Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinoda Kufumurwa: Baba vaibata mwana mukomana chibharo kubva ane 8 years

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 вер 2024
  • Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
    Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
    Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013

КОМЕНТАРІ • 150

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 Місяць тому +41

    I think murume uyo ane mishonga yake yaanoshandisa inoita kuti abate chibharo uye nyaya yake ishaye basa kumapurisa..

    • @nomattergondo6441
      @nomattergondo6441 Місяць тому

      Plus pamukomana atoita pagore pagore senge sacrifice

  • @nyaraylshonhiwa5521
    @nyaraylshonhiwa5521 Місяць тому +19

    Justice for Themba.
    Justice for Themba

  • @user-xm6nm1iw3f
    @user-xm6nm1iw3f Місяць тому +23

    Tiri kukumbirawo justice apo..

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 Місяць тому +17

    Haaa zvakaoma, Zimhondi iri roda kufira mujeri.. ende rakakanganisa life yemwana. May God heal and provide everything he desires

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Місяць тому +37

    Mutemo wemu Zimbabwe wakaora...unobata vanhu vasina mhosva vachisiya vane mhosva zvakaoma hazvo😢😢

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Місяць тому +4

    Justice justice for themba again and again kuromba chaiko 😭😭😭

  • @user-bh5kv5ed4c
    @user-bh5kv5ed4c Місяць тому +7

    Kana ndiri seni hangu I lost all faith in Justice system yemuno muZimbabwe.Police yacho the same .Hatina kwatiri kuenda senyika.Munhu anganzi haana mhosva shuwa doctor achiti mwana akaabuswa plus victim's testimony umm zvakaoma hazvo.

    • @beaullahmiliwa9995
      @beaullahmiliwa9995 Місяць тому

      dont blame the police havasivo judge its for the courts iwe hauoni kuti munhu uyu anemushonga here

  • @tanniamahamati7737
    @tanniamahamati7737 Місяць тому +11

    This is very sad ..but we as women we have to be able to stand on our own..how can you continue to stay with a man who abused his own daughter... that is something we should discuss about ..did she continue becoz it didn't affect her directly now see how karma works it came and affected your own and now you have strength to work for justice ..women let's learn to have heart.. so many children came out and say l was abused and my step mom did nothing..this woman is a static..may God find her healing coz guiltiness is killing her more becoz every women sees red flags and we at times ignore.. the fact that she was so quick to take pics means she knew the kind of animal she was staying wit

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Місяць тому +1

      That’s exactly what l don’t get, how and why did she continue living with this man when she knew he was molesting his own child. I don’t even get it, she continued being the wife to this devil.

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 Місяць тому

      Vese vaka abuswa nemurume wke havasi vana vemukadzi uyu vana vehama vaanochengeta teererai nyy zvakanaka

    • @Brenda-bv6hr
      @Brenda-bv6hr 29 днів тому

      Plus mwana uyu haasi mukomana here

    • @tanniamahamati7737
      @tanniamahamati7737 28 днів тому

      @@prayermswapa5681 true but abuse is abuse..so she wasn't supposed to care becoz they are not her own biological children..let's have heart..

  • @lishaprettykiara
    @lishaprettykiara 21 день тому +1

    God bless you for taking care of your sisters child some people would have let it be just to save their marriage

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 Місяць тому +6

    Zvimwe tingatsvaka hedu satan bt why wakaramba uchigara naye after mwana sikana ataura kti akabatwa pedzezvo mwana komana zvee now vedueee ngatichangamukei mudzimba umo ana amai

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Місяць тому +4

    Umm the title alone has already broken my heart. Shuwa mwana uyu anozoita munhu here? 😭😭Mwari pindirai

  • @muzukuruwaambuya
    @muzukuruwaambuya Місяць тому +2

    We need justice, the judge must be questioned this is totally unacceptable

  • @CassieNkosi
    @CassieNkosi Місяць тому +6

    Justice for Themba.

  • @cassandraker
    @cassandraker Місяць тому +5

    amai imi pakabatwa mwana wekutanga makadii kuvasiya makarambireyi muchigara navo chii chakadaro nhai askana. Why would you continue to stay with him.😭😭Hezvo nhasi akabata mwana wemuningina wako akafa😢

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 Місяць тому +7

    Ngavasungwe vaende kujeri nxaa

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Місяць тому +1

    Mukazviuraya mhai vana vanoita sei......😢😢😢😢its sad asi toraramira vana zvakaomawo zvichigwadza.

