Franco keep your dream do not listen to people who discourage you with their questions. Everyone in life had his time, there is time for everything. Listening to your music , it's good you are on the right track, music yako irimberi. I like your humility and commitment. Only one day, a break through will come. Your struggles now are expenses that allow you to earn more money in future. Rmaba wakadzvanya no going back baba. Well done in your music
Ini ndiri 100% mberikwazvo but Franco ndomusimbisa zvangu chero zvidii I consider him part of the family and I'm really happy for him dai akabudirira mukuita kwake zvese zvaanoita
Macheso also came out from Kiama boys, why can't we support Franco out of Macheso. Why do people always wish Franco to go back to Macheso, what is it that is so special with Macheso that can hold Franco for better than what he is doing now. Franco is already doing well, he needs support from genuine people who does not discourage him. This guy is talented no matter what you feel of him . Support the guy, he is good .
Franco zvamutorera nguva kuti amire zvizere "zviripachena kuti aremerwa. Macheso akasimuka nekuenda haana kumbotarisa kumashure uye kana mafans havana kumbosvika pakuti ngaadzokere kuna Nicholas
Franco anogona but I think the "established" are sabotaging him.. He's right bcz haungakuri kana ukaramba uchiti wava nemusha wako then pazvooma wodzokera kundogara nevabereki apa une vana vakovo
Ndikaita mari Franco ndiye wekutanga kuvaimbi wandino sponsor na Hwindi President , Hosiah Chipanga , Progress Chipfumo, Dadza D, Mbira Dzenharira. Vanondigonera. Franco ndofunga kuti anofanigwa kudzidza more about management and promoting first before he hire them , kuitira to know how to hold them accountable and know what standards to expect from them.
Franco keep going tosvika chte kutamba hapana kwaunosvika nekutamba,,, for a example majuzi pakambomiswa kwamacheso life yang yatoguma ,,,, plus DJ ane indirect speech ,,, hazvinyatsekuita kna uchi interview munhu,,,
I'm a Mberikwazvo fan and the band was better with him in it but mukomana should soldier on. He has grown from being a dancer to a lead singer and guitarist. Even musically, sungura is richer with more of his kind.
My advice to Franco is this..vaka hukama nemunhu wese..so that if you wanna compose a song and make it a success, you know kuti,i can invite mudhara macheso to come and help with bass guitar or what ever ,or you invite mnjintu..so you can have a successful career..learn from Americans..you will hear that this album is from Celine dione featuring R Kelly for example..so am saying learn nurture relationship..put away emotions and selfishness and become professional at all times and you will go far
Dai kuri ku Zim dancehall Franco dai ave seri, zvino ku sungura kwacho kubva zvafa Tongai moyo it's only ba Shero vega kusungura ini kwakundibhowa handidi kunyeba.
Ramba uchiseva pasi penyama pane maveggie zvichaita chete. Kudzokera kwandiri harisi zano rakanaka asi dai wakwanisa kuita majoint shows nedhara rako maybe uchi opener some of his shows then uchiburitsawo mabhama nguva dzose.
Franco keep your dream do not listen to people who discourage you with their questions. Everyone in life had his time, there is time for everything. Listening to your music , it's good you are on the right track, music yako irimberi. I like your humility and commitment. Only one day, a break through will come. Your struggles now are expenses that allow you to earn more money in future. Rmaba wakadzvanya no going back baba. Well done in your music
Thanks mukoma dama. renyu rekurudziro rakanaka
The interviewer was very direct and asking truthful questions 😅
Frango ❤unotaura chokwadi munhu wese anomboomerwawo
We need more bands Franco rova ngoma vangu. KwaMacheso vaitamba kusvika kupi kutamba kunezera
Franco is underated .......muvengi muvengi supa song
Shinga mupfanha wangu usadzoka kumashure ivavo vawakasiya vakatobvawo kuKhiama.keep on going
Ini ndiri 100% mberikwazvo but Franco ndomusimbisa zvangu chero zvidii I consider him part of the family and I'm really happy for him dai akabudirira mukuita kwake zvese zvaanoita
Macheso also came out from Kiama boys, why can't we support Franco out of Macheso. Why do people always wish Franco to go back to Macheso, what is it that is so special with Macheso that can hold Franco for better than what he is doing now. Franco is already doing well, he needs support from genuine people who does not discourage him. This guy is talented no matter what you feel of him . Support the guy, he is good .
Franco zvamutorera nguva kuti amire zvizere "zviripachena kuti aremerwa.
