ALECK MACHESO ufunge 2020 new

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 26 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 53

  • @oniasgotore2983
    @oniasgotore2983 3 місяці тому +1

    Macheso haana kumbo bvira aimba song iyi purizi, musati nyepera mhani

  • @prexah8296
    @prexah8296 2 роки тому +5

    I HEARD MAFRIENDS EBROTHER YANGU WHEN MY BROTHER PASSED AWAY ON THE 12TH OF NOVEMBER 2021,ACHINGOVIGWA I SEARCHED FOR THIS SONG,I AM NOT A SUNGURA FAN HANGU BUT WHENEVER NDIKANZWA THIS SONG I CANT STOP CRYING N THINKING...MKOMA ZVAWAENDA KWAMUPFIGANEBWE NDAKUSUWA UFUNGE MWANA WAMAI VANGU..NDOKUONERAI PAMIFANANIDZO

  • @ThendokhayeTsire
    @ThendokhayeTsire 7 місяців тому +1

    Much ❤ from South Africa

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 3 роки тому +3

    Baba Shero mungachembere zvenyu panyama ,asi panziyo tokuonai kunge mune19 , u are 1 of best Zimbabwean talented musicians , 🥰❤💞❣

  • @roberttanyanyiwa2472
    @roberttanyanyiwa2472 3 роки тому

    Munhu aibika nziyo dzaMacheso makore apfuura kana ariko ngaadzoke kubasa ndoyaiva simbi yebasa

  • @roberttanyanyiwa2472
    @roberttanyanyiwa2472 3 роки тому

    Ndibaba Sharo asi havana kusanganisa zvinhu zvavo, isadza risina kumoneka,kunge nyati yapinda mumombe

  • @washymututu1814
    @washymututu1814 4 роки тому +1

    Musashandisa zita raBaba Sharo zvisizvo imi, ncxaa a

  • @abishachinyama4962
    @abishachinyama4962 4 роки тому +1

    However, the music in it's context is good if marketed in the owners name. He can stand only and claim his ground full time. He can fight his battle and win it out smartly. Otherwise keep it up my boy, good luck!!!!!!

  • @BuzaniDube-gy7ct
    @BuzaniDube-gy7ct День тому

    Zvirimuripa

  • @graduatehustler9287
    @graduatehustler9287 10 місяців тому +1

    Usada kutijairira

  • @joylinenyakujara9826
    @joylinenyakujara9826 4 роки тому +2

    Usanyepa haasi macheso uyo

  • @kelvinmunemo696
    @kelvinmunemo696 3 роки тому

    Ko ari kuita kunge karadhi wani uya wamunoti Amuli

  • @petermanatsa8469
    @petermanatsa8469 Рік тому

    Good music

  • @paulchiwa2756
    @paulchiwa2756 4 роки тому

    baba sheron handidi nemi.chipo chiripozvacho.weldone

  • @agrippanyakauru6853
    @agrippanyakauru6853 4 роки тому +2

    Whose playing here...nice song and need the whole album plz help

  • @elijahwalter6038
    @elijahwalter6038 Рік тому

    Chibaba ichi ❤

  • @bonfacemakuyana1685
    @bonfacemakuyana1685 Рік тому

    Farai Muthombeni is a hit maker, he should stop using the Macheso blanket, good

  • @joefundy
    @joefundy 3 роки тому

    Suyana naBaba Shero iwe

  • @mugarokennedy9246
    @mugarokennedy9246 3 роки тому

    macheso i lagend haadi ku smata chinhu. zvake zvakanaka zvakadaro even akaridza nemusoro
    this is not bashero

  • @josephraisi6837
    @josephraisi6837 3 роки тому

    Macheso imhondoro pakukweva tambo

  • @johnmurira2207
    @johnmurira2207 3 роки тому

    Instruments dzaramba...chero freestyle Aleck haaridze zvakadayi..
    Dai mataura zita remuimbi taiifarira song iyi zvichiendera nehuupcoming hwake ..
    Manje apa mamuisa pasipo...struming iyo haina confidence...some notes coming distorted..
    Guiters mot tuned corectky kunge zvakadhamba

  • @noahnyamulenje7281
    @noahnyamulenje7281 4 роки тому +1

    Wangu msg iripo asi sungura ukaimba uchiteedzera mumwe munhu ahusimuke huya nepako unosimuka ukateedzera baba sharo vakagadzira zita kare ahufe wakazivikanwa

