Mama Vee iye zvino ndava ne 44 years old asi madzora ndangariro ndava ndatoona mama vangu vachindiudza zvekuita vava mubhazi zvaindibhowa sei apo anenge pane tukomana takatarisa kkkkk
Kkkk wabva wandifungisa Mai vangu vaisapedza kuraira takazombobirwa mari tabva kumba tapihwa mari yekuenda nayo kumusha ne bus fare kwakuswa pakasiyana tapinda mubus vagoti votanga kutsanangura iyi mari modai imwe modai iyi ndoyamuchabhadhara mava mu chegutu iyi mava Chinhoyi haa takaibirwa yese tikazotambura sei apa ivo vasara Bulawayo. dzimwe nguva maiti ma kutosvika ku church wonzwa munhu woti dzokera kumba unotarisa kuti ndakiya here door
That was my mom..zvaindisvota sei apa tichadzokera kumba netsoka iye munhu akutonskirwa zvake nebhazi achiona miti ichimhanya😂😂😂😂
Iweka
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 ndizvochaizvo chinyakare watidzosera karekare
😂😂😂
Any1watched more than once lets gather here😅😅this was real life back then
Nhasi ndini ndatanga kkkkkkkkk....musadya kwamai Onini
Madzosa childhood memories, zvainakidza fani
Gegegegeeee miss my childhood ndaizofarira kti taiunzirwe mabuns ekwaMicho nemasendakuru kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Netuporoni twakachekwa twekaSpar
Vanasamanyika uyai pano timbobhuya,🤣🤣🤣🤣
@@Fassiha tisu anhu acho tiripo kkk
😂😂😂😂😂ko kuzopanana mukana manje haaa ndafa nekuseka
Iwo mabhingo 🤣🤣🤣🤣 you are the nyanyest urase chamber Erija🤔🤣🤣🤣
Kabvani mukorore wacho 😂😂😂😂 ndamufarira ewoni mhai 😂😂😂😂😂
whenever i feel lonely just tune in to mama vee
I am so lonely ndatospkwa
Excellent Mai Vhai keep the good work 👌👌👌👌👌👌❤️💕👍☺️🥰❤️❤️😂😂😂😂😂😂 Aaaah Mai Vhai to the fullest 😅😅😅😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Mama Vee never disappoint ❤❤❤musadya kwamai onini chitupa simudza ma isindaba 😅😅😅😅😅
U remind me of my late grand mother 🤣🤣🤣🤣, bus rasimuka vachingodaidzira kusvika bus risisawoneki ndopavaizogara paseat
Kkkkjkkkkkk you killed me
Bhazi roenda ndipo munozoraira asi tinenge tabva tese kumba kkkkk
Gegegegege eh nhai hako manje isusu tichinokwidzwa bus kdzokera mai vaibva vazosheedzera mav mubus kut heyii msarasa zvisaga kkkkkkkkkk
This combination will kill us by loughing 1 day , lm telling you
Anhuwoye ndachema hangu ini, 😂😂😂.. Well done duo❤❤❤
Onosimudza pane onini, maisindaba 🤣
Kkkkk ndaseka but zvirikuitika izvi, grew up with this now ndakura I still love this. Why musina kumuudza muchitikumba😂
Yoweeeeee ma isindaba 😂😂😂😂😂😂😂😂 ndafaaaa
,😂😂😂😂😂😂 musadaro Mai vee munondi kuwadza nekuseka ini
Kkkkkkkkkkkkkkkk haa imi ka imi ndakukusungisai manje indava muchigona zvakadai
Maisindaba ndochii manje mam Vee😂😂
Ndapera power
Mayekera
😂 throw back sure aah mama vee you're the best
Mukaka uri muhozi musatore😂😂😂😂
Munhu anozotanga kurayira akwire mubhazi asi nguva yese tiifamba anga akanyarara😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 wandifungisa kure nebhazi rekwa Zvinoera
Real talent you are the best
😂Mama Vee my stress reliever🤣🤣🤣
Maisindaba ndomai iwayo Mama Vee😂😂😂😂😂😂😂
Mama vee kani ing mandidsosera kumashure zvemachokwadi chokwadi mandifadza😂
Pane mabrukwa angu andakanganwa pawire🤣🤣🤣🤣🤣, musadye kwamai yonini vanoroya😂😂😂😂
Ndaseka zvngu mama vee munondipedza stress 😂😂😂😂😂
Ndasiya chemba mumba 😊😊😊
Wow wow wow 😂😂😂😂😂😂😂😂 guys you are the best
Uri kuona inini uri kuona iwewe kudhara ikoko ayas mama vee number 1
😂😂😂😂😂 haaaaa mai Vhayi ka shuwa waiita kuudzirwa zvese nepawindow kunge musina kubva mese aaaaa
Maisindaba😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂admire unotiiteiko kkkkkkkk
Mama Veee mandipedza hanz urase chemba yangu😂😂😂😂😂l surrender
You never disappoint guys
MaIsindaba ababa 😂😂😂mama vee u make my day
Kkkkk hnzi pakaita anouya achiti suka unoti mhai apanaba mama vee munondipedza
😂😂😂 Mandifungisa vamwene vangu
Laughed my lungs out.
