Chamvary interviews Blot on

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 сер 2024
  • Chamvary interviews Blot on #CentreStage
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 139

  • @samuelmusamadia9944
    @samuelmusamadia9944 3 роки тому +14

    You're the only one in Zimbabwean usinga ite zvevanhu usingasimbisa mhata inonzi passion java love you blot kana uchiterera blot isa likes

  • @tanakasiwawa6150
    @tanakasiwawa6150 4 роки тому +10

    Mozondimutsa kana fantan aproducer munhu anoswedera padhuze nemufana uyu. Blot is lit and he is so talented

  • @chibbsvilleinternetcafe8420
    @chibbsvilleinternetcafe8420 4 роки тому +5

    respect Blot gi dem real music kwete zvana garo rinobatwa ipapo ipapo zvana nhingirinzi

  • @prosperjanhi895
    @prosperjanhi895 4 роки тому +7

    Thank you Power fm. this is really good & please keep on posting

  • @providence.musiyarira
    @providence.musiyarira 2 роки тому +2

    Blot is talented, I like his sense of humour too. Hanzi ndaita kubata jongwe musoro wese chaiwo, kwete muromo, haaaa dzabata nguva Blot kkkkkk

  • @munyaradziblessing1248
    @munyaradziblessing1248 4 роки тому +5

    You are full of wisdom,,,you think before you talk and hauna daka

  • @TalentChifamba-hv3rt
    @TalentChifamba-hv3rt 23 дні тому

    Ndokufarira zvisingaiti....waka perfomer live kuphezulu epworth...❤fanika yako yekuti humbangu

  • @Elton123D
    @Elton123D 4 роки тому +10

    Ana twabamuu mombotii ziii Avoo ndovakuru vengoma #skelewu

  • @tmastercharu1050
    @tmastercharu1050 2 роки тому +1

    I love you blot ukupedza bhora wangu

  • @tsokotas
    @tsokotas 4 роки тому +4

    This young man is talented

  • @menvsdirt
    @menvsdirt 4 роки тому +3

    Blot from kwadhamma pamatank uchiimba pariddim Neptune...namhasi ndinewe

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 4 роки тому +7

    Ipai Fantan sando dzake ndiye akaita mbare isatarisirwe pasi ipapo musandipikise

  • @emmanuelmujakachi5888
    @emmanuelmujakachi5888 4 роки тому +5

    Blot Respect young blood yu are talented they will try to contain yu it will not work waakuserii💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥

  • @taurainyandebvu5994
    @taurainyandebvu5994 4 роки тому +4

    unogona mupfana wangu we love yu,,,,,

  • @terencetakunda6958
    @terencetakunda6958 Рік тому +2

    Nhaiwe blot koYAHMAN yakuita sei apa ukutaura nabbie usaite iyoyo iwewe

  • @emmanuelmujakachi5888
    @emmanuelmujakachi5888 4 роки тому +2

    Mature mind God bless you young blood

  • @hadassahmatoe5030
    @hadassahmatoe5030 9 місяців тому

    ❤❤❤❤❤ jongwe musoroo

  • @keithpmubayiwa1307
    @keithpmubayiwa1307 4 роки тому +5

    king blot bigup kkkk mogona zvenyu but pakanzi tipei verse rekuchurch kwete renyu lol

  • @simbarashebadze4813
    @simbarashebadze4813 4 роки тому +5

    blot ndegekkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @enychicchick2678
    @enychicchick2678 4 роки тому +3

    blot ma1 boyz

  • @RoostahronaldMusara-jl1xl
    @RoostahronaldMusara-jl1xl Рік тому

    Blot anogona 🔥🔥🎶🇿🇼

  • @wemaadichef
    @wemaadichef Рік тому

    Real talent

  • @francistanaka8250
    @francistanaka8250 4 роки тому +3

    Blot up there zimdancehall 👊

  • @forgivenessmawena621
    @forgivenessmawena621 3 роки тому +1

    Blot anorova Ngoma uyo

  • @matopshattawastacwonderful2344
    @matopshattawastacwonderful2344 4 роки тому +3

    Blot akanyanya with God nothing is possible

    • @batanaimarezu1872
      @batanaimarezu1872 4 роки тому

      With God everything is possible or with God nothing is impossible..#point of correction no offense 🙌