  • @oxid5065
    @oxid5065 3 роки тому

    i song yamacheso yaaimba kuma live shows, bt the vois iri rikuita serisiri rake

  • @vittalismakaza8542
    @vittalismakaza8542 4 роки тому

    Haa this is Macheso but what you can say is haasati amaster album

    • @mugarokennedy9246
      @mugarokennedy9246 3 роки тому

      macheso i lagend haadi ku smata chinhu. zvake zvakanaka zvakadaro even akaridza nemusoro
      this is not bashero

  • @petermanatsa8469
    @petermanatsa8469 Рік тому

    Chinogona wena

  • @melodymutungwazi8438
    @melodymutungwazi8438 4 роки тому +2

    Powerful word

  • @roberttanyanyiwa2472
    @roberttanyanyiwa2472 3 роки тому

    Apo paanoimba zvekwamubatanebwe akanga abata ruoko rwake zvomene

  • @fisanindhlovu1874
    @fisanindhlovu1874 4 роки тому +1

    Zvakarongeka chibaba

  • @tennysonsibanda1934
    @tennysonsibanda1934 4 роки тому +2

    Chimdara ,yeke yeke yeke

  • @giftsauka4765
    @giftsauka4765 4 роки тому

    Yaaa anogonawo hake

  • @ChadrequeDapremiguel-fg9qv
    @ChadrequeDapremiguel-fg9qv Місяць тому

    Killers t

  • @esaumandipa7896
    @esaumandipa7896 3 роки тому

    So whose song is this one?

  • @Wekumusha07
    @Wekumusha07 4 роки тому

    Ummm song iyi ngaisatengeswa yakadai haina kutsetseka in my opinion. Instrumentation is poor below Macheso's level and I'm sure Macheso knows this. The lead guitar is missing several cords too many times such that I'm still questioning if that was the legend Noel Nyazanda playing it? I'm sure this is just a rehearsal song which was leaked onto UA-cam. Yakadai zvairi haitengeseki song iyi inodzikisa malevels a Macheso.

    • @tinashechidziva8169
      @tinashechidziva8169 3 роки тому

      Im told the guy who did the song was murdered. Im told he was Farai Mutomeni and Nhanganyaya Express. The was yet to be made finals touches on

  • @petterssenscorcher2299
    @petterssenscorcher2299 4 роки тому +1

    Haaa boys nyorai mazita enyu this is not Alick Macheso, you are messing up your music chingoisai mazita enyu kana song ichinaka inongonaka.

    • @BaProminentTogaraMoyo
      @BaProminentTogaraMoyo 4 роки тому +1

      taura hko haaaa zvinobhowa ndandichida kutobaya subscribe pandazohwa haaaaaa baba shero havadai ndabva ndapera strong nxaaaaaaaaaa

  • @morrisgreen4845
    @morrisgreen4845 4 роки тому

    This is not Alick Macheso🤞

  • @abishachinyama4962
    @abishachinyama4962 4 роки тому +1

    Ummmm thats not baba Shero. I can dispute that basing my reasons on so so many grounds
    1) The voice is microphone shy. It lacks that microphone boom possessed in baba shero voice.
    2) The bass guitar is weak. It also lacks string vibrancy.
    3) The coming in of voices into melody is not timeous therefore lacks that skill needed to comprehend the legendary sungura in baba shero music. I can go on and on giving reasons why I vehemently dispute it.

    • @abilitymatopi6654
      @abilitymatopi6654 3 роки тому

      Totonzwa nemi

    • @johnmurira2207
      @johnmurira2207 3 роки тому

      Macheso haaridze mainstruments akadayi chero freestlye. Lead raNowero moriziva here nebass ramacheso...

  • @paulchivasa4494
    @paulchivasa4494 3 роки тому

    Well tried but this is not Macheso

  • @ignatiuskandima7087
    @ignatiuskandima7087 4 роки тому +1

    Rubish is this Macheso.Tikwanire wanzwa.

  • @tinotendafunanifunani2600
    @tinotendafunanifunani2600 4 роки тому +1

    Poor sounds

    • @josephkaseke9309
      @josephkaseke9309 3 роки тому

      ALECK MACHESO MAKANYANYA HENYU BUT DHEWA CHAIVA CHIBABA CHENYU KKKKKKKKKKKK