THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 23 (VAKANGOENDA)
Вставка
- Опубліковано 9 січ 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 11 Episode 23 MASVINGO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
Kudos to the wife of this guy. Vakadzi washoma wanofunga mufungiro iwowu kuti baba gadzirisai past kana ari wenyu apindewo pama Will 👏🫶❤️
😂Ukaona mukadzi wako ari serious nenyaya ye will rako it means she is 99.99% sure you will die before her. She just wanted to make sure kuti vane vake havazotorerwi inheritence nevana vemusango
😂
😂😂
@@DC-jj7rr
Anoda kumupedzisa here?😮
Chokwadi nekuti inini handaikwanisa kuzviita
Disappointing results. I hope she finds her biologigal father. Ladies please let's not abandon our kids like this. This is heartbreaking 😢
To my fellow diasporas lets not abundone our relatives back home , this is so sad 😢i pray this girl will find her father 🙏
The mother made a big mistake but vakadya pfuma pakaroorwa mwana made a bigger mistake. Havana kudaidza baba vaichengeta mwana. Now mwana is being ignored na baba vakachengeta ne nyaya yekuti baba vacho vava kushaya hany'a nemwana nekuti vari kuti Dai ndiri baba vemwana chaiye chaiye dai pakaroorwa mwana wangu makandidaidza.
The mwana didn't make it any easier for herself by rushing to look for another father before a udza baba vakamuchengeta.
Ivo baba mafikizolo avo munhu ari kunyora will hombe kudaro anoshaya mari ye kuita private DNA. Very disappointed. Akanyira mwana uyu.
True vakamhanya havo maybe because vanga vanzwa zve Will bt dai vakaudza baba vakachengeta first so that vongoitwa test yacho ana baba vacho vese not kubva vaita kwati kwati na new father ummmmm
My gut feeling says "She is no more in the land of the living" I could be wrong. But that's what I am feeling.
Disappointing results, thanks for clearing this issue out, the guy’s wife is very accommodating.
I think the father that was taking care of her should be tested too since the mother was dating him also at that time. He might be the real father .please DNA man help her so that she will have peace of mind.
He might punish him for thia thia
I agree, the father who raised her should be tested maybe vanoto shaya shungu naye vachifunga kuti haasi mwana wavo
Mmm imi ko akabuda asiri wavo mochitangira papi?
Eish anamai tisadaro soo. Vimbai if you are there somewhere shaa dzoka kumba umboona mwana or just make a call.
Hats off to the wife who encouraged the alleged father to go for the daughter and DNA vashoma vane moyo wakadaro. Mwari akukomborereyi. I pray and wish kuti musikana uyo will get assistance to get kuna Baba vake nedzinza.
This lady seriously needs counselling, she's not okay though she s trying to be strong. I hope the one who was supporting her is the father
Sua ASI anamai tisadaro zvakangooma hazvo
Kana ini pandangoona yanzi 0%n😢😢 ndabva ndatocutter handina kuzoda kuona pakupedzisira,, yandirwadza iyii
Ndarwadziwa
@@RuramaiZimuswa-er8qtaaxcàccçafwffffffffcçcaxqfffwfffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffffà
This one broke my heart. wish you the best child.
Same hear dearest
Mother's side is always important...❤hauzoshaya anokuchengeta..kana zvekwababa zvaramba
In the first place mukadzi will be to blame because anenge achimbochengeterei secret inozoshungurudza vanhu
@@user-dl8uu4vi2u ariko mapenzi both sides...men/women...thanks to DNA tests...kufumura those secrets....back then maternal side ndiro raizongo takura nhamo yese
It's a stupid comment, it was never clear who the father is. Akadii iye Mai vacho kuendesa mwana kwa baba vake
Kkkk aaah zvekwababa vapi. Dai mati kana usingazive kuti baba vemwana ndevapi. Pamwe mwana wemumusha.
