Thumps up on you Lazzy,you are such a gentleman a real man who stand for himself.well done and may the good Lord remember you and restore everything on you,muroi ngaaende muvhu haakodzere kurarama zvachose
Mufana uyu ari kurashika pakuramba achitaura achiti sekuru-sekuru apa! Zvakabvumwa wani kuti mwana weMatasva; so he must not talk of sekuru. Ngaachitotaura semwana wekwaMatasva asazviita muzukuru ba. The guy is reducing his power/authority in the family by claiming chizukuru chakapfuura kare
Thumps up on you Lazzy,you are such a gentleman a real man who stand for himself.well done and may the good Lord remember you and restore everything on you,muroi ngaaende muvhu haakodzere kurarama zvachose
Haaa what a brave young man..ndazvifarira izvi ..munhu ngaasunungurwe cz now ati ava neenergy chete now...musoja uyu yaaa
Ane chiremerera kubva kare imajini angadai akachekwa kare nemabhinya zvikarambac
Lazy shinga hama yangu ukaona varamba vachitiza dzokera kwasekuru tasvu vanokupa umwe wekut vauye vega netsvimbo yavo nyaya yatopera
Kkkk chief chigodora sando dzenyu dzifambirei nyaya dzacho pliz Lazzie asunungurwe
Musojahere uyo
Baba vemagirazi avo havasariri panyaya dzese 😂😂...vapeiwo chigaro kumberi uko 😂
Hahaha I concur with that
i think ndiro basa rawo kkkk ndogara ndichizvionawo
Kushaya basa
Vaku campaigner 😹😹
@@raymondchirengendure8429 kwete mbichana, but wane dzawo manj! kkk
Headman Chigodora ndipeyi Eco cash nmbr.
Unondigonera
Chigodora hauna tsitsi wena wanhu wakutambura kudero kugadzirisa hupenyu ukutoda futi mari aaah iwekaa
Cash inodiwa apo aaaaaah madam vangu said it too Baba ava vanoda mari
Kana musingade kubuda mari musaenda nenyaya dzenyu dzitongerei kumba kwenyu
Ihondo chaiyo veduwe 😢😢😢😢😢😢....mwana uyu ngaasunungurwe
Sad story and it resonates with many. Vanhu ngarashe zvinu izvo. I'm lost on the calculations of 22000 bond or us dollars 😅
$
Uyu mambo anotokunda president watinaye muno kutungamira
Mambo uyu anokunda maPresudent ese epasi rino kutonga
Aaah nyaya iyi haisati yapera hrre inga inenge yakaenda kwa tasvu or kanengo ikabatsirwa vani mhuri iyi
Kwa Tasvu kwakabatwa varoyi so inodzokera kudare kuti madzimambo vape zvirango
@@cleopaszvinavashe6652hoo
Wonzwa mumwe achiti hakuna muroyi vanhu vachishungurudzwa kudaro. That guy is brave I like him
taura hako.
True
Huroyi huriko
Ndoona sekuti munhu anoti hakuna huroyi ndiye anenge achiroya vamwe
Apostle miracle Paul
Ndiko chete kunopedza zvose ikoko ❤
Asikana baba awa mukutowaomeserawo warikutotyawo kuti wakasimudza musoro wanofa
Yakazoperacey nyaya iyi yaLazy Makunhakunha
Asi Mai maivanzei kuudza mwana Baba vake
Zvingataurika here kuti mwana ngewabhudhi makunakuna
Saka sekuru tasvu chiroro zvee
Headman muri pamberi🤛🤛 apa mumbari kutonga,nyaya iyi yakaoma ndava sunungure mwana sure headman ndovanhu venyu.
Headman Chigodora vakisaiwo dare. Ko kukanaya munotonga sei nyaya.
Dai Luzy asina kuzvarwa vanhu vekwamatasva vaingopera nehurombwa hwawo even though akazvarwa hake nenzira isakarurama
N’anga iyi ndeyekunyepa ngavaende vanopiwa mari yavo back . .
mamwe mazita aipiwa nechirevo. Kugara angonzi shupai zvake musharukwa wacho.
