Karanganda ndakakuona pamupudzi musi wa23 December.muchienda kutown ndakaedza kumisa mota asi hamuna kuona .makambofambira machinga iwayo here.mune MOTA ye white yakanyorwa kunzi karanganda kumashure kwayo
Iwe muzukuru ka iwe! Nyaya yako yokuti sekuru vakabva Jobrg vachiti vari kuenda kuBorder around same time yawakadzoka kubva Zim ukasungwavo paBorder for two(2) days is very suspicious. However, sekuru vari kukumhanyira mberi; he must leave you and deal nevari kunetswa nengozi yacho; iwe vozopedza newe kana yokunetsavo.
Mambo apa matadza kutonga nyaya iyi matasva uyo kuramba hake asi kumba kwake akatotama haachagariko nekutiza nyaya dzake idzi kumba kwawo nyatoti uyu akatombobuda futi so anhu awa handiwachenesi ini hangu Dai mambo mango tsvaga imwe n'anga ipapo munhu atobuda ataura nyaya dzake kumabhinya aya
Aiwa, Dare rava kurasika kana roti rinoda vanhu vaiva kuSA izvo hazvibatsiri Dare rechivanhu zvinobatsira mapurisa. Nyaya iripo kana iri yendozi ngava dhile nengozi kwaino budira. Dambudziko anenge maWords ari kushandiswa wrongly; apo word rekuti "Svikiro" is being used to mean "Ngozi" - ngozi haisi svikiroba.
Mupurisa nhasi makachena godo hatina watching frm Masvingo ❤❤
🎉🎉🎉🎉🎉mupurisa waMambo nhas akachena veduweee sando dzako mukonana🎉🎉🎉
Haaaa mukomana anopikisa nhasi aka chena weduwe ❤❤❤❤❤
Very smart wena . like him he's always clean but today mmm👌👌
Ndatozvionawo🎉🎉
Good quality and noise cancellation bhooo zvekuti. You are number one on sound and quality Karanganda TV. Handidi kupikiswa ba.
Karanganda kumberi
Karanganda ndizvooo
KO maonei kuti akachena ...ndangoona bhachi resvutu ko kuzasi
Ndokumbirawo number dzemupurisa wamambo....ma adviser imbomirai😅😅😅😅😅
Akaroorwa ane vana 3 ,nemkadzi wake akanakisa chaizvo ndatenda
I like the sense of humour hangu ,saka mati tatova eleventeen here pana tsano Mupikisi 😂😂😂
@@ChipoMponde musabatikana cazen it's just for laughs
Mupurisa waMambo makabopera nhasi very neat kufitwa ne👔👏👏👏👏👏ndokufarira mogona basa henyu
Nhaiweduwe tsano vanopikisa vanhu avo vakawana here 🤭🤭 Looking good Sir Mupikisi
Mutumwa weiko ndiyaniko.....baba avo vane kakuvhengedzera kokutaura wakadzikama.
Small UA-camrs lets gather here ❤ tinzwe nyaya nekusapotana
Hatisati zvedu tanebasa guru ratirikuita but kungogara tateverana bhoo
Was waiting for this,thanks ba taps,and lucky Amos aripo nhasi aah regai ndimboteerera chati ndoocommenter
Gogo munhu wakacheka aw
Mhiko dzavekutoreswa muma suit. Kwaipa kwaMutasa, mumwe acharaswa nemhosva
Ahhh...Mhikomann nhasi vakaipirwa nekuchena kani!!
This is good!
Baba Taps Maita Basa 🎉🎉
Pamberi na chief Mutasa❤
Mupurisa looking good padare..
Number 9🎉🎉🎉🎉
Mambo munhu Ari kutsipikwaa 😭😭😭😭
Nice tie officer
Ndikuda ku blessa mupurisa uyo ne suit,zvese nemukadzi wake ndipeiwo number dzemukadzi wacho
Mambo musadaro we respect you Shumba vakomana akauraya munhu
Taura hako mambo abhaiza nyaya big time ...I hope part 3 irikuuya
Mukoma we tshet tsvuku makachena here.
Waiwepo eree
👏👏👏
Mupurisa ma smart bhoo❤
Mapositori havadi masvikiro asi ndivo matsotsi
Ngozi haizodi kukumirwa semombe dai yachingobuda yoga ipedze nhau dzayo
Chief Mutasa is a genius it could have taken different trajectory if it was handled by nyamaropa
But currently he is performing well his behavior has changed now
Or Marange
❤❤
Matsotsi ini tsoka s voice
Mkomaverysmart nhasi nebhatye❤
Karanganda ndakakuona pamupudzi musi wa23 December.muchienda kutown ndakaedza kumisa mota asi hamuna kuona .makambofambira machinga iwayo here.mune MOTA ye white yakanyorwa kunzi karanganda kumashure kwayo
Were is Tsoka
Kubudirwa apo hapana zvake
Baba vendebvu chena avo suspect
Dr Mukotsanjera basa iro
Iwe muzukuru ka iwe! Nyaya yako yokuti sekuru vakabva Jobrg vachiti vari kuenda kuBorder around same time yawakadzoka kubva Zim ukasungwavo paBorder for two(2) days is very suspicious. However, sekuru vari kukumhanyira mberi; he must leave you and deal nevari kunetswa nengozi yacho; iwe vozopedza newe kana yokunetsavo.
