Guyz i dnt really understand e song bt i have been with zhakata for so long now this is in another level true living legend. Only if Zim was not a spaza this guyz could hve been a multy millionaire.
Its about growing up and looking back from our younger lives and how we all then turn out as different people when we grow, different careers and differebt titles that we get once we grow. Then the second part is about his dedication to his children and hia wish to see them grow and see how they turn out to be- muchazovei vanangu?-what will you turn out to be? As other peoples's children are making their parents proud.
Deno manditendera kuvayarutsa mambo kuti ndigoona kuti vachazovei tokumbirawo nyasha kubva kwamuri❤🙏zoraaaaaaaa I hope I'm ñt the only 1 who is mad with Zorah going crazy
Leonard Zhakata has always one of the most outstanding and consistent musicians of his era. Long live KLZ hopefully God will continue blessing you and your work.
The more you grow up, the more u understand the meaning of this song? For real we didn't have a clue of what we will become in life, chingomutenda nezvauri
Karikoga you still my best musician since 1994 . I fail to understand why vamwe vanhu vachirega kuku support. Munodzidzisa henyu mu music yenyu . I was 11 yrs old when i started supporting u now am 39 turning 40 in Oct. Yee my kids vari zim this song yandibata bata . Its a prayer kwandiri
Great message from the Legend of all time. Thank you so much Dr Zhakata for this powerful message, I hope and believe that God will grant all of us request to live longer to raise our children
Who is with me in 2024, still listening to this great man
I'm with you
@@kudzaizhanero6467 ❤️
Great music 🎶
With you bro. This is still hot
2024
Who's still listening to this song in 2024❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Me
i do every morning when i wsake up it gives me strength to face the day
Who is with me, early morning the 5th May 2024
Who is with me 12 July 2024
Who is here 18July 2024
2023 who is wth me......... Deno manditenderawo kuvayarutsa Mambo kuti ndigoona kuti vachazovei...❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Am with you
am with you all the way............a prayer yemubereki wese
am with you bros
.. 2023 Nov
2024 sisonke
Kudakwashe my son moyo wangu uri pauri ,zvingaome zvigodii i will not abandon you like your father
Deno manditenderawo kumuyarutsa mambo kuti ndizoona achazovei
Tichengetei baba tigoona vachazovei vana vedu😢
Muchazowei vanangu vane wewamwe wanodadisa 😢😢😢panondibata thanks baba chame
Nyangwe zvikaomasei mukurarama ndinokwira makata ndakavabereka my 3 boys ❤❤❤❤❤❤❤❤
Tanatswa na Micayla nyangwe zviome sei ndinokwira makata ndakakuberekai ❤❤❤ ndokumbirawo nyasha kwamuri Mwari
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira ndokumbirawo nyasha kubva Kwamuri
It was my brother favorite song but unfortunately my brother passed away and I always remember with this song.
Continue rip my brother 😢
Ndauyawo nhasi and I listened to this track till end and every second was worthy it. Thank you Bishop LKZ. A living legend 🫡❤️🔥🔥🫶❤
My Parent's and my legend from Luke's Makoni . We all love you and i live to love home.
Dai ma2k vakwanisa kuteerera this song ❤
I'm here all the time in remembrance of my late father😢I'm always in tears listening to this😭😭😭continue to RIP daddy
Representing ama 2k,ndotereera this song everyday of my life.
