That guy is a deadbeat,, thats a beautiful, gorgeous and humble woman who fell in the hands of a monster.. Mhamha pack your things and leave, you will get another man you are beautiful and bhangu does not deserve you.
mmmmm Mambo ongororai baba ava havagare nemwana sikana ,zvekutadza kuti aende kuna mai vake ,vanodaro vachirara nemwana baba ava vanotya kuti akaenda kuna amai anonotaura zvirikuitika
Sorry mhamha nekupedzera matombo kumakunguwo you deserve better not that zombi you're calling a husband, mambo instead you can can can help that humble woman nemari yamurikuda kupa svasvikamu iro
The chief means well but kumanikidza vanhu kuti vagare vese is not ideal especially if it's a toxic relationship, you can take a donkey to the river but can't make it drink
Maiguru mapiwa musha garai murime musiyane nebenzi iro richadzoka zvaro kana mahumbwe apera be what you are nomatter what he does or talk stand your ground
Eishy this spirit yekugara pamusha semuchengeti wemusha iye munhu wacho akakuisa pamusha pacho asina chido newe yakagonekwa nevekare these day every1 deserve happiness and peace not kusungirirwa with this word (marriage) yoo ..
poverty and early marriages make things hard for a even the best of lovers.....Men we just need to learn that we dnt age quickly so lets have patience and only marry when we see our lives are balanced Mambo vari right but these people clearly look "not satisfied" with who they chose
Dai vari mai na baba vako, iwe Slymedia, waivaisa here pa video, no matter zvavatadza , stop doing these stupid videos of infidelity, witchcraft, and so on. What you can do is to narrate them and present them, not pictorially, if they are really meant to benefit the nation and the chief can do that. It seems you don't care about the affected children and relatives of these witchy, cheating or unsatisfied characters. Tirikukuona zvedu. Ivo chief ngavaone zvandiri kutaura.
We hve no right to judge but to bring unit and peace between the two may the almighty bless their unity no family is perfect we all hve different problems mudzimba matiri mwari ngavave nesu
We do have a right to judge based on the societal and biblical standards being practised notwithstanding that we are also sinners. Mbavha chaiyo inogona kuudza anenge aba kuti imbavha.
we have the right to judge if people ask to be judged, it is her conjugal right a lack of which would honestly prompt for the intervention of law. this man is just a coward.
Anenge ana marwei ndosaka achinyepera kusakuzivai pamunofona fon number dzenyu anadzo asi marwei anenge aripadhuze saka haadi kuti marwei azive kuti ane mkadzi
Mambo ongororai mwanasikana uyo anodaro arikuabuswa nababa avo eeemalessons ariko BT hazvitadzisi mwana 2-3 day aina mai wake kumusha richava futi dambudziko mberi dai zvaibvira vana vandogara namai kimusha murume uyo is s beast a monster
Such women like this one are countable in our society. May the Good Lord bless her abundantly.
Yoweeee🤔
Such a beautiful hardworking woman ari kutambiswa
This chief is quite good we need more pple like this tidzore nyika.
This hard working woman doesnt deserve this man.Ukaona munhukadzi ofukura hapwa padare anenge arwadziwa zvakanyanyisa
Very true
Very true ummm zvakaoma veduwe
The most humble wife.Mdhara nyarai mhuri yenyu
That guy is a deadbeat,, thats a beautiful, gorgeous and humble woman who fell in the hands of a monster.. Mhamha pack your things and leave, you will get another man you are beautiful and bhangu does not deserve you.
Kkkkk
Aiwa waspaka
😂😂😂😂 bhangu here kkkkk
Sure he doesn't deserve mukadzi akadai
Bhangu ndiye angatobva pamba ipapo
This woman is so humble
VERY HUMBLE but murume wacho chigure hacho
I just love e respect ina Maiguru vangu ava💌
mmmmm Mambo ongororai baba ava havagare nemwana sikana ,zvekutadza kuti aende kuna mai vake ,vanodaro vachirara nemwana baba ava vanotya kuti akaenda kuna amai anonotaura zvirikuitika
Sorry mhamha nekupedzera matombo kumakunguwo you deserve better not that zombi you're calling a husband, mambo instead you can can can help that humble woman nemari yamurikuda kupa svasvikamu iro
One of the very few humbliest women in our societies.Angel vs Beast.may God help this woman.
