*Devil is a Liar Lyrics Perfomed by Ti Gonzi featuring Sanii Makhalima. Produced by Bilberry *Ti Gonzi intro* Devil is a liar sane (Ndine Passion) Devil is a liar Sanii (Kunge Java) Pandogumirwa wani (Bilberry) Handizomboshaya plan (Imwembeu) Devil is a liar kani (Trinnie beats) *Sanii*Mr *Ti Gonzi* Devil is a liar kani *Sanii* Mr Devil is a liar mhani *Sanii* Mr Makhalima Ndichatoflyer inini (Ahhh) Havambondiuraya inini *Sanii first Chorus* Anoswera achikunyepera iwe *Ti Gonzi* (Machristians) Achikufurira iwe *Ti Gonzi* (hatiwache yeah) Achikubirira iwe *Ti Gonzi*(Mwari achadzoka) Devil is a liar *Ti Gonzi*(Imwembeu) *Ti Gonzi first verse* Chinhu chimwe chete chandinokoshesa good pamusoro pevhu good over evil/Ivhu (Evil) Good inoita kunditera ndakangotarisa mberi ndichidongorera rear view (yes) Handidhile naSatan coz anopromiser madhiri time time ozotsika tsika (ah) Hongu ndirimutadzi chero vakati handina tsika Satan ndochitsika tsika (haa) mungave musiri muchurch ndinoadefeater mamhepo minyama nemavegie(yeah) Mwari ndiye oga mambo these other fake gods musanyeperwe all they do is mumble (yeah) Ndichadya cheziya kwete chezvikwambo Panemufambo i thank God coz inini ndirihumble But i feel like zvinoitisa kuti vamwe vazongoti Ti Gonzi haambo Ndichadzidhonza tambo they used to hate my shit vachitoti Ti Gonzi arimusango Vakazondinetsera macollabo ndikazongovaranga nekuvapa macollabo echirango Miyedzo inouya irihobho (hobho) But this is my job ndini jobho (jobho) Dhiyabhorosi topisa opihwa se dhobho(dhobho) Mwari chikoro Satan chikorobho (robho) Eh eh eh eyi sasi repa airport Ndimhorese nditi jackman jackpot Nemababy ane ass ndofamba ne escort Vakandiona hanzi hero ziHerod Hatikodhane nemuridzo tocodhana nemadresscode *Sanii 2nd chorus* Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi) Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi) Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi) Devil is a liar ×2 *Ti Gonzi 2nd verse" Everday ndomuka ndirimunyowan Ndine simba remufilm Hulk Hogan Handichahater munhu inini Noman Love them all and trust noone Alicia keys naJay Z vakataura vakati state of mind(yeah) Zvavanotaura hazvina basa iam on my grind (yeah) Zvavanonditira handizvione yeah call me blind(blind) Handikudzei rudzi rwangu iam just kind(ah) Mwari wangu ndokumbirawo forgiveness Ndodawo kuvawo mutsvene iam im a mess/mercy(ah) Ndifambe nebhora kunge Vanpers handichada kuti life sucks ndakuda kuti life's success(ah) Pandinotadza ndigone Pandisingaone ndione Panemahwan ndipone Manna from Heaven idonhe Miyedzo ichone Mhamha vangu votiwo ehe hauone(ah yeah) Satan anonyepa iwe (,yes) Nyaya dzake ndakadziverenga mupepa handisi kuseka iwe akukutracker iwe(ah) Ukubata anobva atanga kunyepera kuita kunge pamwe anga achikupranker