Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Amen madzibaba vanodzidzisa dzidziso chaiyo inoita unzwisise chitendero chababa johane
Ichokwadi wanorwisa mweya mutsvene amen
Amen amen
Baba mataura shoko...hazvina uri kuchishanu nguvo chena, jerusarema, nyenyedzi, vadzidzi....zvataurwa zvinokomborera
Baba vaitaura chokwadi zvavo ava. Ndatenda🙏🙏🙏
ndokumbirao kupinda muApp group Ina baba avo
Amen and Amen 🙏
Amen,
Groo
True that
Musipiti uyo anonwa muchisipiti
unotaura hako
Pane ane whatsapp yababa ava here
Kkk murikuidiiko akomana nekudhira kwakiita maBundles
Choko ramwari chete chete
Ko baba ndokumbira mupindure nyaya yakataurwa na prophet chiwenga, nyaya yekuti mapostori anonamata chidhori chinonzi piyo, video racho riripo payoutube, todawo kufunda
Hatipindure madiss ndezvekuHiphop izvi ndezvekunamata hazvitomboda kana competition nekuti Vachiwenga vanototi hakuna munhu anonamata pasi pano kunze kwavo voga saka zvinonetsa baba. Kumasowe kunonamatwa Mwari baba vari kumusoro kudenga. Ndatenda.
Ndinopindura Chiwenga akati isu tinonamata bhaari PioIsu tinobva tati iyewo anonamata Bhaari JesoAkaipa ndiBhaari (VaBari)Saka Pio haaana kuipa akaipa akaiswa Bhaari Jeso haana kuipa akaipa kana pakaiswa Bhaari.Saka ngaadzikame zvake Chiwenga
@@stpeter2214 Tinotenda St Peter
@@johannemasoweechishanu ndinotenda
@@stpeter2214 mweya mutsvene ngaugare nemi kasingagumi
Vanoona tarisai reflection yezuva
madzibaba munotaura
Zvakaoma mutendi uyo akakanda Audio yangu zvakaoma
@@stpeter2214 0027766175095 ndikusvagawo number yenyu madzibaba
Uku kutaura ndokuziva idi rehwai baba
Anonzi st Peter uyooooooo🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿 Hama yangu mu paradise ✨✨✨✨✨✨✨
Amen
Amen 🙏
Amen madzibaba vanodzidzisa dzidziso chaiyo inoita unzwisise chitendero chababa johane
Ichokwadi wanorwisa mweya mutsvene amen
Amen amen
Baba mataura shoko...hazvina uri kuchishanu nguvo chena, jerusarema, nyenyedzi, vadzidzi....zvataurwa zvinokomborera
Baba vaitaura chokwadi zvavo ava. Ndatenda🙏🙏🙏
ndokumbirao kupinda muApp group Ina baba avo
Amen and Amen 🙏
Amen,
Groo
True that
Musipiti uyo anonwa muchisipiti
unotaura hako
Pane ane whatsapp yababa ava here
Kkk murikuidiiko akomana nekudhira kwakiita maBundles
Choko ramwari chete chete
Ko baba ndokumbira mupindure nyaya yakataurwa na prophet chiwenga, nyaya yekuti mapostori anonamata chidhori chinonzi piyo, video racho riripo payoutube, todawo kufunda
Hatipindure madiss ndezvekuHiphop izvi ndezvekunamata hazvitomboda kana competition nekuti Vachiwenga vanototi hakuna munhu anonamata pasi pano kunze kwavo voga saka zvinonetsa baba. Kumasowe kunonamatwa Mwari baba vari kumusoro kudenga. Ndatenda.
Ndinopindura
Chiwenga akati isu tinonamata bhaari Pio
Isu tinobva tati iyewo anonamata Bhaari Jeso
Akaipa ndiBhaari (VaBari)
Saka Pio haaana kuipa akaipa akaiswa Bhaari
Jeso haana kuipa akaipa kana pakaiswa Bhaari.
Saka ngaadzikame zvake Chiwenga