I like the introductory remarks by the chief
This chief is full of wisdom
So humble and adorable but married to hooligan.
Pure wisdom from d Chief
Well done chief. Munovaka
Baba ava vari self fish vanhu avo ngamborambana pane kuti varambe vakaomesera Mai vasunungurei mambo vaindirire mberi neupenyu. Thanks SM:TV
The wisest Chief.
This man has another family somewhere hapana chimwe
Chete, wapedza!
Ekizekiri , kusatokwana kwababq ava chaiko
You got that right ✅ 👏
30 minutes wth no produce mukuru ita plan kani
yur wife loves u
try to take here bck bro
dnt let hr go coz yur blessings are upon u
Those are wise words bro
Akadyiswa nehure uyo
Baba avo vanenge varikurara nemwanasikana wavo chte mambo sunusngurai mukadzi uyo
The chief means well but kumanikidza vanhu kuti vagare vese is not ideal especially if it's a toxic relationship, you can take a donkey to the river but can't make it drink
very correct Leah, munhu hade kumanikidzwa kana love yapera yapera zveforce hazvishishande
Zanu pf regime
Especially paati shut up andimara..
Hapana love apa. Maybe amai avo vakamanikidzira munhu kuti avaroore nekuita nhumbu.
@@babava2263 true, most marriages are like that
Mai avo varipama1 but mamunakire avakaita black choclate murume uyo anobhaiza chaiko mukadzi anorohwa beans nevamwe
Free the lady . She has had enough Let her go.
Ko zveku saluter ndezveiko
kukambira chizanu
This lady is in pain 💔
Sure
Hapana love apo mhayi muriku pedza nguva mucha yeuka bako mvura yanaya
Ndarwadziwa kunyanya paati daddy varume tisadero shuwa, its rare kuwana vakadzi vakadai usazomudembe mangwana, luv Yu wife chihure hauchina zvachokupa
Ngavasagara ne mwanasikana baba ava induruani .this mother seems to be respectful. Ane mumwe mukadzi somewhere.
Inga anzi anotochinjinisa 2 vakadzi wani
Type iyi unonzwa konzi mwana akuitwa mukadzi
Wakapata Iwe kutombowana mukdzi anokuchemera nerudo maganga emazuvaano unowana ane mumwe uri mbwende iwe Ida mukadxi wako kwete pfambi fokoro wako dai uripedyo ndakurova mbama unoda kuonekwa kuti urikuwirirana naye Hre kuda respect yei ngatengese mombe achichengeta vana ita zvemahure Ako fokoro varikushaikwa vakadzi vakaita sewako iyye ane hunhu mazuvaano wotomudadra achichemera bonde waiwanavo akaguta kare zvofanna dzikama iwwe
first women in community
Nhai zvenyu imi kutowana mukadzi anotowana nguva yekutaura nezvazvo otomushainira ,mazuvano anongohurawo skweyaa asingakubvunze
Zigumha
Kana chihure chapinda mumunhu apana zveungamuita
Iri iduzuman chairo remurume
It's painful we should respect our women as man
He does not care about her set her free cruel man
Weduwee zvkaoma kungoshungurudza vana vevamwe like this kana musasada vana vevanhu vaendesei kwamkavatora
Ku background kune noise .gadzirisai
Maiguru mapiwa musha garai murime musiyane nebenzi iro richadzoka zvaro kana mahumbwe apera be what you are nomatter what he does or talk stand your ground
Eishy this spirit yekugara pamusha semuchengeti wemusha iye munhu wacho akakuisa pamusha pacho asina chido newe yakagonekwa nevekare these day every1 deserve happiness and peace not kusungirirwa with this word (marriage) yoo ..