iwe(yes) Ndewekupenga iwe Haatomborina kana mari yekukutenga iwe Idzenga iwe Jahovah all the way my king Jesus on the way coming Slay when you going but pray in the morning Pray in the morning Slay when you going but pray in the morning (Pray im the morning) Jahovah all the way my king (My king) Jesus on the way coming (coming) Slay when you going but pray in the morning (Pray in the morning) *Sanii 3rd Chorus" Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(boiz) Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi)*Ti Gonzi*(boiz) Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(boiz) Devil is a liar *Ti Gonzi*(Anonyepa uyo) ×2 *Ti Gonzi bridge* Lucifer is a liar Ngaa ize obaya Mhepo handimboshaya Asi hadzimbo ndiuraya Devil anonyepa boiz Devil is a liar sane *Sanii* (Achikunyepera iwe) Devil is a liar Sanii Pandogumirwa wani *Sanii*Achikufurira iwe)Handizomboshaya plan Devil is a liar kani *Sanii*(Achikubirira iwe) Devil is a liar mhani ndichatoflier boiz *Sanii*(Devil is a liar) Havambondiuraya boyz *Sanii last Chorus* Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(Boiz) Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi)*Ti Gonzi*(boiz) Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi)boiz (Devil is liar)*Ti Gonzi*(Anonyepa uyo)×2 *Ti Gonzi*(ma1boiz×2)(boiz)outro anonyepa uyo×16
2:50 satani anonyepa iwe nyaya dzake ndakadziverenga mubepa iwe handisi kuseka iwe arikuku tracker iwe *ukamubata anobva atanga kunyebera kunge pamwe angaachiku pranker iwe!* haana kana mari yekukutenga iwe idzenga iwe
handina hangu mari kuti ditenge song asi iyi muplaylist yangu pfeeeee, luv the part u say devil is a liar urimuwheel chair,, wld luv to hear tht voice again imwe song
t gonz should be a lacturer we music , vamwe vanoswera vachitukana pama challenge , vamwe vachiimba drip................. stunner nd nhingi tke lessons
l played this tune near a bakers Inn Loaf of bread and it turned into a toast ,,,,,,T Gonzi is on fire if u disagree ndiwe wakarova Gonzi ne bhemba uri mushurugwi
zero nudity
zero explicit language
100 % talent
like if u agree
Well one Ti Gonzi...🎆⚡🎆⚡🎆
Makabata ngoma guys
This is lit Sanii 🔥
You did well guys ... makabata ngoma 🔥🔥🔥
Makanyanya varume imi.🔥🔥🔥 issa blast
Sanii Makhalima congratulations you two ❤️
dope song, not understand the language but i can connect..one love from Namibia.
After this song t gonzi was detained for murdering the beat🐐🐐🐐
Sani u still stand out to be the best vocalist n composer ill put my money on.....More life to you my brother. URBAN GROOVES FOR LIFE
The bars in this song will always be undefeated. Ti Gonzi gave us an all time Masterpiece of art , gospel and music all in one.
2023 Gonzi muhombe varume
*Devil is a Liar Lyrics
Perfomed by Ti Gonzi featuring Sanii Makhalima.