Macheso akasimuka nekuenda haana kumbotarisa kumashure uye kana mafans havana kumbosvika pakuti ngaadzokere kuna Nicholas
Brother rambai makashinga we love you
Franco anogona but I think the "established" are sabotaging him.. He's right bcz haungakuri kana ukaramba uchiti wava nemusha wako then pazvooma wodzokera kundogara nevabereki apa une vana vakovo
Vari kumu subbotager uyu.he is zim best talent ever
Franco u alwyz be my inspiration
I love his songs with passion
Mukoma Wangu Emmanuel, my best song from Franco Slomo
being a champion u have to practise and physically do something mudhara can only be happy when Franco is back .Let us be realistic ❤.
Ndikaita mari Franco ndiye wekutanga kuvaimbi wandino sponsor na Hwindi President , Hosiah Chipanga , Progress Chipfumo, Dadza D, Mbira Dzenharira. Vanondigonera. Franco ndofunga kuti anofanigwa kudzidza more about management and promoting first before he hire them , kuitira to know how to hold them accountable and know what standards to expect from them.
Urichibaba Daka go forward
Iwe muvhunzo yawabvunza Franco musoro wako Wie uchibvisa our artist in mode Franco usabvuma kupatiswa nemapenzi awooo mukoma
Zvinoda kushinga wangu ramba uchiende mberi
Franco you are a man don't give up bro muwengi muwengi
Usadzoke Kuma Shure big up
Franco keep going tosvika chte kutamba hapana kwaunosvika nekutamba,,, for a example majuzi pakambomiswa kwamacheso life yang yatoguma ,,,, plus DJ ane indirect speech ,,, hazvinyatsekuita kna uchi interview munhu,,,
Slomo unorova Ngoma dzinobata moyo wakanakira kuti hauchinje musambo ramba wakabata
Slomo dance takatanga kuizivira pauri Chibaba
The interview continues to revolve on "mudhara" Loshto are you doing some indirect PR for Macheso?
Problem yevaimbi vazhinji vanoda vamwe varume vashande vovapa mari to run their bussiness.but patinochengeta huku dzedu vakaita mari havatipe wanu😂
I'm a Mberikwazvo fan and the band was better with him in it but mukomana should soldier on. He has grown from being a dancer to a lead singer and guitarist. Even musically, sungura is richer with more of his kind.
Kugona anogona hake asi kwaakabva ndokumushaisa ma fans cause mafans amudhara arikungonzi mudhara vacho mafans ake akawandisa nd vakarwadziwa nekubva kwake ngaangorambe akashinga aende mberi
Engine yechitima Franco tsedemu Star.
mdra uya anonzi baba Shero ane yaanoita yakaita Franco asada kudzokera
Muvengi muvengi agara akadaro ummmm maone
respect
Bho zvokut chibaba❤
My advice to Franco is this..vaka hukama nemunhu wese..so that if you wanna compose a song and make it a success, you know kuti,i can invite mudhara macheso to come and help with bass guitar or what ever ,or you invite mnjintu..so you can have a successful career..learn from Americans..you will hear that this album is from Celine dione featuring R Kelly for example..so am saying learn nurture relationship..put away emotions and selfishness and become professional at all times and you will go far
Good interview mukuru, But Dubai haisi nyika hama. Dubai is a city of United Arab Emirates (UAE), and the capital city is called Abu Dhabi.
Dubai haisi nyika mukoma franco
Sha kumberikwazvo vanhu varikudya nekutamba ikoko...swallow Ur pride
He is honest hake
Song ya Franco yekut Kune Nherera inondibata ini
Vatsigiri tinoda kuona achipo kwete kwete hondo pa stage .kkkkkk zvino taridzaika Vatsigiri kuyaruka .kkkkm
Kadofo
Dai kuri ku Zim dancehall Franco dai ave seri, zvino ku sungura kwacho kubva zvafa Tongai moyo it's only ba Shero vega kusungura ini kwakundibhowa handidi kunyeba.
Ramba wakashinga mkomana wakura iwe.
