe anenge iye
Ma backing vocalist ekwa Winky ndoo vanhu vanohora mahara.....😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkkk they don't have anything to sing as fans overpower everything
😂😂😂 ma fans vanopedza ma sports ese
Haunyepi wangu wataura chokwadi. Ndakupa respect❤
😂😂😂ndambodawo kuzvitauraaaa vane vakamiraa vachiimbirwa kuziwa band rekujoina havana kana pressure
Onzwa rimwe richiti holy muhombe kudarika winky d😅😅😅
Apa uku holyten anenge achicleaner matoilets foGaffa 😂
Engineer don’t play with me, its the prezy in action don’t ever try dat!!!!
🤣🤣🤣🤣🤣
Isu tisu tinono perfomer kwa Winky D
Extraterrestrial performance Baba ABRAHAMA vanopisa 🔥🔥🔥
Ko unodzoka kubva kuShow ya WinkyD uine voice uchiridii?
Munhu uyu anozvigonera hake big up to you Gaffa president
ah who Jah bless nuh man cudda ever curse...
Nuff respect
Wakaiterei handisiye! Ndopandaziva kuti ndiri kwa Winky!
Its a classic that will never ever cease to be relevant. Mujolo😂😂😂
Nyora word redu chairo Chihure not Mujolo😂😂😂
Muiimbi one anotipa mukana wekuimbawo inini ndondera kunoimba kwawinky
😂😂😂😂😂😂
By far the best artist in Zim. Hats off to Winky❤
I view winky's fan page for a living
Uyu haasi ryt uyu
Huya kwatinopefoma
Aaaah Winky rogona stage ndabvumaaa
People PAID to hear themselves singing 😂
Kotonyararirirei
People paid to enjoy themselves
Appreciate the energy he generates..raw talent. Rememeber WWE Attitude Era..WWE Universe taking part
Uyu anonzi Biggie ndimakuruwani inzwa sound bhoo zvokut one of the organized bands in Zim is the Vigilance band, bless up magafaa🎉
Kwete wamwe waya waniti stage inenge yakazara zvekuti kuimbi wacho anotoshaya space yekuimbira
1 thing I know for sure is his hater’s know that he is the goat
Zvikungonzi Jah Prayzah aiveko ichokwadi hre
Kkkkk chimbomira😂
Uri right wangu.......Zvakanzi!
Goatest 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
The energy for me,Gafa tings
Hanzi vanobhowa ndewakwaFantan
😂😂😂😂
😂😂😂 mune mazvifunga nguvai gyz
I love Baba Abrahama kudarika munhu wese ari pano pasi
Chinhu 1 changosara muzimbabwe chinonakidza ndiBig
This guy is the GOAT
Winky D muvambi mopedzisa henyu
Ayehwa VaWinky vanopedza ndatunda hngu❤❤❤❤❤❤
kkkk hiwe🤣🤣🤣🤣😂😂
Chienda unogeza
Waitasey😂😂😂😂
Hanzi na passion haachapinda mu HICC. Ndiwe unenge uchida kupera ukaganzira Winkom
The president of Zimdancall is in action
Uyu munhu mupei maruva ake achiri mupenyu mhani 😄 🔥🔥🔥🔥
Gaffa rakupractiza nemafans chete.wonzwa umwe achiti dakumupedza haa zviriko
Haaa pahome ground ndapa baba Abraham 😮
❤ the gafa tings extra ordinary
Meeeeee
GOAT😂
Gaffa ingosiyanai naro horaiti 🤯
Hakuna band inokunda vigilance muzim itai nharo tinze
Inonzi junk iyi
Tikabisa politics JP ndibaba ndataura ini ndini last man apana anopikisa
My favourite ❤
Ndaona ma backing vocalist basa rapera
Haaa Uyo muhombe gafa igafa boys
I give thanks ❤
#GOAT
King of didancel 👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽👽
🔥🔥🔥
WINKY D NDIBABA VEDU SENYIKA🔥🔥🔥🔥
GAFFA CHOIR ❤❤❤❤
Ko vaya vaiti kana wanyura vakazobva vanyura zvachose
Chii chinonzi jabhuna guyz
Winky d anodiwa nevanhu kudarika ED enda unopikisana nagogo vako
❤our very own goat
Uyu anogona mhani.
Choir master vedu.
Uuuuuu ava ndi Baba vedu
Engineer don play wid me😂😂😂🎉🎉🎉not tonight
Ho paHICC ndo pajabhuna😅pahome ground
Choir master
Master of entertainment chigafa
Gafa to the world ❤
This guy is the real OG Club Controller 😂
Winky itori problem chaiyo uuuu haana competitor so far
Love you gafa
choir maaster left wing , ground floor , right wing
Left wing irikulacker kkk😂
i dnt attend winky's perfomanced not because i dnt have money. but i once fainted soon after he stepped on the stage
My winky dee
😂😂😂😂😂
Baba Abrahama
The GOAT