Produced by Bilberry
*Ti Gonzi intro*
Devil is a liar sane (Ndine Passion)
Devil is a liar Sanii (Kunge Java)
Pandogumirwa wani (Bilberry)
Handizomboshaya plan (Imwembeu)
Devil is a liar kani (Trinnie beats)
*Sanii*Mr
*Ti Gonzi*
Devil is a liar kani *Sanii* Mr
Devil is a liar mhani *Sanii* Mr Makhalima
Ndichatoflyer inini (Ahhh)
Havambondiuraya inini
*Sanii first Chorus*
Anoswera achikunyepera iwe *Ti Gonzi* (Machristians)
Achikufurira iwe *Ti Gonzi*
(hatiwache yeah)
Achikubirira iwe *Ti Gonzi*(Mwari achadzoka)
Devil is a liar *Ti Gonzi*(Imwembeu)
*Ti Gonzi first verse*
Chinhu chimwe chete chandinokoshesa good pamusoro pevhu good over evil/Ivhu (Evil)
Good inoita kunditera ndakangotarisa mberi ndichidongorera rear view (yes)
Handidhile naSatan coz anopromiser madhiri time time ozotsika tsika (ah)
Hongu ndirimutadzi chero vakati handina tsika Satan ndochitsika tsika (haa)
mungave musiri muchurch ndinoadefeater mamhepo minyama nemavegie(yeah)
Mwari ndiye oga mambo these other fake gods musanyeperwe all they do is mumble (yeah)
Ndichadya cheziya kwete chezvikwambo
Panemufambo i thank God coz inini ndirihumble
But i feel like zvinoitisa kuti vamwe vazongoti Ti Gonzi haambo
Ndichadzidhonza tambo they used to hate my shit vachitoti Ti Gonzi arimusango
Vakazondinetsera macollabo ndikazongovaranga nekuvapa macollabo echirango
Miyedzo inouya irihobho (hobho)
But this is my job ndini jobho (jobho)
Dhiyabhorosi topisa opihwa se dhobho(dhobho)
Mwari chikoro Satan chikorobho (robho)
Eh eh eh eyi sasi repa airport
Ndimhorese nditi jackman jackpot
Nemababy ane ass ndofamba ne escort
Vakandiona hanzi hero ziHerod
Hatikodhane nemuridzo tocodhana nemadresscode
*Sanii 2nd chorus*
Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi)
Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi)
Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi)
Devil is a liar ×2
*Ti Gonzi 2nd verse"
Everday ndomuka ndirimunyowan
Ndine simba remufilm Hulk Hogan
Handichahater munhu inini Noman
Love them all and trust noone
Alicia keys naJay Z vakataura vakati state of mind(yeah)
Zvavanotaura hazvina basa iam on my grind (yeah)
Zvavanonditira handizvione yeah call me blind(blind)
Handikudzei rudzi rwangu iam just kind(ah)
Mwari wangu ndokumbirawo forgiveness
Ndodawo kuvawo mutsvene iam im a mess/mercy(ah)
Ndifambe nebhora kunge Vanpers handichada kuti life sucks ndakuda kuti life's success(ah)
Pandinotadza ndigone
Pandisingaone ndione
Panemahwan ndipone
Manna from Heaven idonhe
Miyedzo ichone
Mhamha vangu votiwo ehe hauone(ah yeah)
Satan anonyepa iwe (,yes)
Nyaya dzake ndakadziverenga mupepa handisi kuseka iwe akukutracker iwe(ah)
Ukubata anobva atanga kunyepera kuita kunge pamwe anga achikupranker iwe(yes)
Ndewekupenga iwe
Haatomborina kana mari yekukutenga iwe Idzenga iwe
Jahovah all the way my king
Jesus on the way coming
Slay when you going but pray in the morning
Pray in the morning
Slay when you going but pray in the morning (Pray im the morning)
Jahovah all the way my king (My king)
Jesus on the way coming (coming)
Slay when you going but pray in the morning (Pray in the morning)
*Sanii 3rd Chorus"
Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(boiz)
Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi)*Ti Gonzi*(boiz)
Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(boiz)
Devil is a liar *Ti Gonzi*(Anonyepa uyo) ×2
*Ti Gonzi bridge*