  • @tafadzwamanjiva4029
    @tafadzwamanjiva4029 Місяць тому +3

    Vanhu vakushandisa mishonga kuitira nyaya dzishaiwe basa kuma courts😢

  • @GamuhMabwe
    @GamuhMabwe Місяць тому +6

    Nababa muchiri mese hr

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t Місяць тому +3

    Bba avo vanemushonga sei zvichizonzi havana mhosva kujeri

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 Місяць тому +1

    Zvakawoma chokwadi 😢may this monster rot in jail nxaaa 😢😢

  • @NinthJewel
    @NinthJewel Місяць тому +3

    This is so heartbreaking 💔 Nhai Mwari 😭😭😭😭😭😭

  • @neshdabluewhale263
    @neshdabluewhale263 11 днів тому

    Iba sweet uone masungirwo aunoitwa

  • @fortunatempofu4943
    @fortunatempofu4943 18 днів тому

    Vana vese vari 2 vari kuda justice nxiii zimuroyi zidhara repa corner

  • @NancyNcube-ny2hv
    @NancyNcube-ny2hv Місяць тому +2

    First one ......
    ndichifunga kuti Domestic ichauya

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc 18 днів тому

    Vanekushonga wakaipa baba ava

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 21 день тому

    Veduwee moyo wangu kani Mwari munosiireiko vana vachitambudzwa kudai 😢

  • @ForgetMusiyiwa
    @ForgetMusiyiwa 22 дні тому

    I hope you will comeout safe sisi

  • @missb7275
    @missb7275 Місяць тому +2

    Any follow up on this story

  • @richardmavhimira2208
    @richardmavhimira2208 Місяць тому

    Cry my beloved country. JUSTICE FOR THEMBA.

  • @NickyMnganga
    @NickyMnganga 2 дні тому

    Very Sad

  • @lishaprettykiara
    @lishaprettykiara 21 день тому

    I'm scared of giving my child away 😭😭😭😭😭😭because of such things

  • @siqaphelendlovu6111
    @siqaphelendlovu6111 Місяць тому +1

    Ngenela Jesu 😭😭💔

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 21 день тому

    Mwana uyu nekurwadziwa kwakaita veduwee so ku Parirenyatwa kwacho can't they do means testing vaonawo kuti the family can't afford.... obviously they are going through such a tough time vopedza vovopa financial burden...cldnt management sit down voitawo corporate responsibility yekungobetserawo nhai

  • @chitsvamureri5614
    @chitsvamureri5614 Місяць тому +1

    Ndazxtya hangu Mwar honaiwo vana vedu

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 29 днів тому

    Ndofunga bhinya iri rine chibasa mu gvt such tht nyaya dzaro dzinoraswa 😭 vasina mhosva ndovakazara mumajeri , so sad. Ko makadii kubva pamakaona abata mwana vake nhai mai imi

  • @user-id1oq6el4u
    @user-id1oq6el4u Місяць тому +1

    Zvinorwadza shuwa

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 Місяць тому +1

    Nhai Mwari ko sei zvichidaro shuwa shuwa murume uyu shavi rake nderei shuwa.

  • @user-cf9bu3di1t
    @user-cf9bu3di1t Місяць тому +1

    Anenge ane mushonga wekuti asabatwa kuma courts endai kune vechivanhu ndovanogona kuzvibvondora

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 Місяць тому +1

    Munogara ne bhinya amai 😭😭

  • @DesireeNyamasoka
    @DesireeNyamasoka 27 днів тому

    Askana ka pane zvirikukanganiswa pakurera vana patsika ne magariro ,nyaya yekuti vakadzi chete ndovanoendeswa kuchina chemadzimai ngaipere ,varume varikukanganisa magariro edu sevanhukadzi nevana,its very hard to have to protect mwana kuna baba vake

  • @MoiraKuluzana
    @MoiraKuluzana 27 днів тому

    Zvakangooma hazvo baba ava ngavasungwe life in jail chaiyo💔

  • @mufaronyabereka
    @mufaronyabereka 26 днів тому

    My heart is not settled veduwe😢.