  • @denzelngirazi7119
    @denzelngirazi7119 4 роки тому +4

    aaaaarh yeNdegeeee yandipedzaaaa kkkkkkk haaa bigup up so yung and wise and talented bright future ahead

  • @happymoyela9123
    @happymoyela9123 Рік тому +1

    Big up blot

  • @christianmubayiwa5836
    @christianmubayiwa5836 3 роки тому +1

    Ka number kanoita ndipenge schelehwu schelehwu ❤❤

  • @Marlvinjowani
    @Marlvinjowani Рік тому

    Mmmmm yeah man for me😅 every answer he says yeah man

  • @libertymasendeke4882
    @libertymasendeke4882 4 роки тому +2

    ndege iyoyo yakamusiya and yakamusiya

  • @dominichwenzira4769
    @dominichwenzira4769 4 роки тому +2

    Chilsport yakarwadziwa blot kuseri....

  • @ngonimint6985
    @ngonimint6985 4 роки тому +1

    Wana fantan wakapusa pawakasiya mupfana uyu aiwaendesa kumberi kudarika blot anopedzera ngoma

  • @ashy_929
    @ashy_929 Рік тому

    Blot aka Grenade🔥⛓️

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 4 роки тому +4

    Manje ini ndine problem coz ndoda Blot ne Chilspot yacho zvisingaite hameno ikoko😆😆

  • @clyvieisaac9302
    @clyvieisaac9302 4 роки тому +2

    Wakanyanya mufana wami ramba wakadaro more fye ...kip trying alwyz👌

  • @wonderfulmlambo46
    @wonderfulmlambo46 4 роки тому +2

    yesah blot makaipa bba

  • @riddimchillzone7875
    @riddimchillzone7875 3 роки тому +1

    More fire

  • @takudzwadzinduwa8088
    @takudzwadzinduwa8088 4 роки тому +3

    Uyu mfana ndomufarira ,,but hagoni kupindura mubvunzo

  • @stevenruzvidzo4355
    @stevenruzvidzo4355 4 роки тому +4

    chinonzi siya mukoma wangu ndicho chirimumaoko kwete chirimunyama haumiswe

  • @cliffordmusundire7564
    @cliffordmusundire7564 4 роки тому +2

    skelewe a beauatiful song

  • @keithpmubayiwa1307
    @keithpmubayiwa1307 4 роки тому +1

    kuyedza rangu bigshout to u king

  • @blesssedboy0347
    @blesssedboy0347 3 роки тому +1

    🇿🇲Blot

  • @wellingtonmadziva5603
    @wellingtonmadziva5603 3 роки тому +1

    59:59 Yakandisiya ndege iyoyo.... wapedza ma sports

  • @hudwellkhame5932
    @hudwellkhame5932 4 роки тому +2

    Ndomira newe pfanha wangu , wakanyanya , zim-sa inokuda

  • @kumbimwadiwakemy4165
    @kumbimwadiwakemy4165 4 роки тому +1

    Chillspot Records yairamba kuti Blot ashandisewo mamwewo maProducer ....musadaro Fantan nanaLevels hamusivana Mwari

  • @matopshattawastacwonderful2344
    @matopshattawastacwonderful2344 4 роки тому +2

    Tamirirawo kunzwaJahFireLove

  • @thabanincube9885
    @thabanincube9885 4 роки тому

    Lots of love

  • @riddimchillzone7875
    @riddimchillzone7875 3 роки тому +1

    Blot anopenga

  • @talentchimedza3232
    @talentchimedza3232 4 роки тому +1

    blot maaaad artist

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 4 роки тому +2

    Chilspot invested in yu Blot its called business baba coz mamwe ma producer vaifana kubhadhara smthng ku chilspot coz they made u blot Chilspot they market ma artist even vanobhowa we end up totovafarira coz fantan's energy pa stage, so yo success involves vamwe.Oskid nevamwe vatinoziva hava recorde munhu asingazikanwe ngavagadzire vavo nt to blame vanhu.Chilspot thy produce n market so ndeupi umwe dj anodaro.

