@@VmailMudzu avo vapindura on top ndivo ufunge havo ufunge vane moyo wekushanda nevanhu a good exam of a civil servant...baba u managed to pick potential in him regardless of the illness yanga yakamubata and u kept supporting him...may God richly bless you.
@@Nunec he good kana aripa husungwa kana asvika panguva yekukumbunyikidza inenge yava mhondi becoz munhu anoba akapakata zvinokuvadza is dangerous anogona kuku uraya. So he is not a good guy.
You're right hako iwe..he seems to be a good guy who has made bad choices...we are not defined by the errors we made in life buy by the willingness to be remorseful and walk towards the journey of changing
Satan anogara aripabasa hama dzangu.i can't judge him.ndafarira kuti mwari akachengeta amai naye nemhuri,vazokwanisa kusanganiswa zvakare.i wish him the best in life
We should learn to give others second chance in life. Some prosperous people have dark spots in their lives but they managed to make it through support and forgiveness from God, their parents and immediate families. We all sin in different ways. I am happy his immediate family are taking him back and that’s supposed to be the first step towards his repentance. With support and God’s grace he might /is going to be the bread winner in his family .
Haa ana gogo havadi kutorerwa vazukuru vavo. Shame i feel her pain hazvisi fair zveshuwa kuti warera mwana ozongotorwa akura . But pamwe amai vanga vaparinaniwo vakukwanisa kugara zvakanaka nevana vavo. I wish Nutty the best when he goes out
ndabatikana...............ndokumbirawo nhamba dzemukomana kana achinge abuda ndinoda kumupawo kamari kaduku kekuti anogona kuwana pekutangira..even material yekusonesa
Mwari vawedzere patapudzwa 🎉
😢 the young man though... makadii baba! I almost cried
Prisoner officer murambe mune moyo wakadaro...you take your duty so seriously and impact positively in people's lives.
Thank you hama ... tinotenda Mwari anogonesa
Chokwadii may god bless this person
@@VmailMudzu avo vapindura on top ndivo ufunge havo ufunge
vane moyo wekushanda nevanhu a good exam of a civil servant...baba u managed to pick potential in him regardless of the illness yanga yakamubata and u kept supporting him...may God richly bless you.
@@ElvisMupemhimy guy you're soft spoken, chances are high you will be a successful person.
Ndokutendai hama nekundi shuwira zvakanaka na Jesu zvinoita❤@@IsaacZim544
He seems changed this one God please protect and guide him asazotadza futi
He is very intelligent
So touching . Would want to help this guy . Tine Hama dzaita in and out of prison for years now pasina kana reformation 😭😭😭😭
Get in touch with him on 0778 779 097
Mutipewo part 2 please abuda
“Ndikasunga Moyo Wangu Unoita Munyama Muhupenyu”
I grew up being told this, I don’t know how it works.
God bless you Natty what an intelligent young man
Apa anogona veduweee 😭😭😭😭
This guy is very intelligent
😢its so touching 💔
Looks like a good guy. He is going to make it in life
@@Nunec he good kana aripa husungwa kana asvika panguva yekukumbunyikidza inenge yava mhondi becoz munhu anoba akapakata zvinokuvadza is dangerous anogona kuku uraya. So he is not a good guy.
@prosperplumbers5098 I did not say he is a good guy. Ndati looks like - anenge.
@@prosperplumbers5098people change and Mwari ndobasa ravo
You're right hako iwe..he seems to be a good guy who has made bad choices...we are not defined by the errors we made in life buy by the willingness to be remorseful and walk towards the journey of changing
So touching. Thank you Lord. May you protect and bless Nutty, his children and his family 😢🙏🏽
Chekutanga enda kunosunza ufadze amai vako
I cried when he hugged his Mom and said.“Madube“
Why
He looks very clean and healthy.
Good luck to Nutty. Wofamba munyasha.
So iam busy asking myself kuti ndikuchemei aaaa ndakapusa here
Me too especially pazobudikira mwana haiiii mhani
He's looking innocent l wish you the best
Wooow smart❤
Satan anogara aripabasa hama dzangu.i can't judge him.ndafarira kuti mwari akachengeta amai naye nemhuri,vazokwanisa kusanganiswa zvakare.i wish him the best in life
Hapana asinga tadzi 😢
We should learn to give others second chance in life. Some prosperous people have dark spots in their lives but they managed to make it through support and forgiveness from God, their parents and immediate families. We all sin in different ways. I am happy his immediate family are taking him back and that’s supposed to be the first step towards his repentance. With support and God’s grace he might /is going to be the bread winner in his family .
Iyi yaiva mbavha chaiyo, how come munoba 7 counts one night aaaa garako nxaaa
Taura hako chirungu - well done ku English uko🎉
Welldone nutty
Well done Nutty wakashinga nechikoro
Life is hard
Haa ana gogo havadi kutorerwa vazukuru vavo. Shame i feel her pain hazvisi fair zveshuwa kuti warera mwana ozongotorwa akura . But pamwe amai vanga vaparinaniwo vakukwanisa kugara zvakanaka nevana vavo. I wish Nutty the best when he goes out
Vana vakasara vaine 2yrs ne3yrs asi izvozvi umwe ane 16 umwe 13 vari kukurasei vana ava nhy gogo
😂3plus 12 equal to 15
2plus12 equal to 14😂
Vangowedzerera kabodzi
Aaah zviriko kutodziya Moto wembavha iwowo ndomhosva yako😊
Kana in ndachema shemu
Saka arikubuda mangwana titende
😢😢😢😢😢😢
chlson iyo ngairambr ysksdrro 😅
Stay away from prison mfana don't go back again
How do we contact him
Please reply
@@TKG2024Moenda kuChikurubi motsvaga chaplain.
0778779097
0778 779 097
Nhamo yemunyika medu inokutuma zvese
Mai vake vakachengetwa madube wake
Mai vemwana makuda kutsvagira mwana munyama,ko z vamakati mukumutora holiday yoga
Madube wangu atete vangu
Fellow officers 😂😂😂😂 are you an officer
Life yakaoma
Munhu uyu anofanira kuva guard Jeri oita chaplain wejeri anobatsira vanhu vazhinji nekuparidzirazve vasati vapindazve
Number dzake dzinowanikwa sei if we wnt to help
0778 779 097
Chishinga wakutobuda hako
Handina hangu tsitsi nembavha
Zpcs dai yamutsvagira uchaplain or something
❤officer ❤ amujere guide ndokudai manzwa😊😅
Agape love ❤😅😅😅
@ElvisMupemhi lol
😂😂😂
uyu anenge a tendeuka uyu
Kudzidzira kudii usanyepe you were doing armed robbery period dai usina kubata kufunga kwako waiti zvaisvika papi.