Aiwa Vamwe VaDare vava kurashika big time. Havangati baba-baba yet baba vacho vaitovavo mwana pakaparwa mhosva. In this case, munhu anobvumidzwa kutumira mumiririri becoz mukuru iyeye atuma vana avo haasi iye nyakupara anotovawo mwana waana nyakupara; and he doesn't have first-hand information too.
Kugara nhaka hwuona dzevamwe,nyaya inenge iyi yakapinda kwaMutasa teererai mutongero waMambo Mutasa,dare iri nderekungwavhangwavha,iro team they can’t claim doro risiri ravo,doro nderemufi anozvitongera ega kana iri ngozi
Vanhu garisikai kudzimba kwenyu mese, .mufi anogadzira ega nyaya dzake. Uyu anoda kuzviita mambo uyo, haazivi chivanhu. Ngavaite vachiendawo kumamwe matare kuna chief Mutasa kunyanya vanoziva kufamba kwechivanhu . Dare iri rinofizura hapana nyaya yakambondipinda bhoo, zvese zvinoita semahumbwe. Kana paine gozi ngaitaure kusvika yaripwa hzvinei nekuti yataura nhasi kana zuro.
Imi dare renyu rakadhakwa pfuma yengozi inorehwa here kunge roora,ngavamirire nguva yengozi izvi tunhamirire yoga
Aiwa Vamwe VaDare vava kurashika big time. Havangati baba-baba yet baba vacho vaitovavo mwana pakaparwa mhosva. In this case, munhu anobvumidzwa kutumira mumiririri becoz mukuru iyeye atuma vana avo haasi iye nyakupara anotovawo mwana waana nyakupara; and he doesn't have first-hand information too.
Kugara nhaka hwuona dzevamwe,nyaya inenge iyi yakapinda kwaMutasa teererai mutongero waMambo Mutasa,dare iri nderekungwavhangwavha,iro team they can’t claim doro risiri ravo,doro nderemufi anozvitongera ega kana iri ngozi
Ngozi ngaitungamire
Hiiiii mhuka huru Mhofu yemukono maitasei ft 😂😂😂😂😂
Iyi nyaya inoda mukotsanjera obvisa ngozi mumusha umu yoenda kumusha kwambuya ndokwainofanira kuripwa
Vanakaterere ngavagare pasi mufi kana akuda achabuda ega.varikudei apa?haa zvakadhakwa izvo
Murikuti hamuna kutambira mutete asi mombe makatambira saka zvirikutii manje??
Uyu mambo wadhakwa 😢
Nhimbe taurira chief avake dare
Noted, vari pakati pekuvaka. Harisati rapera.
Mambo musarwira ngozi ngairwe yoga. Kana yakambobuda inotadza nei futi. Ava vanhu venyama vari kuda kutopiwawo fuma ava
With all the money they take from villagers they cant construct a shade
Varikuvaka Dare
Asi nhai Mambo kana varipa vanofanira kuenda ku jeri here?
Mbuya vakasiira mhepo mumusha wevanhu 😂😂😂😂😂 ndokunodira salt mudoro cz vaiziva kuti avo vakaripa ngozi yakuchizononetsa kumusha kwavo so vaida isaripwa ndokuno tsindika vachiziva kuti vakasaidzira ngozi mumusha mavakaroorwa
Matonga nyaya kuchinaya hindava
Dare hariitwi here kana kuchinaya?
Batsirai vanhu imi musawanzanhoroondo
Nyaya iyi should be concluded that let ngozi speak. Until then people should disperse.
🤭🤭🤭
Taura zvako you are right
Ngavanotsvaka mubatsiri mufi abudiswe other than kuti vangogara vanopera kufa dzinza rese
Chidare chepasi pemibanana chakadhakwa vakuru masaka avo
Haaaa dare rinopera mavakunhuhwa utsi
😅😅😅😅😅 kwakanaya panga pasina option
@nhimbetv kkkkkkk