Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Asi mdara uyo akasataura haabhadharwe here? Anongodzokorora,zvanzi nemutongi, zvanzi namambo?
Hamugone kutonga vanambwaa imi,indai kwaBushu, Nyamaropa naMakoni munopiwa manotes.
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Vana🐶 havagoni kutonga🤣😛😛
Mambo Madziva nyaya yeMuroora na Tezvara hamuna kuitonga zvakanaka
Iyii ndoyatonga zvakanakisa iyi. Munomboda kuti madzishee atonge achiti chii nhaii? Madzishe anoshanda nemitemo yedu yechitema (kwete yechirungu) - which simply say: "Mukadzi arovorogwa - haungogari nemukadzi or nemwana wemunhu". Matare echirungu ndoanotaura zvekuti "Kana vaviri vatenderana kugarisana pasina rovora ikodzero dzavo". Saka kuti murume uyo abude asina nyaya muDare raMambo aidayii avudza Mambo kuti "Ini nemukadzi wangu takatenderana pamagariro edu iwawo; nekuti takabvumirana chivanhu chenenyu". Then mukadzi ovuya opupuravo the same. Mambo hapana kwaienda pakadaro; ndochokwadi.
Chief uyu akadhakwa uyu?
Panzi 2001 wani
Roorai vana vevanhu veduwe
murombo munhu
Mukwasha bho zvekuti
Kkkkkk 1985
😂