Mbudzi 3 kudya zvevapfupi nekureba
Shupai ndiye mudhara weSarcasm smile kwaMambo here, ndakamuona kuti ndewemari mari anenge anonakidzwa nekutambura kwaLarzy
keep it up chief
This is so sad but too much money money money money
Yeee kufira paN'anga yooh
Ko mai vacho vanobatika nei pamwana wavo Ivo vaitadza kmuudza baba vake
Haaa mbuya vaya verunyoka vakafa 😢😢😢ingazvakaoma shuwa
VeWheelchair vaye here
Madii kuenda kwa sekuru Tasvu nhy
Makunakuna achadhubula munhu chete vhele varoyi vanodherera nxaaa
Munhu ndabatwe atori muno muzim chinonetsa chii,ko ivo mainyakubereka ndavanzwewo tsitsi kunalast mwana wavo,pfuti usatora last plz iwe ita kuti ubviswe zvavakakuisa pamuviri,ndavhimwe abatwe chete,ndaombonore zvinhu zidhara iroro,hatidi kulooser guners isu nekuda kwemabasa enhando.
Tumadara tunonesta tonunda kurara netumagudza...pakaipa
Zvakuda sekuru tasvu kana sekuru kanengoni
Mwari hamumusunungurivo murandarume wenyu hre uyo
Ndaona muroyi apfurwa apa nagumners
Lazie murume akashinga shuwa
Dare raheadman ndinongoridira order chte.
Dare iri rinofaya wena
Heardman chibaba
Shinga lazzy kusvika vakusunungura
Shupai ashupa sezita rake
Anyone anondi batsiraivo neNumber dzaSekuru TASVU
Mambo munonga henyu justice
Iyi yakazopedzwa naTasvu iyi, waiba kupi?
😂Dzimwe mari dzinochanjwa neN'anga hadzisi dzekuda kubatsira vanhu 2000usd
Enda kwasekuru Kanengo or girazi1000us ,wozobatsirwa futi wobhadhara imwe.inosvika 2000 or kupfura
@@liviemusampa640saka imari shoma here yamuri kutaura apa vakuru?
@@fortunatemuchekadzese1939 ndikuti kushandirwa neN,Anga idzi zvinotoda 2500
@@liviemusampa640 horaiti iget iiii taura hako shuwa zvinodhura isu varombo hatitombozviyedzi
@@fortunatemuchekadzese1939 mature ekusabuda pacamera 300,yemushonga Kuti zvipere 700 zvichikwira,kuona pagirazi 1000us
Ha zvakaoma t one
Arwadziwa stereki mukomana uyu. Ngaaite action akauya nepfuti vanomira mira
Hanzvadzi chokwadi?
Welldone mambo
Uuuuum nyaya iyi yakaoma
Handzvadzi
Pane akafira pan,'anga ?
Ummmmh ndodawo kuita headwoman ndiwane zvipfuyo, nhai ndino applier kupi? Thanks kune vachabatsira😅
Ini ndodawo hangu kuita mkadzi waheadman
@@fofoemaibvise2768
Sekuru shupai ohoyiii😂
Shupai ashupa, asi l think he is done
Ummm asi headman avo hanzi mukomana uyu anogona kuuya nepfuti zxechokwadi akapfuura mumwe kana chibhakera kkkkkkk anokuvadza vanhu musoja uyo.munhu anoswera achitiza kunge mhembwe🤣🤣🤣
😅😅😅 mhembwe chaiyo here
Tsvakai camera iri nani
Big up Lazy
Vanhu wanoroya weduwee,kubudirwa nehuroyi masikati machena.Ko iyp hanzvadzi yakarara nasis ndeyemumba here?Haisi rape here?
uyu mudhara uyu unoda kurobhwa
Zvakaoma
Murume uyu wataura chokwadi zvako
Tasvu ndizvo
Sound bhoo zvekuti improve pic quality
Tasvu chibaba
Sad
Sekuru Tasvu ❤❤,musoja tobora vanhu maziso kunyanya Shupai asaone anomupa makona ake
Nanhasi here amana
Huroyi huriko zvechokwadi.
It's hanzvadzi not hanzwadzi
Hayi kunzima shame
Matasva = muroyi
Tasvu chibaba chema sure
But kudhura
Improve on video quality
Mufana uyu ari kurashika pakuramba achitaura achiti sekuru-sekuru apa! Zvakabvumwa wani kuti mwana weMatasva; so he must not talk of sekuru. Ngaachitotaura semwana wekwaMatasva asazviita muzukuru ba. The guy is reducing his power/authority in the family by claiming chizukuru chakapfuura kare
Zvakaoma 😭😭😭
Zvakaoma 😭😭😭