  • @user-vl2gi2zi3i
    @user-vl2gi2zi3i Місяць тому +1

    Endai kuchipatara at the same time kuvanhu zvamwari like miracle paul

  • @DaisySamuel-b5t
    @DaisySamuel-b5t 2 дні тому

    Jackson Elizabeth Walker Maria Thompson Donna

  • @user-jv5ur9jq2h
    @user-jv5ur9jq2h Місяць тому +1

    Ma1 vanhu vakadai kungodiko kuisira poison zvife ndarwadziwa kusvika pekupedzisira

  • @Madhuvefaith
    @Madhuvefaith 27 днів тому

    Mmmm nhai Mwari vana avasisiri safe kunana baba mmm nyika yakuguma iyi

  • @vickychikafa9573
    @vickychikafa9573 Місяць тому

    Justice for Themba zirume iri riri kushandisa Mushonga

  • @gelytanaka8739
    @gelytanaka8739 Місяць тому

    We need justice

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Місяць тому

    Ende vakatanga kumubata kare baba ava

  • @KuraiMutema-dx1sv
    @KuraiMutema-dx1sv Місяць тому

    Zimbabwe justice system chitinzwirai tsitsi nevanhu vasiri ve opposition mukungitambira Mari chioko muhomwe

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Місяць тому +1

    But vemutemo vsnombodhakwa here matongere avo soka chiiko sure munhu ane mhosva iri pachena onzi haana mhosva baba avo must rote in jail

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 Місяць тому +7

    Corruption at its highest level

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Місяць тому +2

    Zvinoera zvinoda kufumurwa makunakuna

  • @user-nh5lf4iv4s
    @user-nh5lf4iv4s 23 дні тому

    Baba aba havana zita here haa ravo ngaritaurwe pamwe vatove nemumwe mukadzi soo obvious anenge atori nemwana kana vana haasi kuzorega murume uyu

  • @ElizabethPolino
    @ElizabethPolino Місяць тому +1

    Mmmm tete baba ava vakaromba vanoda Kuta svurwa nasekuru tasvu

  • @user-qp1xg1mz2h
    @user-qp1xg1mz2h 29 днів тому

    Vane mushonga baba avo

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 Місяць тому

    Akuna justice ku Zimbabwe
    Ndimambara murume uyu

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 Місяць тому

    Ndarwadxiwa veduwe 😢😢😢😢😢

  • @bountykilla8456
    @bountykilla8456 24 дні тому

    The first thing is that is it true. Is this woman not trying to fix the husband using the boy, they do that a lot

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 Місяць тому

    Bhinya ngarisungwe please 🥺

  • @user-qi9re2tf3f
    @user-qi9re2tf3f Місяць тому +2

    Ko ivo mai kuramba varipo pamurume apa

  • @GiftCalisto
    @GiftCalisto Місяць тому +1

    Zvakaoma

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 Місяць тому

    Justice for Themba 😢

  • @KimyTembo-wx7tv
    @KimyTembo-wx7tv Місяць тому

    Ngavasungwe baba ava

  • @deonchiurunge6304
    @deonchiurunge6304 22 дні тому

    Zvakaoma chokwadi

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 27 днів тому

    Zvakaoma murume uyu akabata mushonga sure anganzi hana mhosva iye mwana akaowenekwa kuti akabatwa vane mhosva havapike vasina ndovanopika

  • @jekalons9786
    @jekalons9786 Місяць тому

    😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 Місяць тому +2

    Baba avo vane mushonga

  • @Sibiti-tb8ox
    @Sibiti-tb8ox Місяць тому +1

    Amai pliz siyanai nemhondi iyo

  • @DuduzileNcube-c7i
    @DuduzileNcube-c7i 26 днів тому

    Ndarwadziwa nenyaya iyi 😢

  • @KingJack-en5uy
    @KingJack-en5uy Місяць тому

    Nhemha mai imi hamuchadi murume chete

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 29 днів тому

    Themba Gorimbo here very sorry

  • @user-id3xk2ly9v
    @user-id3xk2ly9v Місяць тому

    😢rine mushonga Zimbra iri nxaaa rubish mhani kutadza kumubikira mushonga hee nhai imi amai