@@misheckmahunguthe biological mum is not here ..to tell her own story...varume vakawanda vanoramba mimba dzavo...what ever zvinenge zvanetsa.. it's always maternal side that carries all the burdens
Mwanasikana usangogamuchira munhu abva kwaabva . Baba vaikuchengeta vanogona kunge vachitova baba vako becoz vaikurangarira, chero vakazoroora step mother but still ungori ropa ravo
Amen
So sad for the young woman...I shed a tear at the results I pray she finds her real father
So touching,😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭bomama asikhumbuleni emuva abantwana bethu,this is so painful,asethembe uzamthola ubabakho
Im sure the acting father is her real father. Tinashe should test them for her peace of mind. Shame she's only 19 but has stress beyond her years. Also mai avo since 2008 kuti vachiko here. I hope she gets closure as well.
She might have been killed shit happens in southafrika
Woti mai vaenda nenyika baba hauvazivi madzimai tisadaro veduweee 😢😢😢😢😢.
Ndoo inonzi course shm
Ndozvanditori mai vakazosvika pakufa varipo vacho vanoziva kumusha kwababa havadi kundiudza 😭😭😭😭
Ndozvanditori mai vakazosvika pakufa varipo vacho vanoziva kumusha kwababa havadi kundiudza 😭😭😭😭
Ndozvanditori mai vakazosvika pakufa varipo vacho vanoziva kumusha kwababa havadi kundiudza 😭😭😭😭
The mother left her child a very big burden. So disappointing that she did not stay with her child and give her an idea of what parenthood means worse still without a known father.
Kusada kubata maresults kwemwana shows kuti arwadziwa 😢
May God comfort this girl and come through for her because ummm 🤔 pakaipa.
So touching,vakaoma Mai Ava,kuenda 2008 kana kuzodzoka kuona mwana,kuita kufuratira kudaro,iiiii😢😢😢
😢😢😢😢💔💔💔 ana amai ngatisadaro vana saka kuyenda worega kudzoka kumwana ndokuita sei
Aaaah VaMugabe level of respect yenyu ndaida .....mwana mhamha😂
😂😂😂
Hahahaha aaghh ndazvitadzawo inj😅
😂😂😂😂😂
Mugabe ere parespect mapombi kkkkkkk
Wish tilder could learn
Saka the father who took responsibility from day 1 is the biological father. I pray kuti mai vawanikwe varivapenyu she has a lot of answering to do. She owes her child so much
Sun hat and sunglasses very nice
Valafitwa
Guardian is veey pretty.She has lovely skin
😂😂😂Vatanga ma judge aya
Ingoti guardian is pretty....😊😊😊😊ko y uchibhodhabhodha
🤣🤣@@carolinemapurisa3792
Right mdara ngaachinotariswa vamwe 4 avo ,you never know chakakutsoma pakutanga chogona chakatsoma zveee
I hope Tinashe Mugabe Foundation will now support mwana with a free DNA test with her "known father".
Do people pay for this DNA test?
Do u think it's for free@@tatane3243
@@tatane3243yes
Yes@@tatane3243
@@tatane3243obviously
Sad.... Hope the girl gets all the help she needs, much respect to this gentleman
Dai mationesawo mkadzi wababa avo. She is one in a million. Thumps up for this bravest idea.
Asiwo varume futi kuxoda kuuya muhupenyu hwemunhu wausina kurera achembera. Its disgusting now this will ruin her relationship nababa vaanoziva. I wish this had been done privately .
So true Baba ava surely couldv done in private now msikana uyu zvogona kutozomunetsa more .😢
Sure this suppose to be private kuitira side raakaratidzwa hake
Mwana haana mhosva, kana uri murume ane dzinofunga ungaramba hr kut umwe wako awane closure. Unotomubatsira cz zvinhu izvozvo zvakagara zvichitomudya zvishoma nezvishoma anogona kungomuka asisiko because of stress. If u were in her shoes vamwe dai vakatofa kare kare. No biological father no biological mother zvinorwadza. Apa pane dzimwe nyaya dzinongoda kuchemerwa kumubereki wako so.
Murume uyu bhoe . Hapana Ari wrong
Zvorwadza izvi.
That gal needs psychology counseling...gonna end up depressed
The father vaakakura achiziva ndo baba vakr chaivo, maivake vakazama kutizira munhu and better life but zvakaramba, as I muridzi wenhumbu vaimuziva n that's why he was there he knows kuti uyu mwana wavo, yes they may not get along as all family do but baba vaanoziva ndivo baba cake chaivo.
Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake....😢😢😢. Mwari ngaamutungamirire pakutsvaga baba vake
Tinashe Anoda nyaya ko zvewill ndaseka hangu 😂😂😂
Mukadzi wababa avo is 1 in a million
Mzkuru watete akanaka and ane beautiful skin 🔥🔥😍😍
I hope mhuri iyi yakaudzao baba vaichengeta zviri kuita, pachanetsa kuti mwana adzokere kwavari achiti baba they were supposed to involve dei anga aripo
Panorwadza apa mwana anga akatoona kufanna nevamwe vana sorry gal 💔💔 pamwe ivo vaimbomuchengeta ndivo bba vake
And now that relationship is ruined because of this. I wish this had been done privately.
The alleged man is a warrior , he really wanted to know the truth . Kudos to the wife who encouraged her
True that
Sad episode. I hope our little sister makes peace and just move on with her life. Hapana hapana
Mwana wacho ane tunhema so, anoshora baba vaimuchengeta blame game yake ummm apo akamitiswa ari pwere maybe becoz of circumstances. She needs to go back to school plus mental evaluation , counselling and grooming. Haagoni kukama musoro wake chaiwo haaa pane zvakawanda zviri pamwana uyu.
Kukama musoro hakuna basa nekut kutori nemastyles akadaro ma wash n goo zvimwe zvamunotarisa zviri unnecessary
I wish the guardian could try to search the mother through social media just to get closure kuti ariko here or akafa plus akavigwa kupi.
Camera man made sure kuti zita re hat ya mainini tariona. Ini hangu handina kumboseka pandaona yakanzi "mariboro" 😂😂
I feel for this girl.
Am waiting pabota family 🎉
So sad zvazvo ,hope mai vacho vachawanikwa kunyange vakafa ngavazikamwe pavari this is so touchng
Waiting bota😂😂
Samthing is wrong in this episode..now am starting to think we are being played..#1 this child naBaba awa thy can use same passport..2 the story yekuyenda kuJozi kwamama its not adding up.why thy didn't show us kana Pic rawo1?3 why warikuda kusvaga wamwe baba but already wariko baba vhake awana kumbomuramba mwana kasi wakaroora mukadzi asingade wana wemrume.
I wish Hama should contact Ezra Sibanda or General something who is in SA
So touching be strong girl, maybe baba waikuchengeta pekutanga awo ndiwo wako
Kuzo communicate nemwana akura kwava kutya responsibility. Vavakuda pfuma kumwana vakanzwa kuti akaroorwa. Zvekuti MA will ndezvenhema.
Im sad 😢poor child asi ana mai tisadai waurikutambudxa mwana veduweeeka
Very painful. Am sure the young lady was confident like i was that this was indeed her father
Social challenges like having many sexual partners are the root causes of such a predicament,the girl and guardians,including the man who raised the child all need counselling
We have fallen far short of the morals. Whatever God said,if we only obeyed. How many were massacred by HIV,living behind orphans some HIV positive themselves. The pain it brings to the innocent is terrible. I was hoping for good result but hey ma1
I think tikaenda pa Facebook tonotswaka Vimbai Mukaro pamwe tingabetsereka
Closure DNA, help this girl by testing her and the other alleged father.
Kuti mwana uyu abatsireke vakomana/varume vanoziva kt vakambodya bota namai wemwanasikana uyu ngavabude pachena mwana abatsirike uyu !
Hana dzamai ngadziende kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe or kwaSekuru Tasvu vaziwe zvakaitika kuna Mai vemwana uyu
Bota Family are you there❤
Be strong my younger sister continue to find ye father
No strings attached..both parties can move on ...feel sorry for the gal
Baba vamwe vaya ngavauye vatorwewo ropa uuuuuu
But mother side makadii kungoti anyorewo form 4 guys
Kkkkkkkk pamwe ange ato dhashurwa kare azara
Ma1. Mwari batsirai mwana uyu awane closure. Akaremerwa.
