paINDA apo ndakapanzwa pemabhazi apo ndakapanzwa A Micho vaiita zvinhu zvinotyisa varume kumisa NGOZI varume musadheerere ngozi. AMicho vakambosiyiwa nemota yeumwe mudhara wangu akawana vasvika kumberi apa panga panga pasina ava overteka. Chete isu vatema tinofarira ma miracles kana akaitwa kuJerusalem. ini zvangu l respect him.
Ginatsiyo ndiyaniko ?Kumwe kurasika kwakawoma .Ivo vana Abraham vamunoimba ava vachitaura vari muvanhu vatema vanechekuita papi pakunamata kwenyu .Ko iye Abraham kana achiuya pamunhu anouya here achitaura zvekudya sadza kana nhunguru ,kana kuti anouya achitauraka chekwake chirudzi .mmmmm
We thank you for such preacher's about our journey as mapostora I wish I can get more🇧🇭
paINDA apo ndakapanzwa pemabhazi apo ndakapanzwa A Micho vaiita zvinhu zvinotyisa varume kumisa NGOZI varume musadheerere ngozi. AMicho vakambosiyiwa nemota yeumwe mudhara wangu akawana vasvika kumberi apa panga panga pasina ava overteka. Chete isu vatema tinofarira ma miracles kana akaitwa kuJerusalem. ini zvangu l respect him.
Upload more audio akadai kuti basa Rifambe tidzidze
Ndamuziva murume akaparidzaapo amen idi baba Simabhi maparidza idi chose
Ndafara kunzwa nhau dzakadai, Komborerwai
Zvinofadza newekumusoro soro REST IN PEACE BABA MICHO
Thank you madzibaba
ndinotenda baba ndidzo tsananguro idzi
Baba mutongi ndivo vanoziva Nyaya iyi ingoti baba mutongi now unonzwa zvese zvriko
Nice video
ndokubata sei app
Vaibva kupi kumusha kwa vamicho awa
@@chidokadigo29 chinehasha asi vakazotama vachienda kwamadzamba kubare
Ndinotenda.nedzidziso.
Itirwai nyasha madzibaba
idi katatu Mutumwa Amicho vakaverengwa Kim iri yababa
MATENDWA BABA
Vaiva vakatumwa baba ava
🤭 uyu bba arikudakubatwa pamusoro
Baba amicho vakajorodwa here
Ndazwa kutya nenhoondo iyi . Manje midzimu yakazo taurwa nayo yere ikatendera kuti tinamate
Ibva waiita zveshuwa
saka kureva vaDhasuwesi vanopinda papi kunhau dzevakatumwa..akamisa basa rakakototsa vanhu parushanga ndiani micho kana kuti dhasuwesi
Amen
Micho nejekenisheni zvofamba sei ?ko vaizogara musango vachiita inda nevhudzi refu vaitaura nemidzimu here for that period ko iko kudaro ndizvo zvinoreva huMwari here kugara nenda nevhudzi refu like that .VaEmanuero mukuty vaiva vadiki kunaAMicho bcz amicho vaida kutaurirana nemidzimu here .Ko mukuru ndiyan Johane naEmanuero ndiyani akaimba hossana mukuru umwe akaimba mudiki pakopje Johane akuenda mazururandi ? Ndikuda kunzwisisa
vanotuka tukai henyu amicho isu tichafa tichiteera matsimba avo tinezvatakaona zvinotaura humwari mavari saka kana usina kubvira wakambosvika kwavari usashore zvausina kuona nekut kuna jehovha kunevatumwa vazhinji saka sei imi vanhu muchishora kureva here kut munoziva zvirikudenga koimi hamuzive here kut mwari ndevehondo ndevetsitsi here
Amen
Zvazvinoita chinonzi Gombwe chiiko mapositori,Goronga aive gombwe kasi chinozi gombwe chiiko?Iyo nyenyedzi mutauro waJoshuwa inehutatu zvinoperetereiko?Panoyenzaniswa mazwi kumatare chinonzi nyenyedzi mutongi chiiko.zvimweni zvacho kune zvakavanzika zviri kuna jehovha zvinopa kuti vana vemasangano havaparurirwe nhaurwa idzi nokuda kohupwere mukufamba nezwi.Chikuru chandakadzidziswa nababa vaMicho ndechekuti usafa wakatuka kana kushora chausingazivi kwachinobva.
ndinotenda kumutauri aparura nhaurwa yake iyo aiwa tose tiri vechishanu ndokusaka kusina anoshonga nguwo yemakara musi wechishanu,uye tose tinonovigwa nenguwo chena.
Ichi ichokwadi cz mwari ndivo vanokuronga kwavo hapana musiyano pakutsanangura kwako nekuti Baba Micho vakabata basa raMwari sezvazviri Mwari akavachengeta kwenguva refu RUMBIDZWAI JEHOVAH AMEN🙏🙏🙏🇧🇼
Amen matendwa
Tinotenda tirikudzidza 🙏🙏🙏🙏
Ko nhai baba Ava vana katsiru Roronzi vanomunzwawo here Ginatsio mumatundundu avo ? Ndibetsereiwo I'm confused...