Yuwiiii kudzoka kupi???
Vokwira nemadziro here
@@ruemamoyo9259 vanotsvaka anopedza nyota underground kwete muraini kure vada bota voendako vodzoka zvavo vozvigarira
Anodzoka ava kurwara
Inhubu murume uyu, 30 minutes asina kutunda anga akazorera mukadzi Congo dust
Zvakaoma kuita mukadzi.
poverty and early marriages make things hard for a even the best of lovers.....Men we just need to learn that we dnt age quickly so lets have patience and only marry when we see our lives are balanced
Mambo vari right but these people clearly look "not satisfied" with who they chose
I like the wisdom ina Mambo vanovaka.... Dzikisa Covid yako unyatsotaura
best chief ever
Mambo ava vaneuchenjeri hwamambo Solomon vanoratidza kuti ndimambo akasarudzwa anotya Mwari dai taiva nehutungamiri hwakadai kumusoro nyika yaienda mberi
Vamwe vakadzi vanodawo kuroorwa maiweee,mukadzi uyo chii chaizvo chaari kushingirara arikutadza kuona kut akarambwa kare kare
Dai murume uyu ari hanzvadzi yangu ndamurova nxaaa kunyepera kuzungaira aaaaaa
Thanks kuna mambo asi baba relationship iyi ndeyekumanikidza mkadzi uyu arikurwadziwa
Mambo munondinakidza pamunoti dzikisa covid yako
Baba awa imboko finish
Mai vashungurudzwa ava.Anababa munodarirei chokwadi. Pamunorwara hure harikupepei, muchaona kuti mudzimai wenyu chaiye akakosha
Mambo ndipei number yemukadzi uyu ndomuda
😂😂😂😂
Akanakawo sei
200 Bond kupa mwana kuti anodya ku trip!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!! (Mambo mune wisdom. Thank you.)
Mukoma Sly ko nhau yaSimbarashe Macheso yakazopera sei
Mwana musikana here ari kugara na baba vake ngaadzoke agare na amai kumusha
I hope haasi ku abuswer nemukuru uyu.
Daddy musadaro kani 30mins no produce
Umm ndarwadziwa y does men take advantage of us nhai Mwari 😢😢😢
Gore rino tichadzidza zvakawanda
ayaaaaaya
Tongai Mambo wangu seni hangu ndiri kudzidza zvakawanda
Mai vari kushungurudzwa
Zvakaoma. Asi isu tikutovashaya vakadzi vakadai
Dai vari mai na baba vako, iwe Slymedia, waivaisa here pa video, no matter zvavatadza , stop doing these stupid videos of infidelity, witchcraft, and so on. What you can do is to narrate them and present them, not pictorially, if they are really meant to benefit the nation and the chief can do that. It seems you don't care about the affected children and relatives of these witchy, cheating or unsatisfied characters. Tirikukuona zvedu. Ivo chief ngavaone zvandiri kutaura.
Mambo you are wise,,,mashoko makukutu amunotaura
Some men take advantage of hardworking women 🙄
100% True ..its painful indeed..my X was exactly like this man.We separated 4yrs ago.He will never ever change.Kwanzi Shiri ine muririro wayo hairegi.