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Kuzvikoro kumitambo taisanga
Haiwa mufaro, ko taizivei
Kuzvikoro kumitambo taisanga
Haiwa mufaro, ko taizivei
Pakuzvarwa takapfumbatiswa zvakasiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Pakuzvarwa takapfumbatiswa zvakasiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Nyani zvoyosiyana mirairo yosiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Nyani zvayosiyana mirairo yosiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Ngana muparidzi
Ngana anotora
Ngana gweta
Ngana manager
Zora inongokiyakiyawo zvichitofamba
Asi vananhingi vave vakuru chaivo
Ngana muparidzi
Ngana anotora
Ngana gweta
Ngana manager
Zora inongokiyakiyawo zvichitofamba
Asi vanamhofu vave vakuru chaivo
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Hama ipa rutendo kunashe
Iwe chipa rutendo nezvauri
Mukoma ipa rutendo kunashe
Iwe chipa kutendo nezvauri
Seni ndopa rutendo kunashe
Ini ndopa kunyanya naiyoyi muri
Seni ndopa rutendo kunashe
Ini ndopa kunyanya naiyoyi muri
Nyangwe ndikafara sei nyangwe ndiri papi
Moyo wangu uri kwavari
Nyangwe ndikafara sei nyangwe ndiri papi
Moyo wangu uri kwavari
Nyangwe zvikaoma sei mukurarama
Ndingakwira makata ndakavabereka
Nyangwe zvikaoma sei mukurarama
Ndingakwira makata ndakavabereka
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira
Zviri nane ndiripo pane ndisipo
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira
Zviri nane ndiripo pane ndisipo
Shuviro yangu haingave nechirevo
Ndokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Shuviro yangu haingave nechirevo
Ndokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Pasi ratinotsika pasi rinovhurika
Pasi rine nhomba pasi hariguti
Pasi ratinotsika pasi rinoshama
Pasi rine nhomba pasi hariguti
Nzira dzatinofamba ndidzo dzine zvikara
Tokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Mhepo yatinofema yakasenga hosha
Tokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Vanangu, muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Ndingakonewa kudada nebudiriro yako
Asi ndogodada nehunhu hwako
Ndingakonewa kudada nebudiriro
Asi ndogodada nehunhu hwako
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
so touching, Deno manditendera kuvayatsa, kty tigoona kty vachazovei
❤
❤❤❤❤❤❤
2024 but still lestening to this man
Zhakata got me to greater heights... hats to him..🎉
Guyz i dnt really understand e song bt i have been with zhakata for so long now this is in another level true living legend. Only if Zim was not a spaza this guyz could hve been a multy millionaire.
Totovatenda nekusaita Give up
Its about growing up and looking back from our younger lives and how we all then turn out as different people when we grow, different careers and differebt titles that we get once we grow. Then the second part is about his dedication to his children and hia wish to see them grow and see how they turn out to be- muchazovei vanangu?-what will you turn out to be? As other peoples's children are making their parents proud.
Deno manditendera kuvayarutsa mambo kuti ndigoona kuti vachazovei tokumbirawo nyasha kubva kwamuri❤🙏zoraaaaaaaa I hope I'm ñt the only 1 who is mad with Zorah going crazy
@@patiencetarisaisantana347 tiripo tese ipapo paZORA.
A living legend, LKZ, deep meaning. keep it up , you never dissapoint
Our living legend LKZ never disappoints.
Leonard Zhakata has always one of the most outstanding and consistent musicians of his era. Long live KLZ hopefully God will continue blessing you and your work.
2023 who is with me. This is Supper Human with great lyrical content.
We all wish to see you children grow.may our beloved Jehovha always grant us as parents,our wish for them.Thats my daily prayer.😢😢
Just remembered this great piece from the legendary Zhakata
Powerful song keep it ip zhakata ❤❤❤❤❤
My late mom favourite musician
2024 23 June CPT- uchazovei mwanangu?
Everytime I listen to this song I always find my self in tears and praying for my kids especially ndiri mubus ndakananga musina kunohodha.
Sending hugs God will protect you
Amen
Dai zvaibvira kuti vakoma vanotengwa ndaitseketudza ndotenga Mukoma Leonard Zhakata Zorraa!!!!! .Mazwi akaurungana akamiminwa seHundi👏👏👏👏
This was Mother's prayer, when I listened to her prayer one day I became a changed person.