    • @johnmurira2207
      @johnmurira2207 3 роки тому

      Correct, but they should have specified that simple, kungoti tikutengesa hatikupe mahara, I think kubhora zviriko

    • @jumanji7629
      @jumanji7629 3 роки тому

      @@johnmurira2207 ddnt thy specify?

    • @johnmurira2207
      @johnmurira2207 3 роки тому

      @@jumanji7629 from the interview it sounds like producers who approached Fantan were not shown the contract with such terms and conditions...if they did, then Blot was not going to be viewd as thick headed....An example is Mupurisa wecanzuru akakuclamper unozongoti ndobasa rake, haungamurove....

  • @munashetrinity5662
    @munashetrinity5662 4 роки тому +2

    King blot

  • @chibbsvilleinternetcafe8420
    @chibbsvilleinternetcafe8420 4 роки тому +3

    poor sound mukuti uraya nzeve upload a better thing there Chamvary

  • @jaysonnyahokwe4834
    @jaysonnyahokwe4834 3 роки тому +1

    Nice one blot

  • @djbidzclassics2104
    @djbidzclassics2104 4 роки тому +8

    Vapfana veZimdancehall kunyepa,everyone anongoti ndaiimba kuchurch bt verse 1 raramba kubuda rekuchurch😂😂😂😂
    Vapfana vazhinji chipo vakachitora kuna Souljah love bt havadi kuzvitaura,mapatani aSauro ayo

  • @loratomatsheng5059
    @loratomatsheng5059 4 роки тому +2

    Yaaaman wait yaaaman its too much yaaaman

  • @alvinmutizwa3532
    @alvinmutizwa3532 4 роки тому +2

    😂 Yeah yeah yeah kudiko, be professional mfanami siyana ne jamaican style yausingagone

  • @miedllisasithole526
    @miedllisasithole526 4 роки тому +1

    Blot blot big up

  • @cristophersithole5569
    @cristophersithole5569 4 роки тому +1

    umnn song haisi yeku church iyo..blot haunyare kunyepera vanhu vakuru

  • @tatendertman5213
    @tatendertman5213 4 роки тому +1

    Wakanyanya blot big up yoslf to da fullest

  • @arnoh0457
    @arnoh0457 4 роки тому +3

    zvakapera iweee imba ngoma takamirira

  • @jeffsparrow9452
    @jeffsparrow9452 4 роки тому +1

    Akabatwa mupfanha uyu 😂😂😂

  • @mupamombe373
    @mupamombe373 4 роки тому +8

    Chamvari akaroorwa here? Ahh sorry the interview was about blot

  • @princessdhamba3700
    @princessdhamba3700 4 роки тому +1

    hanzi ndakasiwa nendege ndakarwadziwa zvekuti😂😂😂😂😂😃😂😂

  • @takudzwazvitambo2655
    @takudzwazvitambo2655 4 роки тому +4

    chillspot stop sabotage

  • @muswere
    @muswere 4 роки тому +1

    Kkkk you are a nice guy, yendege yandi spaka

  • @miedllisasithole526
    @miedllisasithole526 4 роки тому +2

    Mupfanha uyu anoiimba

  • @blessedchibaya378
    @blessedchibaya378 4 роки тому +1

    Blot u are one of my favorite artists... Next time pindura zvabvunzwa.. interview ndeyeku marketer career yako nekunzwikwawo nevatereri vasingakuzive vakateerera paradio station... Next time usa sanganise nyaya pindura zvabvunzwa zvinogutsa isu mafans ako... Still still tinewe tikutoda mangoma ese awainyora pese pawange wakavharirwa panze

  • @archfordmucheki
    @archfordmucheki 4 роки тому +2

    Hautaure zvinonzwisika Blot chibhende too much

  • @siletamus2016
    @siletamus2016 4 роки тому +1

    Blot imba verse 🤣🤣🤣

  • @felixih4111
    @felixih4111 4 роки тому +3

    Aisa dislike ndifantan na levels naenzo

  • @shawned6223
    @shawned6223 4 роки тому +1

    Neve give up in life ramba uchiedza

  • @CarelseCarelse
    @CarelseCarelse 4 роки тому +2

    Anoda kupinzwa maLesson ekut agone kupindura. Kupindura haagoni mfana uyu

  • @Chotofamily000
    @Chotofamily000 4 роки тому +3

    Grenade up up up

  • @kundaijackson4407
    @kundaijackson4407 Рік тому

    Chibabayichi

  • @andyspicevampirekingoffici3913
    @andyspicevampirekingoffici3913 4 роки тому +1