Thank you Mambo
This guy is a monster 😭😭😭😭😭
30 minutes dzekurasa
Just imagine zibhinya iri sweating all over you for 30 minutes? 🤢🤮
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂😂 hanzi 30 mins no produce
Kkkkkkkkkkk ndaseka zvangu
U are a very strong woman my dear,but mambo plz imbodzifambiraiwo nyaya dzemskana uyo coz achadaro ava iye mkadzi wababa
Hurombwa zvinogona kudaro
ndogarokuudxai Uyu Chief kutonga haagone shuwa haasikuona KUT hapana imba apa here hàa Chief itai Srs
Baba vanoshusha awa ummm ndanzwira tsitsi mai awo better kuzvigarira pane kupiwa stress nezimunhu iri
Mukadzi arikushungurudzwa
Ndarwadziwa weduweee
Changamire I salute you ngaawande madzimambo akadai
3/4 dzevakadzi mudzimba umu dzingori nharo henyu kuramba murimo
Wakadziitira kupi survey dzako dzoo?Imba inenge yakaramba apa
The best Mambo ever way better than Chief Musana he should watch this
Hanzi bvisa mbichana COVID yako 🤣 09:32 kureva mask 🤣🤣🤣
Kķkk ndozvavanoita
Ndogara ndchizvinzwa ufunge kkkkkkkk, ndofa hangu nekuseka
@@lingiwemhlanga1018 😂😂😂😂
@@lingiwemhlanga1018 it's like saying maObama when referring to USD 🤣
🤣🤣🤣maObama kkkkk
Mambo I salute you munogona kutonga and varume vajangwara vadzidza mashoko edzidziso
Zvisingaite zvine huchenjeri mukati
Nhai chief imi hamusi kuona here kuti murume uyo haachada nezve mukadzi
Shut up kuvanhu vakuru.Tipeiwo respect!
😀😀
Baba avo ibenzi mukadzi wavo akanaka asi ashaya murume vane girl friend chete hakuna murume akadaro
Anodaaa kumamiswaa MUDHARA uyuuu
Uyu mukadzi ngaaropafadzwe
This man haachada zvemkadz
Rudo runozadziswa nebonde. No bonde, no love. Musandipikise 😏😏
Ini ndinomudawo murume anonatsondikwiza beche 30 mins. Kwete kungoita hwe jongwe
We hve no right to judge but to bring unit and peace between the two may the almighty bless their unity no family is perfect we all hve different problems mudzimba matiri mwari ngavave nesu
We do have a right to judge based on the societal and biblical standards being practised notwithstanding that we are also sinners. Mbavha chaiyo inogona kuudza anenge aba kuti imbavha.
we have the right to judge if people ask to be judged, it is her conjugal right a lack of which would honestly prompt for the intervention of law. this man is just a coward.
Baba,baba,baba how many times did I call you,,,gutsai madam
Kkkkkkk
Vanofunga umwe vari pabasa nemukadzi wavo
Shame ko kutonzi daddy Mai Ruwa you are strong
Anenge ana marwei ndosaka achinyepera kusakuzivai pamunofona fon number dzenyu anadzo asi marwei anenge aripadhuze saka haadi kuti marwei azive kuti ane mkadzi
Inga zvakaoma zviri mudzimba
It's not a crime kusada munhu bro, but these ones can be difficulty to part with kana mambogara mese. Rudo harumutsirwe mudare.
Baba vanogara neumwe mukadzi finish and klaar.Mukadzi uyu ngaangouya kwandiri ndimugutse zvangu.
Kkkk
Mambo usamanike murume uyo haachadi mukadzi
30 minutes no produce
😃
Mambooooo munogona kutonga nyaya rambai makadaro
stop living in the 19z we are now on the 22nd guys nxaa
Mambo ongororai mwanasikana uyo anodaro arikuabuswa nababa avo eeemalessons ariko BT hazvitadzisi mwana 2-3 day aina mai wake kumusha richava futi dambudziko mberi dai zvaibvira vana vandogara namai kimusha murume uyo is s beast a monster
Uuum zviri mudzimba zvakaoma veduwee
But ini chief munondigonera hamukurudziri kurambana kwevanhu ndozvakakosha
Mambo ndokumbira hangu nditore mukadzi uyu ndomuda hangu
Ungabatsira
gegegegegeeeeeee aaaaaya madzimambo anombonzwisanya
Kkkkkkjkk chief Nyamaropa hanzi kana kumbobata bata hanzi unoziva here kuti kana waita nguva refu unozviitira mumakumbo
kkkkkkkkkkkkkkkkkk
ASI mashavihwai aya chokwadi 😳
Chief Nyamaropa munotonga zvakanaka rambai makadaro
Baba vanoda kugara neMwana kudarika Mukadzi wavo