Ndiye ane tool box rasekuru Mfakose uyo
Ndirikukuonai zvangu
Mapositori hibhunya vanahwo vanohwanda be church nxaaa
Ipai Mukotsanjera nyaya iyi
Mambo apa matadza kutonga nyaya iyi matasva uyo kuramba hake asi kumba kwake akatotama haachagariko nekutiza nyaya dzake idzi kumba kwawo nyatoti uyu akatombobuda futi so anhu awa handiwachenesi ini hangu Dai mambo mango tsvaga imwe n'anga ipapo munhu atobuda ataura nyaya dzake kumabhinya aya
Pamberi na mambo mutasa🎉
Tsano veku bleacher face nekuisa dye muvhudzi back mu dare
Mambo magona apa
Tipakurirei mukoma baba Taps
Last taura chokwadi iwe deal uri kuriziv
Baba vendebvu chena kufarira kuti ngozi haina kubuda suspect
Kungotaura wakazhakarara chete sababa awo nzeve dzangu dzinobva dzavhara
Nhasi ndatangawo
Haa mandirova nemaseconds ayas
Waal
Family yacho yakaurairwa munhu inenge yakadhakwa; iri kungomhanya kuDare kuti ikasire kuwana mari.
Haa nhaimi chii kuurayana vanhu vamwe
Pakati pevarume 3 vatanga kutaura pane bhinya riripo
Kuti vakaendeswa ndisekuru kuJoni, zvinei nekuti vakamuponda. Vanhu vzunobatsira kazhinji ndiwo anokuponda. VanaNyakuponderwa hama, tsvakai n'anga yakabatsira mhuri yekwaTensen, vanozvirega zvekunyepera kuzungaira zvirikuitwa zveizvo zvinopera izvo
Mukomana we t shirt tsuku uyo wakachekeresa sekuru nevamwe vake ,Chief taurirai vanhu avo vayende kwasekuru Sithole n' anga mazvikokota
Mudhara itsotsi uyu
Haaaa pakaipa,haisikuda kupera nyaya yaDaniel
Pakuda mukomana wasekuru mukotsanjera
Vapei mukotsanjera vanhu avokani
Vanhu vanoramba kuti vakazviita kana mufi azobudira paneumwe ndopavanenge vopusa zvino
Ko madii kuti part 2
Capetown tapindira zvedu pano hatibve
😂wavakupopota
Ngava buditse ma passport chete anobuditsa chokwadi
Passport inobikwa hama we can't only rely nayo bvunzai vanobira boarder
Aiwa, Dare rava kurasika kana roti rinoda vanhu vaiva kuSA izvo hazvibatsiri Dare rechivanhu zvinobatsira mapurisa. Nyaya iripo kana iri yendozi ngava dhile nengozi kwaino budira. Dambudziko anenge maWords ari kushandiswa wrongly; apo word rekuti "Svikiro" is being used to mean "Ngozi" - ngozi haisi svikiroba.
Mambo; munenge muri kurashika panyaya iyi. Siyayi ngozi ipise kwairi kupisa vanhu vozouya voga. Zvose zvekudeedza vari kuSA zvomoita izvo hazvisi zvenyu - hazvibatsiri Dare zvachose. Mambo itopayi mhuri yakaurayirwa munhu mari inatse kumutsa ngozi iri kuvharwa/kutsipikwa kwete mari dzamuri kubudisa muchipa maporofita enhema
Taura hako vanhu vakuuraya munhu awa kuuya Zim waitozivana.. Solomon naAmos wakati wabva ipapo vane yeMasvingo iri kubuda zvayo.. So Mambo batsirai mhuri yekwaNyatoti😢😢😢Daniel Ari kutsipikwaaa
Zvavakuda vaMukotsanjera izvi chokwadi chinobuda
Kutsitika kwese kunopera
Kuti dheshe ndipeiwo likes
Top 10 kuti Dheshe
I dnt regret to buy data kuti nditeerere chief Mutasa haa munogona zvenyu
Pane pandisikunzwisisa panyaya iyi munhu akaurayiwa haapfuki here kufamily yevanhu wakamuuraya Mambo handina kunzwisisa