Music ya franco is the best, but this promoters , havadi kumusimudza chete
Mwari vanomuzarurira one day
Muvengi muvengi agara akadaro nyangwe ukagona sei anongoshora
Icho chinopisa Franco magetsi inda mberi wngu usaterere vanodhisa
Tinewe usadzoke kumashure siyana namacheso
Kna macheso achida kumupa bsa why asingamubatsire kuti ende mberi
Kkkkk mari yeizve chava chimhuru chava chigondora chozvifurirawo kkkk
Anogona hake mukomana
Mufana uyu anorova museve zvekunyanya ramba wakashinga
Musanyeba blaz frango slomo yaitambiwa kubvakare tarirai ma videos achibadura
Manyowa ndeye aichimhanya😂😂😂😂
Taura hako
Chokwadi manyowa ayitamba zvekuti
Ramba wakashinga mwana mai unosvika chete paunoda
Kuyimba akusi kwako mwachewe chako kutamba kana wachembera chidzidzisawo mwana wako zvofamba
Kipitop Franco
Dubai haisi nyika
I admire Franco , life goes with levels you cnt hv the rest of your life on one position the problem is Nyika yeZimbabwe haina pension lump sum...
Franco usanyebe hausiwe wakatanga dance yeSlomo yakatangwa naMacheso look Madawu song macheso achitamba naPeter the former dancer usati waveko kumberikwazvose yes kutamba unotamba asi unenge waudzwa wozowedzerawoka that's creativity ka Franco kkkkk
Isu takamazivira kwaari😂😂
@@sadymoremafendo Franco was there before Madhawu, Slomo dance was formed in 2003
😂😂😂 kkkk hanzi Peter the former dancer iye Peter akatouyawo Franco ariko 😂
Wakaona here album launch yaMadhawu vachitamba vari 2 Peter and Macheso .long back 2003 .
You are right uyu kungonyorawo haa a zvaanoziva uyu@@sirwhite62
Why should Franco go back to mberikwazvo on serious note?
Ramba wakadzvanya chibaba tiriko ma funs
Ramba uchiseva pasi penyama pane maveggie zvichaita chete. Kudzokera kwandiri harisi zano rakanaka asi dai wakwanisa kuita majoint shows nedhara rako maybe uchi opener some of his shows then uchiburitsawo mabhama nguva dzose.
Chese chakanaka chinotanga nekure saka shinga chaiko mface wangu music wako tinoufarira zvakanyanyisa
Slow motion dance takatanga kuiona pana Madhawu.
Muvengi muvengi chiringe nzira
Uyu ane chipo asi panekakuvharirwa panze karipoo sooo
Franco anotsomwa ne ma Drugs
Vaimbi ve dancehall vanenge vari 100 panzvimbo 1 asi vachitukana ipapoooo 😂😂😂😂😂😂
Kukura hakuna kushata shinga unosvika
Dubai haisi nyika Franco its a city🤣🤣
Saka iq test ndeyei? 😂😂😂
Interviewer be respecctful those last questions are not neccesary the guy is a musician zveQuiz ii drama.
Do not look back Franco
Loshto nyaya dzako ndedzekuda kudzikisa Franco. Asi wedenga haasi wemunhu
Deipi frango
Iye anotoshandiswa ku Afm haana basa
Chipo chekuimba hauna,unechekutambira vaimbi vanogona
Chiringenzira
Franco: "Tiri mushe se munhu WANDAKASHANDA naye.
This shit of jornalist: "Macheso se munhu WAKAMUSHANDIRA..."
That's foolishness
Mibvunzo uri kuwandisa musingazope futi mukana wekuti munhu apindure imwe yemibvunzo.
Dofo franco
Atadza kaGame😂😂
Kumbira kudzoka kuna Baba Macheso , unorohwa nenhamo chikomana
fambai nesu, is my favorite, this time macheso to me is nothing to mi
Franco achatinyepera uyu, Macheso said he copied that slomo from ma cartoons aionekwa nemadon paden and he modified it to fit the sungura style.
That was Francos creativity
Taura chokwadi ndizvo chaizvo
Slomo chaiyo chaiyo munhu akanyatsoitanga wese wasanyepe tichitaura idi ndiJohn chibadura naManyuwa waiitamba mumashows tichiwaona wasatore mukana wekut wanhu wakawanda hawana kuzoona waimbi awa stage wise
Shinga Franco
Franco dzokera kwamacheso wangu ,macheso is a man haarwadziwe newe wangu ,please please please
Kundoitei ndimi wanhu wanofira pabasa nekuda kwezita ita zvako
Franco kuti ubudirire ita doro shoma. Even kuuya kuma interview come uri sober zvinhu zvinokufambira
????????????????
😮
Muwengi muwengi amaiwabhona kutvaga mari
Uyu ane chipo asi panekakuvharirwa panze karipoo sooo
Kakasimba taura hako