DNA man help where you can awane baba vake
Izvi zvinogwadza mhani.mamai soo😊
This are painful results, mwana akuratidza akakura hupenyu hweku shungurudzika pfungwa dzake hadzisi stable ,ana amai please tisadaro ngatitaurire vana chokwadi Vasa shungurudzike kudai😢
Painful results....Vakadzi udzai vana chokwadi tarisai now mwana haana rugare..
So
Sad todarirei nhai madzimai, this is so wrong and heartbreaking 💔
Very painful. Dai awana baba vake. I wish her the best.
This episode is so touching 😢
Anamai tinodarirei Vana ASI veduve this is not fair this lady is depressed shame abatikana she was hoping he's e father,thumbs up to e wife of the alleged father how many ladies who push u to find out if mwana ariwako zvemachokwadi woona plan after ebresult,e lady is trying to be strong but she's hurt inside she even needs counselling Mai vake vaiva vasiri responsible or havasitori I pray if she's alive vawanike vasunungure Mwana uyu
Hakuna amai vanosiya mwana think mai ava havasisiko
Waiting ❤❤❤❤❤❤
Bota family maswera sei😊
Mmmmh mwana has been through a lot😢😢😢
💔💔💔My heart is bleeding for this young lady..Ooh my word.
Muchinda aive agona zvake nhamo ikambokunama zvose zvinoramba chokwadi apandaive ndafara kuti baba vada mwana hupenyu hwakaoma chokwadi madzimai itaiwo mujolo unozobatsira vana ava
Sure favourate show
Saka we need to be vary careful panyaya dzekufananidza fananidza vanhu. In this case baba avo nemukadzi uyo vane kakufanana kavanako; asi Mugabe magic yati 0% . I could have bet my last cent for a 99.999% outcome.
Baba varwadziwa ava mwana vavachimuda
Tinashe you must test the supporting father mwana aziye
I feel for this child she was happy maresults asati abuda
I'm worried that out kids are wives at 19😢
Who goes straight to comment before watching like me
just curious hangu, ndiani azoudza guardian 1 kuti vapindurudze hat?
mmm so painful indeed. I really hope she will get the answers she needs. Thanks to this mans wife who pushed him to do the DNA
Zvinorwadza mwana uyo anoda kubatsirwa apa anga achitofarawo kuti akafanana nevana vababa ava manje iii zvaramba
Ma1 unotoshaya kuti zvinofamba sei apo unenge wati nhamo.yapera onzwa shura.Tinotenda amai vakakurudzira DNA kumurume wavo
You see mhuri yekwa mai haina kukwana roora inodzaturwa pamusha ipapo baba vemunhu varipi😢😢😢😢😢
Kkkkkkkkk
its sad kuti mwana never got chance to meet his biological father, its sad cause that void needs to be filled, if only the DNA team can help her further and try to check with the other father, so she can have peace.
1 result that I wld like kuti adzokererwe
People requested for 2 copies of DNA results....
color dzakssiyana hapana dna
Zvimwe zvese ndirikuzviona ndobvumirana nazvo. Ko kubata makeys ayo ndeepayi emota here? Zvichiriko here 2024 uno?
I'm shure it due to nervousness
Kwakuzvara kwakungoenda hey
Ko zvimwe vakaDyiwa nemaKarwe
Maonero angu zvimwe vakayerera neMvura
Maonero angu zvimwe vakafira kwa CHIYADZWA ndiko kumwe kwakapararira vanhu 2008-2010
The mother left her kwababa vake
Heartbreaking for the young lady... being abandoned by her mother and now the DNA result not in her favor again. She really had hopes that this was her father so that she could have a sense of belonging. Hopefully she pursues DNA with her other father. But it will be very Heartbreaking if it turns out to be 0%.
One man in million
Varume chaivo havangorambi nhumbu.
Sure
I feel for her ..hugs dear its shall be well ❤
It's sad she had so much hope even the father also hoped kuti newavo, it's a sad situation😢. Asi kufanana hapana hapo
Shuwa Tinashe kubvunza zvebota revabereki pamberi pemwana here?
Masvingo netara😊
Today we making the results..are u here bota family?