Woow, comments reserved bt dai manditenderewo mambo🙏
Song iyi mushonga unorapa inofanira kutengeswa mu pharmacy
I do not understand the language but when it comes to ngwana ngu😢😢
Mufaro and Minana my lovely daughters mwari vakuchengetei .yarutsoo dai manditenderawo ndigoona kuti vachazovei
Still sounds new to me. Only a ZORA fan will understand
Realty yes
The more you grow up, the more u understand the meaning of this song? For real we didn't have a clue of what we will become in life, chingomutenda nezvauri
l Love this song chinondi dzamira zvikuru
This man is so powerful his massage is very emotional 😢
19 June 2024 listening toczoraaa
This is deep😢😢 Mwari tibetserei shuwa
Tokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Its the beginning of the song for me ine kathat..........
Kunyangwe zvikaoma sei mukurarama ,ndinokwira makomo ndakavabereka
2023 im cutting onions as im listening to this song. Mwari ndichengeteiwo ndiyarutse vana vangu
Song inehudzamu iyi still listening 2024
Mutumwa weudimbwa uyu 🔥🔥🔥well done LZ
LKZ 🔥🔥🔥🔥🔥dai Mwari vatitendera tivayarutse
Uchazoveiko mwanangu vans vevamwe vanodadisa haaa 💓💓💓💓
Yah you're a great artist Mudhara you show that life never go the same way what you might think but truly speaking this is extraordinary
Ndachema,Mwari wangu ndiraramisei ndikwanise kuchengeta mhuri yangu
listening to this special song ,,as a man l try my best to feed my family , will always love my kids ❤❤❤2023
dzadzoka fut sadzo dzenyu VaZhakata maruva enyu ayo muchiri mupenyu
Dai manditenderawo kuvayarutsa
Living legend.....genuine truth on our kids ...Lord keep us
Love this song with all my heart
Muchazovei vanangu,my everyday question.may God bless our kids ndachema zvangu
Karikoga you still my best musician since 1994 . I fail to understand why vamwe vanhu vachirega kuku support. Munodzidzisa henyu mu music yenyu . I was 11 yrs old when i started supporting u now am 39 turning 40 in Oct. Yee my kids vari zim this song yandibata bata . Its a prayer kwandiri
His music is more deep and mature so for those who understand him are grown ups
❤❤❤ makapenga mukuru
Haaa I'm still 25 but trust me this guy nailed it❤
Why I am finding this song today my prayer is I see my daughter grown despite all
Mwari akuitire sekushuvira kwako.
Chopedza ichi🔥🔥🔥
Yarutso
Song by Leonard Zhakata
OverviewListenVideosLyricsArtists
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Kuzvikoro kumitambo taisanga
Haiwa mufaro, ko taizivei
Kuzvikoro kumitambo taisanga
Haiwa mufaro, ko taizivei
Pakuzvarwa takapfumbatiswa zvakasiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Pakuzvarwa takapfumbatiswa zvakasiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Nyani zvoyosiyana mirairo yosiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Nyani zvayosiyana mirairo yosiyana
Ko zvinaniko, ko taizivei
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Ngana muparidzi
Ngana anotora
Ngana gweta
Ngana manager
Zora inongokiyakiyawo zvichitofamba
Asi vananhingi vave vakuru chaivo
Ngana muparidzi
Ngana anotora
Ngana gweta
Ngana manager
Zora inongokiyakiyawo zvichitofamba
Asi vanamhofu vave vakuru chaivo
Ndangariro dzinonditi pakukura kwedu
Takanga takaputirwa ko taizivei
Tayaruka
Ngana kwake, ngana kwake
Yave dudziro
Hama ipa rutendo kunashe
Iwe chipa rutendo nezvauri
Mukoma ipa rutendo kunashe
Iwe chipa kutendo nezvauri
Seni ndopa rutendo kunashe
Ini ndopa kunyanya naiyoyi muri
Seni ndopa rutendo kunashe
Ini ndopa kunyanya naiyoyi muri
Nyangwe ndikafara sei nyangwe ndiri papi
Moyo wangu uri kwavari
Nyangwe ndikafara sei nyangwe ndiri papi
Moyo wangu uri kwavari
Nyangwe zvikaoma sei mukurarama
Ndingakwira makata ndakavabereka
Nyangwe zvikaoma sei mukurarama
Ndingakwira makata ndakavabereka
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira
Zviri nane ndiripo pane ndisipo
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira
Zviri nane ndiripo pane ndisipo
Shuviro yangu haingave nechirevo
Ndokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Shuviro yangu haingave nechirevo
Ndokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Pasi ratinotsika pasi rinovhurika
Pasi rine nhomba pasi hariguti
Pasi ratinotsika pasi rinoshama
Pasi rine nhomba pasi hariguti
Nzira dzatinofamba ndidzo dzine zvikara
Tokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Mhepo yatinofema yakasenga hosha
Tokumbirawo nyasha kubva kwamuri
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditenderawo kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Deno manditendera kuvayarutsa mambo
Kuti ndigoona kuti vachazovei
Muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Vanangu, muchazoveiko vana vangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Ndingakonewa kudada nebudiriro yako
Asi ndogodada nehunhu hwako
Ndingakonewa kudada nebudiriro
Asi ndogodada nehunhu hwako
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Mwanangu, uchazoveiko mwana wangu?