  • @maudmutero5569
    @maudmutero5569 Місяць тому

    Justice be served 😢😢

  • @stellasibanda9739
    @stellasibanda9739 Місяць тому

    Tichazovei Baba😢

  • @abrahamhungwe8522
    @abrahamhungwe8522 Місяць тому

    Vanemishonga baba avo

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Місяць тому +1

    This is ridiculous, baba Ava has a history of molesting children yet the court still let him walk? Ayewa this is infuriating.This woman is foolish too, your daughter was molested and you still stayed with this man then he continued molesting the other child. 😡🤬🤬😡

  • @LydiaKik-mr8bh
    @LydiaKik-mr8bh Місяць тому

    Zvakaoma baba vakaromba ndozvinota vasagara mu jeri

  • @Giant-e1f
    @Giant-e1f Місяць тому

    Zvinhu zvemuZimbabwe sooo, it's painful just like nyaya yaHannah yakabuda pa show yaTinashe Mugabe, hapana kana akambosimudza musoro, those so called human rights organizations are only good at politically related cases

  • @thandojijita3865
    @thandojijita3865 Місяць тому

    Zvakaoma, Zvakaoma, Zvakaoma 😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Місяць тому

    Zvakaomawo shuwa

  • @PrickyMuzety
    @PrickyMuzety Місяць тому +1

    Akaromba

  • @tinashemurimi8713
    @tinashemurimi8713 Місяць тому +1

    Vane mushonga baba ava

  • @emilympepo
    @emilympepo Місяць тому

    So sad

  • @PetronellarMakoni
    @PetronellarMakoni Місяць тому

    Inyaya inongorwadza ndabatikana hangu😢

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 25 днів тому

    Amai avaka handizivi kuti ndovaisa mumupanda upi kuramba vachigara nemhombwe bhinya rakadaro vakaromba baba ava nxcaaaaaa

  • @shamiememory2653
    @shamiememory2653 Місяць тому

    Ummmmm Mwari pindirai

  • @nyaradzoorupiya2728
    @nyaradzoorupiya2728 27 днів тому

    Koo nyaya yacho haina kupera sei why irikukata

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 Місяць тому

    Murume uyu anoda kuurayiwa straight

  • @duncan80jamu6
    @duncan80jamu6 Місяць тому

    As long zanu pf ichitonga apana nyaya apo nyika ahichisina mutemo

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c 24 дні тому

    Amai murikugara ne Demon 👿 Budai mu marriage iyo Muchauraisa Vana vose Mhondi iyo inemushonga wakaipa

  • @user-lt9yv9td6u
    @user-lt9yv9td6u 28 днів тому

    Zibaba rinehutsinye ngarigadirirwe size rinogara mujeri tsvagai munhu anokwanisa kufumura mishonga yaroshandisa kt risaonekwe serinemhoswa

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. Місяць тому

    Hash tag justice for vana

  • @mastermoyo5199
    @mastermoyo5199 Місяць тому

    I Feel like this guy anobata vanha vake chibaro anemshonga. Why always courts are ruling that apana nyaya

  • @LucyDudu
    @LucyDudu Місяць тому

    Zvinoyera zvinoshamisa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Місяць тому

    Hurombwa hapana zvimwe

  • @mandy8080
    @mandy8080 Місяць тому +2

    Nhai veduwe nherera yafirwa namai ono auffer futi kunwe. Mwana ane 8 years mukomana, kukanganisa mwana muviri and his mental health. Tete pls take this case to police commissioner. This is child sexual abuse at the highest level! Mangwana achabata futi vamwe vana! 💔💔💔😢😢😢

  • @kedhaboyofficial3655
    @kedhaboyofficial3655 Місяць тому

    Anemushonga murume uyu ummm😮😮

  • @diisalatiel6203
    @diisalatiel6203 Місяць тому

    Zvakaoma hazvo

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 Місяць тому

    Veduwee ka sesi mhondi yamuri kugara nayo iyo mdaona masofa panze . Uchauraiwa in the name of marriage . Stand up purizi usati wquraiwa ukasiya vana ndapota hangu