Zamai kubvunza vanhu venyu kuti vanonzi vanani varikutaura vanogarepi and Zion yavo ndeipi yacho sezvo akawanda bishop wavo ndiani. Ndofunga tingahwisisa kuti zvirikufamba cei nhoroondo toda kunyatsa kuiziva yezion iri Kunevakawanda varikungonzi ma bishop eZion hatichazivi kuti chaiyo chaiyo ndeipi Chimwezve akavamba church ainzi ani kuchitevera ani ani kusvika nhasi
My sister...makakomborerwa Mwari anemi God loves you
Jehovha muri murena apa gogo vatsanangura city apo nanhasi toiimba
Kumusha kwedu.Zvokwadi Jehovha murapi wevarwere
Zamai kubvunza vanhu venyu kuti vanonzi vanani varikutaura vanogarepi and Zion yavo ndeipi yacho sezvo akawanda bishop wavo ndiani.
Ndofunga tingahwisisa kuti zvirikufamba cei nhoroondo toda kunyatsa kuiziva yezion iri
Kunevakawanda varikungonzi ma bishop eZion hatichazivi kuti chaiyo chaiyo ndeipi
Chimwezve akavamba church ainzi ani kuchitevera ani ani kusvika nhasi
If you watch from episode one vanotobvunza mazita wani nekuti vanogarepi nekuti vanopinda ipi