Lucifer is a liar
Ngaa ize obaya
Mhepo handimboshaya
Asi hadzimbo ndiuraya
Devil anonyepa boiz
Devil is a liar sane *Sanii* (Achikunyepera iwe)
Devil is a liar Sanii
Pandogumirwa wani *Sanii*Achikufurira iwe)Handizomboshaya plan
Devil is a liar kani *Sanii*(Achikubirira iwe)
Devil is a liar mhani ndichatoflier boiz
*Sanii*(Devil is a liar)
Havambondiuraya boyz
*Sanii last Chorus*
Anoswera achikunyepera iwe (Hoi Hoi Hoi) *Ti Gonzi*(Boiz)
Achikufurira iwe (Hoi Hoi Hoi)*Ti Gonzi*(boiz)
Achikubirira iwe (Hoi Hoi Hoi)boiz (Devil is liar)*Ti Gonzi*(Anonyepa uyo)×2
*Ti Gonzi*(ma1boiz×2)(boiz)outro anonyepa uyo×16
Thank you
Produced by not that imposter
we still here💯🔥
We want Ti Gonz kwaBurna Boy 😭😭😭
2024 who is here
Okay let's talk about the producer. he knows his stuff
Straight up brother, this beat is everything
I am He
@@4uxion haaaa makapenga mdara 🔥🔥🔥🔥 keep it up
@@tafadzwamachi5121 thanks man. But I'm very disappointed that they ran over my beat without consent
Handichade kuti life sucks ndakuda kuti life success⭐🌟
2:50
satani anonyepa iwe
nyaya dzake ndakadziverenga mubepa iwe
handisi kuseka iwe
arikuku tracker iwe
*ukamubata anobva atanga kunyebera kunge pamwe angaachiku pranker iwe!*
haana kana mari yekukutenga iwe
idzenga iwe
Now this right here is Talent.... zero swearing, zero explicit visuals Just Talent and Talent🙌🏽🙌🏽🙌🏽 I respect🔥
Well done guys
Keep it up
tigonzi une mabars kupfura Chikurubhi...they tried leaving u for the dead but
Devil is A Liar!!!!
I like the fact that he puts Sanii on the Hook/Chorus then iye abva adya ma verse. That's Hip Hop I've been looking for in Zim
TiGonzi thank you for pushing Zim HipHop . 1 munhu who is true to the hiphop genre in Zimbabwe
Ndoi defeater Minyama nemiVegie🔥🔥🔥
makaipa TGONZI BEST COLLABO BIG UP SANNI,THIS IS VERY A GOOD DEAL,RAISING MY FAITH HIGH.
Pazongorine kamwe ka "hoy hoy hoy" ako, kari kundiita waya!
kkikk true
Jesus for success 🎆🎆🎇🎇
Sanni makhalima🔥🔥🔥
Sani Mak I've always had faith in this guy, heavy tune 💯❤
Message ndainzwa gonzi 🤧🤫 love from india triko boiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiz
Gonz is not getting what he deserve. no mhani. fam click the button 👇 tionese team rese kuti Gonzi va levels yema Grammy
its more than a talent# devil is a liar
1:23 hakuna chess yakadaro 🤣 otherwise bho number 🔥🔥
Loool...true...
The devil's board, NO RULES
Happy to hear Sannis voice its been a while
Voice ra Sanni richiri pa Top Top
tinaye chigidi right?
Um playing it again for 2024 ❤️
Anyone here 2020👊👊👊
Ti Gonzi snapped here
My guy Gonzi vakakutadza kukupfudza paye chirovera bhora mberi zvekuenda.....DEVIL IZ A LIAR
Big up to TGonzi Sanii Makhalima u still the best
Haa this dude anonzi T Gonzi siyana I naye boys his music prowess is something else
tinenge tichikuonai, lol
TI GONZI THIS SONG MADE ME A PERMANENT FAN .YOURE TALENTED COZ YOURE NATURAL
Beat harisbhoooo😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
I salute you ti gonzi 🔥 imwe mbeu ♥
💪🏿Mwari chikoro satan chikoro-bho
This Guy is by far Talented compared to his rivals without mentioning any name
The thing that keeps him being above the rest is being real.....the GOAT does it again!
handina hangu mari kuti ditenge song asi iyi muplaylist yangu pfeeeee, luv the part u say devil is a liar urimuwheel chair,, wld luv to hear tht voice again imwe song
2020 one of the best songs so far.