    Uri wechidiki enda pacheek saBlot #Gafffaaaa pakaipa lol Grenade ma1

  • @shingiraimunetsi9595
    @shingiraimunetsi9595 4 роки тому +2

    😂😂😂blot ndege

  • @andyspicevampirekingoffici3913
    @andyspicevampirekingoffici3913 4 роки тому +1

    42:50 apo ma1 ndati giri giiri

  • @mathscience15
    @mathscience15 4 роки тому +1

    Blot kumberi

  • @dmuchazondida
    @dmuchazondida 4 роки тому +1

    umm Blot wakatobatwa zvake

  • @covestoguesthouse8660
    @covestoguesthouse8660 3 роки тому +1

    Giri giri

  • @riddimchillzone7875
    @riddimchillzone7875 3 роки тому +1

    Ma1 ayo

  • @carltontongogara9339
    @carltontongogara9339 4 роки тому +2

    Intro is too long

  • @vitamangoma1242
    @vitamangoma1242 4 роки тому +1

    Taura kwazvo

  • @neilchifedza8958
    @neilchifedza8958 4 роки тому +2

    raw talent real genna genna

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 4 роки тому +1

    Blaz Ava 😏😏😏🤨🤨🙄🙄🙄

  • @takudzwachengedzeni5243
    @takudzwachengedzeni5243 4 роки тому +1

    blot kuseri

  • @arnoh0457
    @arnoh0457 4 роки тому +3

    kkkkk Blot wavane mwana uine 20 years aah une moto mubhurugwa

    • @mkomatee6350
      @mkomatee6350 4 роки тому

      Vanoda zvinhu vapfanha vacho
      Pane mumwe anozviti exfire anenge anozviti ane 18 years asi atorinemwana

  • @Musician1
    @Musician1 4 роки тому

    Blot ma1

  • @rashwensjerenyama9132
    @rashwensjerenyama9132 4 роки тому +1

    Giri giri.....

  • @kennedyrusike1930
    @kennedyrusike1930 4 роки тому +3

    Baba vakadhakwa ava vakunzi imba song yekuchurch chero verse vakuimba yavo🤣🤣

  • @francisfrankchirinda3823
    @francisfrankchirinda3823 4 роки тому +1

    Batai

  • @belvnngonie278
    @belvnngonie278 4 роки тому +2

    Nyayaa yechillspott nablot yakutibhowaa...past is pastt guys

    • @gbrianmutema
      @gbrianmutema 4 роки тому +1

      Belvn Ngonie you can only say that because you not in his shoes 👞

    • @belvnngonie278
      @belvnngonie278 4 роки тому

      @@gbrianmutema haaa pne chachinjaa ere...

    • @jumanji7629
      @jumanji7629 4 роки тому +1

      @@belvnngonie278 shuwa hapana chachinja

  • @collentarusenga6220
    @collentarusenga6220 4 роки тому +2

    tikati Star Fm kkkkkk lol

  • @sydneykmakuvaro6208
    @sydneykmakuvaro6208 4 роки тому +1

    Blot chimdara

  • @mkomatee6350
    @mkomatee6350 4 роки тому +2

    Rega ndizoona next interview

  • @justychimbende5446
    @justychimbende5446 4 роки тому +1

    blot kumahaso

  • @danielmakumbe6339
    @danielmakumbe6339 4 роки тому +1

    maartist ese anongoti ndakatanga ndichiimba kuchurch kkk

  • @user-ir9ob2zg7p
    @user-ir9ob2zg7p 9 місяців тому

    Iiiii blot akadhakwa guys

  • @milesrichard4813
    @milesrichard4813 4 роки тому +2

    This guy just can't get straight to the point.. going to Botswana mombotanga maendeswa neku Mozambique s/o to Chamvary for having too much patience to fish out the answers from this comrade

  • @clevermuchineripi203
    @clevermuchineripi203 4 роки тому +1

    Chamvary mvura yekugeza inenge ikunetsa hanti