I miss Mutare, l can relate na Wasu, love from 🇮🇳
😅😅😅😅😅 Kkkk kare kare zvako mandirangaridza❤❤❤❤❤
😂😂😂😂 best comedian ever
Aiwaba aaaah ayas🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
Oooh my God. Haaa vakomana waita anxiety yekudhonzwa wasvika paMbare kuti ukwire mubhazi of their choice, not yours. 🤣🤣🤣🤣
Haa mai vhai m beginning to love u more 💓 💖 unondiita bhoo sha
Kkkkkkk kkk yohwe kani ndofa zvangu nekuseka 💃💃💃
🤣🤣🤣🤣🤣 nhasi ndafa hangu nekuseka
😂😂😂😂😂 you are so Talented 😊
😂😂😂😂😂😂haaa nyaya iyi waitozvishaya kt munhu anotanga kukuraira ave mubhazi kkkkkkkkkk mai Vhayi muite fut yekt wapinda mubhazi maibva matanga kunzwa nzara moburitsa maBasin enyama yehuku nerice😂😂😂
Heyi!! Rice ne nyama is a classic. Tastes so much better muzibhazi😂😂
😂😂😂😂😂Mama Vee munondityora mbavhu dzangu 😂😂😂
Kkkkkkkk mai vee mowana mkaka waora imi 🤣🤣
😂😂😂😂😂 hanzi munoisirwe Chefu 😂😂
KkkkkkkkkkkkAdmire Admire
Throw back chaiyo ana mbuya aizviita kkkk😂😂😂
Mama Vee iye zvino ndava ne 44 years old asi madzora ndangariro ndava ndatoona mama vangu vachindiudza zvekuita vava mubhazi zvaindibhowa sei apo anenge pane tukomana takatarisa kkkkk
ndozvataizotiza kana bhazi rasvika haaaa wainzwa nekuraigwa kkkkk apa mabva mese kumba kkkkk
😂😂😂😂😂😂mbabvu dzangu kani mhai 😂😂😂
😂😂😂😂um finished wooo 😂😂😂😂❤❤❤
Apfekwa magirazi kaa semunhu arikuenda nebhazi kudai🤣🤣🤣
Shuwa ndozvataiitwa kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂
This one is the best
Baba ako akanganwa chitupa chiri mu wardbrobe pane ma isindaba kkkkkk
Foni dzajarerutsa zvinhu shuwa yoooo ndosaka tsamba dzainyorwq 2pages kkkk
😂😂😂😂 I like the combination
Asi mabva mose kumba mwana wacho anoteerera hake zvose achingoti ewoni mhai baba namai vachiita kuchinjana window kuti vataure😂
😂😂😂 ndasiya chemba mumba urashe
Musagowe shuka baa kkkkk motii mhai havapo kkkkk
Kkkkkkkk Kkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂musadaro kanii mandipedza
Haaaaa Admire bodo ,,,maisindaba ababa kkkkkkkk
🤣🤣🤣Anhu anenge abve ese kumba kutadze kutaura zvese izvo kuda kuzodaidzira ngepawindo ende futika🤣🤣🤣🤣
Well done guys .Reminding me of my grandmother
Kkkkkkkk this is wonderful Mai Vee
Zvamoita izvi mofunga Monyora pasi her or morota nhy mai vhai😂😂😂😂
Ha vanokupinza rekwagutu Vakomana uchienda Kwamutare 😂
Mma vee my stress pack😂😂
Handikwanise kuraswera kana kurara ndisina kuona maivayi ndoo anhu angu iyaya ndinobonga neMhosva tv
Kkkkk maisindaba😂😂😂😂😂
Iye anomirireiko vabereki vachingopinda mubus rova speed kuenda kumba chaiko coz haa pakaipa 😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkk nix nyaya kukwira bhazi chete dzawanda
U are the best
Kikkk aaah uyu mweya wepa window chaiyo
😂😂
😂😂😂😂 my ribs my ribs
Amana kahhhhhh😂😂😂😂😂
Mama Vee ndoda kukuberekai😂😂😂😂😂
Kkkk wabva wandifungisa Mai vangu vaisapedza kuraira takazombobirwa mari tabva kumba tapihwa mari yekuenda nayo kumusha ne bus fare kwakuswa pakasiyana tapinda mubus vagoti votanga kutsanangura iyi mari modai imwe modai iyi ndoyamuchabhadhara mava mu chegutu iyi mava Chinhoyi haa takaibirwa yese tikazotambura sei apa ivo vasara Bulawayo. dzimwe nguva maiti ma kutosvika ku church wonzwa munhu woti dzokera kumba unotarisa kuti ndakiya here door
Kkkkkk chefu😂😂😂
MAMA VEE WISH TO MEET U ONE DAY
😂😂😂ko mabanana mange matotenga hre
😂😂😂😂😂 mai Vee zvakaoma shuwa
U a the best mama vee
Thanks Mamma vee mandiendesa kumba. I miss kumusika
😂😂😂 ma isindaba chii😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mazanda machena ayana
Kkkk mama Vee munopedza simba henyu😢
First comment ❤❤❤❤ mama vee you are the best
😂😂😂😂 boys musadaro
😂😂😂😂😂 vasiye chitupa
Mai Vee to the world 😂😂😂