Vana vevamwe vanodadisa
Uko!
Cho, cho, cho
Source: Musixmatch
Vide
Magona chaizvo! Gadzirisai pakanzi, Kuzvikoro kumitamba taisanga... mopati... taisangana...
Pamati Ngana anotora ini ndonzwa sepanonzi ...Ngana anotonga...
Pamati.... Nyani zvoyosiyana mirairo yosina ....Panonzi ...Nemisha yosiyana mirairo yosiyana...
The original and the best ❤❤❤
Zhakata music yake ndinoda zvekutodaro ❤
Deno manditendera kuvayarutsa Mambo🙏🙏
Kuparidza
Kunamata
Kuzviisa pamberi peMsiku through song
Be blessed baba Chamu
This is great music for sure
Zora yakanyanya good work
Powerful prayer❤❤
deno manditendera kuvayarutsa kuti ndizoone kuti vachazoveyi vana vangu.
This is amazing such a great song🎉
I love this song . Ndinokomborerwa nayo chose
This song it enters deep inside my heart
Let's gather here today
Uyu muhombe
The song motivated me to keep through my studies my father used to play this song
Deno manditenderawo mambo Nene wangu ayaruka❤❤
Powerful message l love this song
Great message from the Legend of all time. Thank you so much Dr Zhakata for this powerful message, I hope and believe that God will grant all of us request to live longer to raise our children
Ndokumbirawo nyasha kubva kwamuri Mwari ,kuti ndigozowona kuti vachazovei ❤❤
I do understand this is my country songs
Music yaLKZ inedzidziso plus inotokutsiura wega ...i can't go a day without playing his music....Munogona mukuru
Hamusi kuchembera, that inspires me
🙌🙌❤❤🙏🏻🙏🏻🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ndichazoimbira vana vangu 1 day
His best ever song LKZ
till I die BABA CHAMU, muri huchi pasina nyuchi...my favourite artist of all time...
I only say God keep this man for us his funs. I love you mr zhakata
Ndangariro dzeupenyu dzinondibaya
This song is my daily motivation 🎉so much thanks to Doctor Zhakata 🙏
Once a Zora cadre always a Zora cadre
Ussd to be my mother's prayer. Now my prayer. You are a genius LKzee
My favorite song on earth
As a parent this song is nothing but a prayer
Zoraaaaaaa...........
Dai matitendera kuvayarutsa Mambo kuti tigoona kuti vachazovei🙏
A prayer for my kids🙏
Ndounonzi mutakunanzwa kauyu powerful lyrics ane chirevo
Ndingakoniwa kudada nebudiriro yako,asi ndangodada nehunhu hwako..beat yacho hauzomboda
Baba chamu moto wenyu haudzomi uyu unongoramba uchibvira.thank you
Dzoreredzo yangu ingangovabatsira zvirinani ndiripo pane ndisipo
Dzaive ngwambi dze nziyo idzi
This is another level