Ndodawo kuvaMutsvene I'm in a Mess😂😂😂😂😂👋🏿👋🏿🌚
Ti Gonzi ka😩
Ndangandisina kuzvinzwa.. Lol.. Haa Gonzi anopenga
🤣🤣🤣🤣🤣🤣ah🙌
Thumbs up 👍 wakapenga Gonzi this is awesome
T gonzi tarenda akushandisa kwete kutambisa 👏👏👏
Ati codane nemuridzo tocodana nema dresscode .. tgonzi to the world
Great Song my Brothers...TiGonzi usanyeperwe you are the best 👏🔥
woooooow T Gonzii this is great and so powerful. That is the grace of God for sure
Shut up to u guys 😊 Gonzi n Sani u did it guys
ti gonzi nvr disappoints
here in 2024 still growing strong
Devil is a liar kani. #machristians
An unexpected collabo, but its on my playlist already. Gym, motivation, driving, grinding, everything ipapo....
God had a plan for you when he spared you from the armed robbers. keep on shinning Ti Gonzi. Sani you still rock.
t gonz should be a lacturer we music , vamwe vanoswera vachitukana pama challenge , vamwe vachiimba drip................. stunner nd nhingi tke lessons
nice collabo if it is your best like this
Uyu wamunoti sani makhalima uyu dai aiita mashow muzim handaimborovha ini
ti gonz kuserii guys rangu HHYG haipere zvekumhanya..... l think one collabo w Winky will do
I second u
One of the greatest hits so far 🔥🔥🔥
Damn their voices just compliment each other🔥
t gonz our own eminem
best rapper in Zim
Wobva wanzwa and the award goes to
Mudiwa
well done imwe mbewu…….wakadziya #the devil is a liar
Mr T-Gonz and Makalima good track for local people.we need more
takura mwana kani ti gonzi wakaipa 🔥🔥🔥🔥
Aaaaa gret work simdoc
kkkkkk apa vanga vachirohwa nema nightmares vakapfeka zvavo mickymouse jacket kkkkkk!!! nice one GONZ
Ndinovadefeater minyama nemiveggie Mwari ndiye ega mambo👊
This young man is talented, take care of yourself bro, chenjera mhepo dzinobata vazhinji ve magitare.
this is good music boizzz...well done tgonzi na sanii
Sisi sindy imbobikai kamwe na Ti Gonzi !!!!
No cap
TiGonzi is the best rapper in Zim
Hqhaha minyama nemaveggie.....the first verse is lit fire fire
Ti gonz is just the best in makin u spin yo mind 😊
We need a solo song from Sanni ine ka morden trap beat, he'd definitely kill it be the talk of the town he's always been!!
Soon...dont wari
Yah haa pakuradzika zvapo ma bars you are out of this world
Voice raSani😍😍😍
Woo 🔥🔥🔥🔥 satani chikorobho for sure
l played this tune near a bakers Inn Loaf of bread and it turned into a toast ,,,,,,T Gonzi is on fire if u disagree ndiwe wakarova Gonzi ne bhemba uri mushurugwi
This is superb 👏👏👏👏good music..m loving the track keep the fire burning guys🔥🔥🔥🔥
mmmm boiz t gonzi imwe mbeu kuda kuisa 10/10
When you don't know his language but the music speaks in all languages
Munhu akabaya T gonz paye hope u watchin this .....You cn nvr delete T gonz lol he wll reign
ndine passion 2024 is my year
Mwari anodzoka 💃💃💃 Devil is liar...💓💞
Gonzo to the world !!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!
Can we take this moment to appreciate Sani's voice
Ndaisa zi big like ko iwe
my favorite Ti Gonzi song yet
Baddest collabo,chakaipa💥💥💥💥
ndine Passion kunge Java......Gonzi to the fullest
Devil is liar kunge Java...
This song is therapeutic….
ku zim hip hop TIGONZI uri zanupf haudyike!!
Goat Gonzi♨♨Boyz Boiz mahwambii
Devil is a liar kani....Boiz
ti gonzi inini hangu i give up
You have officially woke me, i doubted your talents , but the devil is a liar
ichiii chinonaka ichii ... nice one guys