Vaimunzwa baba, asi semaziviro angu vakapesana naye kumakore a1993 - 1994 vachiroverwa pasi naGinasiyo achida kuvapeta. ASandas vakazovaka munamato wekukumbira kuti vasapetwe nengirozi nekuti vairoverwa pasi vakubuda ropa
Matendwa muparidzi waTenzi ..... asi vatendi regedzai nhau yekutuka kana munhi akange apesa mukutaura ataura zvinopikisana nezvamakanzwa hazvizi nani here kuti tibvunzane murunyararo musina kutuka zvakaipa here tikangobvunzawo patinemge tisina kunzwisisa kuitirawo kune vamwe vakaita seni tinenge tichitobatsirikana nedzidziso idzodzi
Ndizvozvo chaizvo ndokwedu chaiko kumusha
Ginatsiyo wacho ndiani
chokwadi choga
Tinotenda mambo mataura idi remabvezuva ..ndatenda nendimi yamaisa ...
mataura chokwadi chiremba
Chokwadi
Ichokwadi
TINOKUTENDAI MADZIBABA
Amen kutaura
Baba maitabasa nekutizivisa nenyaya yababa Micho,ndikuda kuvhunza Kuti baba Micho va kazodzoka kuzobatwa musoro here
Kuzodzoka vang vaenda kupi baba
@@ronizify baba Echo's vakati 1956 babaMich,o vakati ndavakuenda kunodzora makombwe,vachitaura nababa Datsiwes vakati vana vako vasanditevere nokuti anditevera richava gombwe,baba Echos vakaenderera mberi vachiti baba Micho vakati Kana ndadzoka kumagombwe wozondibata musoro pamwe nevandichauyanavo makombwe .ndipo panemuvhunzo wangu Kuti vakazobatwa musoro here vadzoka kunodzora makombwe,sekutaura kwavakaita kunababa Datsiwes
Vakashaika June kwete August
It's August Baba. Ini ndakasvikirana nerufu ndichibva kunamibia tinogara mumusha umwechete kunonzi kwaMadzamba kuchiweshe
ko midzimu yaizounganidzwa rwepiri sei ?ivo baba johani vakauya pakati pebira remidzimu nemashavi. ndokumbirawo kunzwisisa ipapo munhu waMwari?
Kana vanhu musingazvi nzwisise izvi musatuke. Uno nyarara chete nokuti muchatuka zvinozokunetsa muhupenyu.
Ndinotenda muranda washe neniwo ndadzidza nhoroondo yababaMicho yandinetsa kunzwisisa. ASI pane pamatisiyei kujekesa hanzi vakabika mirisha vakauraya mombe pamasowe ndokumbirawo mugopapatsanangura
Mubvonzo unoti sei mese muchi conflicter
Tsvagai nhau ku Saturday
tinotenda
Tinotenda nenhoroondo
stromgest man in the world
Micho ainamata njuzu
Aaaaaaaa
Ndiri ngoma
mhondoro huru
chinombonzi mhondoro chiiko ? Tipeiwo mazwi apa
@@newpowerclass Baba micho vaive vakatumirwa kumidzumi nemasvikiro epasi pano kty zvinamate vanemutero yavakaitiswa nemweya yaizodzosa masvikiro kty azive kty kune muchinjiko saka kana tichiti baba micho imhondoro huru ndivo vaive vaine tsvimbo yekudzosa vemudzimu nemasvikiro epasi pano vaive vakapihwa simba racho saka vaiva mukuru pazviri ndosaka vachizonzi mhondoro huru nekty ndiye munhu akakwanisa kutererwa nemasvikiro aitandara nawo chero vakafa zvavo vasati vapendera nhau dzacho asi vakafamba pahombe baba ava hwai yedenga yakavacingura
Baba micho ranga riri gombwe mambo
Ginatsiyo ndiyaniko ?Kumwe kurasika kwakawoma .Ivo vana Abraham vamunoimba ava vachitaura vari muvanhu vatema vanechekuita papi pakunamata kwenyu .Ko iye Abraham kana achiuya pamunhu anouya here achitaura zvekudya sadza kana nhunguru ,kana kuti anouya achitauraka chekwake chirudzi .mmmmm
Vanhu vane kahusasikamu I vava. Kutevedza midzimu yema Judha
Munhu akafa achinamata Mwari anoita mudzimu here kana kuti ngirozi? @@mbizi4573
Kunyepa uko musasanga nise n'anga dzechima lawi nababa johane
Baba apo manyeba apo
Matauriro enyu baba ane kutsiga kunowanikwa kubva kunaMwari chete, munotendwa
Zvekushandiswa nemademon izvo
Hazvina order that's why vanhu vasingateerere because your statements haasi straight
Anamicho venyu ava toziya baba johane ndonhume imwe yakatumwa kuvanhu vatemha kudenga hakuna chinonzi micho tumachawa tunosanga nisa midzi mishonga
Nhau dzevatumwa siyanai nadzo munofa muchitambura
Makatombovaona here vachisanganisa mushonga
Mukakwanisa kuteura zviri pachokwadi munokwanisa kuparura nhau idzi. Munokwanisa kuona basa rababa micho
Eu em particular já não acredito nessas coisas de profetas
Nonsense
Tinotenda
Tinotenda