Mai vanewutsinye ivavo chokwadi vana vanoda kunamatirwa all the time, zvikwambo zvavo ngazvishandisa vavo vana Mai ivavo . Thank you Munhu wa Mwari for the deliverance.
Amen prophet kudya ne salt kurara pasi usina kuwadza kana jira kumuka kuseni kugeza usina sipo kwakuzora grease kwaku bereka ka saga ke sechel kaya kakapera upfu wakakanyora kuti Murombo munhu 😢
Amen Prophet I am working in UK , working for my grandchildren baba wacho waka rasa machances. He is my last born and bull rine vana7 at 35 years. Pray for me and my family.❤❤❤❤
Mwari chengetedzaiwo vana vedu mumapapiro enyu, nyika yakutyisa iyi,thank you Prophet
Amen 🙏🙏🙏pray for my children Prophet I'm working in SA..... Amen,, 🙏🙏🙏
Prophet yu are a true teacher. Makatumwa zvenyu. Each and every prophecy ine dzidziso
Amen Amen ndatenda Prophet mutirangarirewo ne vana vangu
rangariraiwo mwana wangu mwari agutsikane nezvandinomopa ndomunamato wangu mwari ndikutenda prophet
Prophet miracle Paul munogonesa Mwari ngavarambe vahikushandisai Hallelujah hallelujah
Thank you prophet mwari rangarirai henyu vana vangu
Thank you so much Prophet Mwari ngavandibatsirewo ndigone kuramba ndichnamatirawo vana vangu nevana vavachazoitawo Amen
Mwari ndoisa vna vngu mumaoko enyu ndega andigone🙌
Amen 🙏.Mwari chengetai vana vangu ,vana vangu vakwanise kurarama nezvandinowana vagutsikane naizvozvo ame
Amen prophet Jehovah vana vangu ngavarambire mamapapiro enguwo dzenyu.
Mai vanewutsinye ivavo chokwadi vana vanoda kunamatirwa all the time, zvikwambo zvavo ngazvishandisa vavo vana Mai ivavo .
Thank you Munhu wa Mwari for the deliverance.
Ameeeen Prophet Mwari ndibatsirei kuchengeta vana vangu vagutsikane nezvandinazvo😢🙏
Amen prophet kudya ne salt kurara pasi usina kuwadza kana jira kumuka kuseni kugeza usina sipo kwakuzora grease kwaku bereka ka saga ke sechel kaya kakapera upfu wakakanyora kuti Murombo munhu 😢
Uum prophet modzidzisa henyu I wish I can visit your church oneday
Mwari ndibatsirei kurera vana vandinavo vasafurirwe zvisirizvo
ivai ne vana vedu Mwari vadzidze to appreciate kushingairira kwatinoita navo kuti hupenyu hufambe
Please munhu wamwari pray for me.musana makumbo zvirikundirwadza
Prophet ndibatsireiwo vana havateereri
Amen Amen thank you Prophet Miracle Paul for powerful teachings.. Mwari tichengetereiwo vana vedu vasaoneswe zvisirizvo ndibatsire vakure munyasha
Prophet You are blessed with teachings of life.
Vanhu vaipa munyika umu.Hazvisi zvose zvekuchiva.Uyu apona aunzwa kuna prophet miracle Paul ❤❤
Thank you man of God. My teacher, my Prophet may God protect you for me
AMEN rangariraiwo vana vangu mwari varege kuoneswa zvirisizvo vakure vakavanzwa munyasha dzenyu
Thank you prophet with your teaching ❤
Amen prophet wedzerwai makore okurarama panyika
Amen kuramba kubirwa vana nasatan.rangarirai vana vangu Mwari vagutsikane nezvandinokwanisa semubereki wavo vaitirei zvakanaka Ivainashe.Florence.Deziree
Thank you prophet,maita henyu makatumwa chse
🎉🎉🎉prophet ndinotenda ne dzidziso dzenyu may God bless u
Thanks for prayers and teaching amen
Mwari batsiraiwo vana vangu vagudzikane nezvandirikuvapa right now
Amen vana vangu mwari varairei vo jeso mazvita profet
Amen namatirayiwo vana vangu
I have never liked the idea of my children sleeping over at other people's homes.
Amen prophet 🙏🙏🙏 pray for my baby girl
Amen Prophet I am working in UK , working for my grandchildren baba wacho waka rasa machances. He is my last born and bull rine vana7 at 35 years. Pray for me and my family.❤❤❤❤
Prophet please pray for my kids vari kubotswana ini ndiri kuAmerica
Ishe ndichengetereiwo vana vangu
Mwari vhumbamiraiwo vana vangu ndirindega handigoni
Amen profet namatiraiwo mwana wangu
Thank u prophet for your teaching
Amen...pray for my children Prophet I have 3children
Amen Prophet Miracle Paul 🙏
Amen prophet I need yr prayers 🙏
Amen mwari chengetaivo vana vangu
Amen ❤❤ ama 2K atinetsa Prophet.
Amen ndatenda prophet
😢😢 eish zvinorwadza
Thank you Jesus l receive my hilling
Thank you prophet you are true man of God
Maita henyu munhu wamwari 🙏🙏🙏🙏🙏
Mwari chengetedzaiwo vana vangu vagutsikana nezvandinazvo
Mwari batsiraiwo Vana vangu vagutsikane nezvavanowana
Pray for me my powerful Prophet ❤❤❤
Amen thank you prophet
Mwari chengetedzai vana vangu
Mwaita henyu phophet nedzidziso
Thank you very much prophet
Amen 🙏 🙏 for my children and family
Thank you Prophet
Maita my God given Prophet
Amen and my kids also🙏
Amen
Makadii hama dzangu pane angandibatsirewo hre ne no dzekuti ndibhuke 1 on 1 na prophet
Amen Amen Prophet
Amen man of thr highest almighty God
Profound💯
Mwari wana wangu ngawachengetwe nemi chingawe Chakaipa chinorongwa newapenyu ngachishaiwe simba
Thank you Jesus
thank you prophet
Lord have mercy upon my children Amen ❤
Thank prophet 🙏
Amen and Amen
Idziso yakanakisa prophet
Thk you prophet
Thank you prophet
Amen prophet.
Amém Amém
Mayita.yenyu.prophet.amen
Amen amen prophecy
Amen🎉
Prophet maita basa chokwadi
Amen profet
Amen prophet
Amen prophet I pray
Komadii kutiudza kuti mai vake varipi nhai prophet 😂😂thinking aloud hangu
How can we get anointing oil in South Africa
One out of a thousand
God protects our children, the world is evil
Ndokumbirawo number dze one on one vanoita online here Prophet miracle
First pano
Amen Prophet
Amen 🙏🙏 11:13
Irene Munjanja Rungu huya pano
Second🎉🎉
saka vazhinji munyika vakaromba jehovha pindirai
amen
Thank you Prophet
Mwari chengetedzai vana vangu
Amen and Amen